The good thing wazoyeuka kuti wakakanganisa and it takes a lot of courage kudzoka kuvanhu vaunoti wakatadzira uchitaura nyaya yako nekukumbira ruregerero pamwe nekumbira help. Hopefully rinowanika ne kukurumbidza.
Next time dzidza kurespecter vamwe vanhu hakuna munhu ,akaita application yekuita single mother ,waifunga kuti wakangwara it's your time now enjoy ,chinobhururuka chinomhara

Sorry my Sisi.....😢😢😢asika miromo yedu inoparira shame rurimi rwunoda kudzorwa sorry my Bbie 💝
Ayisekwi mhanza Ayisekwi 😂😂😂
Kkkkk zvaimbositapira nhasi zvovava
@@MaslineMasese 😂😂😂 ndozvazvoita hanzi dindingwe rinonaka rachakweva rimwe
Wakanzwa butter wakamama iwewe dzungu rako duzvi remunhu nxaaaaaa
Waitituka isu takachema kare vana vatova ma graduate. Iwe uchiri kutanga. Nyarara hako utsvage basa uchengete mwana hausati waibva.
Kanoda kumitiswa futi wepiri kadzikame dzungu
Zvinowanikwa but keep on praying
Oooh shame 🙂 get well soon
Hanzi chawana wekwako chawana iwe how can you make fun of fellow women tragedies as if you are guaranteed kuti you will be spared?
Wakamama shaar
Ende apa futi uchamupa surname yako shame 😢
Saka waifunga kuti kuita single mother kwatiri kudai kwaive kuda nhai, kutowana simba reku chema hako, nomatter uri kumusha or town, zvinongoda strategy yekuti uite way forward wangu mwanasikana
Chema sekuchema kwatakaita uchitiseka iwe misodzi yemasingle mom yese irimusoro pako
Get well soon my soon
Hausati vatanga vakaseka iwe unoti kuda kwedu hr
Next time dzidza kurespecter vamwe vanhu hakuna munhu ,akaita application yekuita single mother ,waifunga kuti wakangwara it's your time now enjoy ,chinobhururuka chinomhara
Ini handitombomunzwire tsitsi akatiseka aifunga kuti kuita single chihure or kupusa iwe ndiwe vakangwarira tsereki chimbochifeelawo
Seka urema wafa
Chawana hama hachisekwe dear
Sorry sryy
Chihure hachibhadhari now makuchema wakamama
Waregererwa nxt time mvana hadzitukwe wakarohwa neshamhu naMwari.
Bvisa tikuregerere vakatiseka iwe uchizviita mukadzi chaiye isu tirimafuza
@@ruekayla kkkkkkkkk forogonya yangu yakwira