The way Mary apologised, zvinoratidza kuti ave parwendo, I have seen this frm someone who was very close to me, apology yake haana kuzoita mazuva akawanda, anyway handisi Mwari but the way she apologised yakandibata bata pamwoyo, dai Mwari vakazotibatsira munguva kukutakura marwadzo anorema kudaro😘😘🙏🙏🙏
Murandakadzi arwadziwa veduwee,hongu rufu inguva yamwari asi uuuum my sister is in pain 😭😭😭,asi ndopaya patinozoti mwari amuzorodza tinenge taona kushupika kwemunhu panhovo,chongozorwadza kuparadzana chete kotinenge toita
Iwo ma.prophet variko pakuonera vanofa chete ko solution yenyika iyi yafa vanotii ngavaoneswe
The way Mary apologised, zvinoratidza kuti ave parwendo, I have seen this frm someone who was very close to me, apology yake haana kuzoita mazuva akawanda, anyway handisi Mwari but the way she apologised yakandibata bata pamwoyo, dai Mwari vakazotibatsira munguva kukutakura marwadzo anorema kudaro😘😘🙏🙏🙏
Kwaziwai kwaziwai..Nyaya ya Mary inogwadza weduwe .Ingadei zvachipera
Zanu chiororo 💔
Sei muchifarira mashoko anogwadza zvakadaro vanhu veZimbabwe. Rufu murairo waMwari. Hakuna munhu anogona kutaurira mumwe munhu kuti uchafa. Iwe haufe. Izvi zvinogumbura kwazvo.
Jesus Jesus Jesus Jesus as wemen in Zimbabwe Jesus Christ our living GOD I pray 🙏🏽
But the same man Bba T, time traveller, missed on Wicknell early this yr....
If we’re all going to die, predicting death is not prophetic. Haiwawo!
What about himself? Who does not die
Nonsense. Death is the eventuality of every living matter. Mashaya apa ana bharanzi
Anonzi ani muporofuta wacho timbomuona kuti mweya wake ndeipi?
Dai angoratidzwawo vana zvavo
Izvi zvezvi profita zvino svota. Ndizvo zvino dzorera nyika mumasure.
Zvinochati rwadza kna dziri chokwadi
Ko dai vachimuregererawo kani inga atambura veduwee seiko musina moyo imi maZanu
Taura hako
Uuuum zvakaoma
Ukaramba uchimutevera uchatanga kuhumana saiye