NYACHURU: Pane Nyaya Apa, Sekuru Vobongomora Mudare Muzukuru Aida Kundipfura Handidi Kumuona

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 янв 2025

Комментарии • 403

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 месяца назад +29

    Imi sekuru vakadzi venyu makapedza kuroora hr why are u so hard hearted mudhara

    • @tinashekandemiri6491
      @tinashekandemiri6491 Месяц назад +1

      Kanopenga kamudhara ako

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama Месяц назад

      Iweeee kwana mhanii iweee why uchita sebenzi saka kana Uri Musoja mumusha unofanirwa kungoita zvawada kunana sekuru vako ndozvamunoita kwenyuu imii usaadero iweeee dzidzisa Nyika kutii chiii nyaya haisiyekuroorwa kwa Mai hunhu hwakangonaka kuzvipeta mumusha manasekuru zvekuti uri Musoja kubasa kwako kwete mudzimba dzaanasekuru

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama Месяц назад

      ​@@tinashekandemiri6491urikuti anopenga chiii newewo unoona sekuti inyore here kuti Hazvanzi yako yofaaaa yovigwa usipo wozonzi chiuya ubate zvinopisaa kuti zvadii
      Muzukuru uri soloist Mumusha mana sekuru kwete kutora side nekuti anotangaa kufaaa haumuziveee

  • @NonhlanhlaVundhla
    @NonhlanhlaVundhla 2 месяца назад +15

    Kugara kwakaita sekuru ava kwekufuratira muzukuru means a whole lot.

  • @NTKwaJesu
    @NTKwaJesu 2 месяца назад +10

    Kugara kwasekuru ava kuri kunditaridza kuti inhubu inodya kudya zvevapfupi nekureba. Ndiro team rising risingagone kuzvishandira zveupenyu hwaro.

  • @lindahrheinwald1510
    @lindahrheinwald1510 22 дня назад

    This is so sad for muzukuru.Stay strong muzukuru.I ended up taking my baby brother and we built our mother her grave on our own.

  • @pertumuchemwa2590
    @pertumuchemwa2590 2 месяца назад +4

    Thank you Mkanya🎉

  • @AbrahamMakore
    @AbrahamMakore Месяц назад +2

    Chief mune wisdom god bless you more

    • @TheWatcher11119
      @TheWatcher11119 Месяц назад

      Headman not Chief

    • @MaryMucheka
      @MaryMucheka Месяц назад

      I think he is very weak he should have forced this guy to do the guva andx should have given him a time line.

  • @SnoweeNya
    @SnoweeNya Месяц назад +2

    Imi amai munenge munonyengerera kugara,asi hamuna kuroorwa here makachemberera mumusha wamakaberekwa.Hamusi amai kwavo.Amai vakakwana vanovhumbamira vana vakasara,nemio hamusi kuda kuti guva remukoma wenyu ritambwe.

  • @trevormakate7687
    @trevormakate7687 2 месяца назад +2

    Hey this old man evil lives in his heart.Thank you chief for making him carry out the task.No one is above the law

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 2 месяца назад +14

    Zisekuru iri rine moyo wakaoma roti hudyire plus hutsinye that's y rakasvetukiwa pakafa sister yacho ,Waida kuzotungamira pamunhu wavaisawirirana naye ,Ndiwo ma brothers Aya asina hanya nezvichemo zvedu asi wachida kudya nesu ,Roda kurohwa ziromo

  • @wongaimakani6941
    @wongaimakani6941 2 месяца назад +7

    Muzukuru anofanira kuenda door to door achisuma kana kuti munin'ina ndiye aifanira kuzoudzawo mukoma

  • @vongaimaketo9626
    @vongaimaketo9626 Месяц назад

    Weldone Mambo

  • @MsLadyRose-c6t
    @MsLadyRose-c6t 2 месяца назад +12

    Moyo yavo yakaoma zvirinani ndiende kure kunogara kure nehama. One thing l have realised in this life is hama dzamai dzinoroya kukunda dzababa.

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 2 месяца назад

      Ummmmm dzababa kuseri wangu yooo

    • @HomeawayfromhomeinKorea-j9c
      @HomeawayfromhomeinKorea-j9c 2 месяца назад +1

      Uh isu kwedu ha zvipo, zvehama dzamai dzinoita hutsinye tozvinzvira pano uye hatina chivanhu chehutsinye seizvi

    • @ConciliaZhanje
      @ConciliaZhanje 2 месяца назад +1

      Chokwadi hama dza mai hadziyite vanoda zvinhu.too much

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 2 месяца назад +3

      Sekuru vanozvava bata bata. Saka muzukuru anofanira akavabata mabasa avo ndosaka varikuoma moyo kudai.
      Isu tinoti hama dzanamai ndidzo dzinotonzwa tsistsi kukunda dzekwababa.
      Hanzwadzi dzamai ndiko kwekutizira.

    • @MsLadyRose-c6t
      @MsLadyRose-c6t 2 месяца назад +1

      @@prosperplumbers5098 in most cases yes ndokwekutizira but ukaita munyama wekuti Hama dzamai vako is greedy and evil unenge wadzva hako seipapa ma1 vanokutakata zvekutorevesa kudai.

  • @CharityDuncan-d2u
    @CharityDuncan-d2u 2 месяца назад +4

    Kazvikambo chete kamudhara akaa hutsinye chii iwe vana vako vanotovevo nana sekur❤u

  • @sinikiwemoyo8017
    @sinikiwemoyo8017 2 месяца назад +9

    IYI IPYSCHIATRIC CASE. DYIRE DYIRE SEKURU AVA. GOOD MAMBO.

  • @ThandiweChamboko
    @ThandiweChamboko Месяц назад +1

    I can hear pain in mzukurus voice😢

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf 2 месяца назад +5

    Well done Chief,its a very sound judgement.

  • @TheMasirez
    @TheMasirez 2 месяца назад +1

    Good judgement..Maratidza wisdom Mambo

  • @NyashaZubs-q2c
    @NyashaZubs-q2c 2 месяца назад +18

    Sekuru avo nehanzvadzi yavo vanezvawarikuita kumufi why varikuoma moyo kudaro. Magona mambo well done ❤

  • @Hannah-t8q
    @Hannah-t8q 2 месяца назад +13

    Mari yeroora yamai vake ndoyamurikuda Sekuru asi kutaura nemuzukuru hamudi munehudyire

    • @ChiheraChihera-hf5eu
      @ChiheraChihera-hf5eu 2 месяца назад

      Mwana iwe unemari here kana unayo ichapere hama sekuru kuchema ukoo hokoyo

    • @HomeawayfromhomeinKorea-j9c
      @HomeawayfromhomeinKorea-j9c 2 месяца назад

      Kana sekuru haasi Mwari, ivo nehutsinye hwavo ndovachafa ne shungu muroi wepi anoita hutsinye hwakadaro. ​@@ChiheraChihera-hf5eu

    • @DanaiGee
      @DanaiGee 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂​@@ChiheraChihera-hf5eu

    • @DanaiGee
      @DanaiGee 2 месяца назад

      ​@@ChiheraChihera-hf5eu😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂inzwai nyaya kwete kutonga vanhu

  • @denniskarimakuenda1574
    @denniskarimakuenda1574 2 месяца назад +10

    Ava amai ava vanoroya sekuru na sisi vavo vanoroya

    • @CharletteChihelele-d5v
      @CharletteChihelele-d5v 2 месяца назад

      Zviri mupfungwa dzangu chaizvo🤝

    • @tafarapaul
      @tafarapaul 2 месяца назад

      😂😂😂😂😂

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama Месяц назад

      Ayewa mhani why Chikoro chirichishoma kuvanhu veku Zimbabwe nhai weduwee munhu anonzi Muzukuru anizvipetaa anokumbira ruregerero kuna sekuru

  • @tabethmukombe
    @tabethmukombe 2 месяца назад +6

    Welldone mambo kwete kuda kukaurisa mwana

  • @tabethnyampfendi6680
    @tabethnyampfendi6680 Месяц назад

    Reminds me of my own sekuru heartless

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 2 месяца назад +18

    😂😂😂handisati ndanzwa nyaya but hey mhere yasekuru bhoo here ndabva ndaona mai va Dickson pavakasvetukirwa na Mercy 😂😂😂

  • @TrishyMutovoni
    @TrishyMutovoni 2 месяца назад +3

    Sekuru avo muroyi chaiye pamwe ndivo vakauraya futi coz kuwomesa moyo kwemakore ese aya chero nazvino u're a drama king aah🙌🙌🙌

  • @lloydchigodora4534
    @lloydchigodora4534 2 месяца назад +4

    the judgement was excellent though mwana needs to be reprimanded strongly and he must humble himself

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 2 месяца назад

      Dai uine pfungwa sedzaChigodora muono waosiyana zvino isurname chete dzakafanana

    • @lloydchigodora4534
      @lloydchigodora4534 2 месяца назад

      @@honestrufu5354 everyone is entitled to their opinions

  • @sithgasa2063
    @sithgasa2063 2 месяца назад +2

    Muroyi mukuru this uncle

  • @RayMarume
    @RayMarume 2 месяца назад +6

    Good judgement gadzirisai dunhu mambo

    • @TheWatcher11119
      @TheWatcher11119 Месяц назад

      Ishe not Mambo

    • @RayMarume
      @RayMarume Месяц назад

      @TheWatcher11119 kkkkkk mave vekwaMakoni here vasingade kunzwa kamistake kune mamwe matunhu doesn't matter

  • @ShamuyedovaMkomberanwa
    @ShamuyedovaMkomberanwa 2 месяца назад +2

    Good judgement mambo

  • @Ndakaziva
    @Ndakaziva 2 месяца назад +9

    Sekuru munotya kufa wy....mune zvamunazvo ...munin'na wenyu akafa neyi ....munoda kuwongororwa ...seiyi muchiomesera mzukuru....ko sei muchimu shuwira kupfeka zvigamba ... mune katurike..Wongororwayi makakato bata chete....

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад +1

      Obvious vakabata ava ndovakawuraya muningina wavo

  • @ricardogaricai-nl6im
    @ricardogaricai-nl6im 2 месяца назад +1

    Thank you Mambo...vane hudyire Sekuru avo

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 месяца назад +5

    Zisekuru rine moyo vakaipa zvisingaite hudyire hwegahwega kuda kupamba hupfumi hwemuzukuru

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +7

    Nyaya iyi dzasiyanei nedzaitongwa naheadman Chigodora vese zvavari maheadman ndipo paunoona kuti mambo Zimunya vakangoshayawo mavalid reasons pamusoro paChigodora.

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 Месяц назад +2

      Term yake expired ka nhai,hushe madzoro

    • @RegeraiChikovore
      @RegeraiChikovore Месяц назад

      Headman chigodora vavakungoripisa vanhu hako plus vaimanikidza kutora zvinhu zvevanhu hmmmm vavakunyanya kuita hundyire ndyire

    • @flossykandy8113
      @flossykandy8113 Месяц назад

      His term was to end after 2 years. Hushe madzoro iwe

  • @humbamakombe-k4m
    @humbamakombe-k4m 10 дней назад

    ngaasiye zveguva izvo. Ndozvisina basa. Anenge anetswa kuhope anotamba guva racho ega.

  • @CharletteChihelele-d5v
    @CharletteChihelele-d5v 2 месяца назад +7

    Long live mambo ❤
    Sekuru muroyi wemaskati
    And vano zvinza mambo nevanhu vese

  • @JuliaGwai
    @JuliaGwai Месяц назад

    Zisekuru repaconer zimuroyi ndariona

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад +1

    Imisekuru amuna kukwana ndimi makauraya dzinza rese muchiyitira kusungurudza vana muchiti munoda mari yeroora koimi makaroora hre pamwe Amuna kubvisa kana cent ipapo makaregerereyi kudhimanda mari kuvemukwasha anova ndiye akaroora makajayidzwa manhingu

  • @solomonchirombe5305
    @solomonchirombe5305 2 месяца назад

    Amen

  • @chipochirodza6969
    @chipochirodza6969 Месяц назад

    Muzukuru haasi kuzvininipisa ,

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 месяца назад +1

    Muroyi sekuru muroyi mukuru

  • @phameladee
    @phameladee 2 месяца назад +7

    Ava sekuru ibenzi vakaregetei kureva pfuma yavo kumukwasha wavo mwana haana mhosva

  • @geec5386
    @geec5386 2 месяца назад +1

    Kuchema nhema avoiding the grave stone

  • @CostarTamanikwa
    @CostarTamanikwa Месяц назад

    The stories and issues shown here really affect directly

  • @EM-iw3eq
    @EM-iw3eq Месяц назад +1

    This is a sad case! Kufirwa kwakawoma so

  • @GreenSport-h2c
    @GreenSport-h2c Месяц назад

    Very wise chief, mudhara is okay.He got an honest reason.Dai ndirini muzukuru ndatokumbira ruregrero nemuromo pamberi pamambo,ndotozouya nembudzi mbiri Kuna sekuru

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama Месяц назад

      Taura zvako iwee ini andife ndakataura zvakaipa mumusha manasekuru kuti uyu mwana wenhaka uyu kazodai uyuuu akazodai uchitendeka vana Mai why munhu asina Hunhuu sooo uri Muzukuru haaaaa mupfanha uyu anorwara uyoo nxaaaaaa

    • @TheWatcher11119
      @TheWatcher11119 Месяц назад

      Headman not Chief

  • @PerseveranceMasarirambi
    @PerseveranceMasarirambi 23 дня назад

    Vana sekuru venyu awa.Boe here

  • @SheilaTakaya
    @SheilaTakaya 2 месяца назад

    Azvidi kudaro sekuru , who are we not to forgive kana jesu akaregerera

  • @daychawatama8624
    @daychawatama8624 2 месяца назад +1

    Magariro asekuru avo echihuroyi

  • @humbamakombe-k4m
    @humbamakombe-k4m 10 дней назад

    rovai guva comrade mudhara asipo haana basa uyo

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 2 месяца назад +3

    Excellent judgement chief Nyachuru. Hats off to you and your panel.

  • @SheStoicForLife77
    @SheStoicForLife77 2 месяца назад +1

    @23:34 😳🤭😂😂😂 musaderozve sekuru imi! Haa mhere ndiye kwetsu! 😂😂😂 I think sekuru has something to hide the reason why he’s doing all crazy ways to avoid Kurova makuva ose awa. It’s not raamai vemuzukuru but others before it turns out haana kurohwa. I don’t what it means kurova guva, but culturally it has to be done. Marambiro avo plus kutora protection order is a little suspicious. Sekuru havana kuchena ava.

  • @eastherchiposi4899
    @eastherchiposi4899 2 месяца назад +1

    Imi sisi imi govai hembe imi chete musataure kwamusina kuswera murivaroyi bhaibheri reyi

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 Месяц назад

    Ziroyi sekuru and his sister

  • @briangarikai719
    @briangarikai719 2 месяца назад +1

    VANA vasekuru avo nevana vamai avo VANOFANA kudzora vabereki vavo
    Uye Ivo vari vaviri ndivo vakauraya Mai vemuchinda
    Saka sekuru ne sister yavo varoyi avo why kuomesera VANA
    Uye Mai vakaoma moyo hapana zvamai apo
    Muzukuru uyo aitofana kukumbira mambo kuti vafambe kumbonotsvaka chakauraya munhu

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 2 месяца назад

    Gud mambo

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Месяц назад

    Havashuri here sekuru ava imi, iii hey

  • @enigma22336
    @enigma22336 20 дней назад

    Mambo as the custodian of tradition should empower his subjects vatambe guva without the greedy uncle

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 Месяц назад

    Wakagarwa sekuru wedu

  • @dandarren1347
    @dandarren1347 2 месяца назад +2

    Vakomana ngatidzidzei chishona. Kumusha kwamai hakusi kwekuita chibhubhubhu. Ukada kusvika uchiita divide and conquer vana sekuru ivava vanotowana pavanokubata chete. Ukaenda kumusha kwamai oita zvokuti ndinowirirana Nauru, ndinoda uyu, unenge wapusa, uye waratidza dzungu. Munhu uchienda kumusha kwamai zvininipise. Generations dzapfuura vanhu munotozozviona mave kuvatsvaga. Kumusha kwamai hakutambiswe, uri muzukuru asi uri mukwasha futi. Muzukuru kuchemedza Sekuru, whether you’re right or wrong misodzi iyoyo inoda kuripwa. Zvinonzi rinonyenga rinohwarara, zvinipise. You need them more than they need you. Havafe vakakutsvaga, asi iwe uchavatsvaga. Ndicho chishona.

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 2 месяца назад

      Haiwa sekuru hehanzvadzi yavo imboko hakuna anasekuru vakadaro vanotyei kugadzira guva vanotya kusvika ipapo zvivindi zvavo ndezvemunhu anoziva zvaakabata.sisi nabhudhi I suspect

    • @natifmobile2923
      @natifmobile2923 Месяц назад

      Hapana apo kasekuru kanopenga aka

  • @munesimbamoyo1222
    @munesimbamoyo1222 Месяц назад

    muroyi uyooo

  • @munesimbamoyo1222
    @munesimbamoyo1222 Месяц назад

    ha vnhu ngasiye kupfumira pavana plz sekuru munonyadzisa mune utsinye hunotyisa muri murudzii

  • @munyaradzimutizi4634
    @munyaradzimutizi4634 2 месяца назад +4

    Ka Sekuru ako na Tete awo wanoroya chete.

  • @CharletteChihelele-d5v
    @CharletteChihelele-d5v 2 месяца назад +3

    Sekuru ava neka mhino kavo kanenge tsono vanoda pfuma ndivo baba xaaa
    Vakadii ku demander pfuma kumu ridzi wemukdzi face inenge rwavhi 😨

  • @nelliamute15
    @nelliamute15 2 месяца назад +1

    Sekuru avo moyo wavo idombo. Vanoroya zvedi. Naiyo hanzvadzi yavo iyo ihure. Ngariende kumurume waro nxaaa

  • @annahmunyikwa8827
    @annahmunyikwa8827 Месяц назад

    Vane hudyire sekuru ava

  • @alefatolani2076
    @alefatolani2076 2 месяца назад

    Haa kasekuru aka sooka

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 2 месяца назад +14

    Sekuru ava kuchema kuvharidzira kuti nyaya isa tongwe

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 2 месяца назад +9

    Mai avo vane zvavanoita nehanzvadzi yavo y kuroverera mwana wasis wavo kudaro,havana moyo those 2 adults

    • @CharletteChihelele-d5v
      @CharletteChihelele-d5v 2 месяца назад +1

      Taura hako
      Kana kwedu tine vaka dai
      Manje i don't give a damnshem

  • @MaplaMapla-r2n
    @MaplaMapla-r2n 10 дней назад

    Umalume oloyayo😢

  • @ollahmbowa8420
    @ollahmbowa8420 2 месяца назад +1

    Zimuroi rasekuru. Kwedu tinaro rakadaroo. Kukara pfuma kwemunhu akafoira upenyu hwaro roda kupfuma nehutsinye. Zimbwa remumhu

    • @jaspernambala
      @jaspernambala Месяц назад

      Kkkkkk isu tine zimai zimukondomi

  • @RegeraiChikovore
    @RegeraiChikovore Месяц назад

    Mai avo vanonyepa vamboti akafona achiti pfuti asi nyaya yazopera vakuti pfuti yakabudiswa vakarwisa

  • @JuliaMadanha
    @JuliaMadanha 2 месяца назад

    Nxaaaaaaa kasekuru kamuroyi dhemeti

    • @Alexis-ys4uj
      @Alexis-ys4uj 2 месяца назад

      😂😂😂 dhemeti mhani

  • @TindoDharakubhe
    @TindoDharakubhe 2 месяца назад

    Mhere iyo ndeyekuvhara nyaya kamukono ketsambarafuta kasekuru ako kadhara nekachembere katema kakasviba moyo nechiso kuda kurwadzisa mwana ndiye murume wehandzvadzi yenyu hr nxaaaaa😢

  • @EmmilyMagozore
    @EmmilyMagozore 2 месяца назад +4

    Type yakadai haifi inoshungurudza mhuri nehuroyi vanoda kurohwa nekutoita zvinhu musingavaudzw aa kuti ndivo baba vamai here

  • @domingosspencer9132
    @domingosspencer9132 2 месяца назад +2

    Mambo nedare renyu makarongeka 🙏

  • @Jahlady
    @Jahlady Месяц назад

    Zisekuru iri harina kukwana nxaaa

  • @l.a.t.dm.d.w5582
    @l.a.t.dm.d.w5582 2 месяца назад +2

    My brother you have same issue like mine tunonetsa tuvanhu itwotwu kuda kuomesa zvinhu nonsense isu kutorambidza kutengesa imba yamai vedu nababa vedu hanzi baba venyu vakanga vasina kuroora ava masisters amai vedu aah zvakaoma.

  • @DadiraiShambare
    @DadiraiShambare 2 месяца назад +1

    Dai wadzoka naro Jazi futi. Team iri rino saiza.

  • @Annie-be9qi
    @Annie-be9qi Месяц назад

    Vana vamai ava vatsiurei mucha tambura kana vafa,muchasara muchikohwa zvavari kukudyarirai

  • @wondermaenza8075
    @wondermaenza8075 Месяц назад

    Oldman vakaenda kudare kuti muzukuru akaita nemunin'ina asi apa akuda kuita nemunin'ina.

  • @AnnoyedAnteater-fp7ni
    @AnnoyedAnteater-fp7ni 2 месяца назад

    Kasekuru aka kanenharo dzisina basa

  • @asychiinhai
    @asychiinhai 2 месяца назад +1

    Team varoyi vari kuisa pressure kuti guva ngarirohwe. Mai vacho vari kuti ndikurota mai vako vari kuti rovai guva. Sekuru voti harirohwe 😂😂😂😂

  • @humbamakombe-k4m
    @humbamakombe-k4m 10 дней назад

    kamomz aka hakavake.

  • @ForgetMagwaza-vd4ft
    @ForgetMagwaza-vd4ft 2 месяца назад +1

    Ukava nherera vanhu vanokuita yese yese

  • @tryphinenyamupinga1186
    @tryphinenyamupinga1186 Месяц назад

    Kamdhara aka soo zvakaoma

  • @nai6474
    @nai6474 2 месяца назад

    I never really understood the Jcaob and Esau story😢 now l do kuti variko shuwa vanhu vanoda hukuru pazvinhu zvisina basa. Kungonzi urimukuru asi zvehukuru hwacho haudi kuita basa racho

  • @tapiwamutama
    @tapiwamutama Месяц назад +1

    Mambo vanogona zvavo kuyananisa zvavo

  • @CarolineRice-ex8zj
    @CarolineRice-ex8zj 2 месяца назад +1

    Sekuru vanoroya masikati machena chaiwo

  • @kramautom9959
    @kramautom9959 2 месяца назад

    Muzukuru haana kuteramira zvake pachokwadi anojairira chaiko

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 2 месяца назад +1

    Hanzi sekuru ifai zvakanaka musina chigumbu ndiyo type inofa ichimuka chipoko nekuda kwemushonga yekubata bata so zera iro rinoita chiramwa zvisina basa,ndotenda Mwari nehama dzamai vangu dzavakatipa kwete sekuru avo haiwa vanopesanisa

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 2 месяца назад +1

    Mambo nedare renyu ndakutendai nemutongorewo wenyu. Chisekuru icho chine hurombwa hwakasimba kuramba kutamba guva kureva kuti pane mhiko.dzakaitwa nechisekuru icho nehanzvadzi yacho zvitakati zvevanhu

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 месяца назад +1

    Kunyepa kutunhidza munhu

  • @mildredmagora8020
    @mildredmagora8020 2 месяца назад

    Sekuru avo vanpfana kungofa vanhu vasununguke kutyisa vanhu nekuridza mhere zimuroyi rapedza kuuraya hama

  • @Mildred-k6v
    @Mildred-k6v Месяц назад

    Sekuru vanoroya ava moyo wavo wakashata

  • @DchitiyoChitiyo
    @DchitiyoChitiyo 2 месяца назад +1

    Wanopenga sekuru awo

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 2 месяца назад +1

    Hooo sekuru ava vanekahunhu kasinakumira mushe dare rekutanga akachema nhasi akuchemazwe kuyitira kuti vagozonzi vanorevesa apa nepfuti ayina kuwonekwa kwakuti ndakatiza ungatiza pfuti ukayisiya saka munonamata heyi kkkkk zvamotawura azvina maturo

  • @ihlaimazibisa9735
    @ihlaimazibisa9735 Месяц назад

    Ini ndoona skti mzukuru akatadza anofana kkumbira ruregerero kutyisidzira sekuru nepfuti,then pamari yejeredzwa arikratidza haasi kuda kuibvisa mari iyo or mombe dzacho,bcoz he prolonge to pay, saka sekru vakafunga ariktamba navo ndokudzorera mari payaiva

  • @georginanhamoinesu9639
    @georginanhamoinesu9639 2 месяца назад +1

    Haa sekuru varidza mhere chaiyo

  • @BarbsMungofa-nv9ul
    @BarbsMungofa-nv9ul Месяц назад

    Magariro asekuru anoreva kuti handinei newe. Mashoko avo makorwa.

  • @beautydoma4840
    @beautydoma4840 2 месяца назад

    Hakuna Nzou inoita kunge mukadzi kudai, ngavatsvage mutupo wavo chaiwo

  • @RosemaryChiripa
    @RosemaryChiripa 2 месяца назад +1

    Mambo munogona Sekuru vane zvavanoziva Asi mave kuda kuuraya muzukuru nenyaya iyoyo