Mabuja wooooyeeeee.....amai ava varikuda kusiya musha ava ibenzi...ambodzitakura ngani dzabva dzaita kuti ati handichada zvagara nhumbu inorwadza...kwarikuenda ikoko koakaita same problem anotopedzazve nyika
But wy kuti murume apuwe gupuro remombe asi kana arimukadzi arambwa anopuwa gupuro rezvima bond zvisingatenge kana domassi apa mukomana wacho handifunge kuti akambobvisa kana huku zvayo kwana tezvara
Those villagers are desperately looking for donors like you. Could you please step up and generously give a hand other than to put such a disrespectful remark.
Wooow I like the new song tadzidza zvakawanda shuwa D.M keep taking us to another level love you guys
my chief and my sabhuku chimukoko keep going
Thank you nekutiratidza Mambo kadzi . She's too soft mambo wedu God bless Chimukoko
Mambokadzi is soft as wool
From Germany we thanda you Drewmas taking us to another Level
Wow nice song 🎵
Who sang the new Drewmas song. What a lovely piece. Well done Drewmas
Chimukoko chief🙌🙌🙌🙌
Ooooooooh Chimukoko kkkkkkk pakaipa. Shuva nyaya yehuroyi yanetsa maiweeeee .pamwe varoyi vangaita vashoma
Really love the new song ❤️😍❤️🎇
Kkkkkkkkkkkkkkk Andrew buya ngunikeze umthanyelo owami ugijima ukudlula impisi kkkkkkkkk
My chief
Drewmas media taking you to another level 💃💃
We are getting to another level. Dankie Shumba and Sokostina alongside Chihera
Hie Drewmas I like this song yooooh good job nguva dzose maoko👏👏👏👏👏 kwamuri mukoma neshamba neteam renyu
KKKKKKKK, LANGUAGE YANGU. MISSING HOME
Muladzi uyu haana mimba dzakabva kana dziripo ndeimwe kana mbiri nekut uri less than 2yrs muwanano wava kukombulela chihure hachina kwachinokusvitsa hazvishamisi uchibvisa wega nhumbu dzacho nekut unenge usingazivi muridzi wadzo murume kana chikomba usat wainda roonora mwana wavamwene wawakadyisa ugoinda
Kkk hanzi kahure Hama dzangu idzii
Kkkkkk hanzi kahure akaa kakatobatiwa nezuro 😂
Drewmas media taking us to another level 🎤🎸
I love my language Chibuja yooh I miss home
🤣🤣🤣🤣🤣Kuchemera bere here veduwee varoyi kwanai imi
Kkkkkkkkkk kahure aka kkkkkkk kkkkkkkk kwai nyika inomazino
Umhhh Hurumende ngaipe madzimambo hembe dzekupfeka😂😂😂
Mabuja wooooyeeeee.....amai ava varikuda kusiya musha ava ibenzi...ambodzitakura ngani dzabva dzaita kuti ati handichada zvagara nhumbu inorwadza...kwarikuenda ikoko koakaita same problem anotopedzazve nyika
Thumbs up for drewmas👍👍👍who is with me?
Uyu musikana mmmmm muchero wemusango
Andrew can you please put Thando Klasi permanent on ndebele please siyacela this chihera of yours dosen't do for us uMthwakazi kaMashobana
Hanzi kahure pekare 😀😀😀😀😀
Gupuro mombe iiii pakaipa
Andrew Nashamba hamuna hukama here na Mr Brown muyimbi ?mmm makafanana
Thus My Chief
Mambokadzi vakatoneta zvavo
Indai kuchikoro imi muri vadoko
Kkkkkkkkkkk hure ihure mandifungisa kumba anyai
Ini mukadzi akati hachadi nezvangu ndomurega achienda.
Mambo ano defender kuti dzorera nhingi Zizi rake mangwana kuchauya yekuti muudzei Mambo arikuti pedzera nyama husiku igotongwa mmmmmmm pakabhenda
Maiwee Chief wakapora awa,saka wakatopihwawo mota here dzaipihwa wamwe😊
Kkkkkkkk handigone kudaro
Kkk iwe havana kupora awo vane ma village 48 ndimbandimba but zviri pavari zvihombe
@@lanjenimtonga9092 hoo
@@lanjenimtonga9092 ko mota wakapihwa here😊lol
@@laizahmasukwedza3196kkkkkkk asi urikuda kuvapa here mota kazeni
Kkkkkkk language dzacho baba ava so 🤣🤣🤣🤣hanzi kuhulitsa uchanorumiwa mberiko
ndochinonzi chibuja
kwaaaaaa hanzi kahure aka
But it's unfair mkadzi akaramba murume wonzi bvisa mombe murume akaramba mkadzi onzi bvisa dollar zvinombo famba sei
Hazvienderani na area here. I think u mixing things here. Kunemamwe ma areas ndakaona both mkadzi nemurume vachibvisa dollar
Mambokadzi vakapihwawo here zimota avo. Ehe chivanhu hacho but haa ngavaitirwewo plan
Vakapihwa
Vaneshamba chinonzi mujolo kkkkkkkkkk
Vese vari kt mambo avo vaka pora ndomaonero enyu isu tinogara muchimukoko tisu tinova ziva vano tonga ma village 48 mabo vamoona avo hakuna anova dheerera ipapaye vaka pikiswa vaka tsamwa mheni inova masikati machena ndosaka vati ndaka gadziva nemudzimu musa tamba kubva munhu 13 kusvika achembera kudaro achi tonga hakuna chano shaya zvese zvino pihwa mamwe ma chirf vanozvivana haasi munhu anotaurisa asi vane zviri pavari nfokwangu uko
Zvawakagadzwa waine 13,wakaroorwa here zvekutoenda kwawakaroorwa kana kt murume wacho ndiye akatouya pamba pawo
Dzifambireyi nyaya dzacho
Ngathi na lo chief uyathakatha kkkkk
Mbuya chizororai kuuye Vana vadiki
Mmmmmmm shumba matonga kwete kuti he heee mudzorere bere rake kuDheerera mambo ungadaro mmmmmm wazvidza dare unofanira gezwa huroyi ihoho kkkkkk
Tatovepo👌
Wekurambwa arokuchemera pfambi vana varikufa ndiye arikuzvodyira vana musikana uyu apa otiza asati abatwa uye vese vachiri kumahumbwe hapana ati atanga musha musha haisi nyaya yekuseka kkkkķkk mapere akagarira arikurehwa aya naMambo mmmmmm ma1
Arikutiza huhule hwache
Kahuu… aka 🤣🤣🤣🤣😜
Ndipei zvangu murume
Mudara we-tie taura zvine-direction tinyatsonzwa
Kkkkkkk kwanzi kahure mwanasikana wonyadzisa
Kkkkkk
wodyisa munhu plus kuhura times kumuramba
Hamba wule bayokudabula phambil
Kkkkkkk kumbidzana bere
musikana ihure muregei andotakisa chikweshe achangwara
Kahurre aka kkklkkkkkmmkkkkkkkkk
Hahahaha ndafa hangu.Kahureee aka akanyengiwaaaa nezuro
@@mnn440 kkkkkk iwe mahwan Kan
😂😂😂😂kurwira bere zvandifungidza pa Gokwe vamwe vakatotema vachirwira gudo haaa zim sooooo ndaitadza
Zviriko shumba bona aramba simba wani
Ndaishuvira kuziva kut zvavakapinda humambo vane 13 yrs vakazoroorwa here uye vakaenda kwavakaroorwa nehumambo hwavo here or vakatora murume kuunza mumusha mavo.
Mukurova basa
Raisava rake ave achiva performance yaro kkkk coz deno raive rake raifanira kudzokera kumwene warozve seimbwa zve 🙈🙈🙈
"Kahule aka" I'm dead
Drewmas yedu
Tavepo
Ndaho tenda kuti varoi variko ichokwadi
Sisi vanoda kufara avo
Chihera mkdzi va Neshamba nhai
Haisuko
Cc hamba iwule liwule uzazibona uzalunywa phambili
But wy kuti murume apuwe gupuro remombe asi kana arimukadzi arambwa anopuwa gupuro rezvima bond zvisingatenge kana domassi apa mukomana wacho handifunge kuti akambobvisa kana huku zvayo kwana tezvara
Ayi what a poor village
Those villagers are desperately looking for donors like you. Could you please step up and generously give a hand other than to put such a disrespectful remark.
Huroi huriko kuvarungu yavanoti Halloween
Kkkkkkkkkkkkkkk aih
@@reginamatienga7504 kkkkkkk ehe shaa Regina
@@reginamatienga7504 asi hauzvizive kkkkkkk
No they say witchcraft
Dumbu iro Andrew tank rakurisa
🧑🦯
Kusachada musha nekuda kuhura hapana chimwe, what guarantee her kuti mberi ikoko haaite miscarriage futi. Mjolo basi hapana chimwe
What a poor and boring ndebele interpretation
Why is everything poor according to your perspective.
Mandla uyaqondisa umuntu we are a family ,aleast you point where there is a mistake so that we learn and correct it 👏👏