Ndakanetsana NaBaba Vangu Pakusvika Pakuvabaya NeBanga

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 90

  • @nyarayimhuka7810
    @nyarayimhuka7810 9 месяцев назад +13

    Ndarwadziwa chokwadi this is painful ,this guy needs serious help 😭😭

  • @Dadirai-xg3no
    @Dadirai-xg3no 9 месяцев назад +11

    Varume vasingachengeti vana chii ichochi shuwa muroyi mukuru ihama sei vamwe vanhu vachidai. Ndagwadziwa ndirimo mudambudziko rakadai shuwa ndigochengeta vana vangu umwe munhu ozomuroya. Akura 😭😭😭😭😭

  • @netsaitrishchikukwa1964
    @netsaitrishchikukwa1964 9 месяцев назад +3

    God is with you my brother, God will see you through.

  • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
    @kingsdaughtersaltoftheeart5194 9 месяцев назад +3

    This is a pity. Imi vana varikuchengetwa nema single mothers mazviona. Uyo akasvikokandirwa mamhepo emusha imomo nekuti hapana chaanoziva. This is painful.

  • @EsterMuchimba-z4m
    @EsterMuchimba-z4m 9 месяцев назад +10

    Feel free Mr man God is there to answer you ....uchabuda hako Charles shingirira zvorwadza hadzo 😢

    • @Tinei-g7x
      @Tinei-g7x 9 месяцев назад +1

      Very sad case.

  • @rutendomarufu2775
    @rutendomarufu2775 9 месяцев назад +3

    Hurombo huroyi shuwa dai ndine chekubatsira nacho ndabatsirawo shame marwadzo dai wakazvigarira hko kwamai vako usina kutsvaga baba muroyi asi denga rinoziva haro richakuwanira nyasha😢😢😢

  • @CharityManatsa-l6e
    @CharityManatsa-l6e 9 месяцев назад +7

    Shame l feel sorry for you Charles, l wish l can help you 😢

  • @charitygwakuka6804
    @charitygwakuka6804 9 месяцев назад +2

    Mukoma Charles I think Mwari was protecting you from you father , since you grow up in your mother’s side, everything happens for a reason; you were under protection, asizvine Hazvo , dai Mwari vakubatsira wawana kuzviraramira zvisina baba mukati. It shows he doesn’t care about you brother , but God does,
    Hope your mother in heaven will protect you from any evil eye

  • @VimbiiChenje
    @VimbiiChenje 9 месяцев назад +2

    GOD is with you my brother

  • @EliasTasaranago
    @EliasTasaranago 2 месяца назад

    God bless the man

  • @Sox_Jnr
    @Sox_Jnr 2 месяца назад

    God be with you Brother.

  • @bensonthomas5136
    @bensonthomas5136 3 месяца назад

    God will bless you brother

  • @mollytarova1055
    @mollytarova1055 8 месяцев назад +1

    Shame sorry brother

  • @edwinmusemwa9018
    @edwinmusemwa9018 9 месяцев назад +1

    ndarwadziwa ...

  • @ClaraBingura-hg3rh
    @ClaraBingura-hg3rh 8 месяцев назад

    Ndarwadziwa it wel brother

  • @ChiedzaCharumbira-xn7zj
    @ChiedzaCharumbira-xn7zj 9 месяцев назад +3

    So sad may God help 😢

  • @TafadzwaFurayi
    @TafadzwaFurayi 9 месяцев назад +2

    Very sorry mukomana mwari vanokubatsira😢

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 9 месяцев назад

    Nice Tarumbidzwa,rovai basa guys.Kubuda kwaRobert haisi nyaya.chero Drewmas inogara inevashandi vatsva

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 9 месяцев назад +4

    Mhuri yezimbabwe batsirai mhunhu uyu

  • @kurainjuma3187
    @kurainjuma3187 9 месяцев назад +1

    Very said story sorry brother wish one day will come and see you ikoko kujeri

  • @peembano253
    @peembano253 9 месяцев назад +1

    Mutori wenhau dai warega Charles ataura kubva pakatangira nyaya yake na baba vake , zviri pachena kuti zibaba iro ndiro raka konzeresa coz rakamuramba iri nhumbu ,kusazomuona ku hsptl zviri pa chena

  • @ruthpartridge6314
    @ruthpartridge6314 9 месяцев назад

    This is sad some children grown up such a tuff life these are are the sad results hope he gets help with his life 🙏

  • @EvansKubvoruno
    @EvansKubvoruno 7 месяцев назад

    Mwari vanwe Charles

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 9 месяцев назад +1

    😢😢😢😢😢shame dai mwari vapindira mukoma vawana rubatsiro ..I wish I can help

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 9 месяцев назад +3

    Zvakaoma sure varoyi variko ufunge apa Baba hamuna kuchengeta mwana makumuroya futi

  • @moirakuluzana5311
    @moirakuluzana5311 9 месяцев назад +1

    It is well my bros💔

  • @samanthamkono5076
    @samanthamkono5076 9 месяцев назад +1

    So sad
    .vana.varikuchengetwa kwamai usati waenda kwa baba vako tanga watsvakurudza kutu kwakamira sey a lot of children are in big problems nana baba vekuwana vakura

    • @NomatterGod
      @NomatterGod 3 месяца назад

      True vakawanda vari kusangana nemapriblms vaenda kwababa

  • @AdmiringCakeSlice-jr1bf
    @AdmiringCakeSlice-jr1bf 9 месяцев назад +1

    Yaaaah zvakaoma hazvo

  • @ProsperKariyamba
    @ProsperKariyamba 9 месяцев назад +2

    Very sorry bro...reduce your temper God is with you

  • @rudoguvakuva4762
    @rudoguvakuva4762 9 месяцев назад +1

    Painfull 😭😭😭😭

  • @TeeFreshy
    @TeeFreshy 9 месяцев назад

    Heart breaking 💔

  • @shoraichigutaa4150
    @shoraichigutaa4150 9 месяцев назад +2

    Veduwee ndarwadziwa. Kana abuda anoendepi sure .

  • @margaretkuchenga2928
    @margaretkuchenga2928 9 месяцев назад +3

    Ndachema mufunge

  • @dephinemanamike4990
    @dephinemanamike4990 9 месяцев назад

    Shem ndarwadziwa hangu mwari vachakunzwa

  • @DavidMavhiza
    @DavidMavhiza 9 месяцев назад +1

    Zvinorwadza mwari ngaave newe government ngayimirewo naye veduwee

  • @RhodesKalos
    @RhodesKalos 9 месяцев назад

    Very sorry bro it is well mwari variko ,🙌🙏

  • @SaselamaniMax-rm6nw
    @SaselamaniMax-rm6nw 3 месяца назад

    Eishh sorry, hupenyu vakomana ka😢

  • @sarahmutingwende2078
    @sarahmutingwende2078 8 месяцев назад

    😢😢😢sorry brother

  • @gloriamugari9674
    @gloriamugari9674 2 месяца назад

    So painful

  • @lovenesssaka3062
    @lovenesssaka3062 9 месяцев назад

    So sorry my brother

  • @sithulisiwendlovu1088
    @sithulisiwendlovu1088 9 месяцев назад

    Ndarwadziwa uuuuuuummm

  • @SydneyMwenechanya
    @SydneyMwenechanya 9 месяцев назад +3

    Every sorry achabuda rii mukomana uyu tigobatsirana

  • @fransgumbo9062
    @fransgumbo9062 9 месяцев назад

    Munhu uyu ngaabude muchikurubhi pleaseBaba vamu Nangarwa pleasemhunhu uyu ngaabude

  • @JusticeDzama
    @JusticeDzama Месяц назад

    pamwe pacho Jeri rinotokuchengetedza

  • @MashokoJuta-xk7pj
    @MashokoJuta-xk7pj 9 месяцев назад +1

    This guy is very hamble

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 9 месяцев назад +1

    Muroyi wehama haana chakanaka

  • @sharomakuzva136
    @sharomakuzva136 3 месяца назад

    Sad😢

  • @TerryjayChats
    @TerryjayChats 9 месяцев назад

    Ini wangu baba hationane nekuda kwemushonga ndakatovarova kwete zvefani

  • @musachirasha
    @musachirasha 9 месяцев назад

    Chinotanga ishura mberi fanami simba somurume zvichanaka

  • @Tendayi-m7r
    @Tendayi-m7r 9 месяцев назад +1

    Sory hako hama ndaitawo murombowo asi ndabatikana

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 9 месяцев назад

    Haugone kutaura kana wakarwadziwa ishona yekupi iyoyo

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure 9 месяцев назад

    Very sad

  • @patiencemakore6302
    @patiencemakore6302 9 месяцев назад

    Zvakaoma 💔

  • @cuthrenematava2633
    @cuthrenematava2633 9 месяцев назад +2

    Sorry hako apa watokuvara ruoko,dai usina hako kuvatsvaka,varume vanoromba nevana vemudondo

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 9 месяцев назад +1

      Shuwa ndagwadziwa ini ndiri munhu arikuchengeta vana ega 😭😭😭😭

    • @RhodesKalos
      @RhodesKalos 9 месяцев назад

      Zimuroyi chairo nxaaaaa

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 9 месяцев назад +1

      @@RhodesKalos apa mwana wausina kuchengeta haaa zviri nani kurarama nevatogwa hama idzi nxaaa apa chogwadza anenge Ari munhu wepedyo waunofunga kuti anokutakurira mutoro zvobhowa sei nxaaa

    • @theresamambara5923
      @theresamambara5923 9 месяцев назад

      @@Dadirai-xg3notese tese dear

    • @Dadirai-xg3no
      @Dadirai-xg3no 9 месяцев назад

      @@theresamambara5923 ngatishinge vanokura umwe munhu ogwadziwa Oroya hake nxaaa

  • @mpalosimbarashe
    @mpalosimbarashe 9 месяцев назад +1

    Dai muchisiira tete tildar basa iri mubvunzo yenyu hainzwiki

    • @tendaimichaelsakarombe6100
      @tendaimichaelsakarombe6100 8 месяцев назад +1

      Macompany akasiyana hama yangu uye hawasi pacompetition wari kutogona basa chaizvo rowai basa tete

  • @sithulisiwendlovu1088
    @sithulisiwendlovu1088 9 месяцев назад

    Uuuuuuummm zvakaoma shame sorry hama it is well

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 9 месяцев назад +1

    Shame zvakaoma ruoko here urwo mmmmm

  • @princessgandazha8776
    @princessgandazha8776 9 месяцев назад

    💔💔💔

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 9 месяцев назад

    Heee why not walk away, may God help you

  • @takundanashejangano
    @takundanashejangano 9 месяцев назад

    SO sad

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 9 месяцев назад

    Shame zvinorwadza, usanyanyoita short temper plz. Sorry hako bhudhi God is by yo syd.

  • @tkg6219
    @tkg6219 9 месяцев назад

    Shame😢

  • @njaguzviko4755
    @njaguzviko4755 8 месяцев назад

    Shame i feel shame

  • @mollytarova1055
    @mollytarova1055 8 месяцев назад

    Jochoro muroyi

  • @sonenigwenelo2076
    @sonenigwenelo2076 9 месяцев назад

    This guy needs help

  • @nomusamurima6326
    @nomusamurima6326 9 месяцев назад +1

    ndobviro bviro dzekuda kuziya zvekuti hee dzinza kudii, gara ikokk kwawakurira ikoko kwamai vako ikoko

    • @Stallie-zb7bn
      @Stallie-zb7bn 9 месяцев назад

      ibvapa iwe indava une chimoyo chakaoma kudaro unofunga kuti mujeri muno nakidza kugara plus ziva kuti hakuna munhu asinga tadze.

    • @mumugurure481
      @mumugurure481 9 месяцев назад

      Nomusamurima urimbwa wazvinzwa

    • @Stallie-zb7bn
      @Stallie-zb7bn 9 месяцев назад

      @@mumugurure481 imbwa ndiwe bharanzi hauna brain

    • @mumugurure481
      @mumugurure481 9 месяцев назад

      @@Stallie-zb7bn Mai vako

    • @Stallie-zb7bn
      @Stallie-zb7bn 9 месяцев назад

      @@mumugurure481 nevako shaa zvese zvawataura newewo benzi iwe

  • @GenesisMoyo-p1z
    @GenesisMoyo-p1z 9 месяцев назад

    So painful

  • @primrosenyamhandu
    @primrosenyamhandu 9 месяцев назад

    so sad 😢😢

  • @tafadzwadambikwa2592
    @tafadzwadambikwa2592 9 месяцев назад

    So painful

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 9 месяцев назад

    So sad