@@peterjayanduna789 Direction yekunzi anzi ndokuhurira here. Saka iye arikugona arikuita kungouya nevakadzi hobho pamba. Let's hope haana vana vasikana kana hanzvadzi ini hangu ndoona hurombe hukurusa chaihwo pamurume uyo
Asi unenge watoroora dununu kani? Wotenga property nemukadzi, iye okusiya uchiisa muzita resister yako😂. On the other hand, ko sister yacho ikaroorwa akarambana nemukuwasha vogovana property yacho😂.
Iih Mwari kana muchindinzwa ndinonamatira vana vangu vasaita hupenzi hwakadai. Vakomqna vagoita hunu nekukutyai..vasikana vagoita zvimwechete zvo vachikutyai. Hurombe nehunzenza muvana vangu ndinokumbira mutandanise. Amen
Amen
Amen
Thanks baba chief this guy he has attiud
paFair chaipo murume uyo haana kana direction yeupenyu chaiyo. Zvosiririsa acharamba achingoroora nekuramba achipatsanura zvinhu zvaanenge ashanda. Vanhu dai vaidzidza kugara nemukadzi mumwe chete maproblems ese aya pasina
Zimbabwean men are stupid..yet ndivo vanohura zvinosemesa
Ane directione.
Hakuna. Anogara. Ne hure phambi
@@peterjayanduna789 vese vakadzi vakahura here mkoma iye ndiye anedambudzikowo
@@peterjayanduna789 Direction yekunzi anzi ndokuhurira here. Saka iye arikugona arikuita kungouya nevakadzi hobho pamba. Let's hope haana vana vasikana kana hanzvadzi ini hangu ndoona hurombe hukurusa chaihwo pamurume uyo
@@peterjayanduna789 vese vakadzi 2 mahure?? Iye ndiye anedambudziko. Vakarambwa 2 months ago apa he is already married again. Hure ndiani?
Murume ibenzi uyu ndatenda hangu 🙌🙌
Sky media maenda ne nyika good work
What's a lesson, properly should not be in my Name in future varume tonyura . Ndaisa me Sister yangu
Asi unenge watoroora dununu kani? Wotenga property nemukadzi, iye okusiya uchiisa muzita resister yako😂.
On the other hand, ko sister yacho ikaroorwa akarambana nemukuwasha vogovana property yacho😂.
Koo hanti anotenga ndiye anoziva zitq raanoisa here
Aruza heavy mface asina order chief Nyamaropa sando dzenyu kkkkkk
Thanks
I liked how calm, sensible and reasonable the chief sounded and was fair.Varume vane dambudziko!
Thats being stupid to say varume vane dambudziko kana vari baba vako vane dambudziko haikona kufunga kuti murume wese ane dambudziko
Thank you Chief
Mari yefodya ndiyo dambudzikooo he is just selfish nehuinini hundini ndini waruuuuuuza boii
Kkkkk kudai mukawanikwa futi nemurume mumwe chete ndafarira kuwirirana kwenyu
Hahahahada kkkkkkkkkkkkk
Vaitoziva benzi ravo vakatogona apaa
Kazhinji ukaona vakadzi vemunhu mumwe vachiwirirana kudai vanozivirana ma dhiri havafumurane
Dai ndaiziva kwamuno gara mom ndaiuya hangu kuzokutorai muve mudzimai wangu.
Enda kwa chief Nyamaropa vanokuudza kwavanogara vakuitirewo chipfambi
Zama Matsotso @thank you ndicha endako!
Hi pple l like that guy shuwa zvekuhurirwa hazviite
Chokwadi
Vese vari 3 here
Varume tisadaro veduwe kuchija vakadzi kunge Herbert.ndafarira kuwirirana kwevakadzi avo
Vakadzi vake vese here
Wakangoona vakadzi vemunhu1 vachiwirirana ziva mahure
Boyz rangu musawanze mjolo unonyura!
Ndiwe watanga kuhurirwa here
Tipei vkdz warikutanbiswa awo
Ugomudii iwe usingagoni kunyenga
Rume iri zidhoti
Munogona iShe. Vana ngavagadziriswe
Wamama mchinda uyu
Ndoyakarooresa
Zvakaoma hazvoo, Rima ratonga chose
Semunhu akakura vabereki varambana handina hangu zvekutaura .yes mapfidzisana mukawachisana but vana ndovachaona nhamo yese . Asi hapana hapo zvazvingaitwe nekuti zvatoitika
Akusi kuda kwake murume uyoo anoda ku batsirwa pane vasingadi chakanaka chaironga ne mhuri yake ngasa siya vakadzi vake
Nyaya dzevakadzi idzi unonyura
Karume kanhubu aka
Rineruwano zidhoti
Why does this chief use a classroom. ? Is it his school ? If not he shud pay the school
U r mad
Why? Thats called love of society in community my dear. There is no love where you come from zvikuoneka
cde Chirume Ngerako here classroom racho?
Coz he gets cattle and stuff, no donations to school. Kkk
Other chuefs build their court if u didn't know.
Vakadzi vaane chimuti chechihure. But tongoti varume nevakadzi vose zvavo but Kare vakadzi vakaroorwa vaisadai but now havachina matyira
Vaingohura vekare vacho kungoti kwanga kusina social media so hapana chataiona
Ma equal rights ndohonzeresi kuda kutsiva asi usingazive kuti zvinozonyadzisa kwauri semukadzi kurambirwa uhure.
Sando dzenyu chief akajaira hairing and firing munhu uyu. Dare ramupedzera hanzi gara pasi uchajwe roora
Feel sorry for this mercy
Saka baba ava vakuiya cheek vatove nemumwe mkadzi
Murume uyu ndorinonzi kabiyasi.
Bhanguza chaiye
Marii imharadzi ndoyatorambanisa vanhu apa
Kkk mari yfodya inokonzeresa
Rinoshusha kuramba rinowana wana
Wabi kana kuti shamwari yamai ava
ngaabve pakati paava vaviri nokuti vaviri ava ndivo vanozivana sokuti vaiinda mumagumbezi vose.
Vkadzi vake vose vaakaramba
Vakadzi manyanyira varume nechihure inzwai tsitsi
Zvinorwadza kuputsika kwedzimba mambo ngava sa siya imba dzichi putsika kudai Kovana vacha rama sei
Chief nyamaropa udzai wanhu wasaita ruzha kani
Saka mukadzi arikusekei
Ari kuseka benzi remurume waaive naye ,aripo wacho achangorambwawo sei zvozvi ,baba ava havana kurongeka zvavo
This guy anotopenga
Uyu mukuwasha anodherera
😂😊
Kuramba vakadzi 2 one time kkkkkkkkk pakaipa
Ndamutyawo ini
Mchinda iwe uchafa sembwa uri rombe
Ungaite basa rekuchinjanisa vana vevanhu uchivaramba 2 two uchitoti wakakwana?
Urikufa uri rombe trust me
Unopenga kushandisa vana vevamwe
Sekuru asamwa zakuendera futi 😁
Kkkkkkkkkkk ndaseka nhsi saka vose ava vakadzi vake
Yaa vanoshanda vanhu ava vanga vatonezvinhu wena
Nyaya dzinotongwa nemadzimambo manganiko idzi,
Each area has its own chief, do the math
Varume vemazuvano kunakidzwa nekushandisa Vana vevanhu sure .
Murume anoda rubatsiro uyo maonerewo angu
Murume hapana zvemunhu unofunga unovapedza vakadzi panyika pano
Awororwa mpfana uyu
Murume uyu anga angara asisande kuramba vakadzi 2
The people's chief