Mambo Mutasa is soo intelligent in his rulings zvekuti if you’re slow kana kuti usngade kudzidza unofunga kuti warikuresva asi vanenge vachifamba negwara remutemo. 👏🏽👏🏽👏🏽🙌🏾
Mambo fundi vanomboterere zvaawo vozopindura😂 vanhu venyu mambo ✋️ vanosupporter havo they come every daykuzotimkanzi muvhoterwe kuita prezy maxese will go to you❤❤❤❤❤❤😢
Chief Mutasa, l strongly urge you to run for the position of presidency. I believe this country will once again be blessed by our Lord because as it stands right now, we have lost favor ftom the Lord😢
Dai tine ma chief akadai nyika yose. Taneta nema chief anongotora side ra Sabhuku chero ari wrong. Kwedu hauhwine nyaya against the Sabhuku kwa Chief panyaya dze land idzi. Chief Mutasa is the best!. Very fair and a man of Integrity
But Mutasa try not kutaura chirungu kumasabhuku....pamati IS the DUTY of land.....ndopamunozoona vakutengesa vachiti Makati duty sabhuku.movakuvadza nevheti.
Shuwa its good kuziva mutemo. nhai Chief Mutasa havangaite president here pamwe Zimbabwe inganake.
akangosiya humambo chete atoshata politics ma1
Let's vote here.
Mambo mutasa, mambo makope Chiweshe ,Mambo bushu, mambo Nyamaropa these are pure leaders they are better than Zimbabwean parliament
Chief mutasa for president of Zimbabwe
Chief Mutasa Mwari arambe achimuwedzera wisdom and blessings. Muno ziva henyu kutonga🙏🙏
I just love chief Mutasa. He is full of wisdom. May God keep on protecting him.
Mambo mtasa pa education chete uuuh muripamberi pepamberi pamadzimambo ese andoziva excellent ❤
Mambo vekudunhu kwangu vanogona kutonga nyaya ende ku school vakaenda ❤ BRAVO
You deserve to be the leader of Chief. The government should take as a resource person to educate other chiefs
Well done chief ndakazvitirwa kwa chief Charumbira ndikadzoserwa munda navashe charumbira Mutongo unomwisa mvura well done
Mambo Mutasa murimberi mberi, kuseri kwekuseri. Ndatenda hangu. Mudzimu yenyika ngairambe yakakuvhumbamirai. ❤❤❤❤❤
Mambo Dai murimutungamiriri wenyika zvaifamba
From matabelelend love this chief l now lknow,my rights to the village
Mambo Mutasa is soo intelligent in his rulings zvekuti if you’re slow kana kuti usngade kudzidza unofunga kuti warikuresva asi vanenge vachifamba negwara remutemo. 👏🏽👏🏽👏🏽🙌🏾
Igweta saMambo Solomon ❤❤❤
Tirimo muchando Nayo Karanganda ❤🎉🎉 Katisakanganwa kuisa malove nemalikes😂😂😂
Like ndinokanda ndisati ndaona chirongwa❤❤❤
Viva shumba!! Kutonga mune unyanzvi, matongo emunhu haabatwi
Wisdom is priceless, Mambo Mutasa is a blessing to Zimbabwe
I have downloaded this discussion for onward distribution.
Chief Mutasa long life huyaivo kwedu muzogadzirisa mapenzi anotitungamira asingazivi mutemo... Munogona henyu mwari akukomborerei
Mambo Mutasa muriChibaba. Tanzwa nemaSabhuku edu aya.
Mutasa area nyaya yeminda mabhinya aaaaa ndokwawo ndofunga kunoibva
Zviriko kwese even kwanaMrewa mutoko. Kungot uku ndozviri kubuda n Mutasa Ari fair unlike mamwe machief
@@chenjeraichipiti1603kunoibva futi kwamataura uku mukuru…
❤I love you Chief Mutasa, your wisdom is top notch 🎉🎉maruva enyu.
Mabvongodze aripo chief wedu Mutasa,rambai makadaro
Mambo Mutasa you like the late chief Mutema Chipinge Ngaone
Huori hwanyanya kumasabhuku
Haasi sabhuku uyo akabvuta hapana chinozivikanwa.
Mune vakadzi vangani chief ndoda kuuyavo pabarika ndigonzivo Mai Mutasa mukadzi wemurume akadzidza akangwara kudarika vanhu vose
😂😂😂😂
😂😂😂😂 Martha Martha ndozvawafunga here
Martha wava kumberi wena
😂kana neni barika ndirikutoridawo kwaChief 😅😅😅😅Mutasa
@@CynthiaDenhere kkkkkkk
Mambo fundi vanomboterere zvaawo vozopindura😂 vanhu venyu mambo ✋️ vanosupporter havo they come every daykuzotimkanzi muvhoterwe kuita prezy maxese will go to you❤❤❤❤❤❤😢
Mutasa Bushu Nyamaropa are only machief emuzim the rest 😮😮
Mambo wekwangu ivavo ,bravo
Kkkkkkkkk Mambo Mutsasa ndapotaa haaaaa imi ndimi moga munondigoneraaa veduwe haaaaa ndinotenda weduwe
Chief Mutasa to the people 🎉
Ombererai Shumba maoko wisdom vanayo
Mambo Mutasa Shumba ndaisa maoko 👏🏾👏🏾👏🏾
Mupikisi wemhiko uyo achazotsvagawo bsa hre uyu
Nyaya dze minda dzinonetsa.
Chief Mutasa, l strongly urge you to run for the position of presidency. I believe this country will once again be blessed by our Lord because as it stands right now, we have lost favor ftom the Lord😢
Aiwa, vari right pauchief ipapo
Zvemusangano zvobvisa chiremera izvi
Thank you chief Mutasa pakubvisa Tichaona Medzani
Excellent Mambo Mutasa
Ava mambo vanofana kuita mukuru weMadzimambo Paramount Chief
Sabhuku ava vakawana sei hu sabhuku wacho? Pane nyaya. Mambo is so wise❤.
Waiyepo ere game on ba taps
Chief Mutasa ngavararame nekusingaperi.
Chief anotonga uyu. and kudzidzisa anodzidzisa futi.
Ummm chief manyama very intelligent
Kana urisasabhuku ndiwe unoziva nzvimbo yako nekuziva kuti apa hapana munhu or panemunhu masabhuku anyanya hudyire
the back up guy for meeeee😂
Intelligent King❤Viva vakamaster masections ese emutemo arimubook😅..
Shumba shumba shumba ❤
Its good to ne educated ane be a learned like mambo mutasa woziva mutemo netsika kurungamirira nekuyenzanisa community
Tsoka mawachiswa ndishumba apo ,chief Mutasa huchi baba
Knowledge is power vanhu vamwari
The chief need to be the president for the chiefs.Not zvana Charumbira
Analogy ye sewiti is on 💯 😂😂😂😂 mira mira mira rewound 5 times 😂😂😂
Maita shumba... Zvajeka
Mutasa the wise man
Karanganda ❤
Chief munofanirwe kutombodzidzisa masabhuku akawanda muzim ,u know the constitution
Chief mutasa ndinotenda nenjere dzenyu , dai macapainer kuita president nyika yedu yaienda kure
Haa James uri chibaba unodxikamisa
MaDuzuman
Mambo Mutasa🔥🔥🔥🔥
mambo mutasa you deserve to be part of Chiefs counsel ,mutemo munombozama kuuteedza
Good to see you muzukuru
Mambo mutasa vanobvumirwa here kuita president in future
Mambo akadzidza anongodiwawo so, anotonga zvine njere
Chief Mutasa makaipa ummm , data riri tiiiii
huwori ndihwo hwavakuita kuti masabhuku asatevedzera mitemo
Mutasa anoziva kuronda nyaya sezvairi
haaaaa anogona chief uyu
Saka mambo makoni zvaanotaura achitorera vanhu minda yawo anozviwanepi makoni haagoni kutonga nyaya
Riya idofo
𝐌𝐀𝐌𝐁𝐎 𝐌𝐔𝐓𝐀𝐒𝐀💯💯🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Tinotenda mambo Mutasa nekutonga neungwaru nedzidziso kuvanhu nezemitemo .
Tawapo ❤❤❤❤
Ndatenda hangu Mambo
Karanganda TV wayeipo here
Mambo Mutasa munogona kutonga zvechokwadi , chokwadi. Ndapota dzidzisai maSabhuku unyu mutemo.
Ko imi sabhuku hamuzive minda yevanhu
Hoyeeee🎉
King Solomon chief mutasa chibaba
Minda takutengeserwa iyi hatichapuhwa ndakatonzi USD 600 munda
Dai tine ma chief akadai nyika yose. Taneta nema chief anongotora side ra Sabhuku chero ari wrong. Kwedu hauhwine nyaya against the Sabhuku kwa Chief panyaya dze land idzi. Chief Mutasa is the best!. Very fair and a man of Integrity
Sabhuku akatengesa munda iye ari kuti sekuru wotadza kuziva minda yasekuru
The best chief anogona kutonga
👏👏👏
Chief Mutasa Havana kumboita mu CIO here
Ndazvifungawo ini
Kuraswa nemhosva ishona rudziiko iyoyi😢
Yes, karanganda
Tirimuno mu Durban muChando navo mambo Mutasa
❤
Aah Samupfujya. I once worked with this guy.
Pane umwe Mdhara anongodairira dairira kana Chief Mutasa achitaura ngakwane mhani.
Ndamunzwa vo
uyo anotondibhowa vo sure aane tym ndichimunyararira 😂😂😂
Sabhuku muri tsotsi
Pamati Development vanotoputsa dzimba voti ndimi Makati dhirizaya
Mutasa ndimambo weidi
King Solomon
Ndiraya akaita huori akuda kurasira nyaya kudare remusha
Deshe tavepo kut chuuuu,thanks Karanganda ❤
Chero isu tatova ne 16years tisipo paruzevha pedu titori mumadhorobha but nzvimbo yedu ichipo
Morning makaranganda TV family❤❤❤
Nhasi muri kubvira karanganda
Mambo mutemo wavo bho kkkkk
But Mutasa try not kutaura chirungu kumasabhuku....pamati IS the DUTY of land.....ndopamunozoona vakutengesa vachiti Makati duty sabhuku.movakuvadza nevheti.
😂😂😂😂
Kuti sofa rese dheshe seat #5 Karaganda woye