❤ Tsvimbo yamadzibaba Johani iri kuchema zvichireva izvo kuti mabatirwo ebasa rekufudza makwai harisisiri kuitwa nemazvo sekutumwa kwa baba Johani...... Zvimwechete zvo zvekare kune vema pentecostal church vatsaukawo pachinamato chekare, zvivi zvawandisa..... Yakwana nguva yekuita Reset Zvinamato back to original settings in Preparation for RAPTURE HAPPENING ANY DAY FROM NOW! Warn Others to Discontinue living in Deliberate Repetitive sinful habits. There's NO Sacrifice for Deliberate sins after you have known The Truth..... Read Hebrews 10:26-27...... Repent Urgently!
AMEN PRO THANK YOU MAN OF GOD.. ITS A TRUE PROPHETIC DREAM OR VISION... ICHOKWADI KUTADZA KWANYAYA MUVANHU EVEN MUHUTUNGAMIRIRI WEMAKEREKE EMARUDZI OSE PENTECOSTAL OR VAPOSITORI VEMUREJE.... KUDA MARI NEZVINHU ZVENYIKA INO KUPFUURA MWARI.....SO MWARI VARI KUYEUCHIDZA REPENTENCE KUVANHU VAVO.. YOU ARE MIGHTLY USED KEEP UP THE CONFIDENCE AND STAND BOLD BEFORE THE WORLD. HALLELLUJAH AMEN
One thing that amazes me is that I always dream of you prophet nguva zhinji ndinenge ndichikuvhunzai kuti chiporofita chenyu hachina kutangira kumasowe here pamwe rimwe zuva ndichauwana mukana wekukuonai chiporofita chamataura hachina kundishamisa nekuti nguva zhinji ndinoratidzwa muchinhonga mudare raAbraham, Isaka naYakope Mwari ave nemi musaneta
Mubvunzo uyu wakafanana ne wangu nokuti mashoko avo nerurimi rwavo Mupotsori chaivo. Especially pa vanoti mari bata here dare iri. Panya iyi ndagutsikana kwazvo nokuti vapinza baba Johwani
Trust me you haven't missed anything. This charlatan wanted to show off his cars and house. Cursed children these prophets are, thinking gain is godliness.
Dear the servant of God as long as you're a true prophet don't fear anyone on this planet except our heavenly father in heaven if this prophesy comes from true God you're fullfile the will of God as a result jehovha will reward you definitely
My dear brother enda mberi nekutaura zvawatumwa naJehovah. Usatitye isu vanhu. Uyezve ngatirangarire what happened to Zachariah paakashanyirwa nemutumwa waMwari . Handidi upihwe punishment ukaita seunokakavara in your mind

Thank you Prophet nekubvuma kutuma neshoko ra Mweya Mutsvene May God Bless you in your Ministry Amen 🙏🙏🙏
This is a serious matter. Thank you for reminding the church that Christ is coming soon
To God be the glory. Prophet Michael Sello, my life has changed greatly from the day I met with you. I thank God mightily for you and the Ministry.
Church yaProphet ava irikupi chaiko inopindirwa kupi
@juniorkennman8039 It's at corner Kwame Nkuruma and Leopold Takawira Street in town.
@@beautymuganiwa7397 Thank you so much in Harare or
@@juniorkennman8039 In Harare. The church services are on Saturdays from 1:00 p.m. to 5:00 p.m.
Inopindwa which Day uku ndoda kumbokuenda Ukoo@@beautymuganiwa7397
Amen...Mashoko enyu akazara nenyasha uye nehuchenjeri hwaMwari .Vane nzewe gavanzwe zvinoreva Mweya...
AMEN PRO THANK YOU MAN OF GOD.. ITS A TRUE PROPHETIC DREAM OR VISION... ICHOKWADI KUTADZA KWANYAYA MUVANHU EVEN MUHUTUNGAMIRIRI WEMAKEREKE EMARUDZI OSE PENTECOSTAL OR VAPOSITORI VEMUREJE.... KUDA MARI NEZVINHU ZVENYIKA INO KUPFUURA MWARI.....SO MWARI VARI KUYEUCHIDZA REPENTENCE KUVANHU VAVO.. YOU ARE MIGHTLY USED KEEP UP THE CONFIDENCE AND STAND BOLD BEFORE THE WORLD. HALLELLUJAH AMEN
Thank you Prophet for delivering the message.
Amen ×3. Thts 100% true, keep on praying, also da way u give respect to masowe, God Bless u
Icho chiporofita chakakwana kune anenzeve dzokunzwa ngaanzwe Amen munhu washe
Amen and powerful my powerful Prophet❤❤❤❤
One thing that amazes me is that I always dream of you prophet nguva zhinji ndinenge ndichikuvhunzai kuti chiporofita chenyu hachina kutangira kumasowe here pamwe rimwe zuva ndichauwana mukana wekukuonai chiporofita chamataura hachina kundishamisa nekuti nguva zhinji ndinoratidzwa muchinhonga mudare raAbraham, Isaka naYakope Mwari ave nemi musaneta
Mubvunzo uyu wakafanana ne wangu nokuti mashoko avo nerurimi rwavo Mupotsori chaivo. Especially pa vanoti mari bata here dare iri. Panya iyi ndagutsikana kwazvo nokuti vapinza baba Johwani
Hemeni ndinovarotawo prophet sello ava,, munhu waMwari zvechokwadi, ndakavarotawo amen
Johanne akatumwa idi katatu
Connected from UK Birmingham 🇬🇧 🙏
Powerful indeed Prophet of God thank you Jesus 🙏🙏
Indeed powerful
Thank you munhu wamwari ndatenda neshoko guru
Beautiful house Prophet
Amen direction always good
Thankyou Prophet
Amen prophet tinogamuchira mazwi echenjedzo
Amen 🙏🙏 chiporofita chakazara ichii nyika irikutadza zvisingaite
Thank you Prophet this is God..
Ameeen ngarifambe shoko ritekeshere nyika yose
Tinotenda Jehova neShoko renyu. Maitabasa MutunwaWashe. Ichokwadi mazuva ava mashoma Muridzi wemunda wemunzbiringa Arikudzika kuzozadzisa zvirevo.
Amen munopindira kupi prophet
I wish I could hear that language
Trust me you haven't missed anything. This charlatan wanted to show off his cars and house. Cursed children these prophets are, thinking gain is godliness.
Amen that's powerful
Amen Amen 🙏🙏🙏
Tinogamuchira areroya 🙏
Thanks baba, nekubvuma kutumwa.
Amen I receive Greater Grace🇬🇧🙏
Amen man of God ,tatohwa
Amen, thank you🙏🏽
Chiporofita chenyu chinoratidza kuti zvitendero zvese zvinotenderwa naMwari
Amen tinotenda ishe nekutuma muzodziwa wenyu ,tinotenda katatu kasingagume
Amen mwari ngaaropafadze
Ameen
Gorokoto Zimbabwe
Amen thank you Jesus
Dear the servant of God as long as you're a true prophet don't fear anyone on this planet except our heavenly father in heaven if this prophesy comes from true God you're fullfile the will of God as a result jehovha will reward you definitely
Amen muporofita 🎉
Amen munhuwamwari
I subscribe
Tinotenda izwi rake mwari, ivo mwari vanouya vachimema munda wavo kuti urikusakaurwa nemazvo here. Amen amen amen.
Amen amen
Kutaura kwakanaka nokuti wazadzisa chido chawo Mwari
❤mazvita munhu wamwari
Amen
Riri kubatika dare iri.Makakomborerwa kuropafadzwa kusvika pakutsanya uinazvo
Amen prophet
THats a REVELATION.Opening of Spiritual Doors for the Nation!😁
Yaah chine mweya
Mu trintas zvinonzwisisika nokati ikuchema chimwe ndakazvidzidziswa mwedzi wapfuura
Amen Amen Amen Amen Amen Amen Amen
Powerful Massage
Amen and amen
Amen🙏
Powerful Prophecy
Vazviwa vari kushandiswa maziso regondo kuporofita,vachibira vanhu Mari nezvipo.
Vanhu vekumasowe kunyanya chishanu ndikokune vanhu vanetsika nemweya wekuramba zvatumwa umwe munhu sematumirwe amaita baba inindiri wekumasowe ikoko nyaya yamaisa ndizvo mapiwa nzira asi vakuru ivavo vamurikutaura vakatoramba johane wacho mbune munomuyoutube mukatsvaka topic inoti KURAMBA MUTUMWA munoona kt nyaya yenyu yamurikutaura ndeye idi zvino chishanu chavenemapoka mapoka kwavenema big5 yekuzim nebig5 yesouthafrca uye chishanu chacho chave pamitumbi 12 kune chishanu chajacopo kk k ,murehwa ,domboshava, jerusarema ,nyeredzi nomwe,vadzidzi, zvatiwandey nekudakwehukuru asi zvese zvishanu zvavenemitupo sokune vanozviti ndisu chaivo chaivo saka pavekuda vanozvipira kungozviendera mugomo kunoita zvataurwa parizvino pombobviswa mweya wekuti tisuvananhingi mukuru ndeuyo anenge apiwa muromo nedenga
Tinotenda kureva🎉🎉 kwaMweya
Tinogamuchira chiporofita sekutaura kwenyu
❤❤❤
Tinotenda munhu waMwari
Dare iri richaita noise pasocial media asi ane nzeve ndaanzwe zvinoreva Mweya
Chokwadi chawaisa pano asi dare iri ndere chokwadi ririkudatevedzwa
Zimbabwean is in trouble, people are confused
what build trust then , .. I think it's the behavior of your partner , so trust comes from what your partner do
Ameñ
Ngaropafadzwe Muranda komwana asina zvake changapomerwa Mwari ngavarambe vachidurura kururama kwakawanda nesimba rekukunda
Chinamato chakauya nabba Johwane chapindwa nehonye vatungamiri vaoita mado avo havachafambi munezvakauya nevepakutanga valatumwa
Zvakakwana zvakadaro dare iri riripo chokwadi vasingade kuteerera ngavarege havo
Mwari vatinonamata mumwe chete kutukwa hakuna mhotsva Munhu waMwari Mazvita
Tinotenda munhu waMwari nechiporofita chakanaka kudai
Munu vaMwari chimbondi dzikinuraiwo
My dear brother enda mberi nekutaura zvawatumwa naJehovah. Usatitye isu vanhu. Uyezve ngatirangarire what happened to Zachariah paakashanyirwa nemutumwa waMwari . Handidi upihwe punishment ukaita seunokakavara in your mind
Ini ndiri weku Masowe ndinotenderana nekurudziro yamapa baba vedu vatumwa ava
Kunzwisisa kwandaita chiporofita ichi ndekuku..... Mwari Varikuda kunamatwa Mumweya Nemuzvokwadi..... Vazhinji kutanga nevakuru vezvitendero vave kurarama muzvivi nekusatya Mwari..... Vakafa vave kuda kumutswa uye Vatsvene vave kuda kubvutwa tichinosangana naIshe Jesu mumakore. RAPTURE yave kuda kuitika. Prepare
Tinotenda chiporofita hachina kuipa asi pakuzokumura manje nekuti garment ndichoo chipfeko chepamuteuuro
Karekare raitonokumurirwa kumba mukunge mapedza kunamata kumasowe
Mwari mupenyu anorarama anotuma vatumwa vake hameno vaye vanosvora masowe mwari chaiye ariko dai mwari atibatsira tatendeuka
Man man tinotenda masoko munhu vamwari mutibatsire kuti mwari vagone atitungamire nerudo rwake
Amen prophet
Amen
Amen 🙏🙏🙏
Amen and Amen
Amen
Amen
Amen and Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen
Amen