Chief Bushu neteam yenyu I salute you ,magona kutonga panyaya iyi. Babamukuru chamunoda ipfuma yevana vomufi asi vana vacho namai vavo muchisiya vasina kana pokutangira? Muri nhubu yedhara. Again I salute chief neteam yavo noku gona kutonga
Babamukuru ava ndoo vakauraya muning'ina kuti vadye pfuma yevana kutadza kushanda kumirira zvinouya ne short cut Baba mukuru mari chupeti manzwa ndini ndadaro
My favourite chief's chief's Bushu na Chief Nyamaropa. Igwèeeee😊
hausati waona Chief Mutasa vachitonga iwe
And headman Chigodora
Baba vaneudyire ava vatsvinya ngavape mai avo mari yemwana wavo
Hudyire ,well done amai nokuzvimiririra.
Zvinoshamisa kuti in this day and age vanhu vachiri kuita hudyire. ko ukatora zvenherera vanosara vachidyei
Chief Bushu neteam yenyu I salute you ,magona kutonga panyaya iyi.
Babamukuru chamunoda ipfuma yevana vomufi asi vana vacho namai vavo muchisiya vasina kana pokutangira? Muri nhubu yedhara.
Again I salute chief neteam yavo noku gona kutonga
Zibenzi rezi Dhara Mambo munhu uyo ngaadzosere mari yese Kuna Amai avo
Thank you vatongi God bless you
Chibamkuru chinehudyire, mungaite musara pa vana chimupurwa chakadai?
My favorite chief ASI noise ku back ground
chombowana nguva uteerere Chief Mutasa vari pabasa
Pahasha gadzirisa sound yako pliz
Baba mukuru Ava indyire moyo wakaipa
Yaaaaa kana vafirwa hama dzemufi dzinoda kudya zvevapfupi nekureba
Noise mudare chief
Chibaba chinehutsinye hudyire chaiwo zimuroi
Tinotenda Mambo! Dzidzisayi vanhu vehudyireva ava; vanonyadzisa. Murume akasvika kudaro kutofurirana nemukadzi kuita chimbavha chiri pchena kudaro? Vanhu ngatisada kudya zvevapfupi nekureba kusvika pakadaro. Iwe uchitofanira kutobatsira mhuri yemukoma kana munin'ina akafa wava kutowedzera nhamo nekubira nherera idzodzo futi? Ipapa hazvishamisi kuchitonzi murume iyeyu nemukadzi wake vatungamiri kudzichechi dzangozara dzenhema idzi. Dammit! Madzimai mukayi musvinure zvakaita amai avo. Kwete kuswera muchiregera nhubu dzakaita sedzidzi dzichikutambisayi kungenhodo.
Panodiwa headman Chigodora apo
Ngavape munhu mari yavo yose vapei mutongo chaiwo baba avo vaneitsinye
Chinokara chibaba icho baba benzi chaivo
Baba avo vanehutsinye vanenge vachinyengerwa nemukadzi wavo kumba kuti muuye nayo yese kuno havatonyari
Panonetsa zvinosimudzira mwana mhepo hapana win apa
True munhu anehutsinye hwakadai kana kufamba anoenda kuti vana vatambure big time
Ehe nhasi mudzvanyiriri mupambi kutofarira kuda kwehama
Mudhara Uyo anokara
Zimbavha zirume iro ngari saine
Harinyari zidhara iri kudya zvevapfupi nekureba pamwe ndiro rakatouraya mununguna iro😢
Taura hako vationesa moto mazinyopora anomirira lufa kwemukoma kuti vawane gumbeze. Nxxa
kuitora wonoishandisa ko mai nevana vaisarao vachidyei coz dai kushakabvu aivepo aitoirobgera kuchengeta vamwe vana
Mambo munopedza ma.sports
Babamukuru ava ndoo vakauraya muning'ina kuti vadye pfuma yevana kutadza kushanda kumirira zvinouya ne short cut Baba mukuru mari chupeti manzwa ndini ndadaro
Zibaba ziduzvi mxm
Mavagona bba avo brati shiti vanehudyire
Ini ndaibva ndamuramba mudaremo.vane hutsinye
Zidhara iro arinyari roti kusvibe zibaba risina kana dzese
Vanerudyire baba Ava,Chii husvinu ndiwe wakabara Vana ivovo rombe
Madzimambo ndatenda hangu imhara patsetsetse murume uyu
Koivo vakagarwavo nhaka nababa mukuruseivo haaa zvinhu zvacho nhaka ndeya babamunini and zvenhaka zvaitova zvekare munhu ingogara pamba pako kna wafirwa
Husimbe hopa kuti udye zvisi zvako
Chidharawasha
Musara pa vana mune hudyire tikazvitarisa vana vakasiiwa ne hama yavo havai batsire pamatambudziko avano sangana nawo
Ini ndakatombozvitigwa babamukuru matsotsi
Makazowiiner kudya zvemarema nekureba zvinorwadza
Ko kana baba vakashaya mukadzi orera vana Vega baba vanotora yebaba yose here apa mukadzi anowana ye umai chete ipapo panorwadza😂😂😂
Baba vanogara nhaka vanodyira kwàvagara nhaka kwete kumba kwe mukadziwa good chief baba havazivi kugara nhaka
Mudhara tinyareiwo kurera vana uri widow zvikaoma
Zibaba iro kana kuroya husiku rinoroya .
murume uyu chokwadi anochiziva hudyire chete ,mainini garai makangwarira munoendeswa nabamkuru uyo !
Benzi rababa dhemeti
Nhai hako
Kudya zvevapfupi nekureba
Kufurirwa nevakadzi vacho vari kumba nxaaa😂
hameni kudya nokunwira kumba kwemuchakabvu uye zvaiva nani kupa mukadzi wefufi mari yose atozokupai yakawanda nefree will
Haaaa mdara uyu itsotsi chairo ende Ari kumunda Kwa satan hutsinye chaihwo
Imbavha baba ivavo. Vanorwadzisa mudzimai munin'ina wavo. He must paid that money. Hayisi yake.
Satan akanyorwa pahuma chaiye
Greedy man sies man
Zinonsense raBaba
Rubbish ,zimhondi rababa ,musarapavana muparadzi to hell😢
He is not a good father inlaw.
Ende watsamwa shuwa kkkk.ch8mpurwa. For me