Hakuna muroyi anibvuma kuti ndiri muroyi anotoramba but business ravo richitofaya musavanzwire taurai today kuona kt pachaitwa go back to sender zvichaenda kunani
Vanonyeba mbuyac vakunashe vakunzvenga huroyi hwavo ende kuramba kwavari kuita vari kufunga kt sekuru ava havagoni kuita go back to sender Havana simba, ngavafe semafiro akaita mwana uyu achigomera nekurwadziwa
Sekuru dzoserai munhu zvinhu zvake exacly zvainge zvakaita mwana. Coz Mwana akafa a painful death ummmm at 4 anga atambura hake zvinorwadza go back to sender ndiyo chiwororo munhu nezvinhu zvake fullstop
Mai Kunashe varikupedza nguva uku ngavaende kwa Tasvu please
Sekuru kanengo wanenge warikutadza kwatasvu magetsi haana Tsitsi munhu akauraya mwana ngaafe
Saka chirikusekesa chiiko kuona mupurwa zvinotyisa izvi
Muroyii ngaafe
Haaa sekuru kanengo apo wakatadza basa ravo vakashopera makuhwa chaiwo
Varoyi vana mbuya awa❤
Makuhwa ngavazvibate vega
Asi iwewe uri ryt hr video iyi takaiona kare uri kuramba uchiidzosa seiko ita mushe iwewe mhani
Yakunashe iri kupisa
Nyaya iyi kunge yamaitambu vaye
😢😢zvakaoma
Haaa musanyeperwa hapana kuroya munhu mwananairwara uyo dai vakaenda kuhospital
Mwana akaendeswa kuchipatara achirwara nekidney akatombobviswa imwe yacho vakaburitswa kt vachinomirira zuva
Wake up and smell the coffee bro
Zvinyaya zvenyu zvisina mberi neshure zvisingapere
Kupfeka kunge munhu akambomhanya bani kudero vamwene vanotove nesweggg saka vakuzwimbisirei vanhu matumbu ha for mhani
Muroyi ngaafe
Amai avo Havana chavanoziva raster uyo imbanje idzo
Zvazvinonzi vanema business amai ava vakaromberei zvavo zvavakangoti nyangara kunge benzi
Wanemusika kumberi
Idzi nyaya dzinonatsa mwana anogona kunge akarwara ma kednes ka moyo chaiwo vanhu munopera kuvenganirana nhema
Imi vaitaura vega kuti haachararamo uyo takapedza naye ivo mbuya vemwana namai vavo zvisiri zvekuporofitwaba
Asi munomukawo hr imi amuwon zvir pachen
Pane muroyi anobvuma here ?
Zvine kavir maybe mwana anga Ane problem yakewo then ivo mbuya semunhu anobata bata ndokuwedzeravo or kudofungidzirwa
Ko kuona makudo achimona sadza chii chakadaro vakatakura amai awa
Endai kwaTasvu imi
Munhu ngafe
How far ne back to sander😂😂😂😂
Hapana chirikuoneka neback to sender dayi vaenda kamukotsanjera
🎉
Mhuri iyi ndaiziwa shame
Kuremhani iwe ndirikutarisa nyaya izvo indiwe waidzosa enda kubasa sevamwe
Sekuru, you ask toomuch questions, please prophecy and be the one telling them their problems. Don't ask them , but tell them.
Yes,u are right havachashandisi mishonga yavo vaakushandamakuhwa
Vanhu ava ummmm tsvagai Mwari nguva iripo nekuti n’anga idzi
Ko handiti makati mai vamai vaitotaura kuti ndivo vakauraya ngava ngouya pa ground votaura zvaiti vaitaura hamuna ma v11 here
Varimo vani mbuya vacho
Muroi ngaafe
Yes aneruoko wese ngaasangane nazvo
Hakuna muroyi anibvuma kuti ndiri muroyi anotoramba but business ravo richitofaya musavanzwire taurai today kuona kt pachaitwa go back to sender zvichaenda kunani
Uribenzi wewe washaya zvekuyisa here
Vanonyeba mbuyac vakunashe vakunzvenga huroyi hwavo ende kuramba kwavari kuita vari kufunga kt sekuru ava havagoni kuita go back to sender Havana simba, ngavafe semafiro akaita mwana uyu achigomera nekurwadziwa
zvakaoma chokwadi
Sekuru itai go back to sender plz
Hutsinye hwakadai mwari muripi muchitendera zvakadaiso
Zvakaoma kani gudo raimona sadza yooo
Haaa midzimu yaifanira kudzivira mwana asafe kwete kudzivira kuti asashandiswe zvobetserei kudzivira munhu amuguva zvimwe muchazviona pamberi apo mukwasha mukazi wako akafa haunasimba paari panoda hamadzake gadzirisai murudo henyu zvisazokunetsai pamberi apo