HIGHFIELD SATURDAY SHOW

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 окт 2024

Комментарии • 1 тыс.

  • @FungaiChiwoto
    @FungaiChiwoto 12 часов назад +175

    Vanoti Baba ava vanoda madhirezi simudzai maoko

  • @yvonnemavhera3567
    @yvonnemavhera3567 12 часов назад +74

    Iiiiiiii kakadzi ketugirazi ako iiiiii kari kushota rumamiso imbwa aaaaaaaa anopinda papi nyaya dzevaviri kakutoda kunyengererwa 😮

    • @maipraise
      @maipraise 11 часов назад +2

      Nhai nhai kanoda kuputitswa nxaaaaa

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 10 часов назад +1

      Iwe uri kurwadziwa nekuti ave neworking woman

    • @ChishongoMadhuve
      @ChishongoMadhuve 10 часов назад +1

      Imagine ,ndanzwa hasha

    • @GloryMabs
      @GloryMabs 9 часов назад +1

      Kaka paparika arikuigirwa umwe soon

    • @chamuvelgo812
      @chamuvelgo812 8 часов назад +1

      Mainini we magirazi warikuzvinyanya, manje manje munenge masiiwa ne murume.

  • @matosi-n5t
    @matosi-n5t 12 часов назад +49

    Zvekuti Mari Uri kubvepi hazvinei nemaintanence munhu anochengeta mwana wake kushanda kana kusashanda hazvina kana Basa izvo

    • @GavaMarengenya
      @GavaMarengenya 3 часа назад +2

      But zvine effect ku amount ye maintenance

  • @BlessingMachaya-k3f
    @BlessingMachaya-k3f 12 часов назад +58

    Good girl ndafara veduwee 99,99% hauna kundinyadzisa munin'ina asi DAISY umire kupindira nyaya dzevaviri newe ucharambwa tsekii 😏😏😏😏😏

    • @gracekhoza5289
      @gracekhoza5289 12 часов назад +4

      😂😂😂Daisy hre aaah c section hamupererwi😂🙌

    • @AngelineMunodawafa
      @AngelineMunodawafa 11 часов назад +1

      😂😂😂😂 Daisy futi

    • @priscillahchiromudzimu1632
      @priscillahchiromudzimu1632 11 часов назад +1

      😂😂😂😂Daisy futi

    • @BlessingMachaya-k3f
      @BlessingMachaya-k3f 11 часов назад +1

      @@priscillahchiromudzimu1632 stepmother wese Ave kungonzi daisy nhymw 🤣🤣🤣🤣🤣

    • @BlessingMachaya-k3f
      @BlessingMachaya-k3f 11 часов назад +1

      @@AngelineMunodawafa 🤣🤣🤣🤣 stepmother wese yangove daisy 😅😅😅😅😅😅

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 12 часов назад +60

    Wat is the current wife doing there?
    I think she was not supposed to be around this issue.
    Reason..its none of her business.

    • @nenaniphiri9760
      @nenaniphiri9760 10 часов назад

      All thanks to Tinashe who likes drama😂 nepasingade vakudei mainini

    • @danielcumbane7851
      @danielcumbane7851 10 часов назад +1

      Absolutely, totally agree. This so unnecessary. What was really the point yeku involver amainini.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 8 часов назад

      Aah if she is married then its her business. Kandi murume nemukadzi vave 1? 🎉🎉

    • @chamuvelgo812
      @chamuvelgo812 8 часов назад +1

      Why mainini warikugarira panyaya dzisiri dzawo.

    • @chamuvelgo812
      @chamuvelgo812 8 часов назад

      Mwana anobva pana Ami wake awe ne 18 yrs

  • @RuthZulu-my6oh
    @RuthZulu-my6oh 12 часов назад +38

    Mainin pride zvimwe zvamakutaura ts out of order, vakaita mwana musipo sies.

    • @monkeyplayvr
      @monkeyplayvr 10 часов назад +1

      Vakadzi mune chirwere chekushorana.chete

  • @politemagidi6161
    @politemagidi6161 12 часов назад +60

    Pamuchazosiiwawo mhayi you will feel it

    • @YvonneCija-mm7jx
      @YvonneCija-mm7jx 12 часов назад

      Taura hako vane chifuva vachadzikamiswa havo nemurume uyoo

    • @brendaziyenge207
      @brendaziyenge207 12 часов назад

      Uyu ndiye akaramba ega murume havana kusiwa

    • @ThandolwenkosiNcube-q8c
      @ThandolwenkosiNcube-q8c 4 часа назад +1

      Manje manje so anozviona chete mainini uyo, ibenzi remukadzi.

    • @Amarie077
      @Amarie077 2 часа назад +1

      @@ThandolwenkosiNcube-q8c Ari kutozviona nekuti ndiye atori supervisor wema ex.

  • @Chikara6771
    @Chikara6771 12 часов назад +29

    Dzungu haridi kudaro, mwana waamwene haazi wamai ako, tables can turn dzikamai

  • @IreneMukaratirwa
    @IreneMukaratirwa 11 часов назад +22

    Uyo mufupi Uyo achachemawo zviri kuitawo vamwe, regai muone. Wakanga asipo pavakaita mwana
    wavo. Kupaparika kuchapera.

    • @Amarie077
      @Amarie077 7 часов назад

      You can say that again. Kuchava kutonhodzwa kwa chauruka

  • @Hungwe
    @Hungwe 12 часов назад +39

    Kwai Mainini nyange mukayenda ku court hamumbonzi chengetai mwana kunonzi baba ngavachetete mwana musazvinetsa😂😂😂😂
    Murume hasikurega madhirezi

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 12 часов назад +3

      Dzungu vari kurikuwanza mainini

    • @Hungwe
      @Hungwe 11 часов назад +2

      @@GloryReza-j6s ichokwadi nekuti shiri iyi ine miririro wayo hayiregi

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 9 часов назад +1

      ​@@GloryReza-j6s but she is correct though. Mainin will end up paying maintenance otherwise anosungwa ka murume wacho then ogqra asona murume ka

  • @MomoMunemo-b7w
    @MomoMunemo-b7w 12 часов назад +22

    Kutaura kega ako kamainini Kuti ndini ndakamuudza Kuti hande kumatest mwana anenge asiwako

    • @melisamabota1579
      @melisamabota1579 12 часов назад +1

      Kana huroyi kanobata ako kambuya kepakona

  • @machayaropafadzoblessing8546
    @machayaropafadzoblessing8546 12 часов назад +20

    Mainn vane 90kg re dzungu nxcaaa magona maiguru hamuna kunyadzisa chengetai zvenyu mwana wenyu musapa mnhu mwana wenyu munourayirwa mwana havasi vese vana Daisy vane moyo yakanaka ok ❤❤❤❤❤❤

  • @irenechiguvare3142
    @irenechiguvare3142 10 часов назад +14

    Mainini batai muromo wenyu remangwana hamurizivi well done maiguru uyu maarweyi uyu zvichamuwana

    • @bridgetah498
      @bridgetah498 8 часов назад

      Magirazi uchachema iwe

    • @susanvareta819
      @susanvareta819 2 часа назад

      Imi mainini musapinda panyaya dzevanhu vaviri avo uchazviona pamberi apo.

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 12 часов назад +22

    Mainini makaganhira shem mapenzi kapedzi

  • @MomoMunemo-b7w
    @MomoMunemo-b7w 12 часов назад +25

    Dzungu mainini kachwmbere aka mai vemwana havatorina dzungu serako kanongoti chiwig

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 12 часов назад +31

    Varume tiri panhamo kana mai vachienda kubasa isu tiri pamba.
    Zvoudzwa nyika yese. I don no y!!?

    • @Spo7017
      @Spo7017 12 часов назад +2

      It's nature, men were created to fend for the family so mukadzi akazenge ariye arikuzviita nyika inoudzwa chero atenga munyu wega chaiwo. It's Nature js like kugashirika kwechihure chemurume than chemukadzi

    • @blessedboora3372
      @blessedboora3372 11 часов назад

      Taura zvako vangu.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 10 часов назад

      @@Spo7017 kunzima lokhu. Unenge waakunge zungairwa chairo rombe rekupedzisira kkkk

    • @EssyBanda-ov1zm
      @EssyBanda-ov1zm 10 часов назад

      Hamunyepe

    • @gamuchishiri6242
      @gamuchishiri6242 9 часов назад +1

      😂😂😂kuita kuyanikwa kunzi uri rovha😂😂

  • @Tsitsi414
    @Tsitsi414 11 часов назад +29

    Haaa mai mwana ndavafarira vanozvimirira, intelligent woman ❤❤

  • @MirriamChinduta
    @MirriamChinduta 11 часов назад +19

    Hasha dzandanga ndichinzwira kambuya kemagirazi ako sooo kaaa .unoda kuti mumwe mukadzi akunyengerere kuti ndiwe waka mumitisa here,ka kutu kemunhu.

    • @Tina-fu2un
      @Tina-fu2un 10 часов назад

      Kkkkk ka Daisy kemunhu

    • @DelseM-22
      @DelseM-22 10 часов назад

      Kana ndiwe dia kushota shamhu kambuya kemagirazi ako shit yake

    • @Palaz_Adventure
      @Palaz_Adventure 10 часов назад

      Kachachema manje manje mira uone

    • @NaumeMutaka
      @NaumeMutaka 3 часа назад

      I hv a feeling ye 0% kamwana wako wakakasenga

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 12 часов назад +14

    Main culprit murume vakadzi tisanetsane nezvisina basa,bamnini chengetai mwana makanyarara

  • @PB-dw7dc
    @PB-dw7dc 12 часов назад +18

    Mainini mainini Garai maziva kuti murume haisi Hama yenyu
    Mark my words

  • @willardtchigumira3317
    @willardtchigumira3317 13 часов назад +30

    Well done for investment in that stand vatete

    • @GileadKwekwe
      @GileadKwekwe 7 часов назад +1

      Yaah she is a strong woman and very wise indeed. Ndadada chaizvo

    • @GavaMarengenya
      @GavaMarengenya 3 часа назад

      Ndeyepi kkkk

  • @SelestinoMajiri
    @SelestinoMajiri 11 часов назад +34

    Haa Daisy ane full of I know .Pachauya vamwe amainini achaita order 😂😂😂😂

    • @it3788
      @it3788 7 часов назад

      Bambo mainini vanodahavo imba asi murume mabasa zvino vavekutindaverovha pakaia😂😂😂

    • @LoreenManduna
      @LoreenManduna 5 часов назад

      Karikuita kundibhowa kamukadzi aka

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 Час назад

      Kkkkkk

    • @veemusiwa8838
      @veemusiwa8838 49 минут назад

      ​@@LoreenMandunakana neni

  • @tafadzwatafadzwa8845
    @tafadzwatafadzwa8845 12 часов назад +21

    Wadadisa musikana ❤❤❤❤❤ mainini vane dzungu 😢😢😢😢

  • @Cathymusoh
    @Cathymusoh 10 часов назад +18

    Mainini mukuda kumanager ma wives ababa ava kkkkk all the best

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 12 часов назад +11

    Congratulations mwana ndewqbaba shuwq ❤❤❤❤❤ hazvina kunyadzisaba lm happy for u mose namaiguru

  • @trinitytenacity1667
    @trinitytenacity1667 12 часов назад +95

    Mainini 😹😹😹varume hamusi kuvaziya
    Congratulations girl wadadisa❤️

    • @Palaz_Adventure
      @Palaz_Adventure 10 часов назад

      Taura hako

    • @haz5797
      @haz5797 9 часов назад +1

      😂😂😂😂😂

    • @RumbidzaiKafurama
      @RumbidzaiKafurama 9 часов назад +2

      Mainini vachapepukawo kana vasisa shande mirai muone henyu

    • @Matchmore-v1t
      @Matchmore-v1t 3 часа назад

      Ndazvionawo kkkkkkkkkk

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 Час назад +5

      Kkkkkk vachabvisa magirazi one day 😂😂😂.Ngavavhhunze isu tava nema20 years muMarriage asi still tichimhanyira kuma 80yrs kuma Advice.Vachati tyooo ava vanhu vevhudzi kumeso havasi right kani especially vakatoona kt mukadzi i goal defender unonyura

  • @MerjuryMachingura-xc2rm
    @MerjuryMachingura-xc2rm 12 часов назад +17

    Amainini dai manyarara zvenyu muchingozvara muri kuenda kuchiuya vamwe

  • @DeniseMauluka
    @DeniseMauluka 8 часов назад +13

    for now akadzikama ka coz haasi kushanda😂ngaatange kushanda ka ndipo pauchaona kuti mrume uyu haana wake uchangosiyiwawo😂😂😂

  • @DavidPaul-p5p
    @DavidPaul-p5p 2 часа назад +11

    Kkkk mai Magirazi vane dzungu apo ndivo next kurambwa muface uyu ihure rekuchirume hatane kufinwa nemukadzi 😂

  • @GraceKunene
    @GraceKunene 12 часов назад +27

    Amai ava hazvineyi navo ndezve mukadzi ne murume iye ayingeyi Ipapa anepa muromo hazive kuti anongo enda sekuenda kwayita vamwe

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo 12 часов назад +2

      Anoda kukwapaidzwa karomo ikako mukadzi uyo anokwana papi nhaimi 😢

    • @maudmugwagwa6905
      @maudmugwagwa6905 4 часа назад +1

      Taura hako ndashaya kuti mainini vakwana papi panyaya dzevaviri.Zvichavapandukira rimwe zuva mainini.

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 12 часов назад +26

    😮😮😮 kamai kemimba ako dzungu riite shoma nhai

  • @beverlymabika1777
    @beverlymabika1777 11 часов назад +13

    Mainini zvavo vanongoda mbama kuti vambonyarara😮

  • @YvonneCija-mm7jx
    @YvonneCija-mm7jx 12 часов назад +14

    Mainini avo ndavamaka nxaaa vanongoti zidumbu vari kukwana papi ndivo vana daisy avo pfetseke pfutseke pfutseke iweee

    • @kudzie-t3f
      @kudzie-t3f 12 часов назад

      😂😂😂😂

    • @mejurymuvengwa7900
      @mejurymuvengwa7900 10 часов назад

      Kamai aka kakaganhira kacharambwa sembwa tozotangira ipapo ana Daisy vanonetsa mhani🤔🤐

    • @madelinechimuka9875
      @madelinechimuka9875 9 часов назад

      😂😂😂😂😂😂

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 8 часов назад

      Ucharoya iwe mmmm. ...ruvengo rwakawandisa maiwee

    • @EdelynMadzudzo
      @EdelynMadzudzo 7 часов назад

      Pfutseki wavo mainini everyday na six

  • @monicaasefa3810
    @monicaasefa3810 11 часов назад +15

    Ko wife iwe why did you come to this DNA its not your case. Please live your own life and leave the baby mamma alone. Iwe "wife" don't do that to another woman don't trust your man he is a womaniser big time. Please baby mamma don't give this woman your child ever she will be cruel to your child. Nyaya ye maintainance haisi yenyu "wife" leave the issue ye mari alone please.

    • @mo2873
      @mo2873 10 часов назад +1

      He will treat the current wife the same way he has treated the ex-wives. Such a young man on wife number 3. he is incapable of settling down.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 9 часов назад

      Aah my dear..I think younare miataken because maintenance will affect her. If the huaband cant pay then the wife will be paying coz if she doesnt the husband will be imprisoned....

    • @CrytonKarengo
      @CrytonKarengo 2 часа назад

      Wadadisa mwana sikana

    • @SusanMatambo-z4u
      @SusanMatambo-z4u 2 часа назад

      Mainini vadii vagara kumba vachiteerera kukiki kwemwana mudhumbu mainini havasi mukadzi wekugara naye uyo manje Mari havadhakwe havatore nyaya yemurume kuita yawo there's something pana mainini

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 12 часов назад +10

    Kamainini kanenzungu dzikama iwe unopinda papi apa dai urimukadzi chaiye usina kuuya apa ibvapo haunyare here

  • @rumbidzainerutanga8540
    @rumbidzainerutanga8540 11 часов назад +12

    Mainini magirazi i hope murume achaverenga ma comments kana dzichidhonza atoona kuti muribenzi kushorwa nenyika yese,hauna kukwana iwe kambwaa kemunhu zi Wig rakaora

    • @RugareJames
      @RugareJames 5 часов назад

      Amainini vanyadzisa kutaura kuty murume irovha

    • @smartkwashirai6203
      @smartkwashirai6203 21 минуту назад

      Vanedzungu mainini yhoo

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 12 часов назад +11

    Mainini varikufunga kuti murume ihadzvadzi yavo havazive kuti vachasara😅😅😅😅😅

  • @MomoMunemo-b7w
    @MomoMunemo-b7w 12 часов назад +12

    Uuuum mhai kumirizika imi mutori munhu akauyawo dai masiya vaviri vapedzerana uuuum makanyanya imi

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 11 часов назад +21

    Kamainini kacha demba first marriage yakaka siya very soon coz chimereji chavo vaviri ava neche nhema nhema🙄🙄🙄🧐🧐🧐

    • @faithka8644
      @faithka8644 Час назад

      Kano chema soon handiti ati anewake kare now 2nd marriage nedzungu rake iro tichamunzwira

  • @evernicegondo429
    @evernicegondo429 4 часа назад +9

    Takaona vakawanda vaiita samainini ava nasi varipi dzungu dzungu

  • @Rebhara
    @Rebhara 12 часов назад +10

    Baba busy gaslighting mai vemwana nenyaya yejeri.Bvisa maintenance wakanyarara uko, uchinyanya kuda zvinhu

  • @takuec5513
    @takuec5513 9 часов назад +5

    Im happy girl hauna kunyadzisa, maintenance ngaibviswe uzvichengetere mwana, nothing beats a mothers love. Mainini varikurwadziwa nemari vazvitaurira pekutanga

    • @takuec5513
      @takuec5513 9 часов назад +1

      May God help you to heal mwanasikana and find true love, pray always

  • @EuniceMutasa
    @EuniceMutasa 12 часов назад +9

    Baba ava kakuda mwana wavo vanako asi maininini vane moto

  • @TadiwaManjere
    @TadiwaManjere 12 часов назад +10

    Congratulations 🎉🎉🎉maiguru manyadzisa mainini vane kumeso kwe fant makumbo ari coke

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 11 часов назад +11

    🤣🤣🤣nyaya dzevaviri adzisi dzekupindira Mainini varwadziwa pavazwa kuti mwana ngevababa ava

    • @DelseM-22
      @DelseM-22 10 часов назад

      Kkkkk vabaya baya fon mainini nenyadzi

    • @SusanMatambo-z4u
      @SusanMatambo-z4u 2 часа назад

      Vasvotwa sure

    • @Patricia-z7b
      @Patricia-z7b 2 часа назад

      @@SusanMatambo-z4u iiiii varwadziwa

  • @taltait1736
    @taltait1736 12 часов назад +6

    Baba ava chibenzi hacho chaida kuramba mwana asi handsome maionawo here 😊. Apa havazi kuenda kubasa futi kkkkkkk

    • @malvynpinks8082
      @malvynpinks8082 9 часов назад +2

      Kkkk kana akushanda mainini vachasiwa futi. Apa vakadzikama not cash hapana

  • @TsitsiChibanda-x8o
    @TsitsiChibanda-x8o 10 часов назад +4

    Mainini vanoda kukutonga zvisineyi navo dzikama mainini you are the next victim une pamuromo ndiko kakafurira murume kuenda kuDNA wanyara. Weldone maiguru move on ne life yako mwari wachakupa murume anoenderana newe . Imi baba chengetayi mwana wenyu kusaenda kana kuenda kubasa itai chikamu chenyu sababa.

  • @melissamegan1587
    @melissamegan1587 11 часов назад +30

    Mainin rwenyu rudo here....murimbwa

    • @MoreMdeke
      @MoreMdeke 3 часа назад +1

      Kutuka vanhu uku vamwe vakaitwa ma1 ..kune varoi Kunze uku Hama ..akatorwa pic rake Ku FB ndobva rasotwa saka b careful wangu

    • @ChristianMukwasi
      @ChristianMukwasi 2 часа назад

      I saw it kwaprophet T Freddy pakaipa ​@@MoreMdeke

    • @fortunatemusiyiwa6168
      @fortunatemusiyiwa6168 2 часа назад

      😂😂😂vane dzungu havasi kuziva chinonzi varume achingozvara Ari kusiiwa nxaa

  • @priscillahchiromudzimu1632
    @priscillahchiromudzimu1632 11 часов назад +7

    Mainini muchazvionawo imimba iyi baba ava vanoda madhirezi

  • @shuvaimamvura5210
    @shuvaimamvura5210 8 часов назад +4

    Auntie vetugirazi muzvibate mune dzungu zvenyu, zvichakuwana uri munhu kadzi iwe dzikama.

  • @edgarchipunza5174
    @edgarchipunza5174 12 часов назад +52

    This guy is living a risky life taviga vakawanda.

    • @tafadzwatafadzwa8845
      @tafadzwatafadzwa8845 12 часов назад +5

      ❤❤❤❤❤❤ wadadisa musikana mainini vane dzungu ummmm

    • @babava2263
      @babava2263 10 часов назад +2

      Koo uchiri kurarama sei Edgar? Wanyudza pakati vakawanda.

    • @kimberleynyasha
      @kimberleynyasha 10 часов назад

      ​@@babava2263heeee zvane mbiri dze RAPE CASE😮😮😮

    • @shamainetimarizeni5429
      @shamainetimarizeni5429 6 часов назад

      Mataura pachikuru

    • @phill0209
      @phill0209 3 часа назад

      ​@babava2263 ko hasha ndedzei kkkkk

  • @matosi-n5t
    @matosi-n5t 12 часов назад +9

    Mwana ngaabhadharirwe maintenance Ari Kuna Mai vake kambwa

    • @ThandiweChinyanya
      @ThandiweChinyanya 12 часов назад +1

      Kamukono ketsamarafuta mainini speed murikahule hule

  • @JeinyMungoza
    @JeinyMungoza 12 часов назад +12

    Mainini ava vanoganza unoda kubatwa mushe nani

    • @Maphosa718
      @Maphosa718 12 часов назад +1

      Nhai zvenyu😂😂 iye ati ari kuzvishandira ane maloja sk kuda kubatwa mushe kunopinda papi nani fut haa satan mhani

  • @admithumble6223
    @admithumble6223 9 часов назад +4

    Pane ari MATURE , pane akadzidza , then pane ane BITTERNESS
    Maonerowo angu but chakakosha life inoda kuenda kumberi for the sake yemwana
    Maonerowo angu

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 12 часов назад +6

    Kumukadzi AKO ndokanonyengera murume hakana Moyo kanongomisa maboni Boni

  • @brightmawoko4600
    @brightmawoko4600 12 часов назад +7

    Ndiriwechi three 😮

  • @Nenyasha1982
    @Nenyasha1982 12 часов назад +8

    Mainn varikufunga kuti vakangwara uye vane mari stereki hanzi ndibate mushe nekuti mari irikubva muhomwe mangu kkkkkkk

    • @rumbidzainerutanga8540
      @rumbidzainerutanga8540 11 часов назад

      Ibenzi ufunge apa kakatobvawo kuneumwe murume very stupid

    • @monicaasefa3810
      @monicaasefa3810 11 часов назад

      Amai vemwana vakubate mushe mainini for the why?????

  • @irenewashayabunha5417
    @irenewashayabunha5417 11 часов назад +7

    Haa mainini magirazi chill Sis kusiiwa nemurume hakusekwane mangwana munosiiwa murimi uyu atochimaster chigame chekuita vakadzi vachisiya hantie awe mumamu3

    • @EneressMatenga
      @EneressMatenga 10 часов назад

      Atori pa second marriage futi kureva akagarike Nako

  • @matosi-n5t
    @matosi-n5t 12 часов назад +9

    Mainin nhumbu haisi yemurume Uyo Muri kabhishu

  • @decee-vk6ed
    @decee-vk6ed 10 часов назад +4

    Hiiiii mukadzi mudiki uyu anewo hama here ummmm ndamunyarira ,ndiwe here wakamitisa munhu pota uchisara kumba

  • @Amarie077
    @Amarie077 5 часов назад +4

    Ava vema girazi akatsveyama kuface takamirira kuzoona kutonhodzwa kwachauruka panguva inoteerea. Mrs Smart pants Smart mouth. Rambai muchivhaira nekuti murume haazi kushanda ndiwe uri kushanda.Mane two jobs house wife and Sahomwe wemurume vanopa Mari ye maintenance. Makorokoto maiguru nekutenga stand yenyu. Keep it up. Amainini mati makati itai ma DNA.

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 Час назад

      Ndovakatopa mari murume vachiti pamwe Result inouya ichiti baba hamuna ukama nemwana .Vanyadziswa mai magirazi😂😂😂

  • @theblessingbg
    @theblessingbg 6 часов назад +6

    Mainini Madea dzungu, the way she volunteers unnecessary information so. I mean why is she even here lol.

  • @Mosiyatunya
    @Mosiyatunya 8 часов назад +4

    Looks like mainini vazviisa pajoki risinakunaka. This man is trouble.

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi 11 часов назад +5

    Mfesi akutya jeri asingadi kuchengeta mwana paiitwa mwana waiti anokura nekudya bundo?

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi 11 часов назад +17

    Vanomboshandepiko mainini avo zvavannobva vasimudza tumapapiro, iko ka wigi

    • @taniazvauya3365
      @taniazvauya3365 11 часов назад +1

      vanenge mudzidzisi

    • @decee-vk6ed
      @decee-vk6ed 11 часов назад

      Kkkkk​@@taniazvauya3365

    • @DelseM-22
      @DelseM-22 10 часов назад

      Chero vakashandepi vane dzungu vanosiiwawo siyai muone

    • @NyashaSitole
      @NyashaSitole 10 часов назад

      😂😂😂 hanzi Iko ka wig

    • @NyashaSitole
      @NyashaSitole 10 часов назад

      Mainini vakaoma

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi 11 часов назад +6

    Mainini muri number 5 dzikamai panogona kungoita vamwe after you. This man is not ok anotoda rubatsiro. Mainini dzikamai nekanhumbu kenyu muchabvisa ka wigi ako masiiwa henyu.

    • @logykays2673
      @logykays2673 10 часов назад

      Number 7

    • @ClaraHera-cb8jw
      @ClaraHera-cb8jw 3 часа назад

      Vakagangira kamai kemagirazi

    • @lassie2640
      @lassie2640 37 минут назад

      Apa vakatouyawo ne pressure yekuti vanga vabvawo mune inwe marriage

  • @NaumeMadzimure-b9f
    @NaumeMadzimure-b9f 10 часов назад +3

    Mainini mune pamuromo, don't forget that what comes around goes around. Mangwana muri kurabwawo especially kutaurisa ndokuchakurambisa dai uri mumwe wadzikama

  • @cleverchapeza1921
    @cleverchapeza1921 12 часов назад +7

    Test ye Aids inofana kuitwa futi apa blaz uyo too much vakadzi

    • @melissamegan1587
      @melissamegan1587 11 часов назад

      Zvataurika didn't u hear mainn vachiti ndakanzi uchazadzwa aids

  • @politemagidi6161
    @politemagidi6161 12 часов назад +10

    Tinashe pliz panyaya dzevaviri hatisi Kuda vamwe vakadzi

  • @simbisainyoni
    @simbisainyoni 12 часов назад +7

    Anombodzaniko pa fb ndigogara ndichitarisa ndione kut anochinjanisa zvakadiiko

  • @wisemanmlambo6985
    @wisemanmlambo6985 12 часов назад +10

    Murume anoonekera chiso but choice dzake soooo 😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @clotildachamhuna1448
      @clotildachamhuna1448 11 часов назад

      Nhaimi ndazvionawo kkkkkkk choice yacho

    • @P.N-vv6qd
      @P.N-vv6qd 11 часов назад

      Kuonekera kunoda unebag.Manje chero ukaonekera apo urisehuku inosererwa

    • @TsitsiNyamapanda
      @TsitsiNyamapanda 43 минуты назад

      Seke kane wig ako kunge mhamha Rasta😂

  • @EdifyMukuvari
    @EdifyMukuvari 3 часа назад +1

    Kamushwede ako kuda kudiwa avamwene here zvinei newe mwana wako here l wish kahurirwe big time muchaona here

  • @visionndlovu3695
    @visionndlovu3695 11 часов назад +8

    To be honest the 2nd wife is bitter...she still wants the man back cz there is no reason for telling the current wife abt the previous girlfriends or wives....she must move-on they were not meant to be together finish & klaar

    • @timbazchivakanenyama5380
      @timbazchivakanenyama5380 10 часов назад

      Ndiwe wega vataura zvine musoro ❤. Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍

    • @rosez347
      @rosez347 9 часов назад +4

      Its necessary to say it kuitira mainin vasanynaye kudada mainin is bitter too

    • @Fiona-t5h
      @Fiona-t5h 9 часов назад +4

      Mainn ndovakatanga kutaura zve first wife😂😂😂😂

    • @rosez347
      @rosez347 9 часов назад +1

      @@Fiona-t5h mainin must chill uko

    • @Fiona-t5h
      @Fiona-t5h 9 часов назад +1

      @@rosez347 ndotype inochengeta mwana asiri wemurume hre nekunyenama ikoku kkkkkkk bp yakatozokwira vakumba vakufunga kut ndevechi5

  • @nontobekomnkandla3636
    @nontobekomnkandla3636 12 часов назад +5

    UMainini lowo ufuna umamdala emkhothe isihlama emguqele emncenge ukuthi angcine umntwana uyahlanya 😂😂😂😂

  • @BlessingMachaya-k3f
    @BlessingMachaya-k3f 12 часов назад +9

    Mainini mukumbotembei chaizvo tsekiiii uko dzoro rine zi wig madii kusara kumba nxcaaa

  • @MirriamMaisva
    @MirriamMaisva 3 часа назад +2

    Zirume iri zidutye chairo Ari pasi pema dhirezi harigoni kuzvimirira ndosaka asingaendi kubasa anochengetwa nevakafzi

  • @ThembelaniMgutshini
    @ThembelaniMgutshini 3 часа назад +4

    Congratulations ❤❤❤she was telling the truth kubva pakutnga saka

  • @AlbertSimbanegavi
    @AlbertSimbanegavi 10 часов назад +3

    Imi mainini imi ndimi muchamugona here murume akaroora kahobho what so special about you.... Mwana anogara namai vake kusvika 18 years.....

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 12 часов назад +4

    KO current adi agara ukooooo .
    Ndokutonga murume hongu waka initiator nyaya yema DNA,u caused enough damage already

  • @OppahMkosana
    @OppahMkosana 9 часов назад +3

    Imi headmistress stop bullying this girl , you want to be seen as a good wife 😂😂😂😂
    Kuita spokesperson for the guy aripo .. nxa. This woman is forward.

  • @FunnyAtom-hf7og
    @FunnyAtom-hf7og 11 часов назад +5

    Vanhu varikukuza maiguru ,hamuzive , Maiguru vakasiyana nomurume ,saka kana vachida Mari vanofanira kutaura namainini panyaya dzemwana ,kana vakaramba vachitaura vese , mvura yerwizi inoerera payakamboerera napo nyangwe Ivo vakawanikwa nemurume voramba vachitaura Na ex husband hazviiti better kana vasingade kutaura namainini vanotsvaka vatete hanzvanzi yemurume ndopavanoita commutation ndozvine ruremekedzo ,nokuti maitiro amaiguru nokuramba vakatsamwa vari Kuda murume wavo ,saka vachinetsana Na mainini ,changonakidza mwana waita wemurume ,nokuti mainini ne murume vaomerwa nekubhadhara mari

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 6 часов назад

      Exactly

    • @faithka8644
      @faithka8644 Час назад +1

      Vanotaura ku court vopihwa maintainance kwete kukumbira mukadzi ndiye baba vemwana here. Iye murume ndiye ngaakumbire mukadzi wa anaye mari kwete kuda kuisa mutemo wekupenga kuti wotondi nyengerera. akangorega ku bhadhara maintainance anongosungwazve

    • @lassie2640
      @lassie2640 31 минуту назад

      6 vakadzi uchingo chinjirwa vanhu vekutaura navo chete ... zvaukutaura zvinodhanda kumunhu akarongeka kwete kumurume uyu. Anyday mukadzi anorambwa uyu anoudza ani zviri kudiwa😂😂

  • @veronicamathabire5803
    @veronicamathabire5803 9 часов назад +2

    Mainini manzwa here kuti kungoita mwana one oramba!!!! You’re next mainini ingadei mapfava henyu

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 12 часов назад +4

    Ndafara veduweee mainini kuganza too much.

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 11 часов назад +3

    Vanyara kadumbu hakasi kema ppppppp hr aka nzungu rachoka rakanyanya ahuna kutyiswa mainini manyadzisa ndakunyarirwayi shuva kuzvinyadzisa kudaro 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 Hadzipindirwe nyaya dzevaviri ndimi vakakodzeresa imi 😅😅😅😅😅

  • @highlyfavored1143
    @highlyfavored1143 12 часов назад +7

    Baba vari handsome

    • @evansshumba6552
      @evansshumba6552 12 часов назад

      Hezvo mazviona nguvai

    • @Patricia-z7b
      @Patricia-z7b 12 часов назад

      Ko mai😂😂

    • @wisemanmlambo6985
      @wisemanmlambo6985 12 часов назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂 but hair style yamai yakanaka zvayo

    • @Patricia-z7b
      @Patricia-z7b 12 часов назад

      @@wisemanmlambo6985 🤣🤣🤣🤣mucheno zvee chihuma chete

    • @Rebhara
      @Rebhara 12 часов назад

      ​@@Patricia-z7bKana gumbo riripo😂😂

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 Час назад +1

    PFIRA DANDY Mrs Magirazi oooh .ndokudzuurai wig iyoyo .nďini ndadaro andidi pikiswa😢

  • @GladysRumbidzo
    @GladysRumbidzo 12 часов назад +12

    Mainini vakangwarisa aah vanogangaridza fani

  • @swtpie-mn2sb
    @swtpie-mn2sb 3 часа назад +2

    Kana makaenda kucourt hazvimbonzi mainini chengetai mwana wataura idi maiguru aaah kanedzungu kamainini aka

  • @ruramainhowe
    @ruramainhowe 12 часов назад +3

    Daisy naMelody vambobatikira zvavo pashow pano nwe ndafara kuna maiguru kuti avana kunyadzisa zvavo...

  • @ConstanceKachitsa
    @ConstanceKachitsa 3 часа назад +2

    Imi mainini kwanai maresults ataura kuti mwana ndewake.baba chengetai mwana wenyu

  • @matosi-n5t
    @matosi-n5t 12 часов назад +10

    Kamainin kachembere Bande kanyara

  • @gloriamatsangura9533
    @gloriamatsangura9533 6 часов назад +2

    Mainin vanedzungu ndirini ndaisabvuma vauye pashow coz mwana akaitwa vasipo

  • @thabanichimusoro4221
    @thabanichimusoro4221 12 часов назад +4

    Uchanzwa next yr kuti dzatoo neumwr, 1 wevarikuona this show atoo ne crush nedudu iro

  • @mercygurure5238
    @mercygurure5238 13 часов назад +2

    Hoyoooo tsviiiiyo tavepo pa botalicious bota ranhasi ririsei I nhote here kana rakwata😅

  • @pascalinechipere2622
    @pascalinechipere2622 12 часов назад +7

    Phew zvino mainini manga mati mofara mwana akanzi haasi wabambo saka masuwa😅

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 12 часов назад

      Havana kufara hanzi tichaona kana vauya vakura

    • @veronicamashumba7387
      @veronicamashumba7387 2 часа назад

      Vasvotwa big time Mari ye 3months iye yakuuya yakanda

  • @benfordmafuvadze6805
    @benfordmafuvadze6805 8 часов назад +1

    Idzi dzinoda kungwarira dzinogona kunhumburisa futi sisy ava. He can easily convince anyone dzine kaconmen like character.

  • @RachelRuvinga-yz7su
    @RachelRuvinga-yz7su 12 часов назад +5

    October anenge akarongeka 99.99%

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 11 часов назад +2

    Kamainini too much dizziness 🙄🙄
    Sikiri yekuti baba havasi kushanda ndeye kunyepa futi👀👀

  • @pascalinechipere2622
    @pascalinechipere2622 12 часов назад +8

    Mai Maka akanda bhambo wena😂😂😂hanzi kucourt hazvimbonzi mainini chengetai mwana 😂. Mainini brain dzakazorora karesa haafunge haana kutonzwa meaning yemashoko amaiguru

    • @lassie2640
      @lassie2640 29 минут назад

      😂😂😂😂 haaa pakandwa nuclear bomb 💣 chairo. Chauruka abva atonhora.

  • @MargrethPurazi
    @MargrethPurazi 10 часов назад +4

    😂😂😂😂 mainini vari kutsvagei ipapo wakangwarisa iwe unopinda papi enda mumbauko 😂😂😂😂😂😂