Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Hoyo yooo jekson panebasa aaaaah🙌🙌 ungasiya mukadzi nekuti wane mari ummm usadaro❤❤❤❤❤ i like you guys
Jackson face yako ndeyechitsotsi chaiyo 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Pa real chaipo
Uuuum guys vanhu vanogona ava Uuuum, zvinoita kunge zvirikuitika kunge ndichatoda kutora nhau pa nyaya dzavo ndoisa pa Utindi TV kkkkkkk
Aaaa Jackson zinyoka chairo anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉
You never diapoibt youalways made my day chokwadi mhayiwee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Waiting for next episode please faster please 😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Goood maipeee rongaa chokwadi ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Sekuru well done fambirai nyayadzacho❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Pastor welcome ❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Haaaa Jackson hurombe huzere yooo chake kuparadza chete kkkkkkk famba Jackson
Masivanda wakanyanya kupfava zvinobhowa
Kumira amuskumira Jamukoko kutipa mikoko yeintertainment❤
Mumurova basa my team welldone
Well done guys ❤❤❤ ndaiva ndakusuwai team Jamukoko I love guys Mondigonera
Murum haapuw mar Masivanda wakanyanya kupusawo iwe 😂😂😂
Very educative movie, a lot are deceived by their husbands and end up betrayed. Well done Jamukoko.
Kkkk yaaa zvakaoma kani🎉🎉🎉🎉
Vana Baba vose vane hunhu wha Jackson murimapenzi chaiwo, shuwa kirwadzisa munhu zvakadai uuuum.
❤well done jamukoko 🎉
Jackson uri muhombe yeah🙌🙌🙌
Umm masivanda akanaka pane zvaakatora izvo
Jekiseni urimbudzi yemunhu
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 ukaita murume akaita sajeseni haaa unenge waroorwa neNgozi yemumhuri asi variko here varume vakadai
Kkkk jackson akuda beauty
Nice and a real life lesson cheers guys,like it
Chihure chaunoita kana huriho hunhu hwako ummmmmm mai Peeee ane nhamo
Apa madiro andoita kupfava kunge masibanda veduwe bt ndozongoerekana ndakuita nge mai pee . Mwari ndibatsireiwo 😂😂😂
Mukoma avoo kutii heee beauti kkkki
😀😀😀😀😀
Team jamukoko but jekiseni usadaro 😢😢😢😢 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😅😅😅😅
Mwari pindai mukati nemoyo wemurume wangu mundiudzewo kut arikufungei 😢😢😢😢😢😢😢😢 sure kushare nyaya nehure remurume usingaziwe 😢😢😢😢😢
😂😂😂😂😂 kupa Jackson Mari masivanda wakadzungaira
Uuuuummmm can't wait to see sekuru mujeketwa
Jekiseni ane mushonga chete munhu anotoburitsa every cent riri paari kana arohwq ne sweet tounge ko ivo vakadzi ayas
Hokoyofirefire chokwadi ❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Well done jamukoko media
Jeckison denga uchaita rekudongorera,,moyo wako wakaipa
Haaa apa Mai Pee mavaisa pasiri ipo, coz Mai Pee haisi character inovharwa zvechi hwai hwai havana kupusa zvekudaro kkkk
Mudzoke nepart2,kwete ksiira panzira
Dai maizonuritsa manext episode in time ipapa pane amakasiira paroad last year ndopamunobhowawo imi Jamukoko
Aaaa Jackson uchademba zvako kuchema kwamasivanda kuchakudzokera😢😢😢
Jamukoko mobhowera kuti amuzotipe kumberi kwacho mongokanda part 1 moti zii zvenyu
Hatinanzera newarume 😂😂
Beauty I feel shem on you unofunga kuti ndiwe uchagara shiri inemuririro wayo hairegi
Waiting for part 2
Sisi is 💯 good mangwana vachachema nemurume tsotsi uyo
Yuwii hanz dhongi nemombe ende futi so kkkkk
Masibanda Sara utengesewo iyoyo😢
Jackson urimboko iwewe
Good movement
Ndewe manzuzuzve uya Jackson haudero iwewe uchaita Rombe iwe.
Jekseni ukawana nguva kwana. Ita mushe kkkk
Jekisan Aya nhema unadzo hko mnje yapindirwa namai pee nakule ma1 c masivada akanyanya kupfava
🎉🎉❤❤🎉❤🎉❤🎉
Pfee❤🎉🎉🎉
Hallo tinokutsigirai team jamukoko
Jamukoko to the people
May this kind of marriage never locate me
Can't wait 😮😮
Aaaa I can't wait for the final
❤❤❤
Jamukoko my pain killer❤in Pretoria
MaSibanda kana uchida murume wako back tamba nhodo.
😂😂😂😂 Ava baba ava
Munombowa kuita madrama amusingazopedzi
Sure havapedze
Well doone jamukoko
Hoyo thanks waiting❤❤❤
Hope there is part 2
Why zvimadrama zvenyu zvichingoperera muroad senzira yekuchimbuzi..
😂😂😂
Jackson uri mbudzi chaiyo
Jekiseni in real life hausi mbavha hre iweee
Jackson my man
Waiting❤🎉
Ngaiyende imba mukomn atize nemari
Tenge takangomirira Imwe espide 2
Jekiseni wakanyanya
Jekison uri mukoma wasatani hako
Masibanda akairasa zvake
Jackson uchayeukq bako mari yadyiwa yese ikapera
Jamukoko media to the fullest
can't wait
Jamukoko media to the wewewe
Mogonesa guys movhura team rkawnd pfungwa
Jakiseni imbo actawo usingaite chitsotsi ummmm wanyanya kutsotsa veduwee
Ini ndinechikumbiro Kuna Jackson and crew. Ndirikutsvaga song yenyu iyo yamunoshandisa pamadrama enyu. Ino wanikwa kupiko?
Tsvagai paYou Tube yakaimbwa neHasso boys you google inobuda song yacho
Ko zvakatatora chipurunyenye Jamukoko
Jamukoko chimbonyora Mamovie iwe usabude aiwa directer ahafane kuonekwa onekwa
Jekiseni Jekiseni uchachiona vamwe nedevekungodya ngaabhuroke uone mabusiness iwayo uchamutsvaga Masimba na pastor chete
🎉🎉🎉🎉❤
Haaaa baba ava nemadress kudai ummm kwasara kuty muite movie marumwa CHEKUCHERA 😂😂😂😂
😂😂😂😂
Tavepo isu ma funs acho tiripa jbg apo
Ndokumbirawo musubscibe
Masibanda usapfavire murume iwe Jackson unozvinyanya iwe xaaa haungambojairire kusvika pakadai unongoda Mai P iwewe xaaau oshota bhutsu
❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Jamukoko huchi
Haaa Jakalasi usazodaro asi
Jackson uri mbudzi yemunhu
Waiting
Jeksen kunyepa
Njekesa sota munhu
Tamara akakuudza masibanda ukaita nharo
Jekiseni uri rombe
Vanonzi varume yo
I like mamoyo. She is so soft shame
Jekiseni unoda chihure
Munobhowa Jamukoko hamupedze ma drama enyu
Varume vakangooma weduwee Havana mugoni chokwadi, kupandukira mukadzi akakupa mari yekutanga business
Hoyo yooo jekson panebasa aaaaah🙌🙌 ungasiya mukadzi nekuti wane mari ummm usadaro❤❤❤❤❤ i like you guys
Jackson face yako ndeyechitsotsi chaiyo 😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Pa real chaipo
Uuuum guys vanhu vanogona ava Uuuum, zvinoita kunge zvirikuitika kunge ndichatoda kutora nhau pa nyaya dzavo ndoisa pa Utindi TV kkkkkkk
Aaaa Jackson zinyoka chairo anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉
You never diapoibt youalways made my day chokwadi mhayiwee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Waiting for next episode please faster please 😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Goood maipeee rongaa chokwadi ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Sekuru well done fambirai nyayadzacho❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Pastor welcome ❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Haaaa Jackson hurombe huzere yooo chake kuparadza chete kkkkkkk famba Jackson
Masivanda wakanyanya kupfava zvinobhowa
Kumira amuskumira Jamukoko kutipa mikoko yeintertainment❤
Mumurova basa my team welldone
Well done guys ❤❤❤ ndaiva ndakusuwai team Jamukoko I love guys Mondigonera
Murum haapuw mar Masivanda wakanyanya kupusawo iwe 😂😂😂
Very educative movie, a lot are deceived by their husbands and end up betrayed.
Well done Jamukoko.