LIFE AFTER DNA SHOW: SEASON 1 EPISODE 13 (GOROMONZI)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 янв 2025

Комментарии • 562

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 7 месяцев назад +208

    Mudhara uyo ndakamuvona zvangu kuti munhu anonzwisisa zvikuru. Atorivo papfuvhu zvake nehanzvadzi dzake nezvikomba zvadzo. Big-up dhara! Vangani shuwa vangachengeta mwana wehanzvadzi yekwababamunini not even mwana wababa vake. Akawoma mukoma wangu uyu. Muwomberereyi hama dzangu mukuru uyo.

    • @MmunkuGroup
      @MmunkuGroup 7 месяцев назад +8

      but ari wrong, unorambirei kutora hembe dzehanzvadzi yake iye uchiziva kuti ndedzake anga achigara nemunhu. ndiye ari kutokurudzira hunzenza. mukwasha was very respectful but iye ndiye nhumbu.

    • @AnnieMutimbanyoka
      @AnnieMutimbanyoka 7 месяцев назад +6

      Mudhara uyu ane Rudo havawanike vanhu vakadai muhukama

    • @charityfasha1942
      @charityfasha1942 7 месяцев назад +2

      True vane chido❤

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h 7 месяцев назад +6

      Zvimwe zvidhara zvinotoshandisa hazvanzi. Dzichiita serudo

    • @artwellmtombeni1916
      @artwellmtombeni1916 7 месяцев назад +4

      ​@@MmunkuGroupkana msikana uyu arimupenyu ngaatore hembe dzake ega
      Mudhara wedu haazive hembe dzemusikana dzese, zvimwe angazotambira nedzimwe hembe dzisiridzo
      Uyu mdhara anonzwisisa zvaanoita

  • @TonyBeltz
    @TonyBeltz 7 месяцев назад +86

    Nothing beats brotherly love. "Even when your sister messes up, You always show up to clean up the mess regardless". Much respect kuna khule...vane moyo unoda. Mwari vavawedzere pavanoshomeka, vagochenesa nekutungamira zvese zvavanobata🙏.

  • @LisaElsie
    @LisaElsie 7 месяцев назад +88

    nhasi ndopa sekuru ma love nema likes. Haikona previous episode🤣🤣. vaive moto 🔥

    • @abigailsaunyama5060
      @abigailsaunyama5060 7 месяцев назад +7

      This man is going thru a lot

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 7 месяцев назад +3

      Munhu ari heartbroken ndozvaanoita,and how to hold anger zvinonetsa kumunhu anoshungurudzika nehama like this

    • @ndanatseyivengesayi2733
      @ndanatseyivengesayi2733 7 месяцев назад +4

      he was provoked, but he stood his ground and his arguments were very sound. sando dzavo

    • @MiriamSesere
      @MiriamSesere 7 месяцев назад

      ❤❤

    • @NataliePetersen-yo2ex
      @NataliePetersen-yo2ex 7 месяцев назад +1

      @@ndanatseyivengesayi2733 you are very wise, I saw it the way you saw it, he wasn't wrong since the way go but kungoti pipo judge too quick before putting facts on the ground
      All the best to sekuru

  • @artwellzienderana8146
    @artwellzienderana8146 7 месяцев назад +38

    So painful life in Zimbabwe God should have mercy moulding bricks at such an old man for a living. Pliz God help our country to have those who can assist us

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 7 месяцев назад +83

    Big-up VaMugabe! That man is a real man he deserves all the help. May god keep blessing him & you too.

    • @adreanmccarthy1390
      @adreanmccarthy1390 7 месяцев назад

      He's not a man....very stubborn and stupid old man. He refused the clothes that guy brought even though DNA proved his not the father...nxaaa

    • @mikemagidi5365
      @mikemagidi5365 7 месяцев назад

      Real man for sure... Wat a guy

  • @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
    @ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 7 месяцев назад +53

    Sekuru vane rudo, asi hanzwadzi ngaende kunotora hembe dzake since ava kune umwe murume, Totenda Tinashe Mugabe foundation nerubatsiro rangarirwai nedenga always ♥️ ❤️

  • @cassandraker
    @cassandraker 7 месяцев назад +47

    Dai Mwari akuchengetayi sekuru achirera nherera...muchengete henyu vana vanamai benzi this is so sad. I hope this sekuru gets more help from zimbos he is such a good human being cousin here Amana this is to be applauded.❤❤❤

    • @leechen1995
      @leechen1995 7 месяцев назад +1

      Imi muri muyi zviye 😂😂😂😂😂

    • @cassandraker
      @cassandraker 7 месяцев назад +1

      @@leechen1995 have already made arrangements back home to find him muvlilage yaakataura just to donate something small and yes i am not zimbabwean my mum is and my dad is ...... Though raised by mum shona speaking that is not nationality does that answer your question😉

    • @leechen1995
      @leechen1995 7 месяцев назад +1

      @@cassandraker muchishona tinoti uri muZimba hako asingagare kuzim

    • @cassandraker
      @cassandraker 7 месяцев назад

      @@leechen1995 my father's origin is my origin not my mum's i would love to be originally zimbo but sadly I am not and not even your comments can change my birth certificate and my father's identity. Anyone born out of zim is still Zimbabwean if both parents are zimbabwean saka point yako ndeyekutii iwewe i must be of my mother's origin not my father's here are you suffering from something because i don't know why you are after my comment it is a sign yekuti hauna hako zvekuita muhupenyu I think you need a job you homeless or very broke. Hauna kana nyaya. A psych needs to see you .I am making you a booking in north edgeberston burmingham ...your uber driver Muneyi muneyinazvo his full name . Send your location and I will connect you with him. Regards.🤗

  • @theresabrendasvotwa9566
    @theresabrendasvotwa9566 7 месяцев назад +32

    Sabhuku is so calm today, havadi zekuvhiringwa and vane rudo❤ rambai makadaro

  • @Tsitsi414
    @Tsitsi414 7 месяцев назад +32

    This explains a lot and Iwe-iwe is not the father of the wayward mother, but i hanzvadzi yemuskana meaning kuti nditsano vemkwasha. And we all know kuti paChivanhu hanzvadzi hadzisekerere mukwasha kusvika azviita proove kuti ari serious. He had no obligation to look after the kids because he is even a cousin brother at that. Saka aiwa ndatendeuka pana sekuru ava, munhu bhoo ava ende vanogona havo Chirungu

    • @cc35506
      @cc35506 7 месяцев назад +1

      Mmm but still uchiziva kuti hanzvadzi yako inzenza hauzodaro. Now she has dumped 2 kids with her brother. Acharamba achidaro because akaregedzerwa.

  • @patriciamafusire8685
    @patriciamafusire8685 7 месяцев назад +30

    He is actually a good man , imagine taking cake of her cousins child , NW days it's very rare mumwe nemumwe akungoti Mwana wamai vangu chete ,,, thumb up big man

    • @tsitsichaita
      @tsitsichaita 7 месяцев назад

      Taurai henyu even umwe zvaakutomuremera kurera mwana wewaakazvarwa naye

  • @gogoatanaka
    @gogoatanaka 7 месяцев назад +77

    Baba itai mwana wenyu atore nhumbi mumusha mevanhu, muchadyiwa ne mutemo uye sunungurai mukwasha wekutanga nekuti haana mwana naye

    • @wellinessruzvidzo9939
      @wellinessruzvidzo9939 7 месяцев назад

      Handi vati varikumutsvaka kuti aripi

    • @Sirspaxx-si2lc
      @Sirspaxx-si2lc 7 месяцев назад +1

      Ndochokwadi

    • @SusanSvuure
      @SusanSvuure 7 месяцев назад

      True kunyange ave kune umwe murume ,ngaanotora zvinhu previous man aitevo move on

  • @godfreychanza3275
    @godfreychanza3275 7 месяцев назад +3

    Kule Kule sando kwamuri........mr Mugabe murichidadiso cheZim 👏👏👏👏

  • @OwenMwazha
    @OwenMwazha 6 месяцев назад +15

    Who else heard this part "Ndivo vanoita look after makids iwawo"😅

  • @loveness-bi6nr
    @loveness-bi6nr 7 месяцев назад +8

    God bless mbuya na sekuru avo Mr Mugabe I would like to help donate clothes

  • @namuinnomla804
    @namuinnomla804 7 месяцев назад +20

    Wakajaidzwa and makajaidzwa😂😂😂😂😂😂😂 chinombondinakidza hanguu....
    Now i understand kuti sekuru vane rudoo kuvazukuru vavoo chaiko

    • @damview3628
      @damview3628 7 месяцев назад

      😂😂😂😂 I once said that statement about 10 years ago. What a reminder 😅😅😅

    • @nyirendanyirenda9268
      @nyirendanyirenda9268 7 месяцев назад

      Vari rythmic khule, tovada kudancehall😂😂😂

  • @nodlinemakombe6375
    @nodlinemakombe6375 7 месяцев назад +3

    I'm happy hangu kuti mwana anzi haana chirwere.I really felt for the poor child pa last episode achitamba hake so innocently not knowing zvaiitika...I dropped a tear...Mwari muchengetei muchanza cheruoko rwenyu mwana uyu.

  • @Achifedza
    @Achifedza 7 месяцев назад +10

    I already knew this man was good,ihasha dzemunhu ane one love idzi

  • @christinemainyokie6494
    @christinemainyokie6494 7 месяцев назад +1

    Nhasi kule is very mature. His knowledge of child rights and safeguarding measures 👏👏👏

  • @AlbertJGutusa-py5es
    @AlbertJGutusa-py5es 7 месяцев назад +2

    Tinashe Mugabe became 1 of the most understanding people in Zimbabwe. dzimwe nguva sevabereki vanopopota kana vakaona kut source of income yavo yakugurwa even though vachitoziva zvri kuitika. rambai muchivapa grocery vanorarama

  • @selomiacochrane8342
    @selomiacochrane8342 7 месяцев назад +12

    Thanks so much Tinashe Foundation God bless you abundantly 🙏

  • @NataliePetersen-yo2ex
    @NataliePetersen-yo2ex 7 месяцев назад +4

    I told you guys this man is not wrong, he is being true and he refuses to be disrespected by that boy
    All the best sekuru and your family

  • @DorcasMhlanga-f2b
    @DorcasMhlanga-f2b 7 месяцев назад +5

    A loving brother anomira nehandzvadzi yake...God bless you

  • @FortuneMukanya-nc9uz
    @FortuneMukanya-nc9uz 7 месяцев назад +12

    Hoo so he can be humble like this.. Wow

  • @CherylChishamba
    @CherylChishamba 7 месяцев назад +1

    Such a sweet man … the mother ndiye problem kuita vana uchisiya like that hmmm haana kana moyo … instead yekugara pamba woshandira vana vako zvakaoma hazvooo

  • @NormatterManhango
    @NormatterManhango 7 месяцев назад +3

    ❤kuna Sekuru rudo rwenyu kusaskum renyu ende mamira naye kunga ndimi makapona, dai ari umwe ayitoti ndezve kumba kwavo. Nhumbi chiindai munotora henyu kungoitirawo ngozi kumba kwevanhuwo.

  • @phillipmaswanise5906
    @phillipmaswanise5906 6 месяцев назад +1

    This sekuru has wisdom & love. 🙏🙏🙏

  • @VoronicaLilothaMubaiwa
    @VoronicaLilothaMubaiwa 7 месяцев назад +2

    Mr Mugabe , I wish Mwari vakuropafadzai neupfumi nezvese nekuda kwerudo rwenyu. Dai makomborerwa kufanana nevese vaive vakaropafadzwa vari mubook reupenyu(bible) . God bless you.

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 7 месяцев назад +6

    What a brother? May God bless him.

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 7 месяцев назад +16

    MR IWEE talking much sense. He has a good heart though.

  • @naturezw3655
    @naturezw3655 7 месяцев назад +15

    After all has been said and done, sorojena ava deserves respect for the unconditional love he is showing to the kids. Vakuru vekare vaiti chirere chigokurera asi ikozvino unochirera ugochirerazve😢. It's painful kuti tirikutakudza vabereki vedu mitoro 😢.

    • @patiencechivunge8515
      @patiencechivunge8515 6 месяцев назад

      Aaaa zvemazuva ano say that again zvine nungo unochengeta kusvika wati Eke 😂😂

  • @ZimHomeRemedy
    @ZimHomeRemedy 7 месяцев назад +7

    THANK YOU MR MUGABE NEBASA RAMOITA IRI MUSANETE UYE NESU ATIGONI NEMI TINODADA NEMI 🎉🎉

  • @vanzskies89
    @vanzskies89 6 месяцев назад

    Ah hayas ndashamisika, inga dzitori bhoo hadzo. He can be this humble? Asi Tinashe wakaudza mudhara uyu kuti ateramire..I am impressed with his humbleness’

  • @neliarubacha
    @neliarubacha 7 месяцев назад +1

    thank god mwana haana chirwere. tokutendai mbuya nasekuru nekugona kuchengeta nherera dai Mwari akuraramisai kusvika kare

  • @vionamunjeri1386
    @vionamunjeri1386 7 месяцев назад +1

    What an amazing man. Even more his caring wife. God bless you

  • @rolitarmoyana4521
    @rolitarmoyana4521 6 месяцев назад

    Thank you Mr Mugabe for your kindness may God the Almighty multiply your yrs n add where you subtract 🙏🙏🙏

  • @janematarutse3405
    @janematarutse3405 6 месяцев назад +1

    God bless Sekuru and his wife ❤so loving more years to Sekuru 🙏

  • @leonamusindo8544
    @leonamusindo8544 7 месяцев назад +1

    Real man. Well done mudhara. Asi hanzvadzi yako umbishu

  • @laurahtakundwa9816
    @laurahtakundwa9816 7 месяцев назад +13

    Ndanzwa tsitsi hangu, sekuru is acting strong asi I know deep down vakaremerwa, dai Mwari avachengeta

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 6 месяцев назад +1

    Kule zvavatori munu bhoo Wani Thanks Mr Mugabe

  • @yeukaichidemo432
    @yeukaichidemo432 7 месяцев назад +1

    I'm so glad that the baby is negative. May God continue to bless this sekuru for taking care of this family

  • @EnetyGadzi
    @EnetyGadzi 7 месяцев назад +7

    Sekuru vapei Sando dzavo Paya inhau yekuti vavakatsamwa veduwew❤❤

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 7 месяцев назад +1

    Sisi chiregai zvekungoita vana purizi......munopa vanhu basa....thank you sekuru for taking care of vazukurus.....Mwari vakurangarirei.....

  • @ellahncube3773
    @ellahncube3773 7 месяцев назад +2

    Haa zvakaoma, mai avo nestatus yavo dai vaidzikama kwete kuchinja varime semadress

  • @nyashatsokota5391
    @nyashatsokota5391 Месяц назад

    Yoooooo hukama hwachoooooo ,well done sekuru, Mwari akukomborerei.

  • @PoliteNkomo-t9l
    @PoliteNkomo-t9l 7 месяцев назад +1

    Sekuru was very stressed that Day. Now I understand. Munhu bhoo kule. Ava God bless you kule rambai makadaro

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 7 месяцев назад +4

    Shame ..nhasi vari calm sabhuku..thank you Bota Father and your team❤❤❤

  • @cypriantambo8124
    @cypriantambo8124 7 месяцев назад +2

    What a sad episode. Indeed life can be complicated. The worst part is the innocent children caught up in situations not of their making. Thank you Tinashe Mugabe and your Foundation for the valuable contribution to our broken society. Musanete.

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 7 месяцев назад +1

    Ndoovanhu vanofanha kupiwa maAqua ava... Wat a man

  • @mercyvimbainyakanyanga9086
    @mercyvimbainyakanyanga9086 6 месяцев назад +1

    I feel like crying Kuti sei vanhu vachipa munhu mutoro unorema kudai.Komborerwai zvenyu naMwari sekuru vana chipo chinobva kunaMwari havazombokurasei vazukuru ivava Kana Mwari vakuchengetai

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 7 месяцев назад +5

    Sekuru is caring may God grant him many years of good health and bless him with abundant wealth

  • @delishe2178
    @delishe2178 7 месяцев назад +3

    True defination blood siblings,when you mess up he fights for you knwing you wrong.

  • @noreenharufaneti122
    @noreenharufaneti122 7 месяцев назад +1

    Thank you bhuthi Mr bota😊,sekuru well done chengetai henyu vazukuru

  • @winstonmapungwana6517
    @winstonmapungwana6517 7 месяцев назад

    Thanks soo much mukoma Tinashe and crew. May God bless you 🙏
    Sekuru muri munhu akanaka, chengetai vana avo. Mubayiro wenyu uriko kumberi

  • @sipiwedzingwe282
    @sipiwedzingwe282 7 месяцев назад +1

    IWE IWE IWE haaa vairevesa kuti vakura shuwa,he is soo calm and collected shuwa❤❤Tinashe Mugabe Mwari akukomborerei shuwa murambe muchiita basa rakanakisa kudai

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 7 месяцев назад +3

    Hanzi ane benzi nderake kudzana unopururudza. ndozviri kuitwa na sekuru ava. vari kupururudzira benzi ravo. He has a golden heart kuchengeta vana avo vari kungosiiwa. Mari avaropafadze nekuvapa hupenyu vachengete vana avo.

    • @angiemazorodze57
      @angiemazorodze57 7 месяцев назад +2

      But vakasatsiura hanzvadzi yavo vachapedzisira vava negame park pamusha

  • @beaullahmashingaidzwa4997
    @beaullahmashingaidzwa4997 7 месяцев назад +19

    Imagine taking care of her cousin child mukore uno hazviko vanhu havachina moyo sando dzenyu sekuru

  • @susanmwanza4728
    @susanmwanza4728 7 месяцев назад

    Sekuru vaiva nehasha nezvoitwa na mai vevana uye masvikiro akaita mukomana Kuda kuba mwana thank you Mr Mugabe wanirwai nyasha

  • @ellenmundoza1210
    @ellenmundoza1210 7 месяцев назад +2

    ndarwadziwa ummmm vane mwoyo wavo vatori ne care zvorwadza hakusisina mabrothers akadayi God bless you baba

    • @edsonmusutisi31
      @edsonmusutisi31 Месяц назад

      Worse he is a cousin brother, vashoma vanomira nemwana wekwabamnn/ bamkuru pakadai

  • @daphnechaitwa3533
    @daphnechaitwa3533 7 месяцев назад +1

    God bless you sekuru vashoma vane moyo wakadai komborerwayi much love

  • @YVChimombe
    @YVChimombe 7 месяцев назад +99

    Ihasha hadzo but sekuru vane rudo ava

    • @mzee5533
      @mzee5533 7 месяцев назад +3

      Nyadzi dzokunda rufu. Ka mudhara kakanyadziswa nehazvanzi bishu

    • @FainessAntonio
      @FainessAntonio 7 месяцев назад +6

      Bishu kuita sei ,sei vanhu muchingofarira kutuka vanhu imi vamwe mutori mabhishu mahombe murimo mudzimba umu dai Tinashe aiita door to door hamaisara vanhu mudzimba umu murikupera kuchengetesa varume vana vasiri vavo

    • @jacobngwenya6230
      @jacobngwenya6230 7 месяцев назад +1

      Hembe ngaaendese kuna mai vacho chaivo kwavari kumurume ikoko

    • @PreseviaranceMarangwanda
      @PreseviaranceMarangwanda 7 месяцев назад +2

      Zvokuti henyu ndaifunga mwana hdewe muface uyo

    • @waltermadziva2940
      @waltermadziva2940 7 месяцев назад

      Mkasha anga ashaudha tsano kuty unofa wakanyenama , haaitadza kutsamwa

  • @artwellzienderana8146
    @artwellzienderana8146 7 месяцев назад +2

    Respectfull grandfather the problem lies within our daughters . Children are children really giving birth to the kids and not becoming responsible eish may God bless the old man

  • @kandariraanna
    @kandariraanna 7 месяцев назад +13

    Muchaigirwa mumwe muzukuru wetatu nehanzvadzi yenyu iyi inoda zvinhu torai hembe dzake musape vanhu mutoro

    • @NataliePetersen-yo2ex
      @NataliePetersen-yo2ex 7 месяцев назад +2

      Saka ukuda vamuitesei kana asinganzwe

    • @loswittaladie6511
      @loswittaladie6511 7 месяцев назад

      ASI zvinhu zvehama yavo vanofanira kutora pane kuremedza munhu

    • @kandariraanna
      @kandariraanna 7 месяцев назад

      @@NataliePetersen-yo2ex hapana zvavangamuite that why ndakatoti to rai hembe iye kana akaita game yekuuya nevana votongoziva kuti ndozvaari kwete kuti kupa munhu motoro nehembe dzake

  • @KelvinMapani
    @KelvinMapani 6 месяцев назад

    Ini semaonero angu Mr Mugabe mukavana mukana imboyitai ma test baba awo nemwana ndinoona baba awo vari muridzi wemwana

  • @maurymtemba-kg4uw
    @maurymtemba-kg4uw 7 месяцев назад +1

    Aiwa murikugona pamakids apo❤❤

  • @michaeldube2851
    @michaeldube2851 7 месяцев назад

    Thanks very much vamgabe zvinofadza zvamakaitira baba ava mwari ngakukomborewo

  • @ChipoPasipanodya-w9n
    @ChipoPasipanodya-w9n 7 месяцев назад

    Mkadzi uyu ngaatore zvinhu zvake arerutsire munhu aaa thumbs up to sekuru ur a rare gem❤

  • @mercuryjack1502
    @mercuryjack1502 7 месяцев назад +18

    Munhu anoona nezve sound mumuudze Kut akandiwana ndakura😂😂Iwe iwe iwe iwe iwe

    • @ShyletSandram
      @ShyletSandram 7 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂

    • @gracekhoza5289
      @gracekhoza5289 7 месяцев назад +1

      😂😂😂😂😂uchanyara nazvo izvi kumagumo😂urisey hko besty

    • @sekaicharandura
      @sekaicharandura 7 месяцев назад

      😂😂😂😂

    • @brianchapotoka9405
      @brianchapotoka9405 7 месяцев назад

      Tinokurovesesa

    • @talemazhindu5856
      @talemazhindu5856 7 месяцев назад +2

      😂😂😂😂😂iwe iwe mavende aya zvibhakera izvi

  • @nestargandidzanwa7538
    @nestargandidzanwa7538 6 месяцев назад

    Thank u Mr Bota and your crew murikubata basa guru

  • @letwinchigwada9926
    @letwinchigwada9926 7 месяцев назад +1

    Baba Ava ka vanemoyo wakanaka shemu he is a father indeed

  • @ElwinHarrison
    @ElwinHarrison 7 месяцев назад

    Thank you team for your love and yo support may th good Lord continue to bless u abundantly..mazviita nekupa chikafu

  • @princetichaonabenengu9320
    @princetichaonabenengu9320 7 месяцев назад +1

    Thanks for your love sekuru

  • @nancyngobeni6105
    @nancyngobeni6105 7 месяцев назад

    Iwee iwee iwee😂 was having a meaning by that time ..he was right,and he is so humble

  • @JaneBeture
    @JaneBeture 7 месяцев назад

    Thank you Mr Mugabe,Mwari ngaawedzere pamakatapudza

  • @linntag5770
    @linntag5770 7 месяцев назад +2

    Sekuru dzaiva shungu. He is kind hearted.

  • @Gono77
    @Gono77 7 месяцев назад +4

    Yeah chero rikaita hure shuwa ropa iropa pahukama haurase wehukama. Big Mdhara Iweeee!!!!

  • @BiaBianca-qn5tx
    @BiaBianca-qn5tx 6 месяцев назад +1

    Mr Mugabe rambai muchishingirira hembe dziuye idzo kuroorwa kwake kunebasa rei

  • @mmeme5861
    @mmeme5861 7 месяцев назад +4

    The lady must use protection...by the look of things she is infecting others

  • @ApoloniaChinyengwe
    @ApoloniaChinyengwe 7 месяцев назад

    Thank you Mr Mgabe foundation mat God continue ro bless you nebasa rakanaka ramuri kuita ❤❤

  • @eunicezimunya3991
    @eunicezimunya3991 7 месяцев назад

    Thank you so much DNA crew, thank you sabhuku for your understanding, bravo 🔥

  • @BeautyHlatywayo-nv8ik
    @BeautyHlatywayo-nv8ik 7 месяцев назад +9

    Thanks nekudzosa part 2.yava Iwe iwe

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 7 месяцев назад

    Wow thank u sekuru nekuchengeta vazukuru, be blessed. Thank u Tinashe Foundation

  • @lilianbandera6151
    @lilianbandera6151 7 месяцев назад

    He is actually a cousin brother 😢😢😢 eish respect for this man 🎉🎉🎉🎉

  • @gogoatanaka
    @gogoatanaka 7 месяцев назад +10

    First pano proudly watching from the Capital city of SA Pretoria, Centurion

  • @derrickziki2428
    @derrickziki2428 7 месяцев назад

    I am still trying to figure out is he exactly the previous sekuru iwe
    -iwe-iwe. Yes today is so different the thing of being bitter is something else.. May the good Lord heal you sekuru...

  • @malvinndlovu5478
    @malvinndlovu5478 7 месяцев назад +1

    Wow big up vaMugabe aiwa zvinoshorwa nevaroyi zvakadai apa madadisa chokwadi

  • @paulmakombe5025
    @paulmakombe5025 7 месяцев назад +1

    This old man is very intelligent

  • @luckymbatha2250
    @luckymbatha2250 7 месяцев назад +15

    Iwe iwe iwe iwe iwe wakandiona ndakura iwe iwe

    • @damview3628
      @damview3628 7 месяцев назад +1

      😂😂😂😂 mavende ndooakazo misa zvibhakera. Hanzi bhuru rinoonekwa nembonje kkk

    • @nyarie_m
      @nyarie_m 7 месяцев назад

      😂😂😂😂😂

    • @IreneMuhlanga
      @IreneMuhlanga 7 месяцев назад

      😂😂😂😂

  • @farisaimupasu6545
    @farisaimupasu6545 7 месяцев назад +1

    Iweeeee iweeee iweee this is my premiess iweeee 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 iweeee with a hand up.

  • @pradelmanari3650
    @pradelmanari3650 7 месяцев назад

    Mkoma Tinashe neTeam Mwari vakuitirei zvakanaka nerudo rwenyu 🙏🙏

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 7 месяцев назад +10

    Zvakaoma vave vana 2 asi haasi kumira kuita hutungebwe anorwara sure

    • @petronelladube7859
      @petronelladube7859 7 месяцев назад +2

      Zvakaoma hatoone hunherera hwake anotoda kt vana vakure vachitambura

    • @memoryncube8391
      @memoryncube8391 7 месяцев назад +1

      Apo eidzi

    • @JessicaMukora
      @JessicaMukora 7 месяцев назад

      @@memoryncube8391 zvakaoma hama yangu

  • @PatienceBunzure
    @PatienceBunzure 7 месяцев назад

    Haaa mukoma Tinashe mune patience chaiyo nemetukirwo aye shame nhasi mapihwa pekugara here

  • @naisonnyaruwata
    @naisonnyaruwata 7 месяцев назад +2

    I didn't believe kuti that man is Soo humble kkkkkkkkkkkk

  • @nyaradzomtizira715
    @nyaradzomtizira715 7 месяцев назад

    All the best sekuru…… ndangofarira kuti mutemo hwehurumende munoyinzwisisa

  • @christinedube4644
    @christinedube4644 7 месяцев назад +1

    Hats off to Mr Mugabe for the kind gesture

  • @chipo6031
    @chipo6031 7 месяцев назад

    Sekuru well done kuchengeta vazukuru vaana mai benzi. Alleged mother vanoda shamhu, kuramba vachizvara vachipa vamwe vanhu mutoro. Sekuru makaregera hanzvadzi yenyu ichauya ichiita dump mumwe mwana. Hanzvadzi yenyu ngaikure, idzikame imborera vana vairikukupai. Sekuru kombererwai naShe, mune mwoyo kwakanaka. Chengetai vazukuru venyu sezvamanga muchingoita. Asi tsvagai ana baba vema"kids" aya. ❤🙏🙏🙏👏👏

    • @EmmaMugwagwa-o2g
      @EmmaMugwagwa-o2g 7 месяцев назад

      Hanzvadzi yenyu ine 18 yrs asi mutsiurei asangonohodha vana coz idambudziko renyu sekuru

  • @Sprunkiesofficial
    @Sprunkiesofficial 7 месяцев назад

    Uyuuu ndadzidza kuti USA judge munhu usati waziva zviri kuseri ummmmm so touching

  • @revelationchristianonliner7852
    @revelationchristianonliner7852 7 месяцев назад +1

    Mr iwe ❤❤ndooo kty baba uku, happy father's day 🎉🎉

  • @WilbertMasarirambiWilbert
    @WilbertMasarirambiWilbert 7 месяцев назад +11

    Ka stancy kemudra akabata muchiuno ahoyii😂😂😂

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe 7 месяцев назад +1

    Mwanasikana achatodzokera kumurume akaloader zve....kikkkk Sabhuku ndivo vakaghara pasi nhasi kikkkkk

  • @lynelee3859
    @lynelee3859 7 месяцев назад

    May God bless you sekuru 😢haasi tombori mwana wemudumbu one but u taking care of her kids