Its not abt opposition or Chiwenga or anyone its abt you as a person if u want accept jus take it u have chosen to steal jus steal forget abt moral standings etc
makabatwa kutibdzvi na chivhayo. Chasara anyore bhaibheri rake remota mose momunamata. Mota idzi dzakagara dziriko. Chazoshamisa nhasi chiii. Zanu iri kuto campainer for mxtbelwction through chivhayo. Last week aitotaura wai na scot kuti toda kipa national teamari but tichashandisa kirsty yoita kunge mari yabva ku party ye zanu. Mota inomuka yakafa weee, dzinza rinotevera haridye mota dzamukudai kurombeswa idzi
What is your say on the scripture below Proverbs 13:22 says, “The wealth of the ungodly will eventually find its way into the hands of the righteous for whom it has been laid up for.” If you'll keep honoring God, eventually it will find its way into your hands
Chiwenga shanje .Dzidzisa vanhu kupa shamwari.Warwadziwa nekuti wakajaira kupiwa ne vanhu wanotambura .Sir Wicknell haana kukupa Mwoyo warwadza.SIR WICKNEL IS USING HIS MONEY AND MUST USE IT THE WAY HE WANT.
Politics dzemuzimbabwe it's life & death, these opposition members are also human beings as us, they fear for their lives as everyone does, we can't point fingers to anyone because even the pastors are being persecuted left ryt & center by zanu pf regime
Ivo vana fadzai mahere vacho are top lawyers in Zimbabwe mind you, it's not all about being criticism but a warning to those accepting gifts where they don't even know the proper channel of chivhayo's wealth. General lesson, nothing is free in this world and everything has a price to pay
@@ordiasndhlovu7054 when the day comes when all the assets even those that he distributed were part of his laundering, do I need to clarify to you what will happen afterward, do the math genius
Ukaterera usina dzungu or uchida kunzwisisa you will see the truth in what he is saying.Hamuna here kudziona boys dzichitend kushaya pekupinda for those things you can work for
@@feromhure2684 Chivhayo is not the government but an individual person who can choose whoever he wants to give his money saka zvemuchipatara izvo, zvemvura izvo ask your government and its Ministries. We have the Ministry of Health which is set up there to deal with the health issues of Zimbabwe saka siyai vanoda kupihwa mota na Chivhayo vatore. Even if he gives me i will receive it and make use of it. If i decide to sell it and start my own business the godly way it's still my right. Does Chiwenga check the source of the money he receives as offerings in his church. Some might even have been gotten by evil deeds but he is using it to broadcast and attack other people who received the same money but in different amounts
muka demonstrator munoshudwa mukafa and international community haina zvainoita. tarisai zvakaitika ku Bangladesh Nigeria Kenya vanhu vakafa zvikatovharana. ku demonstrater like what Mozambicans are doing hazvina kushata asi vari kufa vari kutofa
Appreciate yakangokosha zvikuita wicknell chivhayo on other side hes doing great....honor our legends while they are still alive....artist mustn't choose sides on political matters...the main reason in Zimbabwe is corruption and noone cares ...as long it benefits your stomach....we dont have unity in Zimbabwe.....ingori jema newadya....so people are more concerned about their gain interest than dying for everyone....inonzi nhamo yeumwe hairambirwe sadza....lets make zimbabwe great again 🇿🇼💗....noone to blame but tese tine basa ....
PaMoza its not the Leaders vari mustreet baba ipovo .iwewe unoda kuti chamisa aende mustreet here imi akuudzai kuti vote yakabiwa...PaMoza maLeadere akataura kuti tambirwa the rest its history saka ukutaura 2023 kuti kudii
Aiwa its fine Hauna dhiri shoko raMeari hapana kutaura chete imimi anaTalent vhangeri hapana kutamba as long you are bassing with written stories hapana Talent does not have clue kuti kunamata Meari kuitasei
Land ndonhaka zvokupiwa zvimotor izvo it a bribery iripachena for them to gain support as zanu pf. Ngaanopaka varikumamisha shirikadzi nenherera varombo tinovaziva kwete zvokunyepa kuti ndirikupa hapana chavarikuita sezanu pf
@@HerbertMakanyanga Macomments echidofo aya haana kana dhiri. Uri kusafa usina magetsi mari yakabiwa naWicknell but too shallow to understand how kuba kwake impacts u directly
This guy is always complaining about everything and criticising everything why? Am sure as a so called preacher u know that God uses man to bless man, so why not see it that way also. In your eyes nobody does good, nothing is good, at some point you are busy speaking against other men of God like you now take take with Wicknel and the people he gave the cars to. Why not just say congrats to others....well I don't expect that from you coz it's you and your mind. Anyways it is what it is. But Talent drop that mentality of seeing bad things in everything...God is for us all.
Your commentary ndeye kumama mkoma , if you live in Zimbabwe you would know that opposition can do absolutely nothing about Zanu, they tried it last time took Zanu kuCourt but nothing happened, racist sed awareness about Sikhala's imprisonment but nothing happened. No ruling party in Africa is organized and brutal like Zanu
Only those who are wise can listen to Chiwenga😂😂😂
Just say those who think they are wise
"Handidi kuti vagamuchire zvipo zvehumbavha, handidi baba!"
"Ndokumbirawo mugove wangu ndichiri kurarama..."
Singing and passing through, don't mind me
Talent Chiwenga haana cha Mwari chaanaziva, akamboona Mwari achiburuka achipa munhu mota, God uses his people.
Uyu anobhowa zvekudaro mharidzo dzake kushora chete
@@trodenmukwasi3939 uri gava iwe
@@SandraTsere unodziterereyiko nhaiwe ndougava uhwohwo
@@TinotendaMatsiyana-m4k language of the sons of vipers
I thank you T.F Chiwenga,you know the right things to say
Amen mr Chiwenga daivachiisa mishonga muzvipatara mvura magetsi munyika but vakarombore mudzimota chisingaperi chinoshura
Mota yekupihwa ndinoenda ndichimhanya kwatosara tete Tilder i will be happy sir Wicknell akavarangarira
@@nomsanyika151 uri dog generation saka uchidaro and ndizvo zvazvinotofanirwa kudaro bcz muri wekuparara
The Spirit of Jealous makes someone bitter not better.
The more you open your mouth we see weakness in you not in Wicknell.
@@victorbvirakare9018 spirit of jealousy? In wch verse do we find that?ay u please educate me
Wicknel's gifts are the devil's tokens.
Saka uchadii
@@alfredndhlovu3025 chivhayo arikugona musashore ngatitendewo zvaari kuita kupa ndochipo chaakapiwa namwari chekupa vamwe saka Ari kuropafadzwa nekuwana zvakawanda
"Zvinyanya nyanya zvinotaurika. Vanhu vazvino kungobvaruka kutaura kuita kutushuka seduzu. Iwe wanetswa nei? Siya zvakadaro. Hazvina maturo, hazvina huremu , mhepo ikavhuvhuta zvino pepereka. Mashoko akadero asakugare pamoyo." Tanyaradzwa - LKZee 2024
Its not abt opposition or Chiwenga or anyone its abt you as a person if u want accept jus take it u have chosen to steal jus steal forget abt moral standings etc
Mati matauro here.Mharidzo dzegodo..Mota dzichanaya semvura yemubvumbi..Hamusati muchanyarara henyu
Opposition leaders have the right to criticize.
No opposition in Zimbabwe. That is the truth.
Zhakata the best
Mubvunzo wangu way achipa vanhu vanezvinhu zvavo Kare vanotorii ne better life but kunemhurii dzikutambura chaizvo ndine ? Ipapo
That’s my question as well
Baba Chamu ndanga ndidingafungi kut vachagashira am surprised
makabatwa kutibdzvi na chivhayo. Chasara anyore bhaibheri rake remota mose momunamata. Mota idzi dzakagara dziriko. Chazoshamisa nhasi chiii. Zanu iri kuto campainer for mxtbelwction through chivhayo. Last week aitotaura wai na scot kuti toda kipa national teamari but tichashandisa kirsty yoita kunge mari yabva ku party ye zanu. Mota inomuka yakafa weee, dzinza rinotevera haridye mota dzamukudai kurombeswa idzi
What is your say on the scripture below
Proverbs 13:22 says, “The wealth of the ungodly will eventually find its way into the hands of the righteous for whom it has been laid up for.” If you'll keep honoring God, eventually it will find its way into your hands
Nice scripture though kkkk
Varikugwauta gwauta verse iro verengai
Munhu asingazive shoko anonetsa anoswera achingotsvaga nyaya dzevanhu 😅😅😅😅 Mwari rudzii anongoti tuka vanhu
Kukundwa naThomas Tafirenyika Mapfumo here😅
Asi mapfumo anoshoreka here…ukwane
Exactly! Apostle teach them... Stalinist strategy...make them so poor and then act as their rescuer, and at the same time manipulate them
@@guestguest1390 Yeah
Wisdom. Thank U Apostle
Apa warasika, God can still use Sir Wicknell to reward prayers
Sando kuna Mapfumo
Apostle T F C ....... ❤❤❤
Paridzai mwari Mupenyu siyanai nekuparidza vanhu
@@reginadzapasi9668 iwewe mwari aumuziivi ndosaka uchidaro ugava uhwohwo
Substandard analysis
@@desmondmangwiro5414 Thank you I will improve
Uyu anorwara uyu anonzi Chiwenga
@@Giver-t4c unotorwara ndiwe unoterera munhu waunoti anorwara kwana iwe first 😏
@TinotendaMatsiyana-m4k defend him hako shaaa but haa cde avo vanonzi Chiwenga vakarashika
Chiwenga shanje .Dzidzisa vanhu kupa shamwari.Warwadziwa nekuti wakajaira kupiwa ne vanhu wanotambura .Sir Wicknell haana kukupa Mwoyo warwadza.SIR WICKNEL IS USING HIS MONEY AND MUST USE IT THE WAY HE WANT.
God can use a human being to answer your prayer plus who said Zhakata or Charamba are opposition members
Amen and Amen
Let zhakata drive please
Chiwenga is 1000% correct.my worry is on tht fidgiting and giggling woman.why cant they switch off her mic.
Politics dzemuzimbabwe it's life & death, these opposition members are also human beings as us, they fear for their lives as everyone does, we can't point fingers to anyone because even the pastors are being persecuted left ryt & center by zanu pf regime
May God come and heal useless apostles like Chwenga
Chiwenga is right humbingaldo and mudhara achauya mantra has taken us this far
Let them enjoy the cars. They even have the right to vote Zanu Pf. I never heard Leonard singing about Zanu Pf
Utori dofo zvako iwewe
Chiwenga unoroya iwe godo rinokuvava
Unonyepa iwe,
Chiwenga idako uyo
Chiwenga anorwadziwa nemunhu wese hapna waanoti uyu wese anongosvora ,, iye ndiye munhu cht ende ndiye ega anozviti ndoziva mwari ft,,,anonzwisa urombo kudarika munhu wese
Wataura wangu chiwenga godo rake ranyanyisa anofunga sekut ndiye ega anoziva mwar uuummm zvakaoma
Ko chingoisa nyaya tipe macomments nhoroondo dzako ndedzei .ukutitambisira data uchitaura zvekumama
Une shanje Chiwenga hausi iwe gate keeper wamwari kune zvaanoitira vanhu muhupenyu hwavo .
God can use people to bless other people
Ivo vana fadzai mahere vacho are top lawyers in Zimbabwe mind you, it's not all about being criticism but a warning to those accepting gifts where they don't even know the proper channel of chivhayo's wealth. General lesson, nothing is free in this world and everything has a price to pay
Is it about knowing channel from which he sources his money, and us what value do we have to know about other people.. 'wealth.
@@ordiasndhlovu7054 when the day comes when all the assets even those that he distributed were part of his laundering, do I need to clarify to you what will happen afterward, do the math genius
Can someone explain to me why cars for what ???
Ukaterera usina dzungu or uchida kunzwisisa you will see the truth in what he is saying.Hamuna here kudziona boys dzichitend kushaya pekupinda for those things you can work for
That's my Apostle
Wakamuramba Jesu ukada zvenyika.
Opposition yapinda papi please connect it for us in context to Chiwenga video.
Court ipiko nhy my brother .......when we say everything is captured hauzvihwisise here
It shows you are one of those waiting for such chances from Chivayo. Desperation at its best
Very true
ITAMA ZIMBABWEANS THAN SAYING OPPOSITION UNORASIKA PAPIWO IWE MARAKASHI RUSIKE
Zvinonyadzisa sei kumunhu anozviti ndiri munhu waMwari anogamuchira zvinhu zvefufuro zvinhu zvakasviba kudaro kuda motor here? charamba unonyadzisa chimbozvifunga wega kuti muzimbabwe tine munhu anopa vanhu motor dzemhando yepamusoro mahara zvipatara hazvina mushonga migwagwa yakazara makomba chirikadzi dzafa nenhamo mvura chaiyo hatina imari yekushanda here iyi ?kana kuti kungonokora hair hairwadzi haa nyika yedu sooo mwena uyu tikautera unoguma uyu.
@@feromhure2684 Chivhayo is not the government but an individual person who can choose whoever he wants to give his money saka zvemuchipatara izvo, zvemvura izvo ask your government and its Ministries. We have the Ministry of Health which is set up there to deal with the health issues of Zimbabwe saka siyai vanoda kupihwa mota na Chivhayo vatore. Even if he gives me i will receive it and make use of it. If i decide to sell it and start my own business the godly way it's still my right. Does Chiwenga check the source of the money he receives as offerings in his church. Some might even have been gotten by evil deeds but he is using it to broadcast and attack other people who received the same money but in different amounts
So called man of God...kunodya share ye mari yekuba...
Uyo anonzi chiwenga ane Jealous and every opposition when someone reserve mota kubva kuna chivhayo😂😂
Pana zhakata kudai atomupa two Mota dzacho vaitomudzvanyirira
muka demonstrator munoshudwa mukafa and international community haina zvainoita. tarisai zvakaitika ku Bangladesh Nigeria Kenya vanhu vakafa zvikatovharana. ku demonstrater like what Mozambicans are doing hazvina kushata asi vari kufa vari kutofa
Appreciate yakangokosha zvikuita wicknell chivhayo on other side hes doing great....honor our legends while they are still alive....artist mustn't choose sides on political matters...the main reason in Zimbabwe is corruption and noone cares ...as long it benefits your stomach....we dont have unity in Zimbabwe.....ingori jema newadya....so people are more concerned about their gain interest than dying for everyone....inonzi nhamo yeumwe hairambirwe sadza....lets make zimbabwe great again 🇿🇼💗....noone to blame but tese tine basa ....
I disagree with you completely Zimbabwe is not a normal country you can’t go to court in Zimbabwe if you go on the streets you are doomed
Ndezvekumama zvaurikutaura
Which opposition criticized zhakata
In Mozambique it's not only the opposition but the citizens, the opposition leader is hiding in SA
Do we have courts in Zimbabwe?
Ko madam mama Chiwenga zvadziri kutoramba dzichiruza zvee nhayi !!!!
With the most respect imbotengeraiwo vamwe . Why hate speech every time .
Chiwenga akutopenga njere chaiko uyo haasi wekutevedzera
God works through people
chivhayo anokuzvimbisai bhibho
100% correct. Havana pride vanhu ava
Ma loan haasi e Zanu pf imari dzevanhu idzo.
Where does opposition get involved in this statement
PaMoza its not the Leaders vari mustreet baba ipovo .iwewe unoda kuti chamisa aende mustreet here imi akuudzai kuti vote yakabiwa...PaMoza maLeadere akataura kuti tambirwa the rest its history saka ukutaura 2023 kuti kudii
regai vapiwe hapana marii yekuromba apo imari yema diamond 💎 edu ,sa zhakata kudai vatomupa 2 Mota dzacho
Nemiwo ma journalist hamuna zvekuita munoda zvemakuhwa
Aiwa its fine Hauna dhiri shoko raMeari hapana kutaura chete imimi anaTalent vhangeri hapana kutamba as long you are bassing with written stories hapana Talent does not have clue kuti kunamata Meari kuitasei
Iwewe Ukanzi huya utore unoiramba here unorwara iwe you're a socialite Pastor unotsvaga Mbiri nemazita evanhu
Paridza Jesu iwewe che Talent Chiwenga
Vakakwana nevane shungu nenyika yezimbabwe havadzitambire
@@Maluveeekumhata.. hauna nyaya iwe.. munhu orambirei mota yemahara..
Kutora chii chakadaro , taura zvinhu kwazvo
Land ndonhaka zvokupiwa zvimotor izvo it a bribery iripachena for them to gain support as zanu pf.
Ngaanopaka varikumamisha shirikadzi nenherera varombo tinovaziva kwete zvokunyepa kuti ndirikupa hapana chavarikuita sezanu pf
Chiwenga idofo mwari dai vamunzwira tsitsi
When God is blessing u he always sends someone.God will never come down from heaven & give u a car.So let Charamba receive a car with joy.
Fadzai and Ostallos were not in parliament when the 40k was dished out
Ko opposition yapinda papi apa? Asi Chivhayo is a ruling party?
exactly! munhu arikutaura ndiAoostle Chiwenga, so there was no need to bring opposition.
Senge vana Charamba vandibhowa vanozviti maChristu kutambira chipo kubva kumbavha
chivhayo unokuzvimbisai bhibho😁
Akakuudza kuti the charambas ma kristu ndian
Saka uchaita sei...?
@@demard331 Haa taura hako, was mistaken
@@HerbertMakanyanga Macomments echidofo aya haana kana dhiri. Uri kusafa usina magetsi mari yakabiwa naWicknell but too shallow to understand how kuba kwake impacts u directly
Chiwengwa ndofunga wave kupenga manje wakusiya zvekuparidza wakuita buzy nekusvora zvaitirwa vamwe
Vana Charamba naZhakata vanotokodzera kuwana mota kudarika vana 1 zig, 2 zig. In fact vese Baba namai Charamba vaifanira kupihwa yake yake
Talent waiva CIO operative for more than 10yrs uri mboko chaiye.Unoshora zvese uri Mwari here iwe
This guy is always complaining about everything and criticising everything why? Am sure as a so called preacher u know that God uses man to bless man, so why not see it that way also. In your eyes nobody does good, nothing is good, at some point you are busy speaking against other men of God like you now take take with Wicknel and the people he gave the cars to. Why not just say congrats to others....well I don't expect that from you coz it's you and your mind. Anyways it is what it is. But Talent drop that mentality of seeing bad things in everything...God is for us all.
He uses any1 to get what you prayed for
Fadzai Mahere was never an MP who received loans
Your commentary ndeye kumama mkoma , if you live in Zimbabwe you would know that opposition can do absolutely nothing about Zanu, they tried it last time took Zanu kuCourt but nothing happened, racist sed awareness about Sikhala's imprisonment but nothing happened. No ruling party in Africa is organized and brutal like Zanu
God can use anyone to bless His children, even the devil can be used
Uchanotsva kugehena unonyebera mwari iwe ,
@
Gid can bless anyone and can use anyone even the devil and the sinners, I am born again and I will never burn in hell
Iye Jesu hanana kudya naZacchaeus? iwe do you buy thier music?
Siyanayi na zhakata na charamba havanakukumbira munhu Mota regayi vatore ndedzenyika idzo haizimari yachivhayo ndeye Zimbabwe
Critics should be there regardless of morals
Hauna nyaya newewo gara pasi 😂😂
Ko iye Chivhayo Mari yacho.yaanongotengera vanhu motokari akaiwana kupiko iyo nyika isina mari
who is the Opposition, Stop this nonsense we are Zimbabweans
How does God bless somebody? God bless somebody through the use of another man or woman.
Iyo mother iri married here,pese paanenge achifamba na chiwengwa,anenge akatodyiswawo murume wacho kana ariko
my question also
Mota ini ndotoida ini , haa Chiwenga apa imbotidzikamiraa
Teacher anotadza seyi kutenga mota iwo ma housing stands Acho asinga wanike.Odii?Zvimwe musangoshora