Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Maita basa prophet zvakangonakawo kuziva dzinza rako l love it
Mwari vhurai maFiles ovupenyu bwangu nhasi. Nyaya dzangu ngadzinake nhasi 🙏
Prophet you are God sent may you live long
Bamunini ndibaba ,mwanasikana uri mudzinza rako , prophet komborerwai nekuti maita tsvakurudzo mukabudisa chokwadi
Vakati vafundisi havadi zvinhu ndiani mapedzera prophet,I love it 🔥
Pray for me prophet ma door avhurike please
1:45 - 1:51 zvanzi Baba vamwe chete Mai vamwe chete. Ko hazvireve here kuti mukomana mukuru ne musikana they are all vana va Mudhara Susupence.Mudhara 6pence aipinda kuimba ya mukoma achinoita vana ikoko.
Ngawafare coz dzinza nderimwe chete chii chinopfuura izvozvo
My prophet ...I love it
Joburg connected makadini muporofita wamwari
I believe she has been through a lot, thank you prophet
Thank u Pastor
Thank you profet
Maitabasa prophet masunungura mwana bamudiki vakagara nhaka kabisira haisi problem zvayo
😂😂😂😂 Mafundisi anodawo zvinhu.....
Zvakawoma sure
First pano ndipeiwo zodzo rangu
Maita basa Prophet
Farai kuti muri veropa rimwe
Nhanga ruvanze ndasvikawo pano
Doctor of phrofecy
Bamnini havana problem, zvitori boe zvakadaro izvo. Handit Mkoma vakashaya, saka vakatoita basa ravo 😅😅
Zviripachena
Kkkkkk Zita racho atori ma1 SUSIPENZ
😂😂😂😂munhuwo mufundisi
My proprophet
😂😂😂😂 dai vatofara kuti mutupo umwechete
ma1
First one pano
Kkkkk pakupedzisira ndaseka hangu
Bamunini
Maita basa prophet zvakangonakawo kuziva dzinza rako l love it
Mwari vhurai maFiles ovupenyu bwangu nhasi. Nyaya dzangu ngadzinake nhasi 🙏
Prophet you are God sent may you live long
Bamunini ndibaba ,mwanasikana uri mudzinza rako , prophet komborerwai nekuti maita tsvakurudzo mukabudisa chokwadi
Vakati vafundisi havadi zvinhu ndiani mapedzera prophet,I love it 🔥
Pray for me prophet ma door avhurike please
1:45 - 1:51 zvanzi Baba vamwe chete Mai vamwe chete. Ko hazvireve here kuti mukomana mukuru ne musikana they are all vana va Mudhara Susupence.
Mudhara 6pence aipinda kuimba ya mukoma achinoita vana ikoko.