Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Uuuummm muroi murume uyu eish tichazvirega zvekurorwa izvii my dear sister run with your life 🏃🏽♀🏃🏽♀🏃🏽♀🏃🏽♀🏃🏽♀🏃🏽♀🏃🏽♀
Kuna sisi Waka tiza still you need to be strong in prayer bcz your husband might locate you
Fast money
Good thing makatiza musati maitwa chipiriso mainini. Please pray hard because you don't know if he is going to be after you.
Saka vauri kuds kupa bag asingade mwana vake ndiyani evil person 😊
Suddenly wave motivational speaker 😂😂 ma slay kwini problem you love money too much. You saw the signs ehe satanism but you decided to marry mbinga ahh tendeuka
Thank God cc u managed to runaway now pray n fast 🙏
Imi muridzi webag akanoritora mari tadza bag saka waunoda azourairwa vana ndiani. Kwana iwe
So wakuda kuti afirwe nemwana wake ndiani nhai askana😂
Kkk avo ve hand bag ko ukuda kuti mwana wani afe chengeta wega .
Ivo vanhu vachimboitirei zveudyisa vanhu its very bad and disgusting kudyisa vanhu tvina
Saka zvekudyiswa panyaya yakashata kudaii ndizvo zvawaona zviri wrong here?
Ummm hausive wakamuchinja kuita nyoka ,but anga agara achitoshanduka kare kuita nyoka semunhu akange akaromba
Second confession urikuda kuti Ani afe??You reap what you sow
Hello Mkoma Nashe
madii kupa hama yenyu bag racho
Ummm sorry zvako sisi
Moda kupa ani bag aaa imi tendeukayi
kurasirirwa bag ravakunetsa