Murume Ngaandiripe 7000usd nekuti akandizadza Mukondombera

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 янв 2025

Комментарии • 31

  • @mariyaperamalvern6431
    @mariyaperamalvern6431 Месяц назад +1

    Chief makugona manje. Hasha hadzina kunaka sezvo muri imi watinotevedzera mumaitiro pamwe matauriro nemagariro. Izvi zvinofadza chose zvamave kuita, very cool. Keep it up chief Nyamaropa, the custodian of our tradition and culture

  • @ShondaOz86
    @ShondaOz86 27 дней назад

    Chief is a very kind man,hanzi marry a kind man

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf Месяц назад +4

    Nyamaropa is the only Chief who doesnt get any assistance from his assessors.they sit in fromt for nothing .wen they try to contribute he stops them and say “ musaenda kwese uko,ndatopedza soo “ 🤣🤣🤣🤣,that conduct leads to poor judgements,this is customary law and traditions,yu cnt know everything,mazano marairanwa vakadaro wana Sorojena .

    • @MckyStyMckySty
      @MckyStyMckySty Месяц назад

      😂😂😂😂😂

    • @davisonjanhi3864
      @davisonjanhi3864 Месяц назад

      Very true hakuna maziva zvose
      You can't undermine dare rako kudaro

    • @Mukoma1
      @Mukoma1 Месяц назад

      Anenge atopedza

  • @ManuelMaposa-l7h
    @ManuelMaposa-l7h 26 дней назад

    Chief tongai nyaya musamitira vakadzi onai nyaya mativi ose pamwe pacho munoteerera vakadzi zvakanyanya vakadzi vari kunyanya kuhura mudunhu menyu munovadefenter zvakanyanya

  • @Lindsaymanyara
    @Lindsaymanyara Месяц назад +2

    ❤❤❤

  • @MakomboreroTanhara-l1j
    @MakomboreroTanhara-l1j Месяц назад +3

    Muchimbo hurirei

  • @Nunec
    @Nunec Месяц назад +4

    Handina tsitsi nemukadzi anouya pane umwe hameno ikoko

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад

      Barika harina kutangira mugeneration ino saka kuchivanhu ririko zvaro harishamise ko kuzopa munhu chirwere ndokudii

    • @linnetbhasvi8115
      @linnetbhasvi8115 Месяц назад

      Tikada kungoramba tichitevedza zvekare kana kumberi tichaenda here nhai ​@@nomsanyika151

    • @Dolorosa247
      @Dolorosa247 29 дней назад +1

      true, taura hako, imhondi mukadzi akadaro unodzoka waa chirema ndiwe wakanozvi tsvaga 7thousand haidzosi gumbo inodyiwa ichienda ku toilet asi gumbo will remain mark yechihure kupaza imba yeumwe

    • @MillicentRongai
      @MillicentRongai 17 дней назад

      Anakirwa akapihwa chirwere vanhu ngavasiyane nevarume vevanhu majaha azere Wani ​@@nomsanyika151

    • @MillicentRongai
      @MillicentRongai 17 дней назад +1

      Taura zvko dear

  • @PetronellaNyamatendedza-pz6zy
    @PetronellaNyamatendedza-pz6zy Месяц назад

    Nxt part pls

  • @koeksistersamoosa6456
    @koeksistersamoosa6456 Месяц назад

    7000usd 👀🤣🤣🤣

  • @HerbertMakanyanga
    @HerbertMakanyanga 24 дня назад

    Arikurwadziwa mukadzi uyu ibenzi remunhu

  • @memorymakoni9916
    @memorymakoni9916 Месяц назад

    anoda kusingiswa kuzadza munhu nhapitapi uchiziva ndokusungisa ndirini ahhh hutsinye husina basa,haa varume ava kaa

  • @KudzaiMujajati
    @KudzaiMujajati Месяц назад

    😂😂😂😂 ini ndikaenda kumatare aladai nhema ndodzingwa munzvimbo ndovamamisa pampering pamambo ipapo

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 Месяц назад

    Ava mambo ndimambo chaivo

  • @lerossybae
    @lerossybae Месяц назад +1

    𝐍𝐝𝐚𝐬𝐯𝐢𝐤𝐚 1𝐬𝐭🎉🎉🎉

  • @AleckDube-iu6nv
    @AleckDube-iu6nv Месяц назад +1

    Pfee

  • @GloriaChitimbe
    @GloriaChitimbe Месяц назад

    Mambo munogona

  • @GeorginaManamike
    @GeorginaManamike Месяц назад

    Kkkkkkk aaaa 300 chete gore rese inotenga chii nxaa imi baba imi itai mushe

  • @ChikomboreroGusha-le7bs
    @ChikomboreroGusha-le7bs Месяц назад

    Pachirwere hapana kana mhosva nyangwe ukaenda kudare ripi

  • @KudzaiMujajati
    @KudzaiMujajati Месяц назад

    200 pagore shuwa hre iyi kkkk

  • @lindanhumbe258
    @lindanhumbe258 Месяц назад +2

    Nhaimi Mai imi so mukapihwa 7thaza yacho chirwere chinobva here muchimbodeiko kumadhara

  • @lovemorechinyadza6603
    @lovemorechinyadza6603 Месяц назад +3

    Vakadzi vechidiki awa vanenge vawinga pfuma kumadhara aya

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Месяц назад

      Pfuma yacho ndeipi pakamudhara ikaka kungoti nyika yavo ndeyebarika