Kana mwana apara mhosva haisi problem yevabereki vanhu ngatidzidzei izvozvo especially muri va vakidzani soo zvavaziva kuti akaba mwana wepa next dai vangoti ndodzida in a good way zvkanaka nekuti wavoowoo mwana mangwana achaita zvinodarika ipapo kana kupisa musha chaiko
Sekuru mangwana wenyu achauraya wepa next door garisanai zvakanaka mhosva haisi ye vabereki ska mukatsamwira vabereki handizvo vagarisani taurai zvakanaka mangwana mopisa musha wake
Baba Taps love your videos but I have a kwesheni Ko gudo remadrizari rakazowuya nema bhinya here kana kuti kamdara kaka rota bhegi ndobva zvavharana nekalaugh kadzo. Please we need an update.thanks.
Drugs are a problem. Akuchema semombe🐂. I feel so sorryfor the father in particular, everything is heavy on his shoulders. Vatadzirwa vacho vasawomese moyo. Kutaura nezve mwana ari ki jubegi😂😂.Asi tatenda kuwisisa kwavo.
@@shingiraitrevormboto2105 Point of correction: Harisi jira semashavi, asi kuti ijira reVASHAVI. (Don't confuse MASHAVI neVASHAVI, they are completely different words/meanings.
Vanhu ava vanoda kurohwa kuti vataure kuti ichokwadi vari kupiwa mari kuti sekuru vaone ma clients, Tasvu and Kanengo ndo chaivo, kungoti kunozara, apa unosvika pasina kana munhu
N'anga dzakagara dzriko from the beginning of time and in every society. So if you started knowing about them now doesn't mean the end of the world.. it only means you have learned something new to you.
Mugoni wepwere ndeasina. And thanx vabereki mamira nebenzi renyu. 😢
Eish vana zvakaoma 😢
@@innocentmusaengana-nv6jg chokwadi marwadzo
Wenham ndewenhamo sure imagine after kuroorerwa mombe 5 dzese dzakuenda Neruda kwemwana wekubereka😂 sad
Parental love.. second to non.. ane benzi ndeane rake. Thank you parents...
Ane benzi ndeane rake kudzana unopururudza
@@nicolemercy taura hako, kana wakabara sekera mudende shuwa
Ini ndokuramba ini
Anebenzi nderake sure unomurasira ani meanawako otongomiramira Moyo wekubereka
Very few parents vane rudo rwakadai these days
Baba vekubirwa mombe mune moyo vakanakisa mufunge henyu .Mwari vakukomborerei Baba ,you are one in 5
Good mombe dzikubiwa zvakanyanya its too much zvinorwadza kubirwa hupfumi hwako ......mbavha dzemombe ngadzione moto
Macattle mafia
Komborerwai baba maregerera mbavha iyi
Zvinorwadza, sahwira is very understanding and really humble. Thanks very much 🙏 to sahwira for the true parental love.
Umm Mai nababa vakakosha much love to you
Mbavha dzemombe dzofanira kukuma nekuita ndove same time,Shuwa shuwa munhu werudziii anodhotera paunodyira kutambudza chembere dzakadai so painful
😂😂 kukuma as Joane waTatelicious ku Sweeden
Mbavha dzinotofanira kutouraiwa havafanire kurarama
Vabereki avo vandi siririsa chokwadi 😢
Vabereki vanerudo nebenzi ravo ava👏👏 nyakubirwa mombe handizivi kuti ndoti chii asi vane moyo wakanakisa shame
𝑲𝒌𝒌
the parents dont deserve this they are well manored asi chii nhayi vana zvatoitira vabereki vedu
Nhai veduwee apa waremadza mai ....big up sekuru munhu kukuma semombe zviripachena
We need more videos like this baba tabs
Uuuuum chandadzidza hangu kuregerera,yaaa we are last days.mwari Itai zvakanaka ❤❤vabereki vakadai
Kuparira vabereki sure so sad
Kumwe kuzvara hunya ndovee
🎉🎉🎉 wagona mfana wangu babaTaps we need more of these videos and again thumbs up wangu
Sekuru ava vanotaura chokwadi kuti vanogadzira then Vozoroonora vamwe vanogadzira havagone kuzoroonora
Sekuru Amadu vanorovera kuodza
Sekuru is very humble shame mbavha hadzina respect😢
Kana ivo hvna respect zvangu zvakadii kudzoka
@@muchemberenaphiri223 ndoreva sekuru vekubirwa asi makabatsirwa na same sekuru zvikasaita here
Ok
Zvinorwadza izvi. Vabereki Ava shame feel sorry for them
Plus mbavha ngadzibhadhare ma expensive ekun'anga
True they must pay
Vanogadzira vanhu vanogona coz kubirwa kunorwadza well done vanogadziraa good one
Vana vanoparira ah ndarwadziwa namai shem
😭😭😭maita henyu baba nekuregererana Mwari akuitirei nyasha
Baba vakabirwa mombe vakafitwa nekuva muparidzi mukuru
Vabereki vaTawanda vandisiririsa 😢😢
This is so sad😢
Asahwira muri wechokwadi❤
kkkkkkkkkkkkk hanzi asi ikasauya ndinodzoka kuna Sekuru kkkkkk
Ini hangu ndotenda akabirwa nekunzwisaisa kwake 👏👏👏👏
Sheim, Stroke😢 sorry Gogo 😢
Sahwira ane moyo wakanaka.. well done
IGaranganda not sly
Ndozvinoita ma spoilt brats
Good heart complenent akazvara benzi.chaunodyara ndochaunokohwa chawakadzidzisa mwana wako ndochaanoita
Usangowawataaa iwe hakunaa mubereki anodaa mwana aite benzi wangu usadaro hako
Kana mwana apara mhosva haisi problem yevabereki vanhu ngatidzidzei izvozvo especially muri va vakidzani soo zvavaziva kuti akaba mwana wepa next dai vangoti ndodzida in a good way zvkanaka nekuti wavoowoo mwana mangwana achaita zvinodarika ipapo kana kupisa musha chaiko
Ehe zvakaoma mufunge vabereki vapareyi
Imi mungapawo mombe porridge here nhai
Inini ndafunga kuti mune mombe🐂 iri kukuma izvo munhu🕺😮😮
Kkkkkkkkk kuseka but zvorwadza
Ndanzwa tsitsi baba avo uyo akapedza kukuma murovei sterek sure mombe dzese 5 mudanga dzapedzwa nxaaaaa uyo dai ambokuma kusvika August anoshungurudza vabereki ndanzwa tsitsi nehasha zvese nemombe irere pamakumbo apo inoda kurohwa nxaaaaaaaa....sahwira anonzwisisa uyo munhu kwaye respect kuna sahwira asi uyo mombe uyo murovei sterek akapora
Mbava ngadzibatwe good work sekuru❤❤❤
Mambo matonga chaizvo Sando dzenyu idzo😂 ndiko kunonzi kuronga ka
Thankyou sahwira nekunzwisisa you are a true friend mune moyo wekubereka kunzwisisa kuti vana vanoparadzanisa nekuita zvisizvo
Baba vebenzi havana mufaro
Vabereki tine nhamo chokwadi, thanks kune vemkomqna wekutora asina kupihwa you're so humble,tsumo iya yotiwo mugoni wepwere ndiyeasinayo 😢
Mbavha inorwadza haaaa ,nyama yemusoro inzwa neyako 4 mombee uuuuuum
Musaparadzana sahwira vabereki havaiziva kut mwana imbavha vanzwisiseiwo, varegerereiwo. Iiii vana vanoparira veduweeee Kuba 4dzese 1 time zvakaoma mari yacho akaiisepi
Mmmmm ndarwadziwa chero iri mbavha munhu wenyama haana kukodzera kurarama sezvizvi kumwe kutonga kunoda Mwari chokwadi denga hatirioni ndachema
Zvakangooma hama dzangu dai vasina kuroorerwa mwana kuti mombe 5 dzizovapo vaizoripa neyi it's so painful zvinorwadza kubereka uku zvakaoma
Mwari bataiwo hana dzevana vedu kwese kwavari ikoko😢 vade kushanda kwete kutora chisi chavo please Lord!
Wayi yepo here, ehee ndayi yepo, watching from Jozi
Yaaah mishonga iriko vashoma vanozvigona izvi thanks sekuru
KO vana sekuru vose ava pakushaya angatibatsirawo here semhuri ye Zimbabwe tatambura nhaimi
🤣🤣🤣🤣 Your comment though wandiuraya tjoh
Aiwa baba mwana atadza sahwira dzora moyo
Ko sekuru mbavha dziri kubira nyika yezimbabwe hamugoni kutigadzirirawo here
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Sure kkkkk tanzwa nekubirwa
Ndokumbirawo # dzasekuru n'anga ava pliz
Mudhara uyu ngaachinzwa tsitsi veduwe vabereki vacho vari humble uye honai veduwe vabvuma mhosva yemwana uye Mai vacho vakastroker
Yeah well done ipapo kugadzirisa nyika ndrikuyako pane nhubu yandeikuda kugadzirisa sekuru vanhu vanojayira kudazvama hara zvoshandwa zvinhu izvi
😂😂
Thanks baba vakabirwa. Maita pachisahwira.
It's a pity weduu I feel sorry for the parents
BaTaps toda follow up kuti akazorarama here muchinda uyu. Dzimwe nzanga dzinongoti tasunungura munhu wacho ozofa futi.
Mbavha kana ikafa haina basa zvayo. Haasi munhu. Imbavha. Unyope too much vamwe vachitsva nezuva kushanda ivo vouya kungotora. Ndimwari upi anopa chibage chakagochwa mumunda?
Ngaafe!
Anorarama ,manga hanzi uraye
Uyu atopora amira kukuma
Sekuru mangwana wenyu achauraya wepa next door garisanai zvakanaka mhosva haisi ye vabereki ska mukatsamwira vabereki handizvo vagarisani taurai zvakanaka mangwana mopisa musha wake
Taura hako vagarisani ngavanzwirane tsitsi ndarwadziwa asi
I like the respect between these sahwira they are good people vakangqmanisirwa nerema mbavha yemombe iyo
Sekuru dai vaita vakatengeserwa vacho vaunze mombe aaaaaa not fair vabereki vavharirwa danga so sad 🙌
Shem .feel sorry for these parents 😢.may God intervene
Parents waida mari yaiuya nemwana komana wasingabvunze kuti kushanda here. Pa mombe 6 Magona Sahwira
Murume wekubirwa uyu he is a good man apa akutobatsira akutonzwa tsitsi
Baba tap good job ,ko havakwanise kusota masatanist here ?vana vedu vapera kunwiwa ropa
Ngavaregererane zvave kunzwisa tsitsi sure chimiro Hachichanakidze sure zvaipaa zvino madhonza tiri kumada😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Baba Taps love your videos but I have a kwesheni
Ko gudo remadrizari rakazowuya nema bhinya here kana kuti kamdara kaka rota bhegi ndobva zvavharana nekalaugh kadzo.
Please we need an update.thanks.
Ummmm zvakaoma hazvoo veduwee Mombe chaioo😢zveshuwaa nhy vanhu musadaroo
Tinorwadzisa vabereki mmmmm I feel for these parents. Regai vakuru vati Hura mapako shuwa
Well done sekuru vanhu havadi kushanda vanoda kuba
Nxaa this guy kutambidzisa vabereki vatokurawo zvavo nxaaa
Drugs are a problem. Akuchema semombe🐂. I feel so sorryfor the father in particular, everything is heavy on his shoulders. Vatadzirwa vacho vasawomese moyo. Kutaura nezve mwana ari ki jubegi😂😂.Asi tatenda kuwisisa kwavo.
Mari yemombe anayo mukomana uyo..Mombe hupfumi
Makagona sekuru ndozvatoda munyika mbavha ngadzigadzirwe
Handina tsitsi nembavha.I feel bad for the parents 😢😢
Okay thanks
Zvkaoma Kuba wopinza vabereki busy ,tipeiwo # dzasekuru tibate mbavha
BABA Taps to the world 🌍❤❤❤
Despite this, it's already a criminal case. Achasungwa zvake
😢😢😢 Very sorry sekuru. Mhandu yemunhu munhu .
Zvakaoma. Kuberekab inhamo chokwadi
😂😂😂 ko zvaari kutokuma semombe zveee
Uuum ngavachinzwisisa ka sahwira asi mwana uyu avaparira shuwa aaah shem😢
Who else has noticed that machira anoshandiswa nana sekuru akafanana. Zvinorevei?
Ndomachira emudzimu iwayo emashave
Anoreva zvakasiyana siyana zvichienda nerwudzi rwawo...mamwe ndeaVaShavi..mamwe ndeMaSvikiro...mamwe ndeeMudzi..mamwe ndeeNjuzu...
Ndorinonzi retso. Jira remashavi. Haasiyane. Angatozowanda neamwe asi iri rematsvuku nematema riripo.
@@shingiraitrevormboto2105 Point of correction: Harisi jira semashavi, asi kuti ijira reVASHAVI. (Don't confuse MASHAVI neVASHAVI, they are completely different words/meanings.
@@makanakamaenzanise3602 point taken. Thanks.
Mugoni wepwere ndeasinaye uuiii kutora zvausina kushanda kubirwadza sure
Kubara kwakaoma shuwa mama vo stroker havo nekuda kwekubara,hope mombe dzakabiwa dzichawanikwa
Kuba 4 mombe shuwa, aah Kuma hako. Imi pihwai mombe dzenyu. Kuda zvirinyore zvino vaakukuma kkkk
Thank you so much. Maam and dady kumira nemwana wenyu
Zvakaoma vana vanoparira shuwa mugoni wepwere ndiye asinayo.......
Uuum that's greatful tadzidzawo zvakawandisa sekuru tinotenda
Ura mapako hama yangu. Honai dambudziko raburirwa vabereki. Mai vaane stroke, mwana wokuma, sare baba havachina zano pano. Hey
😂😂😂😂
Uuum ukaita mubereki wakadai unondopinda denga yooo zvakaoma
They very humble mama nadaddy itirwai zvakanaka
Zvakaoma, chokwadi mwana aparadzanisa vabereki naasahwira
Zvavakuitika munyika yedu ye Zimbabwe chishamiso chokuti vanhu vaimbozviti ndivo ikozvino vava kunyadzisa .Aiva madziva ave mazambuko gore rino igore rekubvisa chakaipa munyika .Aiva madziva akazove mazambuko umwe munhu unochema chete pana August ipo zvakuitika mu Zimbabwe hazvisati zvakamboitika izvi gore rino pane zvichashamisa vazhinji pasi rose.
Mwana achararama here uyu zvaaparira vabereki vake veduweee 😢😢😢😢
Ndanzwa hasha nembavha. Asi ndarwadziwa kudonhedza misodzi chaiyo pavabereki😢
Umm mhosva inoripwa ..vabereki hawananawo zvavanoziwa ...nyakubirwa vacho haana moyo
Good job bb Taps
Vanhu ava vanoda kurohwa kuti vataure kuti ichokwadi vari kupiwa mari kuti sekuru vaone ma clients, Tasvu and Kanengo ndo chaivo, kungoti kunozara, apa unosvika pasina kana munhu
Hongu kuba hakuna kunaka asi sekuru imi torai mombe shanu dzarehwa idzo kwete kuomesera vabereki vembava. Vabereki havana mhosva
...chivi achitsiviwe Mdhara, juc learn to forgive, ndezwepano pasi izwi, remember ukaita chakanaka wazviitira....
Social media yese yangozara zveN,anga nhaimi chii chirikumboitika 🥺this is scary nyika yakuguma shuwa
Haaa zvanyanya
Kkkk okay taura hako
N'anga dzakagara dzriko from the beginning of time and in every society. So if you started knowing about them now doesn't mean the end of the world.. it only means you have learned something new to you.
@@PM-zu9tv n'anga dzagara dziriko social media ndoyanga isiko kare kese now makuzvionera muma foni eya zvakuita sedzawandisa 😊😊
Dzanga dzingoriko kare nakare musada kushamisira sekunge musingaendiko...ko ndinemubvunzo kt unozvinetserei nekutarisa zvinhu zvaunenge usingade
Baba vebenzi Havana Mufaro chokwadi
Vana tinopaira sure , sorry vabereki 😢
its so said vanhu vacharombeswa nekuda kuita ma recovery mukore uno
Ehe asi muchaberekeswa tsotso dzichakunetsai nekuda revenge