THE CLOSURE DNA SHOW:S10 EP15 PROMO(MAI VAKAITA HUPOMBWE)
HTML-код
- Опубликовано: 10 сен 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 10 Episode #15 EPWORTH
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
Lack of confidence:1. ndakanganwa kuti ndakapinda muna sekuru...
2.Tinenge tave kutotsvaga sekuru vacho
Even by sheer luck mwana akabuda ari 99.99 there is however still 99.99% chance kuti sekuru vakadya zvavo bota
True havasi shuwa kuti mwana ndewani😂
handisatindamboona mai yakapusa kudai kkkk
Tanetsana akatora fon yngu aka sevha # dzasekuru kuti sweetheart aaaaaaa (kkkkkkk
Yes it's true kule porridge vakadya for real even mwana akaita 99, 99 Pana baba vake vacho but kule bota vakukambura zvavo mastatmt acho ummmmmm akutaridza kt panezvakaitik nakule
No doubt, Sekuru ate porridge.
Even result rikati 99,99% asi sekuru vakadya zvavo bota😂❤🎉.
Chokwadi
wabaya dede nemukanwa
Taura hako
The chances are very high kut skru vakadya botaaa
Ehe cz dai vasina asingatauri kuti vatestewo
Handichaziva pamwe ndakanganwa, tinenge taakutsvaga sekuru 😅😅😅😅
Ma1 atanga 😂😂😂
Pane nyaya
Kkkkkkkk 0% chaiyo
Sekuru vakadya bota.the body language yamai ava say it all😂
😂😂😂😂 bota rakadyiwa nasekuru zviripachena why kuda kuzotsvag Sekur kut vaite imwe test kkkkkk,,, bt vakadzi why hanzi handichaziv pamwe ndakapinda my bedroom maSekur 😂😂😂
Handichazivi hangu ndakanganwa..... vanhukadzi kaa😂😂😂😂🙌
Waiting . Pakaipa vanhuwe havachazivi Kuti vaive vakatsikirirwa nasekuru 😮😂😂
😂😂😂😂😂 hazviko
@@shingimukogomtero1092your have. Hazviko sure Shingi pamwe pfungwa dzavo dzinombobhiridha 😂😄🤣
Muzukur itsvimbo yepwa kkkkk unombopota uchimenya kana yatsvukira
@@julietyMahwire kkkkk Juliety usadaro munin'ina anenge aripo mashavi ekuda kungorarwararwa nemurume anenge angokumbirawo.Vanenge vebhakosi zvavo ,havanyime ndosaka sekuru vakangokwirawo
@@EmilyKasondo kkkkk sure coz munhu haungambot ndakanganwa kt mwana mdoko hr 🤣🤣🤣🤣
Haaaa zvinhu zvekukanganwa here izvi guys. Vanhukadzi so kikkkkk
Bota rakadyiwa nakule kkkkk hanz pamwe ndakanganwa 🥣🥣🥣
Bota family the house is on 🔥
Shasha yakahura, kana iwe uchiti hauna kudanana na sekuru muchange movatsvakirei . Mazihure in taterishasi voice
sekuru vakadya bota can't wait kkkk
The struggle kontinyuzi haaa bota muchati eeekeee naro😊
Yoweeee Mai munorevesa here 🙈
I foresee a 0% chance of paternity 😂
Exactly
Zvinhu zvacho so ,hanzi totsvaga sekuru va testwe nemwana apa amboti akanganwa kut akqmbopinda mumba makule
Kkkkk u are right
Apa pane nyaya Sekuru vakadya bota but vanogona vasiri muridzi wemwana futi 😂😂😂😂 maybe kunotova nevamwewo futi
igarinya
In this world life is also balanceabl normatter how you try to be honest . Woman pliz try to be honest to your husband for the seek of your kids at least than this thing of bushing around big up to Mugabe foundation DNA if it wanst you guys just imagine taivepi especialy the last show yemukadzi wemota akawanikwa nemurume with proctetor on the car insteady of calming done and reduce kunyara wotii haachengete vana vazhinji vanotornda forever for such a mischivious attitude yakadaro . We dnt share our wives gentlemen #One woman One husband.
Chinokanganwa idemo muti wakatemwa haukanganwe .sekuru wakarova bota
Pane nyaya apa nyango ikati 99.99% asi sekuru vakadya bota
Zvitori pachena mwana ngeva Sekuru😂
Ma answers a mai ava ndeemunhu agara pahot sit asinakuronga kuti anopindura seyi ma questions. Kunge ajumiwa. Ungati tinotester sekuru vacho here? Kutoita admit possibility...........
Hadzi ndakanganwa gegegeee pwakaaa dhiii negotsi..tuweti chururuuu..chihure mucgachirega
Aaa ko mai ava kungotaura chokwadi zvinei.
How can she say ndakanganwa, plus sekuru vanogotsvakirwei pasina zvakamboitika. Sekuru bota vakadya!!!!
😂😂😂 mom i don't trust yu muchabatwa nemhosva ikoko😂
Handichaziya pamwe ndakanganwa😂😂
Sekuru ate porridge. Ndiri kuona Tinashe achiti "the alleged father is excluded as the biological father of the tested child. MuchiShona chedu Baba ndiri kureva kuti, hapana chenyu chiri kuwanikwa pamwana uyu..."
Aaah finish kkk akasi kadzo kamwana . Nyangwe kakaita kadzo sekuri did tsengard here .
Mai vakahura avo
Vakadzi muchatizorodzawo rini🙌
Haa kana ikaita 99,9% chinhu ome chatobuda pa59seconds idzo ndechekuti sekuru havo bota vakadya
Kkkk😂😂😂😂 handchaziv kut ndange ndkatsikirirwa nasekuru here 😂😂😂 nyangwe mwan akanz 99.99% but kule vakadya bota
Mwana ndewa sekuru😂😂😂😂😂
We tested the mother,the child in question and the alleged father ,the results are as read.tje alleged father is excluded as the biological father the partenity tests reads 0%.nechiShona Baba amudzi baba wemwana uwuu.
zvinhu zvacho kosekuru vei imi muchiti hapana uncle vaidya zvavo varizii ganda raita sei. vanhu varikurovesa sat imwe wedn same
Kutadza kuziva kuti sekuru vakapinda hre mumba 😂😂😂😂ana sekuru mukwane
Kkkkk ndikuona ka0,0000% 😂
waiting
Ndakanga😮
Bota sekuru vakadya zvavo 😂😂😂😂
Thank you nekukasira kuchiunza haaa Saturday yaisaitaaa
Mai avo andivachenese
Uyu anenge wakhule mwana
Uuuuuum mwana ndewa sekuru😂😂
Aaaaaa amai ava vanonyebera kudzungaira zvokanganikwa sei izvozvo havanyare kunyebera kudzungaira ungatokanganwa nyaya yekuudzwa kwete yekupinda nemunhu muberoom vanonyeba Mai ava😂😂😂😂😂
Can't wait
mwana ndewasekuru
Cant wait
iyi iri pachena iyi kkkkkkkkkk. vanhukadzi modarirei.
Kubvuma pachikuru
Aikaka ko sekuru vanotesterwei musina kurara navo 😂😂😂😂
Pakuzoti handichazivi hangu pamwe ndakapinda says it all kkkk
Why would you say we will test uncle?.. Mai vakahura ava
Takaimirira showq
Anhu woyeeeee😂 😂😂😂 muri kutinyadzisa askana sekuru votsvagwa seizve kuti vatestiwe nemwana 😅
Malume vakaluma mwana😂😂😂
Sekuru vakadya bota zvemashuwa chero mwana akasabuda ariwavo😅
Yakarohwa nasekuru
Zero 0⃣ zvisina kupokana
Yah sekuru vanga varipowo apa
manga makatsikirirwa nei mwanangu 🤔
Apa pane nyaya chaiyo ikabuda ichiti 99 toti gomba harina mwana asi sekuru bota vaidya havo.
Aikaka
Sekuru ka musadaro imi tokudai kudare ra Mambo bushu kuzoripa kurara neMuzukuru kwamakaita
I can't wait
Kutokanganwa zvekudaro
Sekuru vakadya cereal 😅
Mwana ndewa sekuru kkkkk ma1
Mai havachazivi kuti muberoom masekuru vakamupinda ere hahahahahaha sooo funnny. Nyaya iri pachena iyi
Aaaaaaa pane chakanaka here apa
Answer it seems kunge yatovepo apo😅
Ikodzero yemwana kuziva dzinza rake singing zvangu
Unenge uchitozviramba bho mhinduro dzobva ndaenda nepadzo dzega😊😅
Muzukuru itsvimbo yasekuru kana vakadya havo bota hazvina chakazoipa kubatwa chete 😂😂
Sekuru kkkkkk maihwe zvangu zvopera mushe here apo
Amai bvumai zvenyu kkkkkkkkk how can you say totsvaga sekuru vatestwe nemwana kana uchiziva kuti hapana zvamakaita hahahahaha ikarate
Zvakaoma hanzi handichazivi ndakanganwa achakaroita mwana wasekuru
Ko sekuru vanotsvagirwei kna vasina kumbodya bota kkk
ku Epworth mukuita sei... kkkk murume ndiye aka saver number ya sekuru muphone maAmai avo
Haa patongonzi handichaziva kuti ndakapinda here ndakanganwa kkkk pazonzi tinenge takutotsvaga sekuru haa kutoreva sekuru vakadya bota
Makadini va Mugabe
Mabhishu awanda kudarika vanhu
Ummm chinokanganwa idemo.musati nyadzisa amai imi ummmm
My gender ka 👐🏾🤓musasodaro so ..
Kkkk nyanyest
Ahh kukanganwa kuti sekuru vakambokutsikirira😂 hanganwa dzacho dzazonyanya kutodarika dzeGunguwo😂
Ndikwadzo hr hangamwa dzacho idzi, kkkkkk ndedzebenzi idzi zvunhu zvekukangamwa hr izvozv kkkkk
😂😂😂😂😂ko sekuru vanozotsvagirwei mhomz kaaa i0% zvisina kupokana
I feel 0% here
😂😂😂.....pmwe ndakanganwa 😢😢😢
Iiii sekuru ngavasadaro kupakura poto yemuzukuru
😂😂😂aaaah kwanz handichaziv hangu aaaah
Ko forogonya yakazodii
Apa tichanakirwa apa😅😅😅tichadya namambo😂😂😂😂😂
Ummmm zvakaoma asi
Bota rakanyoporiwa
garai matsvaka sekuru please tovada pano pa bota dandaro
Chi marriage che nhemha nhemha!!!!!
Aizve
Kupusa here or what? Ungati tinenge takutester sekuru, that's admission of guilt.
😂😂 pamwe ndakanganwa
99,99
Saka chitotangai mapinda patest nasekuru vacho cz zvatoratidza kuti vakadya bota.
Ini ndatopopa popcorn kare😂😂😂😂
Ummmm 0% coming woo