I salute you Headman.nharaunda irikubaysirika .dai maindawo kumusoro kna Mnangagwa pada nyika ingawana rudekaro senharaunda yenyu.watching you from Gokwe Masuka .thank you.
Karanganda TV is always the best especially dare ra Headman Chigodora... Uuuum surrender vanaJohanne marange most of them varikubata mishonga singaite.... Vakangoona munhu ane zuda nemazindebvu ziva kuti zveurombwa hazvishaike imomo...
Watching from free state you a a good leader VaChigodora wedzerwai uchenjeri .ndine stand yangu kwachitakatira idi ndikasvika yatengeswa tinoendesana kwa four Kona idi oooh
My dad is late am the last born ,Handina chandinoda Pa zvinhu zvababa, , i build my legacy ndega,not even hembe I get ndomira nezvangu zvine history yangu,nhaka inemakuva handide
Pfuma ne nhaka zvinobva kuvabereki...so mhuri yenyu inenge ichitoratidza kusarongeka nekubatana.... Saka iwewe zvauri kushanda vana vako must not enherit here?
Headman chigodora I salute you that selfish elder brother keep watching him co's he will be closing problems to the young brother, watch him closely please your judgement was the best😂😂😂
I love the way headman handles the matter, never mind who comes forward with the case but the truth must be told, straight talk doesn't break any relationship ❤
Good job all assessors, munonyatsa kurova pane nyaya chaipo.Headman vanozofamba nayo asi munenge matoisasika pachena. Great headman coz you also give vanhu vari pafloor kuti vape miono yavo. Unlike majority of headmen and chiefs, you treat vatongwi with respect and give a fair trial. Kune mamwe matare vanhu vanobatwa senhapwa.imi you preserve their diginity but at the same time muchiranga vanenge varesva
Headman Chigodora is the best & that was a fair judgement in my opinion.The older brother is a bully he thinks he is entitled to inherit all his father’s property that’s being selfish
Thanks baba taps. Hope zvose hazvisi zve Ku actor ndobvumirana nevazhinji Tine nyaya. Ye chipikiri pamakuva Tine baba veku tsika munhu achiramba Tine NHAu yecakomana. Vekubirana mastand. Na pastor Tine nyaya zhinji. No feedback. Why. And wht is happening. Baba taps Tinashe Mugabe anozoita follow up EG kamkono kedzambara Futa Robert tapfumanei Ku nangadzake anoita. Follow up. Bhozhongora. Anoita. Follow up why musingazvigoni Thanks. One of the follower cape town Zola asanda village
This people are family to me ,hamusi kumuziva mukomana mudiki uyo,his brother is the most humble ,loving and caring, this little brother has problems and he must stop pointing fingers and fix his life..mukomana mukuru wamuri ku attacker uyo Ana mambo he tried to build a family ne little brother iyo but that little brother ane dambudziko,little brother uyo aindirova ndiri ambuya ndakaroorwa nehanzvadzi yemukadzi wake,munhu ane hutsinye negodo ,bvunzai isu tomuzivisa..
Headman mwari akukomborerei murikubatsira munharaunda menyu ndoshuvira kugara mudunhu renyu❤❤❤❤ Nemiwo veKaraganda keep it up ❤❤
Watching from Plumtree I like the way you guys do your work as leadership I wish to attend one day so I can be a better leader in future
Uqinisile nduna
Siyabonga
Vedueee ndachema hangu bamnn nyaya yavo yandirwadza,mkomw makaoma moyo.and bamunini ava varikutoratidza kuti havana godo havana chakaios asi eyyy unotoshaya kuti mwana wanyamumhu chii chaizvo.
Mukoma makutorwadziwa nekupa muninina wenyu nhaka yamusina kushandira vedueee hunwe hi selfish hwacho hwakaoma..
Thank you soo much Mambo wisdom munayo ndafara sure maenzanisa
I cried my heart out.... ndarwadziwa veduwee....mukoma akaoma moyo uyu
I salute you Headman.nharaunda irikubaysirika .dai maindawo kumusoro kna Mnangagwa pada nyika ingawana rudekaro senharaunda yenyu.watching you from Gokwe Masuka .thank you.
Chokwadi Nyika haitongwe wakadzvara Demo saMnangagwa. Asi inodyarwa modzi yerunyararo nerugare saChigodora 😂😂😂😂
Can't hold my tears too 😭😭😭😭 murume mukuru kuchema
Zvinorwadza kuti murume akasvika kudai anoshungurudzwa kudai.
Date true
Dzinozonyanya kutanga dzakachema . Apazvarikutaura azvichemedzi
U@@MadzingaLearnmore ummmmm ndepapi pasingachemedzi kurohwa kunge uchafa ne brother Yako kubatwa se nhapwa hazvichemedzi here izvozvo only vane moyo ndivo vanonzwisisa
Ğ@@rebuildsakubva
Excellent judgement watching from Maputo headman n team magona hey pfuma yenhaka yakaoma veduwee hapana mubereki asingadi mwana wake chero riri benzi
Nyika yakatakura kurema vanhu tine matambudziko asi ndotenda Headman Chigodora vanomira nevanoda kubatsirwa mwari ngaavaropafadze❤❤❤🎉
You currently doing very well Headman Chigodora, I'm impressed, kwete zvange zvakuitika kumashure uko, you taking charge of your court
That's tru, he's really taking charge now vanenge vakanzwa zvichemo kut vatongi vange votiuraira dare mazuva apfuura awo
Headman Chigodora vanonwira kupi nhayi ndoda kuvatengera Cot the man is full of wisdom and knowledge
He is just like his late father, isu kana tiriko kumusha hatimudaodzo kuti Chigodora tinomuti 4 corner
Haungamwidzani hako nachangamireba kkkkk
@@joycepanganai4866 yes ndakamborinzwa zita iroro
@@wondergwizo6253 haaa kutadza neyi ko tinenge tisiri kudare zvee
Kkkkkkk
Karanganda lots of love from Polokwane. Mr Chigodora to the people. Mwari akuwanzirei makore akawanda munogona kutonga.
Which side of Polokwane 😊
wakutsvaga zvakawanda@@brasswellmudyiwa2046
Polokwane papi
👏❤ from south africa soweto Mr head man and ur team sando dzose kwamuri ,once l get there l will look for ur dare head man ❤
WELL said HEADMAN, kip it up
Iam watching fromPoland thank chief you are hèlping people
Headman of the year 2023
Watching from kadoma.
Tichamboendawo kwachigodora nevanhu vanetsa. He is the best
Man of wisdom.the best
The best Headman ever no side pakutonga kwavo. I wish you in my area with your team 🙏🙏🙏
Secretary anopa pfungwa dzakanaka chose,he should be promoted.
Watching from Durban Well done chief mukoma anehutsinye
Watching from USA 🇺🇸
Mukoma avo vane udyire kushaya rudo nemunin'gina wako kusvika pakadaro regai zvizonzi muroroyi wako ndewe mumba😢
Zvakaoma sure. Kutsvaga zvima excuse zvisina basa
Imbwa iyo yaka pata anoda kurohwa ,Bhuti avo inhundira mutsime
Karanganda TV is always the best especially dare ra Headman Chigodora... Uuuum surrender vanaJohanne marange most of them varikubata mishonga singaite.... Vakangoona munhu ane zuda nemazindebvu ziva kuti zveurombwa hazvishaike imomo...
Watching from free state you a a good leader VaChigodora wedzerwai uchenjeri .ndine stand yangu kwachitakatira idi ndikasvika yatengeswa tinoendesana kwa four Kona idi oooh
😂😂😂😂
Karanganda to the fullest ndimi muri kupisa.keep it up
Iro rinonzi Chinyamunzore irooo haa ndorida mhani Rume irooo rinobvunza nyaya manje Ndoda kumbomuona ndimupe sando dzake Murume uyooo 😊
Headman Chigodora vane humwari hwuri mavari ndoneyi vaine WISDOM....uyo mkoma ane moyo mukukutu....rombe ramkoma rinovenga blood brthr NEKUDA KWEPFUMA YENHAKA....SIIIIIIIIIES
My dad is late am the last born ,Handina chandinoda Pa zvinhu zvababa, , i build my legacy ndega,not even hembe I get ndomira nezvangu zvine history yangu,nhaka inemakuva handide
Like me as well
Bt remember uyo mudiki ari kuroyiwa
It's a sign to show that mumbawo menyu hamunawo kurongeka, hamunzwane, that's why you feel that way, not build my own legacy blah blah.
Pfuma ne nhaka zvinobva kuvabereki...so mhuri yenyu inenge ichitoratidza kusarongeka nekubatana.... Saka iwewe zvauri kushanda vana vako must not enherit here?
Zveenderanawo nekt baba vako vanga vanezvinhi hre coz kana pasina haungati unoda chababa ipo pasina stop capping
My favourite.dare Ra headman chigodora
Akati benzi hapuwi nhaka ndiani
Thnx to Karanganda TV for giving us this program.....Headman Chigodora and your team plz kp it up 🙏🙏
Good nhasi watonga kwazvo Chenge.....zimbwa mandebvu rine hudyire wakutogadzirire vana vake nhaka mumwe achishupika
Am your number 1 fan @ Karanganda tv🎉🎉
Wa liker hre kana ku share
Handiregi kulike, kucommenter nekushare
I salute you Headman Chigodora.Excellent judgement
Uyo mkoma ane problem ndivo vanhu vanotukisa zvitendero avo. Vanhu vanofanira kudzidza kuregererana. Nhaka yemufi ndeye mwana wese.
Paakatomurova nemazivana ake aitoda kumuponda kuti anyatsotora nhaka yababa hutsinye bedzi hameno kuti kumasowe kwacho mudare here kana kuti mukuchidziri wehuni pazoto rine mhemherero bedzi zimukoma iro thank you headman nekugona kutonga
This is a lesson ngatidananei nema siblings edu
The way I love my siblings kaa 🙌🏾🙌🏾. I will even die from them ❤❤❤ I love my sisters zvisingaite.
Siblings anoita problem yekuda kutonga. Some siblings are very selfish.
Headman muri kumberi chaikoo chair ya Mufundisi muno gona Headman Kwachigora kakuitwe zve chi face justice nxaaa KEEP it UP
Tererai mashoko arikutaurwa na headman chigodora anokuvakai nekusingapere❤
Ukaona murume mukuru ochema😢
The guy is in pain, kana neni ndarwadziwa. May God help these guys🙏🏾
Ndarwadziwa veduwe zvakawoma
Headman Chigodora is the best vanotonga vasina divi ravakarerekera ❤❤❤
Eeeh taura kwete zvivaya zva chief nyama ropa
Watchung from Capetown ndikuda kuzoshanya kwachigodora just for a live sitting ndichiteerera nyaya
Headman chigodora I salute you that selfish elder brother keep watching him co's he will be closing problems to the young brother, watch him closely please your judgement was the best😂😂😂
Baba Taps, Dare iri is the best + edutainment. Keep them coming.!!!!
Best headman in zimbabwe moziva kutonga mr chigodora
🎉3q21r😅qfa well pp❤❤❤@@VictorKambeni
Achigodora Narain kwenyu kwakaipa
Inini nemunin'ina wangu wandiri kugara naye tichidya pamwe tese, mangwana tozosvika pakudai here, haa mwari ngaatibatsire
Tapinda Tapinda, Taiyepo. Murisei BaTaps.
Ukaona murume mukuru ochema anenge arwadziwa. 😢
Headman Chigodora munogona kutonga. Keep it up baba❤
Karangandaaaa waivepo here ehe ndaivepo tsotsonyoraaa 😂😂😂😂 😂
Welldone mambo nemachinda enyu
This is really sad i feel like the younger brother will commit suicide if he doesn't get help both mentality and spiritually
Head man u deserve trophy of the year more years Headman
Headman and your crew keep it up
Headman to the world 🎉🎉🎉
It’s heartbreaking 😢
I am very emotional I couldn't hold back my tears
Vanhu vekwaChigodora muchasakura nguvayi imi 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂bvunzaiwo naiyoyi mvura irikunaya kudai so
Imi bvunzaiwopo
Kana kugeza chero kubikira warume
Zvine madays hakuendwi everyday uko@@miriamchiwarakata368
😂
Haazwiba uyo anazvoo
Saka wochimufusira ari.mupenyu ere
Iweewe dai uriwe une mhepo iyoyo ndoozvezvinoita mufambire zvijeke
Munin'ina akagurirwa nhaka yake its better apatengese agare kure namukoma nevazukuru vari dangerous 🤞
Pagonekwa ngatipembedzei
Maruva enyu ndakupai Honourable Chigodora ❤❤
Mukoma uyu ane nharo neruvengo, uye kana achiti handiiti zvekufamba, kufamba hakusi nani here pane kuponda munin'ina.
Watching from Capetown makanyanya mukuru munogona kutonga 100%
Headman muri kugonera mhuri zhinji mwari ngavakuwedzerei makore akawanda okurarama ❤
Paneimwe njere inaheadman chigodora yakawedzerwa namusiki weanhu isina anhu akawanda.His ⁶th brain ndiyo inoita kuti vanyarare vachipuhwa zivo nenjere iyoyo kuti vazopa true and tranquility decision.Aluta continuer papa Headman
Dzidziso ya headman ndiyo irikumasowe kwedu kwaanonamata mukoma uyo mhenoo kuti vanodzidzei kumasowe kwacho kana achiisira gokora hama yake mwana wamaivake. Seiko vatendi vemasowe mwachigodora vachisvibisa chinamato chemasowe kudai iwo usirimurau wekumasowe wavanoita kwachigodora.
Mukoma havana kutenga musha uyu kunababa.
Uyu anebook uyo.ndianiko zita rake .Thank you bro for yr decision musha ngaugurwe kutown hakuna nhaka yekudaro yekumupa chidhuurq chekutown
Vanhu vekwachigodora munooneka sevanhu vachiri vadoko pamuzera asi mavakire amunoita nhau dzemusha yevanhu murivakuru ekare .Thank you murikutotonga Misha yedu tiripano
Dougie usapa munikina wako nyuchi dzinoruma iwe.Imba yemutown haife yapuhwa mumwe chete
Are all these people compelled to attend these meetings?
Keep the fire burning 🔥 headman
I love the way headman handles the matter, never mind who comes forward with the case but the truth must be told, straight talk doesn't break any relationship ❤
Munin'ina angotaura kamwe chete,dare ndobva rasara vachikweshana nemukoma rombe😂
😂😂😂😂😂😂😂
Umm i can't stop laughing 😂😂😂😂😂
Headman of the year ....❤❤ havana favorites....ndovafarira .....karanganda vapei mukombe
Good job all assessors, munonyatsa kurova pane nyaya chaipo.Headman vanozofamba nayo asi munenge matoisasika pachena.
Great headman coz you also give vanhu vari pafloor kuti vape miono yavo.
Unlike majority of headmen and chiefs, you treat vatongwi with respect and give a fair trial.
Kune mamwe matare vanhu vanobatwa senhapwa.imi you preserve their diginity but at the same time muchiranga vanenge varesva
Watching from botswana mukoma avo vane hutsinye kunyepera kunamata zvenhema bedzi
Watching you from Pretoria waterkloof, castle gate
Tirimo muMidrand
Tirimomu Sunnyside umo
Ummmm nhai Mwari,,,,,,,,,,,
Watching from Canada
Endai kwa Sekuru Tasvu zvose 😢 zvobuda pachena nekuti vanopedza masports roger Roger
Chigodora the best shem l salute you
Best Dare watching from USA
Thank Headman fr yr contribution 🙏
Pamberi nemi Baba Tapas,karanganda to the fullest 🎉
Headman Chigodora is the best & that was a fair judgement in my opinion.The older brother is a bully he thinks he is entitled to inherit all his father’s property that’s being selfish
Vanhu vekwa 4kona vano royana nekuromba haaaa ndatenda zvangu. Well done Headman 4kona. Stay blessed
Kubira Mozambique netsoka koromba hawo ndokunotorwa mishonga yese yapedza mhuri
Bvawati four corner here kkkj
@@bettymatitsa9043 Headman venyika Covers all 4konas dzenyika hahahah he is aware of his nickname and not ashamed 😄
This was 10 months ago, any updates?
This community must on the national TV chaiyo we can learn a lot
Thanks baba taps.
Hope zvose hazvisi zve Ku actor ndobvumirana nevazhinji
Tine nyaya. Ye chipikiri pamakuva
Tine baba veku tsika munhu achiramba
Tine NHAu yecakomana. Vekubirana mastand. Na pastor
Tine nyaya zhinji. No feedback. Why. And wht is happening. Baba taps Tinashe Mugabe anozoita follow up EG kamkono kedzambara Futa
Robert tapfumanei Ku nangadzake anoita. Follow up. Bhozhongora. Anoita. Follow up why musingazvigoni
Thanks. One of the follower cape town Zola asanda village
Dziblaz dzopenga,chipawo munin'ina standwo
Hhhhhha Mukoma vakaoma utsinye
Always watching from Poland
Show off mazimba munoinyanya. Zvapindiraanaa papi nenyaya irikutaurwa padare. Kwakaendwa nezwvimwe gore rino
@@chamvari😂😂😂😂😂
😂😂😂😂hayaaa zvariri basa
I am already watching Headman Chigodora again. I am here in Lupani. Sikulalele impela Headman Chigodora of the year
Siyafunda kuHeadman,
This is really sad😭😭😭
Indeed😊😊😊
This people are family to me ,hamusi kumuziva mukomana mudiki uyo,his brother is the most humble ,loving and caring, this little brother has problems and he must stop pointing fingers and fix his life..mukomana mukuru wamuri ku attacker uyo Ana mambo he tried to build a family ne little brother iyo but that little brother ane dambudziko,little brother uyo aindirova ndiri ambuya ndakaroorwa nehanzvadzi yemukadzi wake,munhu ane hutsinye negodo ,bvunzai isu tomuzivisa..
Matonga headman mukomana mudiki ndiye Sara pamba ndochivanhu chedu izvo hazvichinje
Chief Chigodora hamumukoniba , magona head kwete njire mupostori uyo, unotoshaya kuti kuchurch kunoenderwei nematsotsi
Ah idi kuchechi ndokunodzoreredza ka
Ini ndongobhoikana nenyaya yekuti hatizowane part 2 panyaya dzacho tinenge tichida kuziva maperero adzo😢
This older brother inhubu nundira mutsime anoda kudishurwa
Watching form Cape town love karanganda 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Zvakaoma ko madzibaba Mwari wacho momunamatawo cei pakadai
Sabhuku vanyepa. Mutemo wekare uyo wekuti mwana mudiki ndiye anosara achigara pamba. Ikozvino musha ndowe vana vese even vasikana
Nyaya yazvinetso zvehupenyu hemununguna havasikuitaura wani ngavamubatsirewo
Anhu ekwachigodora ndifarisireiwo Vekwamuchibo Ana Zachariah nSam muchibo mugomo umu muivhu dzvuku
Team rekuchengeta ndebvu iri rinodherera iri
Arikurwadziwa mukomana uyo zvakaoma 😢😢
Zvinorwadza kuiitirwà hutsinye ne mwana WA Mai vako 😭😭😭
tipeyio location yedare iri toda kuuya for live viewing
Headman Chigodoro ,udzai baba avo kuti ndada hangu kuroorwa ndiwo anhuwoyee ndivanyaradze
Kkkkkkk wandipedza power kkkkkk
Kkkkkkk ewo pihwa number dzawo urooorwe
Chikwambo chechikadzi chavo chichizvitendera err kkkkk
Mukoma Didymus ndinoaziya takura tichiaona kuSakubva kweduyo, munemge mawana murume akanaka sisi.😊
Dai zvaiita ndaiuyawo ikoko nyangwe ndisiri wemudunhu menyu.....munopedza nyaya 😊
Pane great improvement hapana adimbudzira mumhan'ari totenda ndozvodiwa izvi mukoma Taps
Mamwe mapostori anehutsinye chaizvo. But mambo Chigodora mune mumhu mudiki asi mune engine hombe . Munogona kutonga ndichiedzanisa nemamwe madzishe.