RUSHINGA.............KATSI (MABONGA} OTAURA SEVANHU KU NYATSATO (PART 2)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 янв 2025

Комментарии • 313

  • @beckyshupieshupie5328
    @beckyshupieshupie5328 Год назад +37

    Hatirambe kuti vane mabonga but please taurai ne vanhu zvakanaka

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад +1

      Sure pamwe havana mabonga acho but matauririro avakuita navo sooka hazvina kunaka

    • @Just_Tawe
      @Just_Tawe Год назад

      Ndomagarire ake Aya he's getting worse

    • @Just_Tawe
      @Just_Tawe Год назад +1

      Anoita kupima vanhu so and kumusha vanobva vatya what is he jus a journalist he's supposed to be ass licking them for their contribution instead .. he owes them at least some level of respect

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Год назад +4

    Well done Shumba vhunzai nekuti you are trained for the job. Ngavataure chokwadi. Nyaya unoenda sei kwaMambo pasina nyaya. Kana mapurisa vanoto vhunza with vigor to obtain the truth. Muroyi anotoda kutsikwa konzi kuti ataure. Hamunga pise mafuta kuti muno bhabhadzira vanhu.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +6

    Hezvooo Shumba zvazvehasha hr amunaa

  • @innocentmthawonga8356
    @innocentmthawonga8356 Год назад +32

    Shumba musatyisa mwana, bvunzai zvakanaka. Nyaya iyi inoda kubatwa neungwaru.

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Год назад +4

      Apana hungwaru apa nekuti yave kwa Chief. Sekutaura kwa Mambo chero muridzi wemusha ukati haudi pauye vanoshandira Mambo ano overider zvese izvozvo kana kutokudzinga futi. Bvunzai isu tinoziva zvekumamisha

    • @yvone260
      @yvone260 Год назад

      ​@@washingtonsandi4404 😊😮

  • @FootballPathSniffers
    @FootballPathSniffers Год назад +6

    Neshamba your the Best Salute you👊 tinoti pasi neHuroyi

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 Год назад +21

    Aneshamba musabvunze vanhu sekunge murimi purisa ah

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад +3

      Varikugona waniii kkkkk vanhuuava vanoroyaaa

    • @esinathsithole2983
      @esinathsithole2983 Год назад +2

      tawura hako vakuvavhundusira seiko

    • @chiedzamalunga6595
      @chiedzamalunga6595 Год назад +2

      ​@@josephlupiya6626kkkkk idzi ndidzi mbikita dzevaroi idzi..ndovanhu vakarema manje baba namai vemusha uyu uuuum

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 Год назад +1

      @@chiedzamalunga6595 avahavabvunzwii just kungova tarisa chete wegaunopindwa nechandoo kkkkkkk haaaaa pasirino rakatakura kurema weduweee

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Год назад +1

      ​@@josephlupiya6626 😂😂😂😂😂imika

  • @ConstancMChisango-cj8wf
    @ConstancMChisango-cj8wf Год назад +24

    VaNeshamba makudheerera vanhu ,do not force people to say what you want to hear !! Mave kukurirwa nevaskana vaya vamakadzidzisa basa

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Год назад +19

    Neshamba musaite hasha taurai zvakanaka nevanhu pliz musadaro

    • @abdullahkunganya1752
      @abdullahkunganya1752 Год назад +8

      Zvinobhowa kuti munhu unofamba 200 kilometers, vanhu vakudaidza vasvika votanga kunyepa unopedzisira vakuita hasha panoti fuel apo

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Год назад +2

      Ndizvo zvavanotoda vanhu vacho, zvinobhowa kuti vanhu vanoramba zvavari kuziva seiko,vanoziva zvinhu zvavo vanhu ava.

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Год назад +1

      ​@@abdullahkunganya1752 nhy henyu imi aah

  • @tarirokutadza8519
    @tarirokutadza8519 Год назад +9

    Ughmm musadaro hama you are intimidating mwana uyo .

  • @Mussoni1
    @Mussoni1 Год назад +2

    Well done Mkoma Andrew vabvumburudzei nemibvunzo until they crash and burn Ahhhh chii chakadaro #Tinokuzivaiwani

  • @Bee-wh6dw
    @Bee-wh6dw Год назад +25

    I full support you Andrew. You needed to toughen up in your questioning because these people were acting hard nut to crack. From their account there is a lot of doubt and they look like they threaten others in the society. Well done Andrew for stepping up to the task! 🎉

    • @TheGreatShepherd.
      @TheGreatShepherd. Год назад

      We must also remember that people got rights to speak or not. They don't owe Drewmas explanation!!

    • @Olcool
      @Olcool Год назад +1

      ​@@TheGreatShepherd. yes but also neighbors have rights to peace and safety. Your rights should not override other people's rights.

    • @Just_Tawe
      @Just_Tawe Год назад

      Really???

  • @FootballPathSniffers
    @FootballPathSniffers Год назад +4

    ❤ You are taking us to another level

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +10

    Well done Mr Neshamba makanyatsobvunza chaizvo👏👏👏kuita kuvapisa nemibvunzo makagonesa ndokuti chokwadi chibude

  • @jayroyal3257
    @jayroyal3257 Год назад

    Good journalism Mr Neshamba

  • @augustinekanyandura3082
    @augustinekanyandura3082 Год назад +9

    Neshamba mmmmmm handina kufarira kubvunza kwako ukuda kutyisidzira mwana itori mhosva iyoyo.
    Mabonga anongorira hapana nyaya apa, itsika yaro bonga kubata huku nekuchema kwese kwese.

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Год назад +8

    Tsvagayi mubatsiri chokwadi chibude pachena musamanikidza vanhu kutaura zvekufungira

    • @patak4343
      @patak4343 Год назад

      Musavhundutsira vanhu siyai vanhu imi apa makatadza kubvunza nyaya yenyu

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +1

    Another level Ndopanotizve Druuuuuuumas Meeeeedea

  • @belindakaseke4466
    @belindakaseke4466 Год назад +7

    Shumba be very careful

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Год назад +5

    Andrew.....neshamba 100 % vanogona kubvunza nekutaura zvakanaka mutori wenhawu shuwa sando ndakupayi

  • @jescachafuka2813
    @jescachafuka2813 Год назад +22

    Andrew dont take sides, You ate too judgemental.

    • @faithmotsi9493
      @faithmotsi9493 Год назад +1

      Most of the times i have noticed that as well

    • @priscamadusise5061
      @priscamadusise5061 Год назад +3

      Haagoni kubvunza he is too judgemental n'anga nemaporofita anozvida

    • @tektekchihera8466
      @tektekchihera8466 Год назад +1

      Sure I notice that too

    • @tinashewilson8432
      @tinashewilson8432 Год назад

      I once commented the same thing u cannot accuse people like that

  • @tawandavulande9349
    @tawandavulande9349 Год назад +8

    Mai vadhunda vri kuziwana nekachembere Ako ummmm😢😢😢

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Год назад +1

      Varoyi zvese nemurume akapfeka sefa uyo. Regai vauye vanozvibata

    • @nothandoprecious4338
      @nothandoprecious4338 Год назад

      What it is a Bonga

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Год назад

      @@nothandoprecious4338 Bonga: wild cat. Or a cat that used to stay at home but for some reason chose to stay in the bush scarvenging food from there.

  • @kelvinmbiriri387
    @kelvinmbiriri387 Год назад +2

    Drewmas u taking side take it easy w these pipol

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
    @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw Год назад +2

    Good job guyz.... Kubvunza kwenyu kunoita kuti muroyewe amheno henyu

  • @tova4700
    @tova4700 Год назад +8

    Why threatening and intimidating the boy

  • @normannorman2684
    @normannorman2684 Год назад +31

    Shumba you dont force news investigations u are taking advantage of situation

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад +9

    Vanhu vasavhaira neBP sechinhu chiri special. I have had BP since 2008 and I have no problem with it and I don't even think about it or talk about it. Chirwere hachichinhu chekuita seuri special. Torai mushonga and you can have normal life

    • @sweetnesskonola
      @sweetnesskonola Год назад

      Yayibo baba ava vanonyepa ngavati ndakatora mushonga chete anoda sekuru tasvu zvinopera kushungurudza vanhu nezvidhoma zvawo kuda kudya vanhu

  • @keceriamtampwa-hq4bg
    @keceriamtampwa-hq4bg Год назад +2

    Thank you Andrew, nekutaura zvakanakisa kuvanhu, musingatore side one

  • @blazkidza8066
    @blazkidza8066 Год назад +20

    Maakurasika journalism yenyu vaNeshamba musadheerere nekutyisidzira. Hamuna kodzero yekubvunzurudza kunge muri mutikitivha

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад +2

      Ini ndobva ndaramba kutaura navo kwacho vanotyisa vanhu kut zvadii havana kodzero idzodzo vatadza bsa

    • @Olcool
      @Olcool Год назад

      Tough questions is not threatening. Ko hamuna kuvanzwa vachiramba and then vazobvuma after sabhuku ataura kuti vakataura vega kuti zvaitaura

  • @Olcool
    @Olcool Год назад

    Bvoooooo, gogo vazotaura manje kuti vakazvinzwa kkkkkk😅😅😅😅😅

  • @felistasmurapa7183
    @felistasmurapa7183 Год назад +1

    Mmmmm panenyaya

  • @sangoemmaculate
    @sangoemmaculate Год назад

    Mukomana uyu kana asingazive arikushandiswawo .asi panoda chokwadi chete big up drewmas🤜🤛

  • @sheillasiboli7697
    @sheillasiboli7697 Год назад +4

    Life life God have mercy to your people

  • @Emmamuchena
    @Emmamuchena Год назад +1

    Musashore Andrew pliz cz akasashandisa power chembere idzi hadzitaure dziri stubborn imagine mhuri dzakagara pasi dzaramba kutakura bcz of huroyi hwembuya idzi .also take note that neshamba aisa fuel kubva Harare to rushinga vanhu voramba kutaura atovagona ngaabatsire cz mambo vacho seem to be weak

  • @vimbaikakuruwo4760
    @vimbaikakuruwo4760 Год назад +3

    Akatukwa wacho arikupi asiri kuuya kuzoti ndiri pano. Makwai kwai chete.

  • @LazarusMaruza
    @LazarusMaruza Год назад +1

    Taking us to another level drewmas

  • @N.Monicahkambeu
    @N.Monicahkambeu Год назад +3

    Ngapatsvagwe magodobori kt chokwad chibude

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Год назад +2

    Zvikaitika kwedu hakubikwi zuva iroro kutoona zvekuita fast ..Mr Neshamba baba avaa vane nyaya avaa

  • @norestmakuyana7504
    @norestmakuyana7504 Год назад

    Yoo ma1

  • @wilf_moyo
    @wilf_moyo Год назад +7

    When Drewmas Media is out on the field digging information, they are there to make people talk. From previous episodes like Mbuya vekuMusanhi, who was lying on every episode, vaNeshamba must use his experience to extract the truth. Big up on your investigative tactics. Ukasadaro mungadzoka muchidzoka vanhu vachiita zvekutamba. Kana vari clean ngavazvichenese by coming clean and doing so pamberi pe community. Well done Drewmas Media

  • @marthatakaza3105
    @marthatakaza3105 Год назад +4

    Musamanikidze vanhu vakuru vaneshamba

  • @edsonmazira4656
    @edsonmazira4656 Год назад +5

    Kana vanhu vasingazive kunowanikwa n'anga dzinobata varoyi ngavaregere kutyisa vanhu kuvamanikidza kutaura zvavasingazive!

    • @vaidachipere977
      @vaidachipere977 Год назад

      Zvinhu zvavo ngazvigare Mumba vanhu vafambe zvakasununguka .kana zvaakutyisa vanhu hazvina kunaka

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад +4

    SHUMBA MOURAISA VANHU

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Год назад

    Mbuya..... iyo inoroya chete 😂😂😂 zvakasangana nemuroora😂😂😂😂 makwikwi😅

  • @Olcool
    @Olcool Год назад

    39:31 😅😅😅😅😅😅

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 Год назад +3

    Kana zvichinetsa endai kumashop munotenga salt yematombo motenderedza pachivanze,kana twauya mutubvunze kuti mabvepi? ,Mai na baba venyu ndiani ?
    Ndange ndakanganwa ,vaNeshamba murare ikoko kana twauya muende nema camera enyu ikoko

    • @Rumbie87
      @Rumbie87 Год назад

      Wakanyanya Faith😂😂😂😂😂😂

  • @clivemunetsi9674
    @clivemunetsi9674 Год назад

    Mai nemwana vatakati chaivo and vanozvitemba

  • @fortunatemadzimbamuto5614
    @fortunatemadzimbamuto5614 Год назад +1

    Endrew muzukuru akazvisungirira muzukuru bonga ndobva ranyarara chii chakadaro haasiriye mwana wekuzvisungirira anzi namai vake dakukurova here achirwa nevamwe

  • @Spo7017
    @Spo7017 Год назад +1

    My question is kana zviri zvavo zvochema pamba pavo nekwe vanhu zvichishandisa mazwi avo ft. Panogona paine muvengi arikuita izvozvo. Drewmas ndakaona kut pakaita nyaya dzakadai kana kufiwa panofanira kutowanikwa akakonzeresa, ko haunawo here zviwiravanhu zvisina akonzeresa
    Varoyi variko and vazere, asi havasi vese vanoroyana pahukama, vamwe vanoroiwa nevarorwa chaivo

  • @synodianyakudya3510
    @synodianyakudya3510 Год назад +2

    Shumba musatyisidzira vanhu please.

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 Год назад +2

    Makabvireyi....kudande uko pane nyaya 😅😅😅

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +2

    Kurushinga Mukoma Neshamba Varkumbo tembei mhamha ava

  • @CharlesMusambo
    @CharlesMusambo Месяц назад

    Neshamba baba awo vanopenga mushonga iyoyo hauna kumira mushe mukoma vangu vangu vakaupiva 1984 ASI zvakazobuda gore rakapera kuti ndiwo uri kutambhdza mhuri

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад +1

    Tinobonga Mambo Makuni

  • @hokoyochikwenya7678
    @hokoyochikwenya7678 Год назад +9

    Wa Nyashamba mabvunziro enyu ane side plus hasha mukati.....sometimes voice up then down in a polite way....take no side with neutral voice se journalist then l will enjoy our "taking you to another level"

  • @creetymundoga4330
    @creetymundoga4330 Год назад +2

    Asekuru and mbuya naambuya knows zvinhu zvavo. For now mabonga ari kumbodya uya akazvidungirira

  • @faithmotsi9493
    @faithmotsi9493 Год назад +12

    I like drewmas but one day vanhu vanosara vakaurayana..Andrew don't take sides be neutral as a journalist.

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    Mr Neshamba murora uyu uuuuu Mmmm pane Nyaya

  • @faraimagwa
    @faraimagwa Год назад +4

    Ndavarege kuvatongesa chingounzI munhu anobatsira ndiye achataura

  • @fencephiri7514
    @fencephiri7514 Год назад +3

    Don't force them to accept what they don't know mr shumba

  • @nyashatigere9793
    @nyashatigere9793 Год назад

    😂😂😂😂 vaitodzimbiwawo mai kana kara yacho havatozive

  • @elvismatamba623
    @elvismatamba623 Год назад +4

    Mai vadhafu Ava ndomaster mind vanoroya namai vavo ende vadhafu muroyi chaiye vanotooneka face yavo

  • @confidencenhau
    @confidencenhau Год назад +4

    Munhu akashata face moti akuroya hre ? Toda proof regai kumanikidza vanhu vanogona kutoisirwawo

  • @TaniaSithabile-dq9hg
    @TaniaSithabile-dq9hg Год назад +4

    Iiii kkkkk hei hanzi zvaichema nendimi dzekwamugodhi guys sabhuku soo

  • @businkala2554
    @businkala2554 Год назад

    Jonourlists asks questions....if we can understand that we will be free and not attack them and should they do it the wrong way, there is always law to look into it.we must also remember that witchcraft in Africa and the oppressors will always get away with it because the same law protects them sezvazvakanangwa when it was created "law to protect the oppressors and accuse the oppressed '
    If we can wear both shoes not one only,we shall understand and strike the balance ♎...can a witch or wizard openly say so?

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 Год назад

    Pane nyaya APA ummmmm vanhu varikutya shuwa haa maqq.

  • @angelakaonza6168
    @angelakaonza6168 Год назад

    Aaah iya nyaya ndaitadza ,kitsi dzinongochema veduwee

  • @praisemasvinge9032
    @praisemasvinge9032 Год назад

    Iyi episode ine kakudzvinyirira ne emotional abuse handina kufara nayo.

  • @NkosiyaboTimoti-ew8xk
    @NkosiyaboTimoti-ew8xk Год назад +1

    Ndozvava katisa kkk(🎉

  • @providekhoza
    @providekhoza Год назад +2

    Mukavati bvururubvuru vanonyarara iryt yawo

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +5

    Shumba makutengesa munhu manje aiwa musadaro inga munoziva kut zvinourayisa

  • @brandonchimhanda2214
    @brandonchimhanda2214 Год назад +6

    Iweee Andrew usamanikidze munhu kutaura, iwewe ziva kubvudza zvakanaka

  • @pridekoga
    @pridekoga Год назад +2

    The way mambo manzwiro avakaita kuti vagouya pamba apa,ndo the same manzwiro amakaita drewmas kuti muzosvikawo pamba apa

  • @RosemaryManyeku
    @RosemaryManyeku Год назад

    Mdara anopenga uyo kkk munhu wese akazora mushongq

  • @yvonne2976
    @yvonne2976 Год назад +1

    Andrew you are brave 😳

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Год назад +5

    Nhasi ndini ndatanga kkkkkkkkk

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Год назад +2

    Ndangandakalala ndichidzimbiwawo ini

  • @djwaxxyzimbabwe2164
    @djwaxxyzimbabwe2164 Год назад +1

    Apa neshamba. Ndaimbokutevera nekuda kwekufambisa basa kwawsita apa handina kufara. Nemaitiro awanga uchiita apa. Basa rako kufamba uchitipa zvawunenge wabzwa but apa wanga wuchiuta kumbunyikidza vanhu. Kuti vabvume zvisina proof. Toda. Zvawaita kare. Kwete izviii

  • @mavisdzvuke4453
    @mavisdzvuke4453 Год назад +1

    Ndosaka vana vaichema nzara mbuya mai vairwara hapana aibikiraka ka mbuya avo vakura

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад +2

    Mbuya yakasimba iyo iri kuziva zviripo

  • @mello291
    @mello291 Год назад +1

    I see some good journo ethics right there...grill them till info is out drewmas media. Take us to another level

  • @marymuzenda8364
    @marymuzenda8364 Год назад +4

    Shumba ndimi matove kumanikidza mwana

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Год назад

    Mai avo vanotityiseeeeei mbichana

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 Год назад +3

    Mwana uyo anoziva zvose asi ari kutya mai nagogo kutaura chokwadi

  • @manuelchirenga516
    @manuelchirenga516 Год назад

    Please siyayi vana sabhuku makurukota ashe na ishe vachibvunza nyaya. Hayinakidze kana zvadai.What do u gain from witchcraft.

  • @vhuranjero
    @vhuranjero Год назад +5

    Mr neshamba muri vanhu vakuru sandodzenyu munobvunza kuti chokwadi chibudEEE

  • @luckymhuka9159
    @luckymhuka9159 Год назад

    Ingaita nyaya yekuti mungasimudzira vanhu izwi ere musaparadzanisa nharaunda katsi haikumbiri hupfu uyai nemunhu wakakuudzai

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 Год назад

    Kkkkkk ndokurumidza kurohwa nermoyo nzeve dzaisanzwa nekudzimbiwa nemakumbo

  • @Jahlady
    @Jahlady Год назад +2

    Mai vekitsi ava mastatement hobho. Vakuziva mabonga ndeavo, maziso avo ayo anotyisa , kutoita kunge ekitsi dzavo dzikuda kuja vanhu

  • @nessakaitano3241
    @nessakaitano3241 Год назад +1

    Shumba Drewmas media taking you to another level 👏👏👏

  • @luckymhuka9159
    @luckymhuka9159 Год назад

    Sumba musapumha vanhu uroyi katsi dzinochema sevanhu musamanikidza vanhu kuti vataure zvavasingazii

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +2

    Kwaaaaa hanzi mushonga wangu haudaro kwaaaaa murora akarema zvake

  • @Olcool
    @Olcool Год назад

    Sabhuku anogona kurondedzera chaizvo.

  • @faithfaithmashavira5387
    @faithfaithmashavira5387 Год назад

    VaNeshamba ndekupi chaiko kwemuri,ndoda kuuya ne rekeni ndituparadze tumaponga twadai kunetsa

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +4

    Mai vedhuku jena vambenge vachiwawata nw vakutya manje kuzovingwa manheru zvine nharo

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Год назад +1

      😂😂😂Zvinotyisa aah kkkkk utadze kurara husiku

    • @pellagiamukora426
      @pellagiamukora426 Год назад

      @@cleofay9346 unorara uchifambiswa

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Год назад +2

    Anenge ave kutotya mwanakomana

  • @sheillachetsanga6172
    @sheillachetsanga6172 Год назад +3

    Mai awa munyepi mukuru zvidoma ndezvavo

  • @bismarktinarwo8813
    @bismarktinarwo8813 Год назад

    Akarohwa anotaura chokwadi uyo

  • @PM-zu9tv
    @PM-zu9tv Год назад +1

    Mai Mabonga ava vari kutsenga tsenga tsananguro dzavo

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Год назад +1

      Manje part 2 ndo ichanakidza. Panoda vechivanhu apa vanokuti ukaramba vanobva vakusandura ipapo ipapo

    • @PM-zu9tv
      @PM-zu9tv Год назад

      @@washingtonsandi4404 like sekuru Tasvu or gogo shumba

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад +1

    Mwari sanganai nemhuri iyi, vasunungurei murimi.

    • @juliettakaruva
      @juliettakaruva Год назад

      Immmmm mbuya vangati chii pamba pemukwasha veduwe

    • @lucynapwaro5725
      @lucynapwaro5725 Год назад

      Vanga vasinga fane kubvunzwa hanti muyeni wo but anyway l hope vachawana rubatsiro.

  • @chitaitaitv3093
    @chitaitaitv3093 Год назад

    Chii chakadaro chinenge ngozi😮 What kind of journalism is this Mr Neshamba. I"m disappointed 😞 why kuvhundusira nekumanikidza these poor victims..shame maningi