Risked once, protected always: Tinashe Mugabe DNA Show S14 EP 7

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 11 ноя 2024

Комментарии • 1,8 тыс.

  • @dignitydangarembizi8184
    @dignitydangarembizi8184 Месяц назад +189

    Kuchema kurikuita mwana uyo kune chirevo. KuBeitbridge kwaakaenda akanobatwa nemurume waTete awo ndobva wamhanya kumudzosa kuChivhu kuti mkomana uyo anodya bota zvino akabva aita nebutiro.
    VaMugabe shld test bamukuru wekuBeitbridge

    • @musimuvi4473
      @musimuvi4473 Месяц назад +10

      Stop trying to look for a narrative to defend women pese pese. SHe is the one who is wrong here, akapa munhu nhumbu isiri yake!!

    • @dailyshowtelevisiondstv5585
      @dailyshowtelevisiondstv5585 Месяц назад +3

      Taurai kwamaswera

    • @jollykhuyumani9584
      @jollykhuyumani9584 Месяц назад

      Shame dai asina hake kuenda kubeitbridge

    • @maudykarikuni3672
      @maudykarikuni3672 Месяц назад +7

      Tete mukuchemei

    • @KatlegoMmope
      @KatlegoMmope Месяц назад +3

      Ichokwadi ndozvakaitika APA ende mukomana akangwara akashandisa butiro

  • @FayRue
    @FayRue Месяц назад +156

    This girl was sexually assaulted by a relative and is being threatened kuti asataure anything. VaMugabe please do a follow up and help her

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 Месяц назад +4

      Hapana raive hure iri

    • @pfungwajvmarume1654
      @pfungwajvmarume1654 Месяц назад +6

      Yes,she must have been abused ku beitbridge. She really feared the worst

    • @jollykhuyumani9584
      @jollykhuyumani9584 Месяц назад +2

      True

    • @NyararaiBvu
      @NyararaiBvu Месяц назад +3

      @@josephchenjerai1075aaah aive mhandara dia pakuda follow up apo wena aaah vanenge vana babamukuru vakadya bota aaah so sad 😭

    • @DudzaiTseriwa
      @DudzaiTseriwa Месяц назад +3

      Very true ummmmmm ndarwadxiwa veduwe 😢

  • @loicemuchena3865
    @loicemuchena3865 Месяц назад +149

    He was right, virginity & paternity are two different issues!

    • @dennispfumelah7740
      @dennispfumelah7740 Месяц назад

      Taura hako anga achachengeteswa mwana asiri wake

    • @peace6296
      @peace6296 Месяц назад

      ​@@dennispfumelah7740 nhayi, they should appreciate and move, nxa, nhumbu inorwadza kuchengeta veduwe, pamwe munhu aitorwara rwara achinetsa muridzi wenhumbu akagara hake nemanhede uko, nxa

  • @malisemuvazhi6790
    @malisemuvazhi6790 Месяц назад +85

    the guy is so caring one in a million

  • @tasarira
    @tasarira Месяц назад +161

    What a gentleman. Zero percent but still have the heart to console her

    • @sylviamugara4474
      @sylviamugara4474 Месяц назад +2

      Imagine

    • @lonelynyamudeza6133
      @lonelynyamudeza6133 Месяц назад +5

      NdomaGentleman ekwenyu😂

    • @GeorgeFabulous-nh7nf
      @GeorgeFabulous-nh7nf Месяц назад +6

      Chinyarara Shar tione Kuti toita Sei Aagh Moyo wangu Kani Uyo Mwana anoda kubatsirwa

    • @Madzivas
      @Madzivas Месяц назад +2

      Zvakasiyanei nemunhu akurasira huku 😂 hanty huku muriwo but unotourasira ndozvikuita mfana uyu kupukunyuka murutsva

    • @St-G2
      @St-G2 Месяц назад

      Apana

  • @TinotendaSamantha
    @TinotendaSamantha Месяц назад +178

    Even wakachemasei Mr Tinashe Mugabe vanongokutarisa hako kusvik wanyarara wega vanongoti okay oookay

  • @tawandatmanyange3896
    @tawandatmanyange3896 Месяц назад +34

    kuchema hakubatsire she was supposed to disclose everything if pane zvakaitika not to take chances , hatityiswe nemisodzi. Young man well-done

    • @nyaraingadella4924
      @nyaraingadella4924 Месяц назад +1

      maybe akabatwa ne hama mwana uyu

    • @leechen1995
      @leechen1995 Месяц назад

      ​@@nyaraingadella4924ndomukan wekutotaura iwowu

  • @ApoloniaChinyengwe
    @ApoloniaChinyengwe Месяц назад +32

    Thank you Mr Mugabe apa tiri kutoda feedback of this episode

  • @bravo09.22
    @bravo09.22 Месяц назад +64

    A guy asked a doctor why his girlfriend is pregnant when they always use protection and the rubber never broke. How is it possible? The doctor said, Let me tell you a story, there was a hunter who always carried a gun wherever he went. One day he took out his umbrella instead of his gun and went out to the forest, and a lion suddenly jumped in front of him, in order to scare the lion, the hunter use the umbrella like a gun and shot the lion, then it died. The guy shouted nonsense. Someone else must have shot the lion. Doctor replied, good, you understood the story, next patient please.

  • @shungupenyayi1052
    @shungupenyayi1052 Месяц назад +44

    Both brother and the young brother shows a lot of respect and humbleness, musikana akafuririka

  • @KillianMatangila
    @KillianMatangila Месяц назад +49

    Mugoni wepwere ndaasinayo I give kudos to the young man

  • @nangulashikukuma
    @nangulashikukuma Месяц назад +31

    Mr Mugabe . We love your show so much. I am addicted to be honest. I home sick and thats all i watch. I was just wondering for us internationally when some terms comes up we dont understand. Can there be a few second pause for unusual words just to say for my international viewers that doesn't know what this means it means this and that. Otherwise. BIG BIG THUMBS UP. WATCHING FROM ICELAND BUT ORIGINALLY NAMIBIAN🇳🇦🇳🇦🇳🇦

  • @ketumilepindi7149
    @ketumilepindi7149 Месяц назад +209

    If the Beitbridge aunt is married, the husband should be tested coz this crying is not normal.

  • @faithdadumalikongwa6006
    @faithdadumalikongwa6006 Месяц назад +27

    What a great young gentleman despite all the odds he is loving and caring,well done God will give you someone who is faithful to you

    • @Annoy12334
      @Annoy12334 Месяц назад

      God has nothing to do with this, bishu ibishu hazvichinje and the guy is close to simping on live tv

  • @shupikaicumbers5915
    @shupikaicumbers5915 Месяц назад +32

    This young man is a gentleman , but to you young lady take this as a learning zone , MaDNA haanyepe mwanangu tell the truth usunhungurwe. The list you could have done was to thank this family.

    • @rutendosopa6550
      @rutendosopa6550 Месяц назад

      I'm now starting not to believe in these so called DNA testing, why 0% in every episode

    • @josh_dat-guy4891
      @josh_dat-guy4891 Месяц назад

      ​@@rutendosopa6550so u think pane munhu angangoita madoubts pasina zvaari kufungira here. If u heard how the guy narrated the story u could tell kt akatambiwa, mwana ndewemwana wemurume vatete vanga vachichema avo, it seems like she knew or suspected something that's why vanga vachiti ndikauyapo ndomurova (probably reason being yekt wakanditorera murume)

    • @tinotendaMAcQUEEN
      @tinotendaMAcQUEEN Месяц назад

      But panemkana here wekuti ma DNA anombopotsa.. kuda kuziva

    • @getglossy125
      @getglossy125 Месяц назад

      @@rutendosopa6550iwewe ne common sense dzako nhumbu yakaitwa papi munhu akapfeka condom. hant vanhu vese vanouya pa DNA show vanenge vatori ne ma issues panenge patori nenyaya behind coming to DNA. panenge patori ne kusagutsikana. vakadzi vanochema kuvharidzira nyaya. learn that. and usually wen tinashe mugabe follows up hant baba vacho vanotozobuda chaivo chaivo, so vanenge vabvepi.

  • @shiellahchimuzinga5121
    @shiellahchimuzinga5121 Месяц назад +86

    Tete varova sporo she is ashamed 😮😮mwana ndewehama chete uyu coz kakuchema kacho pane zviri kumashure

    • @MaiMoyoo
      @MaiMoyoo Месяц назад +2

      Kkkkk hanzi sporo

    • @GraciousKawonde
      @GraciousKawonde Месяц назад +1

      .ndazvifungaw

    • @MaiMoyoo
      @MaiMoyoo Месяц назад +1

      @@GraciousKawonde ini ndatonzwa hangu tsitsi murume achinyararidza mukadzi

    • @mudzariinnocent8929
      @mudzariinnocent8929 Месяц назад +3

      Yes there is more to this issue. Either mwana ndewe murume watete or hama yepedyo. Kuperekedza kwakaita tete muzukuru wavo vaida kuti asataure zvakaitika kana yabuda 0%. Chaita kuti vacheme kuziva kuti zvayaita 0% mwana achabvunzurudzwa ozopedzisira ataura munhu anofanira kuve akamumbunyikidza zvinozopedzisira zvaita kuti mumwe aende mutirongo. Vabereki vemwana vanogona vasiri kutoziva zvakaitika. Nokudaro tete vange vaine chinangwa chekuti mwana akanzi ndewe murume uyu then zvakaitika zvongopera zvakadaro. Muzukuru anogona akavhunditsirwa kuti asataure kana kupiwa masenzi evharamuromo.

    • @Annoy12334
      @Annoy12334 Месяц назад

      ​@@mudzariinnocent8929maya croc tears there , hamusati mavaziva vakadzi hantyyyy

  • @PoliteNkomo-t9l
    @PoliteNkomo-t9l Месяц назад +49

    Young man urimwana akabva kuvanhu. Unofunga semunhu mukuru ❤❤

  • @kelvinjasi
    @kelvinjasi Месяц назад +17

    The guy is so nice. Zvinodirwadza kuona good guys vachitambwa kudai.

    • @Annoy12334
      @Annoy12334 Месяц назад

      Good guys finish last 😂😂😂 don't be a good guy u will suffer evalastingly 😂😂😂😂😂😂

    • @tendaikumbirai3289
      @tendaikumbirai3289 Месяц назад

      @@Annoy12334 wasikana havadi ma good guys

    • @DilolisMsengezi
      @DilolisMsengezi Месяц назад

      ​@@tendaikumbirai3289😅hameno it's always opposite shem , vakanaka always get vasina kutovimbika

  • @bongaingwenya5003
    @bongaingwenya5003 Месяц назад +19

    I salute mai vaka raiser these boys u v super sons

  • @Amarie077
    @Amarie077 Месяц назад +31

    I wish if she had apologized that way he will soften his heart. This guy is nice.

    • @OtisMujuru
      @OtisMujuru Месяц назад

      He is nice kuhurirwa here

    • @Amarie077
      @Amarie077 Месяц назад +2

      @@OtisMujuru Handina kuti ahurirwe ndosaka ndati she should have apologized. She has lost a good guy kuhura plus rudeness yekusazvi ninipisa.

    • @nyaraingadella4924
      @nyaraingadella4924 Месяц назад +1

      agara ataura kuti pakaita zero hapana nyaya

    • @honestmachirori4484
      @honestmachirori4484 Месяц назад

      She is the one who knows the truth, let's not be too quick to judge. The truth is still in the unknown.​@@OtisMujuru

    • @honestmachirori4484
      @honestmachirori4484 Месяц назад +3

      I think this DNA program needs an advancement into lie detector tests.😢

  • @josef.c
    @josef.c Месяц назад +19

    Musikana anogona kuzviuraya uyo ! Please mkoma Tianshe itai kuti mumubatsire

  • @bishop4294
    @bishop4294 Месяц назад +13

    Big up for the hug 🤩buddy, she is skelem girl indeed but tete vatiza musadaro mwana ndewenyu uyu chero anyadzisa she needs your support and strong advise at this point in time

  • @Amarie077
    @Amarie077 Месяц назад +42

    The most painful thing to me kutonyararidzwa in those arms that you will never feel again. I will stop crying for the results and start cryimg for TLC. She should have apologized. That guy is a great guy.

    • @beautyrutanhire1011
      @beautyrutanhire1011 Месяц назад +1

      U can say that again it's so painful

    • @heartmoyo
      @heartmoyo Месяц назад +2

      😂😂😂😂 Ava vanogona kuramba vachitsotsana ava

    • @ChomudengaChidembo
      @ChomudengaChidembo Месяц назад +1

      mbavha yaka robber rufaro rwemwana

  • @ViazhiJacobSeva
    @ViazhiJacobSeva Месяц назад +20

    Pavatanga kuchema mai ndabva ndaziva kuti 2k yadzoka ne disappointment. This young man is very mature.
    Tete veku beitbridge ngavaite barika nemuzukuru wavo.
    No apology, nothing. Haaaa i am disappointed.
    Now i believe 2k ine demon rinoishungurudza

  • @muchanetamadondo9066
    @muchanetamadondo9066 Месяц назад +36

    I PREDICT 0% BEFORE RESULTS,BUT YOU ARE STILL YOUNG,PUT YOURSELF TOGETHER AND MOVE ON GIRL,YOU ARE BEAUTIFUL.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Месяц назад

      Useless beauty indeed!!

    • @aidook5791
      @aidook5791 Месяц назад +3

      Anga awana mukomana ari bhoo akazvibvanyangura. Hapana beautiful apa katsotsi kemunhu. Dai ataura kuti baba vemwana ndiani.

    • @babava2263
      @babava2263 Месяц назад

      Mupfanha akamuravidza plambhi ndhobva agarisa asati amupamha futi. Akabva akwigwa naBabamukuru kabhinzi kaakutambatamba.

    • @tawandachimanga8601
      @tawandachimanga8601 Месяц назад +1

      hapana beauty apa....beauty is in the heart

    • @ProGamersForLife
      @ProGamersForLife Месяц назад +1

      Musangoda kusimbisana zvenhema beautiful yei iko kahure aka ,vaudzei chokwadi vana ava kt chakaipa chakaipa

  • @essinamanjengwa2810
    @essinamanjengwa2810 Месяц назад +17

    In the next 5 years nyika inenge yanaka big up Mr Mugabe❤

    • @mbizi4573
      @mbizi4573 Месяц назад

      Uuu nehuwori hwacho inotoda zana remakore

    • @lassie2640
      @lassie2640 Месяц назад

      Kunaka kwayo kupera kwevakadzi 😂😂

    • @PiiMurinds
      @PiiMurinds Месяц назад

      Nevarume wo vanongodya bota vachisiya mbeu dzavasingadiridzire😂😂😂

  • @christieultd
    @christieultd Месяц назад +48

    Sad. Chero tete cried. She could know what happened.
    Ivo vaimutora ava anogona akabatwa naana bamkuru. Kuchema kwake tells a story. Sorry hako mwanasikana.
    The guy is quite humble and mature. I pray it works out well for them.

    • @Innocent-i7q
      @Innocent-i7q Месяц назад

      Kuva humble here kana kuti kudyiswa

    • @tarirochinyandura4554
      @tarirochinyandura4554 Месяц назад +2

      My point ana babamukuru might be ana baba vemwana

    • @vanessanota2839
      @vanessanota2839 Месяц назад

      unenge wataura chokwadi

    • @tinashechigu9839
      @tinashechigu9839 Месяц назад

      And myt have forced her to go to the guy.......since ariye anga aka breaker

    • @josh_dat-guy4891
      @josh_dat-guy4891 Месяц назад

      Murume watete vekuHarare ivo vekuchema is the prime suspect...cz kuBeitbridge akadzoka asina nhumbu n am even suspecting kt yakabviswa if yanga imboripo or she just missed her periods maybe

  • @Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w
    @Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w Месяц назад +36

    Mwana uyu ane zvakaitwa chete uyu 😢😢😢😢amugabe imbonyatsotsvagai mwana uyu mumubvunze ane zvakaitwa kwatete vake kuholiday kwaenda uku zvkuti kutaura chaiko anotadza shungu dzoperera mukuchema

    • @sammlambo8313
      @sammlambo8313 Месяц назад +2

      Something is fishy, mwana uyu anenge ari akathreatenwa somewhere

    • @Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w
      @Tarironyanhongo-yd5xr6bq6w Месяц назад +2

      @sammlambo8313 sure anoda kunyatsobvudzwa mune zvakanaka kti chii chakaitika anotaura

    • @MeloBidie
      @MeloBidie Месяц назад +1

      Zvakaitwa naniko ma 2 k vaitogonakidzwa havo ndobva vakanganwa kuti mwana atovemo jehovha anowira kusina harii mapunzii murume wekupihwa nedenga woita zvakadaro

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari Месяц назад

      What if akaita willingly,stop defending people you don’t know

    • @T.V.M96
      @T.V.M96 Месяц назад

      Haaaa vakadzi hamuvazive imi hatina zero navo ava nxaa imbwende idzo

  • @machayaropafadzoblessing8546
    @machayaropafadzoblessing8546 Месяц назад +47

    Munin'ina wangu akazviita izvi ndikamumaisa zvisingaite ende aiti akatsiurwa aituka Mai hnz hee imwi makangomitiswawo wani ndikamumaisa zvisingaite izvo baba ve mwana vaive vemuraini nxcaa apa ainyepera umwewo kut nhumbu ndeyake mxciii ama 2k I loss haaa tsekiii 😢😢😢 ndatsamwa zvisingaite apa haude kukumbira ruregerero enda unogeza uende Kuna baba vemwana benzi remnhu ndokurova nxcaaaa 😭😭😭😭😭😫😫😫😫😫

    • @artwellmatimbe7899
      @artwellmatimbe7899 Месяц назад +2

      😂😂😂😂😂

    • @machayaropafadzoblessing8546
      @machayaropafadzoblessing8546 Месяц назад +5

      @@artwellmatimbe7899 ndatsamwa Artwell aaah apa muninina wangu aiita kumbongomora mhere musi wacho izvo yaive misodzi ye nyoka ndikamurova nedanda 🤣🤣🤣 plus aidherera Mai

    • @financetateguru
      @financetateguru Месяц назад +1

      😂😂😂😂 rovaa

    • @Washie-by7bh
      @Washie-by7bh Месяц назад

      ​@@machayaropafadzoblessing8546chivhu yadzoka zvakare

    • @alicemwandiambira9078
      @alicemwandiambira9078 Месяц назад +4

      Ama 2k are doing the most. Munhu akachema tobva tatonzwa tsitsi and we believe ka kt ukutaura chokwadi. Imagine wamuperekedza kuma DNA, unoshaya pekupinda nenyadzi 😢ama 2k haaaa surrender 🙌🏽

  • @miriamchikwanda201
    @miriamchikwanda201 Месяц назад +11

    Welldone to this guy for following your gut and pursuing this test. Dai so wakasundirwa zvisiri zvako. To the girl child May this teach you honesty he gave you the opportunity to speak up and you stuck to lies manje results don’t lie.
    To the DNA team keep it up, your groundbreaking work is disrupting these traditionally condoned fraud systems

  • @ruramainhowe
    @ruramainhowe Месяц назад +55

    Kana une mwana musikana usanyanyolaulisa,,, Togona kuona wako mangwana pano pavaMugabe...

  • @peechireva1049
    @peechireva1049 Месяц назад +28

    I feel for the girl. I think akabatwa rep chete ..I'm so sorry

    • @nyaraitaderera9369
      @nyaraitaderera9369 Месяц назад

      Akabatwa nani kkkkkk

    • @nicholaskuuya6318
      @nicholaskuuya6318 Месяц назад

      Na bamukuru Ku Beitbridge uko​@@nyaraitaderera9369

    • @JudithNyuke
      @JudithNyuke Месяц назад

      Nabamkuru​@@nyaraitaderera9369

    • @ThabisoGandari
      @ThabisoGandari Месяц назад

      Kubatwa nani crocodile tears

    • @Lifedisabledd
      @Lifedisabledd Месяц назад

      She is a liar is all I see. She is not even sorry after lying on the guy, she still wants to scam him.

  • @LiyonaSibanda
    @LiyonaSibanda Месяц назад +35

    Kuchema nhemha trusted you cc ndanyara hangummm😢😢

    • @paulnyarugwe7118
      @paulnyarugwe7118 Месяц назад

      same here😮

    • @ApoloniaChinyengwe
      @ApoloniaChinyengwe Месяц назад

      Haaa neni ndanyara sei😢

    • @Rue-sk5ux
      @Rue-sk5ux Месяц назад

      Saka mange muchitarisira probability of 99.9999 iye munhu akadya akadzivirira here

  • @francisnherera477
    @francisnherera477 Месяц назад +5

    Takuzokurova manje on the social media, kusakwana, the guy is a gentleman and presented himself very honestly from the start

  • @rachelbare4198
    @rachelbare4198 Месяц назад +58

    The way tete is heartbroken she knows something

    • @KatlegoMmope
      @KatlegoMmope Месяц назад

      Vatete vanoziva nyaya since vanhu Ava vakatanga fight kare yenhumbu

    • @dennispfumelah7740
      @dennispfumelah7740 Месяц назад +1

      itsotsi varikutonyara kuti zvino nyaya zvayadai todii manje

    • @TanakaZiracha
      @TanakaZiracha Месяц назад +2

      @@rachelbare4198 Taura hako, Tete vawana confirmation yavanga vachida, she now has zeroed onto her husband that's why vachichema vachiti ndomurova, varikuziva kuti kudenga kune nyaya

    • @tsitsichaita
      @tsitsichaita Месяц назад +2

      Tete vari kutadza kugamuchira kuti murume wavo akamitisa mwana wehanzvadzi yavo

    • @it3788
      @it3788 Месяц назад

      Oh kukakama the kagirl hazvinakutombomumirira mushe maoko voice not gooodoo😂

  • @angellabidi952
    @angellabidi952 Месяц назад +2

    Ndanyara zvangu ndanga ndichikutemba musikana but eish. Thanx mwanakomana aiwa wakabva kuvanhu and you are such a caring person

  • @victoriesmazhata6050
    @victoriesmazhata6050 Месяц назад +7

    The guy was her first but someone scored a goal before him. Wise move to use protection and then test for pregnancy after she returned from Beitbridge. That move ultimately proved to be a stroke of geniousness. If he had made the mistake of having unprotected sex with her that moment, he might have had to take care of a child that is not his for the rest of his life without any suspicions. Something surely happened in Beitbridge.

  • @brightonmuyambi2643
    @brightonmuyambi2643 Месяц назад +1

    This youngman is very calm even when he responds shows maturity in him the way he comforts her shows maturity

  • @langelihlendlovu8038
    @langelihlendlovu8038 Месяц назад +7

    He mfana wakhekile aphezingqndwen l like your nature n maturity

  • @PaulNdlovu-s7u
    @PaulNdlovu-s7u Месяц назад +26

    I feel sorry for the young lady, but instead of crying she must be courageous to tell the truth.

    • @CarenCaren-v3c
      @CarenCaren-v3c Месяц назад +2

      Very true and kungotiwo sorry zvakangokosha mufunge ndarwadziwa I have got both genders in my kids a boy and a girl ..mwari vandibatsirewo pakurera mhuri yangummm so sad

    • @TheChekas
      @TheChekas Месяц назад

      Inga ataura wani kuti haana mumwe waanoziva. Ko kana test iriyo yapotsa

    • @tinashechigu9839
      @tinashechigu9839 Месяц назад

      ​@@TheChekashaaa zvinotaurwa nemunhu wese izvo haiwa

    • @Aanotila7460
      @Aanotila7460 Месяц назад

      ​@@TheChekasamhhh vasikna vacho vanodaro asi ivo vachitoziva havo

    • @potiphajerenyenje6870
      @potiphajerenyenje6870 Месяц назад

      @@TheChekas we meet again here kkkk. The results are probably right. It’s unfortunate

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Месяц назад +14

    The way she is crying mmmm she is going through a lot kumba than this 0%😢😢Sorry lilie hako

    • @lenso3757
      @lenso3757 Месяц назад

      The truth shall set u free gara vataura chokwadi. Karoyi ngakafe ngaanozvisungirira

    • @practitioner83
      @practitioner83 Месяц назад +2

      I agree with you. Although the result was adverse, this girl is traumatized. There is a lot happening behind the scenes which she can't freely express except break down in tears. DNA crew, here is a counselling session and follow up for you waiting

  • @crydonchivizhe791
    @crydonchivizhe791 Месяц назад +5

    Gentle , kind, intelligent and handsome is what I see on this man.

    • @primrosemuzunze1763
      @primrosemuzunze1763 Месяц назад

      pamwe pese ndizvo asi mmmm pa handsome apo kkkkk, musanyepere vamwe

    • @tendaikumbirai3289
      @tendaikumbirai3289 Месяц назад

      @@primrosemuzunze1763 kunaka hakunakirwani shaaaa

  • @takudzwaiweni6577
    @takudzwaiweni6577 Месяц назад +10

    Mukomana anobva kune vanhu uyo Woow he is a gentleman arikutokunda vamwe varume vakuru ipapa😢

  • @tsitsikufa7083
    @tsitsikufa7083 Месяц назад +8

    Government ngaichingoisa mutemo wekuti mwana wose DNA asati abuda muchipatara bcz hey imagine how many kids varikumadzidza asiri avo as we speak pakatoipa mwana ndewa bmkru uyu

    • @Annoy12334
      @Annoy12334 Месяц назад

      Bill was passed kwasara public announcement

    • @chiedzamapfumo6920
      @chiedzamapfumo6920 5 дней назад

      But madna akangoitwa epublic chete zvaendwa 🙌

  • @PoliteNkomo-t9l
    @PoliteNkomo-t9l Месяц назад +10

    I think musikana uyu akarepewa nehama. Coz she's so emotional zvisingaite

    • @Annoy12334
      @Annoy12334 Месяц назад +1

      Croc tears haven't you watched the show before 😂😂😂

    • @T.V.M96
      @T.V.M96 Месяц назад

      Hapana kubatwa apo vakadzi here

    • @mkbzw9966
      @mkbzw9966 Месяц назад

      Vanozvigona manje zvekunyepa vanhu ivavo musazonyanya kuva believer😂😂

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Месяц назад +35

    Kutipedzera nguva achichema nhando. Anoziva muridzi wemwana.

  • @MillicentSambaza
    @MillicentSambaza Месяц назад +6

    Tete vakutoda kurova munhu 😅 kkkkk thank you Tinashe nebasa iri tikudzidza zvakawanda
    Young Man be blessed 🙏

    • @ThelmaNyanguwoMushamba
      @ThelmaNyanguwoMushamba Месяц назад

      Havangarege vabyadziswa kani muzukuru akaoma moyo haaaikuda kutaura chokwadi chaarikuziva

  • @TarisaiZhoya
    @TarisaiZhoya Месяц назад +25

    As a mom of a boy child l'm proud of u son

  • @nonkosinono2883
    @nonkosinono2883 Месяц назад +24

    Izvi zvinemakunakuna 😢 the way she cries means alot 😢😢😢😢😢

    • @ltm454
      @ltm454 Месяц назад +9

      I suspect babamukuru kuBridge😂😂😂😂

    • @aidook5791
      @aidook5791 Месяц назад +5

      Pamwe ndeyemunhu wepedyo wehukama

    • @arnoldmuzonzini
      @arnoldmuzonzini Месяц назад

      Sua. She knows something. A close relative could have done unfair to her

    • @tatendamanyozo
      @tatendamanyozo Месяц назад +5

      I'm also suspecting the same thing mwana akaremerwa uyu and the aunt knows something kuchen kwaitika pama results ma1

    • @aidook5791
      @aidook5791 Месяц назад

      @@nonkosinono2883 Aunt ava vachema nekuti vanoziva kuti babamukuru vekuBeitbridge irazor chaiyo pazvinhu zvacho. Achataura hake nekufamba kwenguva

  • @gellieguysurockityouarethe3625
    @gellieguysurockityouarethe3625 Месяц назад

    May God bless this young man he is Sooo caring hats off him

  • @carolineNyamhunga-zv5cs
    @carolineNyamhunga-zv5cs Месяц назад +28

    Ende futi kuchema kwese ndekwekuvhara ama 2k atina zera navo sure

    • @kevinmccharles5029
      @kevinmccharles5029 Месяц назад +7

      Not really there is a story behind the crying I guess akamitiswa newe pedyo

    • @christinemangwiro
      @christinemangwiro Месяц назад

      ​@@kevinmccharles5029I think so too

    • @stanleymadanha5708
      @stanleymadanha5708 Месяц назад

      Yeah kuchema kunenyaya kwete kuvhara but munhu waairara naye ndewepedyooo

    • @LovemoreFreddieMauled
      @LovemoreFreddieMauled Месяц назад

      True. Ini I don't feel sorry for a person anathema ma crocodile tears

    • @ChipoJamba
      @ChipoJamba Месяц назад

      Musikana taura chokwadi mwana ndeya Bmkuru

  • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
    @memoryrumbidzaimushapaidze5090 Месяц назад +3

    Mugoni weama 2K ndeasinayo I’m speechless 😢

  • @sharonfosho493
    @sharonfosho493 Месяц назад +11

    Tinashe blue Yake neya girl yaka matcher

  • @tsitsi1974
    @tsitsi1974 Месяц назад +17

    It's always the decent looking ones that disappoint.

  • @lizyncube
    @lizyncube Месяц назад +50

    😊😊😊Mimba ndeyemurume watete

  • @gracemutizamhepo1159
    @gracemutizamhepo1159 Месяц назад +1

    Hanzvadzi yangu is a gentle man haana kusiya musikana achichema amunyaradza vamwe vanotokutuka ipapo ipapo but hes there to stand with her

  • @ivykavanzei8623
    @ivykavanzei8623 Месяц назад +13

    Ndopanotangira kusakwana kwacho karikurambirei kuti sorry ipapa apa wanga watoowana murume anonzwisisa nxaa benzi remwana wish you all the best boy boy unoratidza kuti wakakuriswa zvakanaka uchamuwana anoendererana newe

  • @Taurazvako
    @Taurazvako Месяц назад +14

    Could be the results of a circumstantial meeting or 1 night stand with a stranger who might not even have an idea where he lives.
    Mfungiro wangu.😢

    • @dennispfumelah7740
      @dennispfumelah7740 Месяц назад +1

      zvinogona kudaro semunhu anga atoiraira akanzwa kunaka kwayo, anga akuida mkomana wake arikure

    • @NathalieVanwyk-n1h
      @NathalieVanwyk-n1h Месяц назад

      Vakadzi tinezvivindi yoh

  • @mikevurirai
    @mikevurirai Месяц назад +5

    VaMugabe please please look deeper into this issue ndoona rape case pamwana uyu by a relative

  • @HappygirlMutambatuwisi
    @HappygirlMutambatuwisi Месяц назад +7

    I respect the parents who raised that young man. So humble and caring....

    • @Annoy12334
      @Annoy12334 Месяц назад

      Ndozvinoita kuti vakadzi vazochengeresa varume vana vasiri vavo , these days hugentlemen itira Vai vako

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 Месяц назад +7

    I thought so. It was clear when I heard how it happened.

  • @peem-k9608
    @peem-k9608 Месяц назад +1

    woow! what a gentleman this guy is!

  • @EuniceMutasa
    @EuniceMutasa Месяц назад +13

    Kanoda shamhu kuchema nhema 😂😂😂😂 ndanga ndatobatikana panga achichema haiwawo

    • @valentinetapera2185
      @valentinetapera2185 Месяц назад +1

      Ahy nhy chii ichocho

    • @aidook5791
      @aidook5791 Месяц назад +1

      @@EuniceMutasa aiwa ari kutochema kuti chabvondoka coz anoziva muridzi wemwana ende hazvisi kutaurika zvamanje manje.

  • @wishbonegurupira6726
    @wishbonegurupira6726 Месяц назад

    Even the way he says his facsts. Composed and factual.
    Big up bro

  • @Onniecoal
    @Onniecoal Месяц назад +4

    Aaaw shame hnzi ndanga ndchifunga kut hazvitendedzwe he is a good man

  • @michaeldube2851
    @michaeldube2851 Месяц назад

    This young guy he is a real man big up young brother

  • @nestargandidzanwa7538
    @nestargandidzanwa7538 Месяц назад +3

    Kana usina kumboona episode yaTindo unotombodoubta maresults aTinashe but wotozofunga kuti part 2yacho takazovawana baba vemwana

    • @ListerMhako
      @ListerMhako Месяц назад

      Ykaitwa riin

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 Месяц назад

      Kķkkk.majita anonyanyao kt hee vasikana vakapusa vasingageze havabude kunze chiionai manje zviripo .😅

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 29 дней назад

    I'm shocked, I honestly didn't expect this result.🙄🙄🙄But I think the girl knows who exactly is responsible, possibly someone close sababamukuru. What a caring and loving young man!🙏

  • @manexkabvundura
    @manexkabvundura Месяц назад +14

    I respect the man he so humble, loving and caring . She lost a good man

  • @trishchakandinakira7581
    @trishchakandinakira7581 Месяц назад +2

    isu tukuti endai kuchikoro vana vacho busy kupakurira varume bota vapedza vakukuma nekuchema sevaive wakabatirwa demo , vana vasikana aaa munombogumbura ......aaayas vana vakuita vana ....thumbs up to the guy at least hes a gentle man

  • @AngelaNyamkure
    @AngelaNyamkure Месяц назад +6

    Bhetembiriji yakarehwa naSekuru vangu Dzimirwa , kune nyaya. Mazalawi akakanganisa mwana😢😢😢😢

  • @nicholasmaokomai3908
    @nicholasmaokomai3908 Месяц назад +5

    Ukanzwa Mugabe asimba kuti mwana akabuda achinzi haasi wababa munozvitambirasei it tells something

  • @KithumKwaramba
    @KithumKwaramba Месяц назад +3

    Uuuu Machemero eMwana uyo ka Ari kuziva kt munhu wacho ndibabamukuro or mwana Wababa pa Bert bridge apo uuuu pane zvakaitwa cht Ari kushunguridzika uyo 😢😢😢😢

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 Месяц назад +2

    😮😮😮 machemero aita mu 2k ndaona zvangu kuti paita nyaya🙌🙌🙌 team iri rinofunga kuti rakangwara kudarika machines haaaa kuzoti ndongoziva iyeye aaaaa veduwee kaaaa

  • @RufaroKunashe-hy3nc
    @RufaroKunashe-hy3nc Месяц назад +9

    "Bota menge muchirevei...
    Kutodya chaiko kut paite mwana"😅😅

  • @bradwellchikumbirike2727
    @bradwellchikumbirike2727 Месяц назад +1

    The guy is mature n soft spoken

  • @wellinessruzvidzo9939
    @wellinessruzvidzo9939 Месяц назад +8

    But wataura chokwadi mujaya pawati kubvisa munhu humhandara azvitadzisi kuita umwe.but why sisi

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe Месяц назад +2

    Haaaaaa yawuchitha umuthi inkonyane! Yhoooooo insinda baphenduli bendaba. Had hoped for 100% Haaa sorry Aunty dont cry....Musikana ngataure mumwe aakabata naye...kunyanya kuBB uko...

  • @albertmdabuka4480
    @albertmdabuka4480 Месяц назад +8

    The girl has no sympathy nor a good character. Instead of saying she has nothing say, she should have apologised to her ex for the help she got kuda kupa mwana weumwe to an innocent guy. I now know vasikana veku Chivhu nooo! I surrender. This guy is very intelligent than the so called Pastor who is willing to look after mwana weumwe murume also from a Chivhu untrustworthy lady

    • @cronwellmukodzo
      @cronwellmukodzo Месяц назад +2

      Kwaaa so cold pastor imbwa iya nxaa kutadza kuita zvaitwa negenteman iyo haiwawo

    • @VanessaManyudza
      @VanessaManyudza Месяц назад +1

      I was so annoyed by that Pastor guy zvekutoda kumurova 😂

    • @BeeDonza
      @BeeDonza Месяц назад +1

      😂Mai vapastor vakazviramba 😂

    • @elvismunda5830
      @elvismunda5830 Месяц назад

      Pastor vakandirwadza

    • @wamz8477
      @wamz8477 Месяц назад

      Chivhu is a town where people of different ethics and from other regions converge saka musazoti vasikana vekuChivhu, Aiwa, isu vakunda vemuChivhu Chikomba ,Fort Charter,Njanja hatidaro titori nehunhu hwakanaka chaizvo

  • @AnnahManyetera
    @AnnahManyetera Месяц назад +1

    Sorry baby .dont cry you are so beautiful ❤❤

  • @tafadzwamuponda1693
    @tafadzwamuponda1693 Месяц назад +6

    I think mwana ndewa bamkuru murume watete vekubeitbridge if tete is married

  • @ShadreckMusasa
    @ShadreckMusasa Месяц назад +4

    Mwana akurwadziwa uyu pane zvakaitika zvaasingakwanisi kutaura

  • @babava2263
    @babava2263 Месяц назад +5

    Welldone younger for standing your ground, kuramba kuitiswa. Siyana nako kaNjapisi ako. Unowana good mukadzi wekuroora. Ariko hobho good mabhebhi kuChivhu.

  • @PatienceMurairwa
    @PatienceMurairwa Месяц назад +1

    Yaa ndachemawo . Pane zvakangoitikawo Mr Mugabe mugadzirise vana.

  • @siletamus2016
    @siletamus2016 Месяц назад +22

    Oh shiiit!!! I didn’t expect that!

  • @RumbidzaiChitongo
    @RumbidzaiChitongo Месяц назад +5

    You are one in a million gentlemen

  • @BritahkholwaniKhumalo
    @BritahkholwaniKhumalo Месяц назад +4

    kuBeitbridge kwatete .mr Mugabe.handei tinotesta babamkuru. Tete varikutoziva nyaya yacho

    • @Phyliss-m5l
      @Phyliss-m5l Месяц назад

      Tete vanogona vasiri kutoziya chinhu. Kuchema kwavaita doesn’t mean kuti bamkuru pane zvavakaita Pamwe vakutochema kuti umwe mutoro wawedzerwa

  • @dorothychiremba222chiremba5
    @dorothychiremba222chiremba5 Месяц назад +1

    Ama 2K Never disappoint us ndatombomubetsera kuchema 😂😂😂 I lift my hands🙌🙌

  • @rutendosopa6550
    @rutendosopa6550 Месяц назад +5

    Blessed are the 80s and 90s vanhu ivava avana drama zvavo kozoita vakuru vedu vekare vaideedzera kt gomba arina mwana iiizvichida iwee uripano you are the product of gomba arina mwana

  • @normahwadzanaichitengukamp2453
    @normahwadzanaichitengukamp2453 Месяц назад

    The way she looked innocent sooka haaa girl child l surrender hangu

  • @Mbegabulawe
    @Mbegabulawe Месяц назад +4

    Sorry nana, dont cry...you are so beautiful hako...

  • @blessingkhumalo1041
    @blessingkhumalo1041 Месяц назад +3

    I think something happened when she was at beitbridge hope hapana wehukama akabata mwana bcoz kachemero kaatia mmmmm

  • @virginiatakawira
    @virginiatakawira Месяц назад +9

    Ane mavovo uyu anoda kudzemurwa zimbama chairo nxaa.. Kutisemesa haunyari shuwa

  • @SashaMakurumure
    @SashaMakurumure Месяц назад

    The way tinashe mugabe is so cool kaaa kkkkkkk haaa hazviko izvi hazvisi zvega i think anenge atomborova bhodhoro rengomq chairo

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +9

    Yooooo yaaaaaa zvakaoma veduwe apa ange achichema it's so sad 😞

  • @TanakaZiracha
    @TanakaZiracha Месяц назад +1

    Tete ndivo vaneyese, she was just there for confirmation, when she was asked first vazvambarara pamuvhunzo,ndofunga murume wavo ndiye akadya, maybe zvechisimba, now she is threatening the young girl because vaakutya barika.

  • @theresabrendasvotwa9566
    @theresabrendasvotwa9566 Месяц назад +10

    Ndiri mukadzi bt, matyiro andave kuuta vakadzi akaoma ladies I go fear you kana tave ku DNA

    • @josh_dat-guy4891
      @josh_dat-guy4891 Месяц назад

      U winning madzimai, asi rinopera umwe neumwe Ave kumba kwababa vake🤞. Mugabe is doing the most, without fear... favour or bias

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 Месяц назад

      Kkkkk😅

    • @AdmireJani
      @AdmireJani Месяц назад +1

      😂😂😂

  • @AnnaRuzvidzo
    @AnnaRuzvidzo Месяц назад +1

    Kana aiva munhu kwaye Mwana uyu Dai akataurira murume chokwadi nhai vachiri Kumba,the boy has a heart

  • @irenechiguvare3142
    @irenechiguvare3142 Месяц назад +7

    She loved him and hoped for better results I feel sorry for her

    • @siletamus2016
      @siletamus2016 Месяц назад +1

      No she didn’t. She’s just crying because she got caught.

    • @tendaikumbirai3289
      @tendaikumbirai3289 Месяц назад +1

      Iwe haunyepri munhu waunoda

    • @irenechiguvare3142
      @irenechiguvare3142 Месяц назад

      @@tendaikumbirai3289 I do agree but mistakes can happen she appears to loving him

  • @PrettyManyame
    @PrettyManyame Месяц назад +1

    Kurota ndichinzi handei kumaDNA imi handichaona maybe kuve addicted ne show yavaMr Mugabe