Mbinga dziri kurarisa ma Slay queens ne Nyoka Ma slay queen odyiswa Tsvina ku dubai nema cultist
HTML-код
- Опубликовано: 4 окт 2024
- #starfm #tetetildahlive #tetetildahlivestarfm #karangandatv#drewmastv #madzibabamagirazi #madzibabamoze #madzibond
Mbinga dziri kurarisa ma Slay queens ne Nyoka Ma slay queen odyiswa Tsvina ku dubai nema cultist
Yaaa nyika yakutyisa weduwee thank you so much ndadzidza
Mmmm truly ndadzidza zvakawanda . Thank you Dj sparks ⚡️
Thank you for such an informative session. A lot are going to be assisted. Keep it up.
Dj sparks dai uchiuya nenyaya dzakareba kudai everyday tingadzidza zvakawanda
Thank....you Apostle
Vane nzeve vamzwa ndofunga vabatsirika
DJ idumbu hr iro aah zvazvinhu kkkkk
Very ,very true
Wow very informative
Kuromba mazvokuda,kudyisswa tsvina kuda,zvakafanana nyaya ye Oman 🇴🇲 haina kutanga nhas ,zvakatanga kare but vanhu vanongoendako.vana Thomas.
Uqinisile wethu
It's being done with women who are desperate vasingade kushanda , vamwe are working clean jobs,totozvinzwawo kune dzimwe nzvimbo
@@melanianyirenda3480 true
Kutengerwa futi ma gifts paunotenda paya watotorerwa star 🌟 yako or destiny. Nyoka iri kutaurwa inotoudza muridzi wayo kuti nzvimbo yakati uchaona munhu akadai saka nyoka iya inoita hypnotize slay queen obvuma kuendwa naye. Anotengerwa a lot of expensive gifts after that chonorara naye inyoka. Ma short boys haashande the way yavataura anotsvaga ega especially vakadzi vanogeza after 8 pm manheru. The other thing vakaromba vanoenda kuvasikana vanotengesa bonde azora mishonga yake nekunwa imwe orara nemusikana uye anobva asiya chipoko chake. Chipoko ichi chinobva chagara naye musikana uyu chichitora ma destiny evarume vese vacharara naye. Most men are living an empty life zvipo zvakatorwa kare. Vasikana vacho anenge agarwa nechipoko ichocho anowana more customers than anenge ari an ordinary sex worker. The devil is at work be careful kwese kwamuri.
Ma Arabs anemishonga inotyisa because wanoda high life just like Indians
100% true
It's true zviri kutaurwa apo and it's happening umwe mukadzi whom I heard lively achitaura was told kuti munhu anodanana newe uyu haarari newe iye akapiwa prayer akanzi uchaona kuti chii chinorara newe zveshuwa akaona iri nyoka after apiwa prayer kana usina kusangana nazvo you're blessed keep praying zvisatosvikewo kwatiri
Amen Amen ,umm mataura chokwadi
Umm guyz pakaipa bho ere iyi nyika iye yoenda kumawere
Apostle??????? 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 in'anga iyo inototyisa. Very heavy to listen to
Haaa dhemeti ma slay queen haanzwee aya
Hezvooooo
Is that the full video sir
Nhasi waita show
Maita basa Apostole ndadzidza
Musanyebere vanhu imi mai imi kkkkkkk makakusvika muka verifier zvamurikutaura here
Asi urimumwe wacho here chiterera ubatsirike
Vaudzei munhuwashe
Vanhu kadzi munonyanyakuda zvinhu. Rarai nenyoka bratshit
Tjooo ndaseka kkk
Dj beat renyu iro kumberi
Vanhu vanowana mari nemishonga avasi mbinga mari inoshandirwa nemawoko emunhu. Mney is the root of all evil
Yaa uyu Asasa chokwadi chemachokwadi, uyu anenke akatombozviita chete,,, cz chokwadi chakadayi ndakatomuona aizviitaura aitozviita
This person is not an Apostle 😂😂🤣
Mativhura brain apostle
Hakunawo here marich dubai women vakuda varume. Nemamiriwo akaita zvinhu ma1. Madam vatoti endai mdara.
Kkkkkk iweka tidzikamire
Zvakaoma
PaDubai varasika, its just a Fetish, kana kuno varungu vanozviita zvekuitirana weti netsvina
Where do this lady got this
Iwe urikufunga kuti arikuzvitora kupi matsikirwa matomatika kkkkkkkkkkk
@@ngonimazikana7051 zvikutondinetsao manje kut zvikubvaa nepapii..unozivaa mashoko akangotaurwa zvisina evidence zvonetsaa
Zvimwe hazvidi evidence zvakangofanna woti mujadzi wangu ndskamuona ari virgin toti tipe evidence kkkkkk
@@evanschamburumbudzaa1410 🤣🤣🤣 you need evidence yezvinhu zvirispiritual. Keep looking you will never find it unless you understand that the world is more spiritual than physical. It's dangerous out there. That's why we need to tread carefully and pray for protection 🙏. Kana iri yeDubai it's all over the internet...it's not only Zimbabweans practicing it...
@@nyarie6136 kut kuderoo..maybe in that way
Sparks n'anga unoidii iyo?
Yakashatei? Uri kuiteererei?
Ngaishopere mushe kwete kuzviti apostle
@@kurrieoriginale3613 mazvisiyanisa sei? And how dd u come to know she is a traditional healer and not a prophetess?
Because I was one
@@kurrieoriginale3613 muchiita naye here or seperately?
zvinhu zvacho soo
Yoweeee maslyqueen
sex is only for the marriage bed if done outside one runs the risk of loosing important spiritual resources in exchange for small things like money handbags and shoes...
Satan have mari glitters aren't gold