Dear fathers and mothers present.There is absolutely no reason to neglect your daughter because she is pregnant.. Pregnancy is something that last but for 9months..Love your daughters in good and bad,they will forever be your daughters..I have beautiful girls and i promise with my life i would never curse or chase them from home because of pregnancy.. Of course i always teach them the value of a decent woman and that's the best i can do..But akaita mimba handife ndakamusiya achigara kwaasingadiwe NEVER..
It's a lesson not kuti haachadiwe vaskana hamusi kuvaziva if u treat her well anozadza musha ne game park ,saka it's a lesson same nekuendesa mwana aba ku police asungwe so that adzidze hazvirevi kuti haadiwe
I like that nyaya ye DNA yasvika kumativi ese enyika no matter how remote. Ikozvino people know how to settle the matter once and for all. Tinashe Mugabe you are a revolutionary like your namesake kkk.
Thank you very much vamwene vari ku SA for buying preparation amuna kuda kutora side yemwana wenyu weldone mwana wenyu ndiye wamakufana kuchigarisa pasi zvino atambire mukadzi nemwana
Kana munhu akakuratidza kti haakude gara watsveta. Personally the fact that he denied the girl at first and then oti imbondimirai ndiite zvechikoro nemabhuku paaidya bota ma book anga aripi. Kwana mwanakomana
Mainini thank you my hanzvadzi Nyati you tried your best to tarnish mainini the way you explained but Mwari haadhakwi wazochemera pasi MAIHWEEEE In these cases mostltly women are blamed but both parties were involved Mainini makanobokawo kuenda mostly it raises suspicions
@@tombichirau7851 tell me chacho chauri kuti akanyepa exactly not kungoseka. Mukadzi akataura aaa ne nhumbu after 7 months it's suspicious. Uri kungoseka chinozikanwa hapana and abvuma kuti akarara naye
Ndozvinoita stupid woman just bcoz a man sleeps with hazvirevi achakuroora imari ngani dzema boyfriends dzamunodya vasikana vamusina kuroorwa navo. Women always pretend kuti vari perfect as if makaroorwa muri ma virgins
That guy saying I want to go to school not have a family, so why have babies not focus on school? When you are a parent you are responsible for your child married or not. If you can’t marry her you still have to find a solution together of where your pregnant ex must live and preparation and such. You can’t just say I am a student, I am a child. So who will be responsible if not you the parent/father ? You can go to school but also be responsible. No need to marry but accommodation is your responsibility
But kuita hake baba boyi uyu ,,but musikana uyo akasvinurisa mmmh the look on her face speaks volume.Even the courage yekuda kizvichengetera mwana ega at her age hazvisi zvega
Baba achiri mwanawo uyo. Pfungwa dzichiri diki uye arikuvhunduka kutoita mhuri. Its unfortunate the accident resulted in a child and it seems musikana anenge aitozivawo kuti muface wake kachiri kamwana thats why she was reluctant to inform him or make him responsible. Its sad and zvakutoda vabereki vemukomana to encourage him to take his wife and the child. Pavanhu uye zvaoma ndozvinoita vakomana asi iye achitoda zvake munhu wake. Tichazoona kumberi kwazvo kuti vachaita sei
But why is noone talking Abt why the boy is devastated.he could ve been truly lead on or raped.who says boy children don't get raped?? Take into consideration that girls are faster.
That girl is so strong and composed zvake saka airamba zvake akanyarara aikwikwidzana nejesa riri mutsanga irero here aiwa kababa kanotaurisa hako ako😂😂😂😂😂
No need to get into marriage. Chero mwana azivikanwa dzinza rake baba nehama dzavo vanobatsira kuchengeta. Mai avo is young and vanoda zvekuzvishandira. Anowana murume anonatsa kumuda ororwa mushe. She just needs kuzvibata chete.
I can tell he was such a liar from the 1st time he opened his mouth to speak. Own up young man. Trying to paint self as a victim doesn’t work. Take responsibility for your actions
Hapana chanyepa mukomana he never promised the girl marriage the only problem vasikana they are allowed to make mistakes not vakomana. How many Form 3 or 4 guys vanonyenga musikana vachifunga kuroora. Even a 30 year old man munhu akakuudza nhumbu yave 7 months it's wrong and suspicious.
😂😂 I don't think pane anyepa apo, but the event was questionable and also took long time pasina kuzivisana nhumbu. It's like book of Matthew and Mark 😂 😂😂
😂 l wrote the same, they look alike, even matauriro acho mamwe chete. But its worrisome vana vemumhuri iyi vari kuroora so young, Nyathi wekufacebook is 19 atove nemwana ave kuda kusvitsa 2 yrs. This young brother form 4. Kuti kusiiwa nevabereki voga pamba here vari kuSA chii chaizvo?
I believe hangu mkomana, madame was experienced ndosaka akati ndochengeta hangu mwana kana asiri wake and ndomudzosera mari yaakashandisa, meaning ane ma shenanigans aaitamba. That day she was on heat (ovulation) saka chakabaya chikatyokera. Boy cried coz he had not instigated the whole thing so could have felt taken advantage of, he is just a kid himself, Form 4 boy now having to worry about ma pamper and stuff, shame chaiyo
Kana varume vakuru vatya nhumbu wani asi bota vachirida wani? I can understand this young man very well. Thanks to this young brave woman and bamdiki❤❤❤
Fact yekuti kamuchinda ako whn seduced kakabva karova yeke ndopazakaendwa..& it ws a 1 tym event so yes it raise qstions. Ndiani angabvuma nhumbu wangopihwawo ka1...😂
I like vamwene she is such a good and humble woman, muroora ndamufarira mukadzi musvinu kuzvitambisa nekamukono ketsambara futa kano yavaya kukunda mukadzi musikana ngaaende zvake kumba kwavo asatambisirwa nguva nekakomana ako anotozozviwanira murume musvinu
Guy,has the potential to be a great fiction writer. There is too much talking and too many lies. Mr. Mugabe was not given a chance to question.Bravooooo to you, young lady,you made us proud. Nhasi Tinashe asangana newanogona ku narrator nemo meno😂😂😂😂😅😅 Nyathi was like 😮😮😮😮😮😮😮
Bota family hamusi kuona nhau iripo. Mukomana mudiki uyo it's like ane 17 yrs musikana akura even maturity musikana ari mberi. Uyo mukomana anoda conciling anogona kutozviuraya ne kutya kuwanA
Ngatidzidzisei vechidiki ava kuzvidzivirira pabonde . Lives are ruined yet contraceptives are readily available kunze uko to prevent these unwanted pregnancies . Times are changing young women should be encouraged to use contraceptives.
Sando kuna bamunini15 yr old. Thank you for making life yamaiguru easy, i can imagine kugara pausingadiwe. Bamunini well done
DNA results humbled katsambarafuta dad, is he in shock or kutya responsibility.
Kutotya zvake responsibility kkkkk
Kamujya kutya kuchengeta Koda kunyeba kuziva kukosha kwechikoro nhas..shit boy nxa
@@ttfam8742
Responsibility iri kumu rovesa hana
@@prosperchabvuta8374
Exactly 😅😊
Dear fathers and mothers present.There is absolutely no reason to neglect your daughter because she is pregnant.. Pregnancy is something that last but for 9months..Love your daughters in good and bad,they will forever be your daughters..I have beautiful girls and i promise with my life i would never curse or chase them from home because of pregnancy.. Of course i always teach them the value of a decent woman and that's the best i can do..But akaita mimba handife ndakamusiya achigara kwaasingadiwe NEVER..
It's a lesson not kuti haachadiwe vaskana hamusi kuvaziva if u treat her well anozadza musha ne game park ,saka it's a lesson same nekuendesa mwana aba ku police asungwe so that adzidze hazvirevi kuti haadiwe
@@beularmukozho7839And our culture added that .... Mwana amitiswa kutomuendesa adzidze from her mistakes
Very good advice. Never force children to get married.
Isu hedu society toti vakajaidza mwana but anenge achi safa haasi we society
This guy is good at narrating yoh kushaisa vaMugabe mukana wekubvunza😂 above all im shocked with the outcome . All the best both of you❤
Kazhinji ukaona murume achitaurisa ziva kuti ndiye baba.apa bamnini vavachiri kuda zvekuita jaya manje vatova baba
Ndamboti mskana. Akunyepa nematsananguriro ake kaa but all the best guyz❤❤
Nyati kutaura michinyepa hakuchinje mwana kuti asaite wenyu iye ari wenyu. Thank you mwanasikana neconfidance yako. VaMugabe nhasi mashaiswa mukana wekubvunzaka kkkk nyati itype writer chaiyo pakutaura 😂😂
Zvake zve kubvunza ka hobho hobho zvashaya basa
😂😂😂😂😂
Haafeme and haaite summarise
Wadadisa girlie ❤❤ndanga ndichi kutyira
😂😂😂 kana neni 😅
😂😂😂😂😂 face ya DADDY pa Ndimi muridzi wemwana😂😂😂😂😂# bota rinozvimbira,sere dovi iri😂😂😂😂😂
I like the girl. She is so strong to face the world and its challenges. You will be a good mother girl.
Shuwa ndazoona kuti vamwe vanhu vari mumajeri havana mhosva asi kuti vanenge vakurirwa pakutaura chete.Bamnini can talk lies flawlessly shuwa.Well done little one nekusanyadzisa vamwe vakadzi shuwa❤
😂😂😂😂mukomana anonyepa shuwa ende vanozviita zvekumanikidza vaskana kkkkkk
I like that nyaya ye DNA yasvika kumativi ese enyika no matter how remote. Ikozvino people know how to settle the matter once and for all. Tinashe Mugabe you are a revolutionary like your namesake kkk.
Buy since pasina iripo na Nyathi, best to co-parent.
Mroora can start afresh. Its not the end of the world!
She is too beautiful and courageous she deserves a real man.
When you hear real men just know it's a bullshit statement
Thank you very much vamwene vari ku SA for buying preparation amuna kuda kutora side yemwana wenyu weldone mwana wenyu ndiye wamakufana kuchigarisa pasi zvino atambire mukadzi nemwana
Mashoko ane hudzamu👏👏
Kana munhu akakuratidza kti haakude gara watsveta. Personally the fact that he denied the girl at first and then oti imbondimirai ndiite zvechikoro nemabhuku paaidya bota ma book anga aripi. Kwana mwanakomana
@@virginiamutandagai7907 i agree unozochema big time ukatoona red flag siya hakuna akakwanisa kuchinja munhu
Ndivo Mai vaNyathi uya we content
Kamukono ketsambara futa chaiko...😅😅
Mainini thank you my hanzvadzi Nyati you tried your best to tarnish mainini the way you explained but Mwari haadhakwi wazochemera pasi MAIHWEEEE
In these cases mostltly women are blamed but both parties were involved
Mainini makanobokawo kuenda mostly it raises suspicions
Thanks Mai Nyathi lite for being honest,reluxing but karume kako kane full of I know the family of the lady it's now time to demand all ur damages
Murume mupfhana wa Gidza ndowa teedzani vanobva kymusha kwangu chaiko
@@wadzanaichanga9813hooo imi gidza ndewe pamuberekwa paye hr kkkkkkk ndokwandobvawokaa kuchitenderano
Ndonyoraseiko nezevezeve kuti maiqweeee😂😂😂😂😂😂
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya....hello paBota family
Bhooo zvokuty kuricy abiyangu
😂😂😂
😂😂😂
Kkkk
Maiweee kani😂😂😂😂
On a serious note mukomana uyu haana mukanwa, munhu ungamanikidzwe kurara nemunhu. Thanx mwanasikana wadadisa
Saka zvinongoita vice versa here?
Kkkkk zviriko kana waisaziva
Society problem everything the woman says is believed to be true no one cares about the man except Mari yemurume chete
Ayizve 😂😂😂,, mface akatorepewawo uyo kk
Kwaanikowo anga achida kungomunyadzisa achifunga mwana haasi wake
Vese vanzwa panz " maihwe Kan " let's gather here 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂ukunyepa iwe
😂😂😂😂😂 ndamunzwawo
😂😂😂😂😂dzavhunduka mwana
Kkkkkkk
Vavhunďuka 😂😂😂😂😂
Chibenzi chemukomana, full of lies to try and dodge. Well done daughter 🙏🙏
Mukomana akanyepa chii he just said the truth
@@edsonmatose6470 asi ndiwe alleged father😂😂 Outcome showed who was lying. Sometimes vakadzi they lie as well but in this case that’s him
@@tombichirau7851 tell me chacho chauri kuti akanyepa exactly not kungoseka. Mukadzi akataura aaa ne nhumbu after 7 months it's suspicious. Uri kungoseka chinozikanwa hapana and abvuma kuti akarara naye
Kuroora haude but bonde uchidya tsek iwe
Kamukono ketsambarafuta. Hona nyadzi he can't face the cameras again. Kabenzi kemurume
Ndozvinoita stupid woman just bcoz a man sleeps with hazvirevi achakuroora imari ngani dzema boyfriends dzamunodya vasikana vamusina kuroorwa navo. Women always pretend kuti vari perfect as if makaroorwa muri ma virgins
Nhai zvako iwe zvinobhowa kani kuramba zvauri kuziva nxaaa
That's DNA team for spreading peace of mind around the globe.
Sando dzako Tinashe ne team rako👌
Kkkkkk kababa akaaaa kamukono ketsambarafutaaa hanziii maiwiii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Taura hako 😂
Imagine hanzi ndoda kumboita zvechikoro ko paakarara nemwana wevanhu vayidii kusiya zvemjolo wakaita zvemabhuku anyway congratulations 👏🎉 mwana ndewako iwe
Kkkk musadaro imi
Zvobhohwaa mhani kuzviita mutsvene kurambssa wena iko kaka kambura bota
@@shawnw407 kana musodzi yakaramba kubuda🤣🤣🤣🤣
Tinashe ndipowo contact ye msikana uyo ndoda hangu kumuchengeta iye nemwana uyooo
tsitsi dzei tsvimborume kubvisa mwana wemvana madzihwa 🤣
WashingtonMaganga ndikutsvagawo basa hangu😢
Imika siyai mwana
imagine
Iwe usada kunzwa vanhu hapana munhu anombochengeta mwana asiri wake pafair
Yellow yellow guys😂this guy looks like Nyathi Gilbert😅
Apo iNyathi futi by surname
Ndazvionawo 😂😂😂😂
I think they are brothers
Taura hako kufanana kwacho
Ungati vane hukama
They all young I believe as time goes they will get along .Wish you all the best
That guy saying I want to go to school not have a family, so why have babies not focus on school? When you are a parent you are responsible for your child married or not. If you can’t marry her you still have to find a solution together of where your pregnant ex must live and preparation and such. You can’t just say I am a student, I am a child. So who will be responsible if not you the parent/father ? You can go to school but also be responsible. No need to marry but accommodation is your responsibility
Chokwadi
True
Eiiiiiiish am still in shock ....Nyathi Mwari ave newe.....iiih nhasi ndanyara in chokwadi nyadzi dzinokunda rufu iiih
But the guy haana kurambakuti vkarara vese zvake kutya chete nehudiki
Kana Ivo vanyara Nyati
He lost me at 31st September. I just knew kuti zvaendwa!!!
kkkk 31 september chakaipa
Kkkkk kana kumbozviisa musoro
😂😂😂😂😂
Ndatombotsvaga calendar kuti zviite make sense because zvandirambira 😅
@@rockin_it_MTM 🤣🤣🤣🤣🤣 ndopandaonawo kut mwana ndewavo zvisina kupokana
But kuita hake baba boyi uyu ,,but musikana uyo akasvinurisa mmmh the look on her face speaks volume.Even the courage yekuda kizvichengetera mwana ega at her age hazvisi zvega
Iwe mkomana.. Joseph akatiza mukadzi wa Potifa
Why didn't you run away from her 😅
Proud of you young girl well done
Munoda kunzi munogona kucommenta here?? Nxaaa
Apa ndange ndazviona😊kuti mwana ndewenyu baba coz kuramba kuti ndiye akakubvisa hembe iwe mwana komana usadarobaa nxaaaa congratulations amai madadisa😂😂😂😂❤❤❤
Aida kurambira Ani iye akadya bota akadii kushockwa paaidya
Nyathi to the wewewe
Kooh kuzochema mwan abudha ariwake
@@BlessingMabvita nhai zvako kkkkkkkk
@@tafadzwamafukidze8441 kkkkkkkk
Baba achiri mwanawo uyo. Pfungwa dzichiri diki uye arikuvhunduka kutoita mhuri. Its unfortunate the accident resulted in a child and it seems musikana anenge aitozivawo kuti muface wake kachiri kamwana thats why she was reluctant to inform him or make him responsible. Its sad and zvakutoda vabereki vemukomana to encourage him to take his wife and the child. Pavanhu uye zvaoma ndozvinoita vakomana asi iye achitoda zvake munhu wake. Tichazoona kumberi kwazvo kuti vachaita sei
Ndozvandaonawo the guy was honesty zvake asi hudiki chaihwo plus time frame yekuuya kwemusikana even munhj mukuru anotoita mubvunzo
Sex haisi accident hayo
On point
I'm from Nyazura.... These places are very far from each other uhmm you guys maifambira unzenza
Kobaba vakuchemeizve
What? I’m shocked. Well done girlie.
But why is noone talking Abt why the boy is devastated.he could ve been truly lead on or raped.who says boy children don't get raped?? Take into consideration that girls are faster.
To be honest the boy's narrative seems believable and straight forward than the girl.. Things have changed and yes the boy child anoda kuteererwawo
Haunyare here tsambaramafuta yemurume unochemei svisorò zvinofunga hupwere chengeta mwana
Mwanakomana akarepewa uyu 😂😂😂
Nhayiimi uyu munin'ina waNyathika uyu ende vakafanana zvisingaite nevoice zvese weduwe maiNyathi huya uone bamunini wako
Chokwadi vakafanana
@@ludiabernardmabrothers awa ndewekumusha kwedu
@@patiencemagada6754shuwa here?
Haa this time vaMugabe mawana vanotsanangura nemo~nemo chaiko hamuna need yekubvunza basa rakurerukirayi vaMugabe 👏
VaMugabe also looked tired, he was lucky couple yacho yanga ichitaura zvakanaka
Yeahhh kutsanangura chaiko, almost everything zvaipindirana
Nemo Nemo Ari zii zvake Mugabe😅😅😅😅
That girl is so strong and composed zvake saka airamba zvake akanyarara aikwikwidzana nejesa riri mutsanga irero here aiwa kababa kanotaurisa hako ako😂😂😂😂😂
Hanzi murume haacheme. Chema hako mukwasha, munhu wese ane ma emotions😭. Usarambe mwana nemukadzi chikomana, watokura so.
Makorokoto Eminety. First bota pa hupenyu ne kubva wafufutirisa mukadzi💪💪
No need to get into marriage. Chero mwana azivikanwa dzinza rake baba nehama dzavo vanobatsira kuchengeta. Mai avo is young and vanoda zvekuzvishandira. Anowana murume anonatsa kumuda ororwa mushe. She just needs kuzvibata chete.
Nyathi pedzayi henyu chikoro hazvina kuyipa chero maziva kuti mwana ndewenyu❤❤❤
Soon “maiwhe “ by Nyathi will be trending
Ataura 31 September several times ane mastories
Sabhuku vanogeza dii!
Kuzongonyara nyara mhani munhu wasabhuku
Mwana akabuda ariwako kah uchanyara iweeeee unozvipa nhamo
Thank u baby gal for not putting us into shame,ko nyathi kuzoti ndaitanga kurara nemsikana kuda kuzvita virgin boy kkkkk
Kuchiine vabereki vanoti mwana wangu mudiki ndewechikoro iye achodya hake bota sure😅
I can tell he was such a liar from the 1st time he opened his mouth to speak. Own up young man. Trying to paint self as a victim doesn’t work. Take responsibility for your actions
Hapana chanyepa mukomana he never promised the girl marriage the only problem vasikana they are allowed to make mistakes not vakomana. How many Form 3 or 4 guys vanonyenga musikana vachifunga kuroora. Even a 30 year old man munhu akakuudza nhumbu yave 7 months it's wrong and suspicious.
Men are always blamed even vachitaura chokwadi
I think the boy was saying the truth because muskana aitoona kuti bh aranzi uyu haazive kunaka kwebhinzi seiko
Haa mukomana iwe,ka ko kuzonyepa kuti ndiye akatondidzidzisa, kuda kushoresa musikana ,nevanhu , maresults abuda hausisina chekutaura cy,,
Well done lil sis mukomana anonyepa uyo chengeta mwana ndo maresults ebota aya
😂😂 I don't think pane anyepa apo, but the event was questionable and also took long time pasina kuzivisana nhumbu. It's like book of Matthew and Mark 😂 😂😂
Yah..mkomana haana kunyepa as such bt tht 1 incident led to pregnancy.
Kakangwara kamuskana ako tarisai kumonya monya malips uko
I cant be the only one aona nyati pamurume uyu??
Exactly he looks like him and anotoyera Nyati
@@tarirojakachira5980 they r brothers....but uyu akati ngwarei kkkkkk
😂 l wrote the same, they look alike, even matauriro acho mamwe chete. But its worrisome vana vemumhuri iyi vari kuroora so young, Nyathi wekufacebook is 19 atove nemwana ave kuda kusvitsa 2 yrs. This young brother form 4. Kuti kusiiwa nevabereki voga pamba here vari kuSA chii chaizvo?
@@maggiedomyeah vanoda zvinhu vari vadiki sure
@@maggiedomehee it's sad vana vari kuzvirera Vega shame,vabereki vari Joni.Vanhu saying they brothers nasix gun😮
Makorokoto gal child wadadisa hako, agh boy child makorokoto mava baba yeah zvichikutyisa and pakuda kutomira sababa... makorokoto kwamuri mose❤❤❤
Thanks mama tatandzva nema zero ❤❤❤❤😊
Sure tanga taneta nezirooo
😂😂
😂kwangu kumusha ❤❤ vadadisa mwana wedu Mutungagore zita rakabva paGomo rakareba kunge richatunga gore ndosaka rakazonzi Mutungagore ❤❤❤
KuNjanja here shaa
Ndiwe waifana kuita sabhuku unoziva kwakabva zita redunhu renyu😅😅😅😅😅😅
Hesi home girl
Ndokwangu
Ndep homie ndiko kumusha kwangu futi
Well done young lady wadadisa. Ka Nyati aka kakafanana na Nyathi weku Facebook. Bwai bwai kakunyara. Kapenzi kemunhu.❤❤😂
Mabrothers
Asi haasi riye ere ??thot ndiye sequoia kwangu inj
😂😂😂😂😂😂😂 i think i brother yake avangafanani mazita zvese neface@@AlphaMuchogo
Mabrothers chete even matauriro acho nyati chaiye
Nyengaiii vanhu vamunoda chero akakutizira you will be proud 🥲 of yourself
Amen ndozvauraya chinhu chino marriage
Kamukwambo hanzi, maihwe kanhi ku chema hako🤞🤞🤞
Vana vanoda zvinhu ava.ngavagarisane hanty vakada bota varikuskol continue nebota well-done Sabhuku
😂😂😂😂😂😂😂ndapanzwao
@@ListerMhako inonzi, ndomene haichemedze😂
Me still watching..I can't wait kupaonao😂😂😂
Proud of this girl her confidence 💪❤❤❤
Mwedzi wemazero unenge wadarika😂😂
😂😂😂😂motikuvadza mbabvu nhaimi. Apo stress yandange ndinayo ndisingade kuseka but mandisetsa henyu
September aive nemhepo yaNyamavhuvhu kuzoti yachair*** we Sa*c ndakaita kupera simba
😂😂😂😂😂
Mwedzi wa October hakuna maZero kkkk takambozvimisa 😂
@@portiagova 😂😂😂
This girl will go far. Adzidza zvaadzidza after this she'll be unstoppable. She's such a strong girl.
Mwana sikana ndamuda uyo ange achiziva chokwadi and anozvimiririra futi
I believe hangu mkomana, madame was experienced ndosaka akati ndochengeta hangu mwana kana asiri wake and ndomudzosera mari yaakashandisa, meaning ane ma shenanigans aaitamba. That day she was on heat (ovulation) saka chakabaya chikatyokera. Boy cried coz he had not instigated the whole thing so could have felt taken advantage of, he is just a kid himself, Form 4 boy now having to worry about ma pamper and stuff, shame chaiyo
Saka akabatwa blambi yake futi yakapfekedzerwa here , the boy aiziva zvakaita
Musataure zvisina basa imwi vana vemazuvano vangwarisa akuziva chokwad mukomana bt kungotya kunzi baba chte
Wakaenda kuchikoro hanzvadzi unonyatsoterera wo understand nyaya
Lol mukomana aitove chibaba uyo inga ataura wani kuti ndakazoti ndoda kusiya zvema bby ndimboita zvechikoro lol
Musikana ati ndr kurima fodya ndozviitira zvinhu zvsngu.kuzviitira zvinhu zvske hazvireve kuti aitamba maths bt munhu akajaira kuzvishandira.hautiswe paunoona kuti haudiwe
Mukomana uyu speed yake,matauriro nechiso ndi Nyathi ZW
Shuwa nyati chaiye
Iyi comment ndachiitsvaga ,i think vari related navaNyati
Hanzi vane hukama ndaona comment yati mupfana wanyati
Haasi mufanha wa. Nyathi hre
I think I brother yake cz vakafananisa zvese nekutaura plus zita Nyathi
What a young couple aahh vana so ka vanogumbura chokwadi asi mukomana inhubu.Musikana atove ne bitterness nevanhurume shame
Dankoe mntanami. No matter what umlomo wimfana was tomuch
Nyati musadaro muri kutongoonekwa kuti muri kunyepera kungwara.
Ndokuzivai hanzvadzi dzangu moda kunyepera kungwara.
Gamuchirai Nyati avo🎉🎉🎉🎉
Nyati 😢ndaanyara muzvare
That's my roots mufana waNyati Mpumalanga chaiye l know them... congratulations girl nekutaura chokwadi
Muvaudze kuti kutaura taura ngavaite kushoma 😅
Vakafanana
Is this guy related to six gun family 😅
@@blessedVee559brothers
@@blessedVee559 they are brothers
Zvekut wadhonzerwa kusango or ndiwe wadhonza hazvimise mimba kubàta😂
Sister vaive nenyere rough, chibereko nhomva chagashira kechi 1
Zvekunonoka zvine basa reiko imi mai siyanai nenÿaya dzevana..kuda kureva nhema kti musikana akandifosa manje wanyura wanzwa butter .wanga wakatarisira 0% manje kwabuda 99/ 99%
ini hangu ndoona sekuti musikana uyu akavimbika, dai vaedza kuumbidzira vagarisana , zvakangooma kusiyana kwevabereki, mwana ane 4 months,..
But havana havo kutadza plus kana mwana wacho airamba wani.
Ndaona sevanerudo mbuya
First time kuona Baba vachichema vanzi mwana ndewenyu
Haaa zvipiko ,mai vari kujoni vakati kana muri baba vemwana no more benefits for you.Ndizvo ari kuchema uyoo
It’s so cringey because in my mind I just feel like Nyathi ZW is talking.
Same here 😂
Mr Mugabe hamuna kukwanisa kana kubvunza 😊
Nyadzi dzinokunda rufu mukomana akushqya pekupinda 😂😂😂😂😂😂Nyathi kaa
Kana varume vakuru vatya nhumbu wani asi bota vachirida wani? I can understand this young man very well. Thanks to this young brave woman and bamdiki❤❤❤
Matsananguriro abmnini ndatototi definitely it's 0 %..zvino eeeh ndanyara mhoti🙈welldone mainini👏👏👏
Zvaaniko nhoroondo yenhema yaitsanangura pano achitipedzera nguva
😂😂😂,😂,,
Fact yekuti kamuchinda ako whn seduced kakabva karova yeke ndopazakaendwa..& it ws a 1 tym event so yes it raise qstions. Ndiani angabvuma nhumbu wangopihwawo ka1...😂
@@dignitydangarembizi8184😅😅ko iye akati unobvuma mimba kana wapihwa kakawanda ndiani
I was expecting a zero percent
Kudada kwako dai mwari vaizokurova neshamhu ine munyu ,haungadaro mwana weumwe munhu ,u must have heart
Nyathi varohwa ne Shock
Kkkkk varohwa neshock vari mu exam😂😂
Thank you baby girl hauna kunyadzisa ....I'm proud of this girl anga achinyatsoziva nyaya yake
First one on the show to say with confidence kuti kana asiri wake ndinodzosera zvese zvaavakashandisa
Vamugabe nhasi munonzwa nekubvumira ehe ehe OK ehe kkkkkk nhasi pakaipa
🤣🤣🤣🤣
I like vamwene she is such a good and humble woman, muroora ndamufarira mukadzi musvinu kuzvitambisa nekamukono ketsambara futa kano yavaya kukunda mukadzi musikana ngaaende zvake kumba kwavo asatambisirwa nguva nekakomana ako anotozozviwanira murume musvinu
Aaah ndanyara sis ava vari genuine nhaimi . 💃💃💃❤❤❤
Madadisa mainini iiih this time hatina kunyara well done ❤❤
Asi umwe achangoti tinashe Mugabe obva atodonha 😂😂😂
😂😂😂😂😂 ndafa statement yandiitira great
😂😂😂😂😂😂haunyepi
Guy,has the potential to be a great fiction writer. There is too much talking and too many lies. Mr. Mugabe was not given a chance to question.Bravooooo to you, young lady,you made us proud. Nhasi Tinashe asangana newanogona ku narrator nemo meno😂😂😂😂😅😅 Nyathi was like
😮😮😮😮😮😮😮
😢😢😢 hona karume kacho kunyara kunge kachanyura pasi nenyadzi 😅😅
Nhaimi nyadzi dzacho hakachakwanise katoshaya mwena wekupinda . Dzungu rese tsvai zvino uchaitasei ndewako mwana
Uyo mupfana uyu akapusa uyo!!!! Imhata mupfana iyeye. On which year did wed had September ended on the 31st? Msoro wambuya kee!!!!
Sabhuku vanotaura zvinyoro nyoro❤
Weldone girl madadisa amoyo ❤bamunin marohwa nehana Manga muchinyanya kutaurisa muchiti zvichaenda nepamwe 😂anyway congrats chengetai mwana nemkadzi itodzidzirai kumuda ndewenyu
Bota family hamusi kuona nhau iripo. Mukomana mudiki uyo it's like ane 17 yrs musikana akura even maturity musikana ari mberi. Uyo mukomana anoda conciling anogona kutozviuraya ne kutya kuwanA
Hakuna munhu anozviurayira kunzi wavababa angovhunduka chete😅zvopera izvo anenge akutokafarira kamwana kake in less thn a week.
You are right
Musikana 18 saka kukura ndekupi
@@gertrudemasuka3449over age and under age zvee
@@gertrudemasuka3449 you are right
Well done Mamoyo mupfanha wangu
Mupfana arasika mwedzi because ari kuti 31 yet oti September apa unopera 30. It's most likely the correct month ndiOctober because ndiwo unopera 31.
Yeah ndopamuvhiringa, and zvazvakuda kuti afunge kuti mwedzi upi zviya,sezvo papatopfuura 6months .
Anonyepesa yoooo
Mfana uyo ati MAIWII😂...Baba kana mukadya bota hapabudi dikita chete panouya nemunhu..motochengeta mava baba.
7 months inonetsa kutambira zve the boy and family are correct
mhaihwee kani 😂😂 mukona anonyeba uyu matove baba zvigamuchire
Wanyara mukomana kusada responsibility ndosaka wanga uchitaura zva 31 September
The boy anebara rakasimba uyoo..😅😮 1 shot on target kwakutobata mwana ohh that's incredible 😅😊
Iyi ndoinonzi nemo nemo kutsanangura pachipwere
😂😂😂😂😂 hupwere
Kwatinashe kucourt chaiko
Ngatidzidzisei vechidiki ava kuzvidzivirira pabonde . Lives are ruined yet contraceptives are readily available kunze uko to prevent these unwanted pregnancies . Times are changing young women should be encouraged to use contraceptives.
Mukomana usadzidze kunyepa , well done girl
😢mupfana unoda bota mukadzi haumudi kanjani ukaona pouya mwana wakoira zvemhando dai musikana akakumanikdza iwe usingadi dai pasina mwana
Saka baba varikuchema kuti mwana ndewavo hr
Imagine kupenga kwacho.nyadzi dzi nokinda rufu
Eheee 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 ehe ahadi mwana
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 bvrrrrrrrrrrr 🔥🔥🔥
Thank u somuch mr tinashe ambuya na sabhuku ❤❤❤❤❤