HALFWAY..........................MHEPO YODOMA VAROYI VEMURAINI

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 9 сен 2024
  • NYAKUBA RADIO UBUDIRWA NE MHEPO

Комментарии • 134

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 9 месяцев назад +10

    Nhy drewmas ko nyaya yemkomana uye wekupisa imba yasekuru vake aiti ndoda kuvauraya vakaramba kuti tifambe yakazoitasey

    • @drewmasmedia3856
      @drewmasmedia3856  9 месяцев назад +4

      SEKURU GUSVI VARIKUENDAKO VERY SOON

    • @user-jj4bd2db6e
      @user-jj4bd2db6e 9 месяцев назад +3

      Haaa sekuru gusvi zvava zvinhu mari rudadiso drewmas ❤

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 9 месяцев назад

      Drewmas makazowana sekuru vanopedza zvose. Robert ainge avekuvhaira nana sekuru vake kkkk

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 9 месяцев назад

      Vakadzi vakachena here

  • @tendaimavhudzi8736
    @tendaimavhudzi8736 9 месяцев назад +8

    yeah panenyaya apoo.iTag team inodya nyama dzevanhu...panoda n'anga inotasvura varoyi avaa

  • @tafadzwachakawa
    @tafadzwachakawa 9 месяцев назад +5

    Ngavafambe umbowo hubude pàchena kt ndiani akauraya mwana

  • @user-ch9kw6er5s
    @user-ch9kw6er5s 9 месяцев назад +4

    Varoyi takukuzivai hamubvume kusvika mabatwa

  • @esthermujiche1783
    @esthermujiche1783 9 месяцев назад +5

    Radio yakabiwa kuti nyaya yemufi ibude dzanga dzirinzira dzokuti mufi achiwana mandiro mwana uyuabudirwa achiri mudiki zvokuti anganyepa

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 9 месяцев назад +4

    Aaa mungati mwana angofoma zvese izvozvo zvaari kutaura varoyi avo vadanwa nani kana pasina avadana

  • @MakaBlackie-lo2ik
    @MakaBlackie-lo2ik 9 месяцев назад +1

    asi 11yrs mwana akuziva zvaanoita anogona kuita masaramusi mwana uyu Drewmas tarisai mwana iyeye mukamutarisa mumaziso munoona kti itsotsi hre kana kti pane mhepo zveshuwa hre asi mhepo inonzwa msoro hre pane nyaya apa

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 9 месяцев назад +1

    Hama kuita sei kwacho apa kuda kuhwanda nekuti hama dzangu hadzipo vanhu ngavataure nyaya apa inyaya yekuti team rinozivana iro kuda kutanga vaudzirana kuti vasataure zvakasiyana

  • @majurychadzamira3032
    @majurychadzamira3032 9 месяцев назад +3

    Munoroya mhepo hainyepi, varoi mune nharo dzinobhowa zvekut taneta nemi, mhepo uraya vese vakakuuraya

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 9 месяцев назад +3

    Vana amai mavunga tovaziva kubva kare varoyi avo ndokwedu chaiko

  • @tendaichinorinda5134
    @tendaichinorinda5134 9 месяцев назад +5

    Aaaaha dzimwe nyaya so ,saka radio chaiyo ndiyo ingatonetsa kudaro ,nhamo dzinosiyana shuwa .😢😢

  • @LeminaChikamhi
    @LeminaChikamhi 9 месяцев назад +1

    Madzimai ayo ngaaendeswe kwasekuru tasvu

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 9 месяцев назад +2

    Vaizoshaya vanhu vekuchema mwana wavo sey hakuna nharaunda hr

  • @norahmudiwi3028
    @norahmudiwi3028 9 месяцев назад +1

    Hanzi kana riri guva rine basa rei.sure guva ringanzi haina basa iri imba yeumwe munhu.

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 9 месяцев назад

    Nyaya iyi ikaenda kwamambo mambo vachangoti regai titsvage mubatsiri ndokuti nyaya itopera

  • @lynelee3859
    @lynelee3859 9 месяцев назад +4

    Varoyi havafe vakabvuma
    And honestly speaking mwana ane 11 years haangamboite izvo because zvekutoti kune mhepo inobata pamunhu haangambozvinzwisise

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 9 месяцев назад

      Yah haangonyepera mudikisa pakuziva zvese izvo

  • @tendaimavhudzi8736
    @tendaimavhudzi8736 9 месяцев назад +3

    mamai ayoo anoziva nyaya asi havasikuda kutaura

  • @user-sd2dv2dq5m
    @user-sd2dv2dq5m 9 месяцев назад +2

    Its possible fut kamwana kakunyeba kutya shamhu kkk

  • @tatendaharare3661
    @tatendaharare3661 9 месяцев назад +1

    Zvekuti ndabva next farm hazvinei izvo muroi anosvika London wani xaaa

  • @majurychadzamira3032
    @majurychadzamira3032 9 месяцев назад +2

    Mhepo irikutaura chokwadi makadya mwana imi

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 9 месяцев назад +3

    Zvekti next farm zvebasa rei makadya mwana

  • @NhereraYenyika
    @NhereraYenyika 9 месяцев назад +1

    Mhepo inonzwa musoro here chii changa chichiitika apa.hanzi ndaakuyenda hangu nekuti ndaakunzwa musoro

    • @bettymatitsa9043
      @bettymatitsa9043 9 месяцев назад

      😅😅😅😅😅😅ah zvinhu zvacho.pamwe taita vana vaduku

  • @user-ev5hr1tn1n
    @user-ev5hr1tn1n 9 месяцев назад +2

    Ngapatsvagwe n,anga zvibude pachena coz mwana achiri mudiki uyu pane zvirikuitika

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 9 месяцев назад +3

    Nhasi ndazoona chimunya, Drewmas Media taking us to another level ❤

  • @patriciakaseke1077
    @patriciakaseke1077 9 месяцев назад +2

    Imhepo chaiyo

  • @evanszulu1913
    @evanszulu1913 9 месяцев назад +4

    Avo Mai vesun hert vanoziva zvikuitika

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 9 месяцев назад

    Vakadzi tuma grudge tusina basa. Regai vakadzi vanzi ngavange vari pasi pevarume vavo. Ipwere chaidzo.

  • @violetcharry8478
    @violetcharry8478 9 месяцев назад +1

    Msi bere ndovakauraya mwana

  • @shimNazee
    @shimNazee 9 месяцев назад +3

    Zvimachembere izvi zvine grudge kubva Kare,, ko panhamo paizoitwa pekukokewa next farm sei vemudhuze varipo ,, hanty nhamo kungoridza mhere vanhu vakutotanga kuungana,, there is a lot to this

    • @marblemoyo-us9nl
      @marblemoyo-us9nl 9 месяцев назад

      Mai kundi vane prblm avagoni kugara nevamwe zvaknaka

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 9 месяцев назад +2

    madzimai ayo anoziva nyaya, zvese zvekuti taibatdira tichibika kuchipisa kwaive kuvhara kuti muridzi wemwana asafunga but anyway mufi aburitsa zvese

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 9 месяцев назад +2

    Mukoma NESHAMBA doesn't worry munoti mwana angatawura zvakadayi here akarecoder akagona well done

    • @nomatamanyanga1967
      @nomatamanyanga1967 9 месяцев назад +1

      Hausi mweya wekunyepa here uyu uuhm hakusi kuvhara nyaya yeradio here its not make sure

    • @maipraise
      @maipraise 9 месяцев назад +1

      ​@@nomatamanyanga1967ndinewe ipapo

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 9 месяцев назад +1

    Semumwe wangu kkkkkiiii pakubika mbabvu dzemwana

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 9 месяцев назад +1

    Muchazvisiya zvekuroya

  • @rosemarynyamadzawo9406
    @rosemarynyamadzawo9406 9 месяцев назад +1

    Drewmas media huyai nevanogona varoyi vabude pachena ndokupedza ma sports pamwe zvabva pakuvengana

  • @Petykwash_ph1cn
    @Petykwash_ph1cn 9 месяцев назад +1

    Much lv

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330 9 месяцев назад +1

    Hapana muroyi anobvuma kuti ndiri muroyi pave kuda vana gona muroyi apo

  • @sipiwenkomo6347
    @sipiwenkomo6347 9 месяцев назад +3

    Ndanonoka ndangandichiuya

  • @tafadzwamuzhingi8496
    @tafadzwamuzhingi8496 9 месяцев назад

    Inga vaverengana vega kudya mwana vakadya havo vakadzi avoo kubatsira parufu hazvirevi kuti mukuvhiya katiyo hamumo amai

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 9 месяцев назад +1

    Huroyi haumbofa hwakabvumika nekuti harizi ndiro yesadza😅😅😅😅. But panenyaya haapo

  • @fortunatekutsvaira6346
    @fortunatekutsvaira6346 9 месяцев назад

    Mai Bere..... Vane nyaya.

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v 9 месяцев назад +1

    Akuna chipfuwo chinotsika zvinechirevo.saka maiti sabhuku vanopenga hre

  • @user-xj5cy8sz6u
    @user-xj5cy8sz6u 9 месяцев назад +1

    Drewmas media muri rudadiso

  • @salomsalo1346
    @salomsalo1346 9 месяцев назад +3

    😂😂😂 aaaah uyu akaudzwa zvekutaura nekuti vakavengana chete

  • @user-fq1yb8pk3l
    @user-fq1yb8pk3l 9 месяцев назад +1

    Neshamba taking us to another level muri dadiso

  • @princessmamthe
    @princessmamthe 9 месяцев назад +6

    😂😂😂😂😂😂😂it's not make sure
    Kukhona okutshaya amanzi 🤔

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 9 месяцев назад +3

    Kkkkk kunge Mr ridiculous. Voice racho

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 9 месяцев назад +2

    Hanzi kufanana nekusura kkkk

  • @bkmash5907
    @bkmash5907 7 месяцев назад

    Muchiri kurangarira here murume anonzi Rissie wekuba Radio yamai Shuntie. Ikazoburitsa zvekubiwa kwembudzi.(Akafira ka Radio Karanganda tv)

  • @tatendaharare3661
    @tatendaharare3661 9 месяцев назад

    Uuum musati kunyepera mwana Ane 11 yrs angataura zvese zvakadaro here chiripo chiripo

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 9 месяцев назад +1

    Shame it's heartbreaking weduwee machemero arikuita mwana uyo ,iii ndarwadziwa weduwee shame.

  • @mildredmhuka5322
    @mildredmhuka5322 9 месяцев назад +1

    Next farm inozivei munofamba nendege dsenyu

  • @prosperplumbers5098
    @prosperplumbers5098 9 месяцев назад

    Musa manikidze vanhu please mava kutyora kodzero dzavo.

  • @MarianMuzivei-dl5lt
    @MarianMuzivei-dl5lt 9 месяцев назад +2

    Ayaaa satan nengirozi havasi kuzorora ndapota

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 9 месяцев назад +1

    Voice msg inorwadza iyi veduwe

  • @user-xu2is5ir7l
    @user-xu2is5ir7l 9 месяцев назад +1

    Nhasi rarimwe zuva

  • @user-wx2rb3sh5x
    @user-wx2rb3sh5x 9 месяцев назад +1

    Pakaipa madzimai aya akauraya munhu

  • @hildajudy9161
    @hildajudy9161 9 месяцев назад +1

    Zvakaoma veduwe

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v 9 месяцев назад +1

    Yhooohwe

  • @user-zv4tg6mm3b
    @user-zv4tg6mm3b 9 месяцев назад +1

    Radio ndiyo yakaita kuti zvibude izvozvo musavasiye vabatsirei please!

  • @majurychadzamira3032
    @majurychadzamira3032 9 месяцев назад +1

    Vaendesai kwa sekuru Tasvu or Bunzamukombe tione kut hamuroye here imi nxaaaaa nharo dzisina basa muchizviziva kut munoroya

  • @user-ds3pe2gh9f
    @user-ds3pe2gh9f 9 месяцев назад +1

    Inhema

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 9 месяцев назад +2

    Drewmas Media taking us to another level 🎉🎉🎉🎉💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼 Sahwira woye gara muberere💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼

  • @blessbless904
    @blessbless904 9 месяцев назад +1

    Vese vakadonwa ne Mhepo ngavaripe zvipere

  • @majurychadzamira3032
    @majurychadzamira3032 9 месяцев назад +1

    Next farm zvinotadzisai kuroya here? zita renyu rataurwa iro

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 9 месяцев назад +4

    Pane varoyi apa chokwadi

  • @LoveQueen564
    @LoveQueen564 9 месяцев назад +4

    Much Love to Drewmas Media ❤

  • @fortunatekutsvaira6346
    @fortunatekutsvaira6346 9 месяцев назад

    Angokotama anorohwa chii😂😂😂😂😂😂😂ndaseka😂😂😂

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 9 месяцев назад +1

    Mukoma Andrew na Tinashe mugabe guhwa munorida😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 9 месяцев назад +3

    Iyi mhepo kkkkk ko kana akapondwa akavakirwa guva anozogona kurwa here

  • @clevermusara7145
    @clevermusara7145 9 месяцев назад

    Hama dzebasa rei pakadai

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 9 месяцев назад +1

    Takings us to another level

  • @chrisnyamaparo3616
    @chrisnyamaparo3616 9 месяцев назад +2

    Ummmm pamhepo apo kunyepa chaiko hapana mhepi apo

  • @muonekomuza7010
    @muonekomuza7010 9 месяцев назад +2

    Vakokwa nani nhasi varoi vevanhu😢

  • @user-ee7im7fm6w
    @user-ee7im7fm6w 9 месяцев назад +2

    Loving the song 3:53

    • @RoselineNoku-dv6fg
      @RoselineNoku-dv6fg 9 месяцев назад

      Iiiii sabhuku vane nyaya uye varidzi vemufi vakagadzira nyaya nemwana arikutaurauyo vanhu musadaro

  • @constancedube8009
    @constancedube8009 9 месяцев назад

    Musandione kunonoka ndangandichiuya 😅😅

  • @user-yx7vz2ko4z
    @user-yx7vz2ko4z 9 месяцев назад +2

    Uhmmm vakadzi avo vakauraya

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 9 месяцев назад

      Sabhuku ndiye anoziva zvaakaita saka akasundire mweya uyo kumadzimai vaakadeedza kuti vauye parufu.

  • @logykays2673
    @logykays2673 9 месяцев назад +1

    Haasi kuda kubuda but mamuburitsa by force

  • @LastNgulube
    @LastNgulube 3 месяца назад

    Mdhara memubobo akazvodiyi

  • @faithcharewa1228
    @faithcharewa1228 9 месяцев назад +4

    😂😂Nyaya iyi inekakuvengana mukati voice recorder iro Manyama

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 9 месяцев назад +1

    Vakadya avo

  • @innocentmoyo6241
    @innocentmoyo6241 9 месяцев назад +1

    Shame zvinonzwisa tsitsi izvi

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 9 месяцев назад +1

    Drewmas media ❤❤

  • @josephined8931
    @josephined8931 9 месяцев назад

    Drewmas Media taking us to another level

  • @queenbae5883
    @queenbae5883 9 месяцев назад +1

    Pane nyaya apa. Ko akafa aive akura zvakadii

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 9 месяцев назад +1

    Drewmas munondipedza🤣🤣🤣🤣 hanzi kumakana fongo kkkkkkk

  • @cjsibs
    @cjsibs 9 месяцев назад +1

    Hapana mhepo apo idrama. Mhepo yozobuda mwana arohwa ?

  • @user-on4uw7xv1g
    @user-on4uw7xv1g 9 месяцев назад +2

    😂😂😂😂😂😂😂 Muri nhubu Drewmas imi

  • @clevermusara7145
    @clevermusara7145 9 месяцев назад

    Varoyi kuda kudzungaira nhema

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 9 месяцев назад +1

    Im a married person 😂😂

  • @user-id9dz8cm8q
    @user-id9dz8cm8q 9 месяцев назад +1

    Tiri pamalevels neDrewmas

  • @fortunateshoko1660
    @fortunateshoko1660 9 месяцев назад +2

    Maswerasei Drewmas media nhs ndadya chimunya 😢

  • @hilarykhumalo6132
    @hilarykhumalo6132 9 месяцев назад +1

    Hello team team

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 9 месяцев назад +1

    Kubirwa is not Normal Khule

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 9 месяцев назад +1

    Drewmas thank u

  • @TrishChimanga
    @TrishChimanga 9 месяцев назад +3

    Kkkkkkkkkkkkk fake chaiyo yemwana uyu😂

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 9 месяцев назад +1

    Amai avo vanezvavanoziva itsotsi kuda kuitasevanoziva mutemo sterek demeti

  • @beegee118
    @beegee118 9 месяцев назад +1

    😂

  • @shimNazee
    @shimNazee 9 месяцев назад +1

    Next farm baba 😂,, drewmas munebasa ,,

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 9 месяцев назад +1

      😂😂😂 hanzi ndokupai fuel yamunenge mashandisa. Yavo imari here.

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 9 месяцев назад +1

    ❤❤team

  • @josephined8931
    @josephined8931 9 месяцев назад

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣apa Neshamba nhasi wandisetsa kwanzi kumakana fongo 😂