RUSHINGA.......... SEKURU GONAMUROI VOBATSIRA MHURI YEKUONA TUDHOMA PAMBA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 окт 2024

Комментарии • 288

  • @EddyNyamuda
    @EddyNyamuda Год назад +7

    Pliz dreams media itai zvirongwa zvinopera
    Nyaya dzevana wekushaikwa 2 waya dzakazodii any update pliz

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад

    Neshamba nyanga ndedze n,nga dzako dzawauya nadzo vanoberekesa vanhu zvakashata mucharohwa imi Neshamba and your team work

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 Год назад +6

    Kkkkkkkk ndaseka hngu mwari muripiko vanhu venyu vooneswa moto 😂😂😂😂😂

  • @p.ndlovu
    @p.ndlovu Год назад +1

    Uuummm ko sei asati abvisa nyanga ange akatovabata kumusana zvichitooneka kuti akabata something hapana kundijekera

  • @abigailsmaphosa8463
    @abigailsmaphosa8463 Год назад +4

    vanhu ve Drewmas media munofara here mose watching you from Pretoria

  • @tiashempof7014
    @tiashempof7014 Год назад +16

    Mukutevera nyaya dzese dzine chekuita neurombwa n'anga idzodzi ndodzinopa vanhu mishonga inozopanduka dzozouyazve dzava kuti wakaromba asi kubva pakutanga munhu anenge asina kuudzwa kuti urikuromba😢

  • @OrsSite
    @OrsSite Год назад +1

    Drew's tswaka sekuru kwavo kana using usingagone basa enda unobvunza Sly akudzidzise

  • @EdwardChinupure
    @EdwardChinupure Год назад

    Varoi mukumbodei pano basa kutuka vakugadzirisa nyika taneta nemi drewmas media ....thumbs up! basa ngaribatwe sekuru Gonavaroi pedzai vese nyika ichene varoi vanyatsonzwa bhata nxaaaaa

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад +5

    Why zvichigara muma saga

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Год назад +4

    Roda kumamiswa zisekuru refake iri

  • @mamarue2542
    @mamarue2542 Год назад +2

    I rememberr nyaya yavo pakafa mwana komana ... hey pasirino

  • @mugowewachi6835
    @mugowewachi6835 Год назад +6

    Ko nanga yacho yagara kabata chinhu chacho wani

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 Год назад

    Good Drewmas,varoyi ndivo vari kupikisana nekuti zvinhu zvavo zviri kufumurwa

  • @mancuesokolate9989
    @mancuesokolate9989 Год назад +2

    😢😢😢😂😂nxaaaa chondnetsa sekuru ava vanongodzupura mipurwa yega pamisha yese yavanosvika ngeiiii zvichidaro

  • @chenaimatogo3687
    @chenaimatogo3687 Год назад +2

    Zvinhu zvemweya zvinobviswao nemweya kana usiri wemweya hauzvion

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko807 Год назад +3

    I just feel sorry for the old people, and why always zvinobatwa zvacho zvichongoda kufanana

  • @eniahwingwiri8106
    @eniahwingwiri8106 Год назад +5

    Vanozviti vanobatsira but Hapana Hapana 😢

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 Год назад +3

    Haaa tikaramba takadai nevana vedu nevazukuru vedu Zanu hayibvi

  • @ishmaelmudare2487
    @ishmaelmudare2487 Год назад +6

    These people should go Hollywood , am sure they will scoop oscar awards

    • @l.a.t.dm.d.w5582
      @l.a.t.dm.d.w5582 Год назад

      He can make money by being a magic man not what he is doing to these innocent soul.

  • @Ubuntu-7
    @Ubuntu-7 Год назад +9

    I hope Drewmas media also gives these poor people some proceeds from views for the humiliation factor . Psychology is powerful.

    • @NotJuliaHerbert
      @NotJuliaHerbert Год назад +3

      Une pride isina basa. Humiliation ivo vachibetserwa. Have they paid for the services

    • @MiclesFlex91
      @MiclesFlex91 Год назад +1

      U a mad kubatsirwa kwavaitwa kushoma kunyadziswa kwei vairomberei

  • @tamaremanyika3776
    @tamaremanyika3776 Год назад +4

    Ummmm haaaaa ndabvuma idzi ndonhema manje nyanga muhembe

    • @LoraineManyika
      @LoraineManyika 5 месяцев назад

      Vanhu tongovharwa nhai handizive chiii

  • @Maigerald04
    @Maigerald04 Год назад +1

    This song which you are playing inondifungisa pakaparara mapostori kuRushinga

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 Год назад

    I benzi Sekuru Ava kutaura zvinyadzi ndochii ichocho

  • @PatienceChigwiko
    @PatienceChigwiko Год назад +1

    Veduwe torai sekuru ava vaende mumusha wekupiswa imba nemwana kadhara karikuonererwa ikako kutoramba nezvinhu

  • @jonathansewera9872
    @jonathansewera9872 Год назад +12

    Its a shame to see old aged people humiliated over things they don't know about 😪😪

  • @ishmaelmudare2487
    @ishmaelmudare2487 Год назад +2

    Vanhu vemunyika yangu vatambudzwa

  • @MATRINAMATSVERU
    @MATRINAMATSVERU Год назад +2

    Murikuzviona veduwee baba ava arikuti handina kumbobata nyanga veduwee inocent mdra uyu xem

  • @aaronmandava806
    @aaronmandava806 Год назад +1

    Nyanga yemombe iyo vanhu vangu vaparara nekushaya zivo

  • @maxwellkamoto5061
    @maxwellkamoto5061 Год назад +1

    Hapana bby riri pa local here highlands

  • @gogokazima3547
    @gogokazima3547 Год назад +13

    I feel sorry for the old people for forcing them

    • @regreatdoreka
      @regreatdoreka Год назад

      Chembera kwakaoma imiwe😢😢dai vari vabereki vngu i will not allow this nonsense n'anga to do this 😢

    • @ObviousAlex
      @ObviousAlex Год назад

      Hamusati masangana nematambudziko anadako imi

    • @cuthbertchakudzuka9950
      @cuthbertchakudzuka9950 Год назад

      This are magicians

  • @isabelmuzangaza9331
    @isabelmuzangaza9331 Год назад

    Sei vakaramba gogo Manhambara
    Vakarambirei kunwiswa muteyo

  • @PanasheChilimanzi
    @PanasheChilimanzi Год назад

    Aaah sekuru havana kusara vabooka hre vanhu weee.let's hope haasi masaramusi

  • @ordimamedia
    @ordimamedia Год назад +25

    Fake iyo,that n'anga was holding something behind that man's jacket then azochiburitsa,why didn't they show us what was happening inside the house,we need to see everything so we can eliminate any element of doubt in what's happening.

    • @wattyhoma7718
      @wattyhoma7718 Год назад +4

      Waona iwe ndozvaitika anga akachibata kuitira kuti chisatiza maths idzi dzinoda njere, pasi nekupesanisa vanhu nenhema veduwe

    • @kudakwashemarire851
      @kudakwashemarire851 Год назад

      Kusarohwa uko

    • @ordimamedia
      @ordimamedia Год назад

      @@kudakwashemarire851 Shuwa vakarohwa vanoita bho,kujaira kuvhara vanhu.

    • @rachelntini4252
      @rachelntini4252 Год назад

      He is now copping Tasu. He’s a big lier

    • @elizabethhbhosha2597
      @elizabethhbhosha2597 10 месяцев назад

      True fake. Drums Andrew APA watadzisa. Manga iyo is very fake. Zvinhu zvangobuda zvatobatwa Mumba. Total abuse. Xaaa pamwe we supported you but APA ukutobatsiridza Kuti vanhu vabvume nekutya uye kumanikidzwa. Mawedzera kupesanisa mhuri ikutodawo rubatsiro rwechokwadi. Kwete fake iyi. %total fake

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +1

    Mmmmmmmmm hei hapana kutijekeiiii

  • @chenainyamukondiwa963
    @chenainyamukondiwa963 Год назад +1

    Nhema dziripachena idzo 😂😂😂zvidzvinyu zvavarikutopfuya kudzimba dzavo kuti vagonyepera kuita shura nazvo anga akatochiviga muhembe yemurume uyo uuuuummmm ngavasabire vanhu please

  • @andybeck5984
    @andybeck5984 Год назад +2

    Good job sekuru

  • @RoselineMakora
    @RoselineMakora Год назад +2

    Ndezve Mapipi izvo hayewawo

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Год назад +2

    Inhema idzi

  • @khanyisibanda4529
    @khanyisibanda4529 Год назад +2

    Ayikho leyo angivumi mina

  • @Samholdings247
    @Samholdings247 Год назад

    Uuuumm zvotoda mwari ndiye anoziva chokwadi chese

  • @agnestafa9579
    @agnestafa9579 Год назад

    Izvo zvunhu zvacho zvakangofana nyika yose. I used to have hama yaiita tsika mutanda hanzi takatemerwa munyama . Hapana zvatinenge tichiona. Kwedu takambovarovesa havasvikiko futi

  • @innocentchinyamutangira8639
    @innocentchinyamutangira8639 Год назад

    Ndorinonzi drama pliz drewmas dzokerai kumhuri iyo munokumbira ruregerero

  • @Jimsonmakaza-eq1qi
    @Jimsonmakaza-eq1qi Год назад +1

    zvinhu zvihombe zvikubuda mumuviri mevanhu hre ummm vanhu vasanyeba veduwe

  • @katlegommope7862
    @katlegommope7862 Год назад +4

    Ava sekuru handivachenese vari kuita nhema pamisha pevanhu kutorera vanhu zvinhu zvavo

  • @Userchiri
    @Userchiri Год назад

    Kkk...haa...vanopiwa mari here ava

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 Год назад +1

    Ndanakidzwa ne energy inasekuru apa community inoimba hayo

    • @fortunemacheza9004
      @fortunemacheza9004 Год назад +1

      Kutitambisira data uku itro yenyu vaneshamba inotora 7mim mozotiratidza 10min itai srs

  • @tatetilers4746
    @tatetilers4746 Год назад +1

    Kkkkkk before ndisati ndaona hapana chinozikanwa apo

  • @blessingmashandureblessing9650

    Vanoroya vasharukwa avaa😢😢😢😢😢😢😢😢😢varikuvahwira tsitsi hamusati mavaziva

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Год назад

    Ava Sekuru vanoita zvechin’anga asi vanoimba nziyo dze church

  • @efeson.godori6421
    @efeson.godori6421 Год назад

    Kuchembera yatove mhosva muZimbabwe nenyaya yenhamo

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 Год назад +1

    Vhunzai sekuru kuti padzurwa nyanga hapasi kurwadza hre 😅😅😅😅😅😅

  • @PanasheChilimanzi
    @PanasheChilimanzi Год назад

    Gegeegee kule kuita samugaisi kuzara upfu🙆‍♀️🙆‍♀️

  • @regreatdoreka
    @regreatdoreka Год назад

    Mmmmm vanhy tsvakai Jehova nguva ichipo aya ndiwo mashura nema piripiti izvi zvekubvisa zvinhu ndezve fake izvi ipapa problem inosara iripo 😢God have mercy onus😢

  • @comfortsadieq
    @comfortsadieq Год назад +1

    Nyika ngayichena cz uuuum

  • @MiclesFlex91
    @MiclesFlex91 Год назад

    Nobata murume. Uyu musanyeperww

  • @cuthbertchakudzuka9950
    @cuthbertchakudzuka9950 Год назад

    This are magicians why zvinhu zvacho zvichingobudira kumusana kuvhiringwa maziso

  • @VictoriaMangoma-ws9cz
    @VictoriaMangoma-ws9cz Год назад +1

    Vanhu tirikutambura veduwee

  • @EmilyMakurumidze-n7e
    @EmilyMakurumidze-n7e Год назад +1

    Zveee nemaporofita same sekuru remachira nebhutsu

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Год назад +1

    Ndavasurisa kt bhuuuuuuuuuuu😅😅😅😅

  • @katlegommope7862
    @katlegommope7862 Год назад +1

    Hanzi udza ari pedyo nemwe kuti dhoti rinombare

  • @MelodyMasunda
    @MelodyMasunda Год назад +1

    Apa kasekuru kacho hakana zvakainacho kana pamba pacho

  • @sekaimunvisi7112
    @sekaimunvisi7112 Год назад +2

    Sekuru ndokudai kumusha kwangu kwa Sadza

  • @tentimemkus426
    @tentimemkus426 Год назад

    Musazo daro so vanhu vakuru kuva nyepera zvekudaro.
    Inzwai tsitsi mapfekera tunhu twenyu kumusana kwavo imi kwanai imi

  • @sigmatau8231
    @sigmatau8231 Год назад +1

    VARUME NGATIREGEDZEI KUSHUNGURUDZA CHEMBERE!!!

  • @shupiemuzarabani
    @shupiemuzarabani Год назад +1

    Ummmmm kubatsira zvavo asi mazwi avo avanotaura aaaa

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Год назад +11

    Comedy 😂😂😂😂😂😂nonsense 🙄

  • @regreatdoreka
    @regreatdoreka Год назад

    This n'anga vanofuridzira mishonga yekut vanhu vabvumire zvavasingazive 😢sheemm 😢

  • @placxedissami3792
    @placxedissami3792 Год назад +2

    Takamirira😊

  • @JohnManyore-fw8fc
    @JohnManyore-fw8fc Год назад

    😂😂😂😂🤗 rowai maoko mhaaaaniiiii😅

  • @RobertPinto-h4h
    @RobertPinto-h4h Год назад

    Drew Mas munongoteera zvinhu zvisina basa hamuna kana solution unosiya wangopa confusion mupenyu hwevanhu munosemesa

  • @mangwengweangel
    @mangwengweangel Год назад

    saka daikurikufa vanhu vaitofa cz nyaya iyi ndeyakare isatiyagadziriswa

  • @tova4700
    @tova4700 Год назад

    Aaaaa vaNeshamba iskipa yevakadzi iyo

  • @forexkingmaster5680
    @forexkingmaster5680 Год назад

    Gonamuroi, ndewekwedu KwaMutoko uko kwaNyamukoho Kamusori kachidza ndookwaanobva muchinda uyo anogona basa rake

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад

    Nyanga ye ropa hamuibate imi inobva yatobaya wo zvino izvo zvenhema izvi apa vanhu vanototambura wo kana vaine tumombe totorwa

  • @nyengeteraichitiki9016
    @nyengeteraichitiki9016 11 месяцев назад

    It's sad the old man doesn't even know nezvenyanga but vari kunzi bvumai

  • @memorymemo9959
    @memorymemo9959 Год назад

    Ini ukadai mubereki wangu ndokuteera ndikakukwatura basa kunyadzisa vana mbuya nana sekuru vevanhu nehun'anga wehufake😢

  • @Teeone07
    @Teeone07 Год назад

    Vanhu vangu voparara nokushaya zivo ndovanhu vanoda kurohwa munzvimbo nokuitisa vanhu

  • @tsitsichigoche3347
    @tsitsichigoche3347 Год назад +1

    Handina kuoedza kuona nhema idzi

  • @TarieMunetsi
    @TarieMunetsi Год назад

    Iye akati kuchembera wakutoita hurombwa Mwari ave naye

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka Год назад

    Kkkkk ukanotora vanozotevera kuzotora😊

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa Год назад

    Haiwawo nxaaavauya nacho icho baba avo nxaaa kutambisa nguva yangu shuwa regai ndione zvNgu yababa varikuda help coz vanoroya

  • @knowledgechinyemba205
    @knowledgechinyemba205 Год назад +1

    Ehe vanogona kuimba😅

  • @lucyholokani2211
    @lucyholokani2211 Год назад +2

    Dreams media take you to other level

  • @rebeccameki5421
    @rebeccameki5421 Год назад +1

    How far vana shumba havasati vawanikwa here

  • @baxterthetraveler
    @baxterthetraveler Год назад

    Inga vane hupfu hwekutambisa havo 😂😂

  • @MwoyoWangu
    @MwoyoWangu Год назад +1

    Haa pamurume wekutanga uyu he was already holding that msoro wechilizard icho. Pa bhaiswa apa. Why are the forcing that old man vachimusunda like that. Vanhu should hace respect with their elderly.

    • @patiencechidende9164
      @patiencechidende9164 Год назад

      Nhai hako kuita ngati akutaura nevana vake nxar mbavha dxevanhu idzo mdasvotwa zvekt

  • @ambassadorsprivateschool6318
    @ambassadorsprivateschool6318 Год назад +2

    Ko zvinhu zvacho zvinongibviswa same place nei

  • @washingtonsandi4404
    @washingtonsandi4404 Год назад

    😂 ko kutenge pane musangano we svondo. Ndi sekuru here ava? Haaa ava handina chivimbo navo zvisinei kuti kutanga kuvaona mmmm ini kana

  • @EmilyMakurumidze-n7e
    @EmilyMakurumidze-n7e Год назад

    Nyika yatakura kurema chokwadi zvimwe zvakaoma kukumbira meso kuna musiri no more trusting this n'anga

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад

    Vaneshamba musatore vanhu venhema veduwe muchitiratidza mahumbwe akadai

  • @TendaiChiripai-o1j
    @TendaiChiripai-o1j Год назад +1

    😂😂😂😂😂😂 haaa Magogo vatiza

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 Год назад +1

    Azimashiripiti here zvingu izvo zvirikubva payi

  • @ThamaryZano
    @ThamaryZano Год назад +3

    ko kutaura zvinyadzi ndokudii

  • @AvaletterChinzukele
    @AvaletterChinzukele Год назад +2

    Nyika yakuenda kumagumo

  • @archiboldtshumbamhini5100
    @archiboldtshumbamhini5100 Год назад

    Hahahaha councilor Nyambani, Nyatsato

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 Год назад +1

    Hanzi ndavasurisa kuti bhuu😂😂😂😂😂 hazvizi zvavo here zvavanosvika vachiisa vanhu

  • @lindytv3075
    @lindytv3075 Год назад

    Izvi ndezvekunyepa

  • @JonathanChakanyuka
    @JonathanChakanyuka 6 месяцев назад

    Pure African Movie😂

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад

    Mmmmmmmmm hapana kujeka apa mmmmmm

  • @MwoyoWangu
    @MwoyoWangu Год назад

    Yowe ko zvavachavadzipa sekuru ava. Vangodii kuti vaite unzip jacket ravo. On this one haa hazvisi clear zviri kuitwa.