Tru that.But they can also be millionaires in Zimbabwe if 1M of Zimbos home and abroad could pitch in with a $1 per person in support of the CRAFT/Arts.
Handisati hangu ndawana nguva yekuona asi ndiri kuda hangu kuvhunza kuti manga muripi mazuva ese vanhu imi. Musazviite futi zvekungoita disappear! Especially at a time like this! Lots of love Maggie, Gonyy and DRC from New York, 🇺🇸 .
Just as I was thinking about these guys yesterday then boom DRC showed up😂😂😂😂😂DRC unopedza bhora. Ko ka laugh manje😂😂😂Hanzi tenge takasimuka takagara🤣🤣🤣🤣
2024 tiripo❤❤❤
If we were a 1st world country you guys would be millionaires😂😂😂👐
Tru that.But they can also be millionaires in Zimbabwe if 1M of Zimbos home and abroad could pitch in with a $1 per person in support of the CRAFT/Arts.
So true
Who says they are not millionaires?handiti tine maBonds
@@TonyTony-os3ug 😭😭😭
the best Zim comedians are back with a bang. DRC
Naiza boom is the best!!
DRC killed me,,, zvaanofunga zvoziikanwa naye naMwari wake😂😂
Handisati hangu ndawana nguva yekuona asi ndiri kuda hangu kuvhunza kuti manga muripi mazuva ese vanhu imi. Musazviite futi zvekungoita disappear! Especially at a time like this! Lots of love Maggie, Gonyy and DRC from New York, 🇺🇸 .
'Zvaunenge uchifunga ndiwe naMwari wako'🤣🤣🤣😂😂😂🙌🙌
😂😂😂😂
After a long time of silence...team drc ngatimupei warm welcome neku liker msg iyi tione
Here where were you guys we miss you a lot musadaro so tanga takusuwai
Manjenjenje hesi
Kkkkkkkk imika
@@wellingtonmugabe4740 chiizve hama
@@leechen1995 sooo funy wanhu imii kkk mune chipo
@@wellingtonmugabe4740 kkkkkkk chipo cheizve 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
The part he screams Beeeeev😂😂😂😂😂
Strive Masiiwa ngaaise ana Drc na Gonyeti paNetflix ku commedy genres uko😂
I thought u guys separated because of that 100K award😂.... Nice to see u back 💯
Ndavhunduka iwe,that's the last thing we want
Lol what's the story about the 100k??
Ooooooh my God....i surrende pana DRC...🙌
Gonyeti Gonyeti !! ❤️❤️🎈🎈💯
😂😂🤝👏🏿👏🏿Hamuite guys, ko nhai Gonye izvo uchatyoka🤦🏽♀️🤪🤭👏🏿👏🏿 . DRC🔥🔥🔨🔨, your laugh is infectious. Well done. Raw talent right there. ✍🏿
Kkkkkk handi nditakure ona kunge ukusimudza Bev
That DRC laugh is contageous. Zvimwe zvinhu hazvisi zvekuudza wife asi hahaha!
😂😂😂😂😂😂bev ..this my fav skit
Ndozvinoita Bev!!! Tese tinenge takagara... takamira kudai...lol
Sa approves!! You guys are the best
Kkkkkkk mai we zvangu bev kwaakumberi mberi mberiyadzo
Just as I was thinking about these guys yesterday then boom DRC showed up😂😂😂😂😂DRC unopedza bhora. Ko ka laugh manje😂😂😂Hanzi tenge takasimuka takagara🤣🤣🤣🤣
Haa you guys are the best!
missed you toooo much wellcome back.....................
aiwa DRC isaskam😂😂😂😂
Bev hamumugoni 😂😂😂. We had missed u guys!!
Kkkkkkk vanogona team iri nyika yedu ndoyakaora chete
Its BHEVHU for me😂😂
Where have you been you guys. I was disappointed. Anyway thanks for coming back. Bus stop TV is the best.
I had to pause and 😂...
My word😂
Top notch👌
Ka laugh ako kumberi
Missed you guys, welcome back
Welcome back guys...by the way compliments of the new season
Gonyeti is great. I love her
Pa DRC Azoita ma dance move aBhevh 🤣🤣🤣🤣
You guys are the best!
Bhevhu hamumugone. Lol 😂
🔥🔥🔥🔥🔥hot stuff
Maivepi guys haa musadaro 😃
Dhafu anogona pana Gonyeti
I just broke my jaw...makanyanya guys hanzi kurumidza kundisimidza..ukurara panze😂
Gogaz manakwa ka....lol
Kkkkk hanzi 'wona kunge ukusimudza bev' kapuru yacho kumberi🤣
Kamusekero kaDRC kanondinakidza aaaa
Bev atiparira...garira tione bhodhoro 😁😆😄
Akaoma zvamunoona Bev akaipa akati gaga😂😂😂😂
welcome back DRC my guy . long time
Saka.urikuti handigone kusimudza gumbo😂😂😂😂😂💃
this guy is really a comedian. and the lady Gonyeti is strong, just holding the laughter is a job on its own
Isai malikes for nzou dzinenge inini naGonyeti...lol
Haaa ngavavhure mabhawa tione Bev mhan 😁😁😁
Yeah DRC uri ma1
Vaviri avakikokoko😊😊
Kkkkkkk kusakwana Drc
Vazvifarira izviiii kwandoobva👍👍👍
this episode is the best ever
Gonyeti haasi riye Kadhija here
DRC 🤣🤣🤣🤣he's excited naBev
Papa vakamupa shop kkkkkk... Bevy hamheno zvachingori kkkk
mamurikupi mhani imi tatakusuwai
Happiness yababa wemba yandinakidza hayo kkkkkkkkkkk
Hanzi zvandifunga zvinenge zvakuda Mwari mukati😅😅😅😅
Long time guys....usadaroo soooo
Kkkk ngavavhure mabhawa tione bhevhu mhani😄😄😄😄
🤣🤣🤣🤣🤣bhevhu aakukonzeresa cramp,hanzi ndomasimukiro enzou kkkkkkkk
Bev havamugone 🔥🔥🔥😜
When you cant laugh coz of time misodzi yongotanga kuchururuka uchisekera mumoyo
Munoshaya basa imi tsvagai zvekuita
Kkkkkkkk hanzi chero mukabatana mukaita fat boom association Bev hamumugone
kkk hanzi ndezvangu na Mwari
Kkkkkk DRC chibaba kkkkkk akapengeswa na bev
Team yakapenga iyi,They deserve An Award i dont know wat -eish these guys r good
Ndaitokufungai nezuro you guys 😁😁😁♥️
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Dhafu uchavhunika musana nokusada kukundwa kkkkkkkk
missed you guys but musadaro so zii yacho yanga yanyanya
Werokamu back.we missed you
😂😂😂😂😂😂 maiweee zvangu kwaaaaa ndanakwa zvangu. Welcum bek guys tanga takusuwai
Pakaipa
Kkkk hanzi oo garira bhodhoro iri tione
Bhevhuuu
Song iriko here iyi DRC
Zvivana zve nzou😂😂😂😂
Chii chinogonekwa naBev chandisingagoni....the laugh after😂😂😂
Garira tone kkk
Ngavhure ma bar tione Bev kkkk
Imiwe kuzotii ziiii kudaro bhoe er makuzowanika nhc musatiregerer zvkudaro
"Tenge takagara takamira" DRC, I see what you did there 😅
Haaaaaaaa dzirasta idzi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Paaburitsa mabhodhoro ndafa nekuseka kana wakamboiona video yacho chingoisa “like”chete.. DRC kumberi🤣😂👏🏾🙌🏾
Munogona guys especially drc
ko maivepi nhai team bus stop,guys muzazodaro
Hanz Bev akabuda apa MIRIDZO inoridswa kuti tsviyoooooo...ndikati pabatwa Andy apooooooooo😂😂😂😂
😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣😂🤣Bev hamumugone
Guyz Dafu chibaba gonyeti wapera
😁😁😁😁😁😁 DRC dai uri murume wangu nhasi warara kunze kwemusha.
This guy 😂💙💙 akapenga
🤣 hanzi garira tione
🤣🤣🤣hanz ngavavhure mabhawa tione bhevu zvedu isu kwaaaaaa
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk DRC Shuwa kamusekero Kako, naiyewo Gonyeti unovhunika... Bev haumugone
Kwaaaa ndaseka zvangu kusvika mbabvu dzarwadza kkkkkk
Tanga takusuwai mufunge happy new year bus stop TV ,ndafara💃💃💃
Team rakanyanya iri kkkk,Bev asingori ordinary🤣🤣
Ini ndofunga kuti ndoda kuita game park , nenzou yangu
DRC uri pa level rako wega sha