Mukoma Robert we need a quick update panyaya ye 10k iyi mari ngaidzoke amana nekuoma kwakaita zvinhu mu nyika unenge wa suffer for a very long time uchiunganidza mumwe munhu ongouya otora hake easy easy, hakuna zvakadaro 10k ngaidzoke. Ikasadzoka musikana uyo ari muchidhiri ichi ngaamamiswevo futi afambe achimama
What a very good lesson. Mbavha dzazara almost everywhere. Dai zvaingoita auto kt mbavha iiite saTaku haa team Crypto, marunner, vemota ivava vaidzidza.
Job well done. Kune varikubira vanhu vose mari, motor ,,maStand even vana varikubihwa they must suffer bcoz kushanda nekubereka kunorwadza. Munhu idya cheziya rako
ndipeiwo number dzasekuru. ndine wangu same skills takaitwa mai avo. Apa munhu wekuziva kubvamuna Feb achitsika tsika. Ndaneta nekumunzwira tsitsi, ndipeiwo number
Well done sekuru l love your work mbavha ngadzikaure kushanda hakunakidziba ko vanoba mafone munoitawo Madhiri seaya here
Mmmm sekuru ndatenda zvangu hamuna kumira mushe mmm mabva ne varoyi you are on 🔥🔥🔥🔥
Thanks Robert. Cathrine imbavha.
❤sekuru ndazvifarira zvamaita pambavha dzirikuba kumukira kunorwadza veduwe 10 k yose iyo uchirwadziwa mabvi
Mukoma Robert we need a quick update panyaya ye 10k iyi mari ngaidzoke amana nekuoma kwakaita zvinhu mu nyika unenge wa suffer for a very long time uchiunganidza mumwe munhu ongouya otora hake easy easy, hakuna zvakadaro 10k ngaidzoke. Ikasadzoka musikana uyo ari muchidhiri ichi ngaamamiswevo futi afambe achimama
What a very good lesson. Mbavha dzazara almost everywhere. Dai zvaingoita auto kt mbavha iiite saTaku haa team Crypto, marunner, vemota ivava vaidzidza.
kunyanya crypto
Good work ❤
Sekuru Bvunzamukombe munhu mukuru 💪💪, munodadisa 🤗
Sly media zvinhu ❤❤❤❤
Good work Mukoma Robert mbavha ngadzigadziriswe
Dai apazhisa Mnangangwa na Auxilia mbavha huru
Mkoma sly l love how you ask questions.....😂😂😂
Good1. Mbavha muchadzidza this time, Sly na Sekuru basa kumberi.
Mukoma Robert muri right..Catherine uyoo anoziva dhiri rese imbavhawo ngaabatwe uyoo
Mukoma Riboss handide nemi voice renyu rinondifungisa my late dady continue rest in peace 😢
Bhavha inotoda kurwadziswa inofara nemisodzi yevamwe
Cathrine siyana nemadhiri😅unozofamba uchimama😅😅😅
Mkoma Sly vanga vachipa mwana bota,vabva vasiya kumhanyira mbavha dzemota
Well-done sekuru dzatinetsa mbavha idzii
Ndokumbirawo number dzasemuru. Bvuzamukombe🎉
CX5 MAZDA what a Beautiful Car for the Ladies❤
Sorry zvenyu my Sister I'm from Manicaland also❤
Yakadhakwa mota iyoyo
@@tiffanysamuriwo2141 but ka Bodie kayo kakanaka special kuvanhuKadzi handizozivi zvangu ku engine kuti kwakamirasei?
One mota inoita kuti uzive number dze mechanic nemusoro😂😂😂
@@tiffanysamuriwo2141 unonyepa iwe. I have mine in good performance
Takudzw tir kumuda mudare kana apora, areurure zvimadhir zvekupenga izvi,apa nekurwadza kunoita kuishanda 😢
Shaa imagine US10k😮 yongoindira mahara
Saka maida kutsotsa munhui 10k. Ha guys you are not serious. It's very painful. 10k is a lot of money.
Zvakawoma $10k yakawanda tengai mota kuma registered companies😢
Amwene avo matarisiro avarikuita muroora kaaa. Varikufunga kuti muroora arikuziva pane mari
Yes they should have asked her there and there
Ndavaona havana miramushe kkkk
Vanopenga mai avo ndivo vakazvizvarira mbavha yavo vega muroora aita sei hake ndiye akaba mari here??
Amwene ava kaaa ngavasiyane nemuroora
Sly pliz help me ndrikuuya zim ndkabirwa mari yese nezuro
Job well done. Kune varikubira vanhu vose mari, motor ,,maStand even vana varikubihwa they must suffer bcoz kushanda nekubereka kunorwadza. Munhu idya cheziya rako
Ufuridhani paNyabezi😮
Yaaaa - this is serious! I never believed in huroyi
Huroyi huriko hama yangu😢
My favorite of all time
Sando dzenyu sekuru
Ndisekuru ani ava
Kudzi dziva
Ndakabirwawo kule vanorova on line here.
Sly dzidza kudzikama hausi mupurisa iwew kamubvunziro kako ndekechimero
Basa mberi sekuru tinokutendai
Sekuru dakuuya mundipewo rukawo rwematuzvi.....murume wangu ahanzwe Kuma dress 👗 dakukugadzirisa kungoenda ku girlfriends atange kuzvinyira ikoko😂😂😂Kwese kwaaenda adzingwe nenyaya yematuzvi.....
Kkkk veduwee
@@wyspr-ip8sx 🤣wada kumugadzirira size yake
Ndomboma manje
😂 une zano rakanaka iwe.
Ukutogaya yandirikutofungawo iwe ndoo chiororo manje😂😂😂
Vanowanikwa kupi sekuru?Ini ndi kurwadza nemari yangu😢
ndipeiwo number dzasekuru. ndine wangu same skills takaitwa mai avo. Apa munhu wekuziva kubvamuna Feb achitsika tsika. Ndaneta nekumunzwira tsitsi, ndipeiwo number
😂😂😂😂😂 Hanzii ane madhodhi sekuru
And kumwe kuzvara marwadzo ..apa amai ava pamwe havatozivi sugar ya Taku but apa vakufanira kubvisa 10k vanoiwanepi shuwa
Hanzi "haa pamamiwa wena " 😂😂😂 🎶🎵maona mukoma wemadhiri anoekwa nemavanga
😂😂😂😂😂
Sekuru ndirikukufineraiwo pamusana pa Calisto Watadza akandivharawo yangu
Cathrine ngaitewo manyoka chokwadi chibude
Cathreen uyo imbomunzwisaiwo zvinaTakudzwa anotaura chokwadi
Well done ❤
Imi sekuru ka ndinokudai munogona basa number 1
Sekuru should put Cathryn pa same thing zvima wig wig anozvibvisa
Cathrine join Taku Taku kumanyoka uko 😂😂😂😂😂😂
😂😅
Catherine naTakudzwa vese ngavarwariswe
Sando dzenyu sekuru🎉🎉🎉
Murikubata basa mkoma sly
Zvakaoma izvi ...kurumwa nechekura zvakaoma hyoooo
My best sekuru Bvunzamukombe
Ndipeiwo number dzavo ndakavharwa 2k
Nanhasi taku hasati apora here
Panzisai slay queen avo, mazitsiye avanawo avo ktoda Mari pamari yakabiwa nxaaa, vakadzi mu madhiri ndeekumama
Cath anonyepa amboti sekuru ndiwo wawaine group now aakuti ndakachinja tag imikaimi heeeede
Ahhhh ahhh ahhh iyi zhet remanyoka rakanyanya 😂😂
Ndinokumbira contact yasekuru ava
Bvunzamukombe anotora mukombe pakubata mbavha 👏👏👏
Mangu mari yakanyura hapana chakaita
Well done
Oh mukoma Robert, Catherine didn't like what you said 😂😂😂
Anozviramba sei iye ari chivharo futindai atoitawo manyoka chokwadi chibude
Kkkkk hanzi "ngabwele, ane madhodhi sekuru"
Why cant they do that to Zim preaident ...Big Criminal mbavha
Mkoma sly sando dzenyu munozodzifambira
Tipei no dzasekuru
Sly iwe sekuru vanobatsira here pafoni panhau yekubirwa iyi iiii pane wandaida kusotawo ndakabirwawo
Sly kubva watiratidza madhodhi zvekudaro😂😂😂
Atiratidza mavanga sa Thomas
Hanzi ndakabirwawo 1000 😂😂😂ndonzwira tsitsi amai vaTakudzwa😢😢😢
I feel for mai Takudzwa.....mwari pindirai mai Taku vasùnunguke
Vana vedu ava veduwe ,dai mwari avaitirawo nyasha vanotiparira
Pamamiwa wena,kkkkk
Best sekuru ever
Cathrine must fall imbavha
Sekuru ndiri kuuya ndine wangu akanditsotsawo
😅😅😅😅Imbavha futii iyoyo slay queen, wakubuda msaga dhiri remkomana rafumurwa
Pazhisayi Mnangangwa na Auxilia nevana vavo .Ndidzo mbavha dzaparadza nyika yedu.
😂😂😂
Ndafara chaivo mbavha ngaibatwe ngaaripe munhu Mari yake
Sekuru isu takabirwa naBevern Dzinopana..tirikuuya ikoko sekuru
Kugadzirisa mapenzi. Mari hainongwe guys inorwadza kushanda
Yaah pakaipa
Hey dai vatenga macomfry pashata apa
🤣🤣Mkoma Sly.....hanzi vangani unozviziva mhani iweeee😅
😂😂😂 Robbie matauriro ake anondinakidza .....hanzy ngavacheme variukoo
Mai Taku vakufira murume ka waitengera mukadzi food nemari dzekubira vanhu mubairo wezvivi rufu
So much in love Na sekuru. Ndayivako kudare uko ndakaona zvakawanda mbavha mucharega kuba
Ndakaendewo kwasekuru ava zvangu hazvisati zvaita ndakangomirira
is this happening now
😂😂😂😂😂😂😂😂 hanzi ane madhodhi sekuru .....uyu akagonekwa uyu
Mai vaTakudzwa ziso ravarikupa muroora harisi ryt vanofunga kuti muroora akatora mari
Mukoma Robert Sando dzenyu Catherine nemukadzi waRakudwza imbavha ndo vatotunga midzwa kumberi apa vava kuramba nemari vanayo
Muzaya une yese musavharwa....mubvunzisisei
Yaah iyi n'anga inosota not bhichana but nice size inoshinya chaiyo😮
Sly media murikutivhura meso mufunge mbavha ngadziororww kushanda korwadza uku
Tipeiwo number dzaSekuru
Hanz ane madhodhi😂😂😂😂😂
Asi manyoka acho hanhuhwe hre😅😅😅😅😅
Kkkkkkiiii
Very very good kutsotsa 10k sure ngaazviipanzire
Chi Brazilian wig ,manyama ka Agent
Yakatopera hr 10k nhy imi kudya kwembavha kupfachura, mmmm mari yakawandisa iyo.
Kana mchishada zwechokwadi mwari akuyitireyi zwakanaka asi kanamucjiyita zwekunyepa mwati vachakutogayi
Hezvo amwene kutorsamwira muroora ko kusaziva imhosva here
Kana mai vakapfeka blue vanoziva chokwadi, nokuti face yavo hayina kugadzikana
Cathrine ngabatsirane naTakudzwa pamanyoka apo coz dzese imbavha
Yes pliz.Akadii kutaura chokwadi anoitirei block munhu apa vadya mari yemunhu.
Catherine imbavha iyi😂😂😂😂