Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Ini ndoda hangu Mwari anondikomborera pasina muripo 💃🤗
Mmmm zvakaoma, vanhu vaparara shuwa nekushaya zivo
Haaa mwari ka ndoona kunge matiregerera dai mauya tisati tadyiwa nemakava aya jeso
But unorombereiko imi muchiwana hayaaa dei ukatofaa zvakoo
Pasi pano dai mwari akurumidza kudzoka
😂😂taura hako
Ini regai ndife ndisina chinhu
Nhamo inenharo rombai, chichaputika chete one day
Uri nhumbu kupfeka magemenzi amunhu nxaaa
Saka wakawana chii pakusvibisa chiporofita chimumwe uri mumiririri waSatan iwe .
Ummm first nyaya kuita kunge movie.zvino mari yacho inozonaka here munhu uchibuda hurwa 😢nekuchereka
Vekupfeka magemenzi avo inga zvakakuomerai nxaa
First confession why inga waibva kufamily isingatamburi wani at that age the only option you have was kuromba 🙌🏾
Mari yacho akaita here?
Mkoma Nesh
Morning mkoma Nash nemwi vedare
Hakuna chaSatan chemahara.... Enjoy your sacrifice money!Dai ukadonha nyama uchifamba 🙄
First to comment
Saka what's the point yekuromba
Last cinfession, WHY
Mukoma makadii
Good morning bro Nash❤
1st confession - I actually failed to get why you wre motivated to choose Satanism....
5
Vazhinji vacho vanoromba madofo
Yoooo
Lol the false and fake tbjoshua 😂 vanhu vayiitiswa ne that nigerian guy...