Sekuru Tasvu Votaura Nyaya YaSimba Maererano Nevanhu Vakamuroya +263784 614 908

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 янв 2025

Комментарии • 292

  • @shingairayirice3799
    @shingairayirice3799 10 месяцев назад +30

    Nhasi ndasangana namai vaSimba maMutare..wooow what a beautiful lady and I am glad we took time to pray..

  • @St-G2
    @St-G2 10 месяцев назад +52

    I like Tasvu he went the traditional healer route. Some selfish guys would have used these traditional powers to be a pastor and form a ministry. Big up Tasvu.

  • @BongieMpofuDube
    @BongieMpofuDube 10 месяцев назад +22

    I love you mbuya Tasvu ,keep on cooking for sekuru ,you are a good Ambuya you are the chosen one .

    • @Amarie077
      @Amarie077 10 месяцев назад

      Yes you are right. She is a very kind woman.

  • @nzotakilango9578
    @nzotakilango9578 10 месяцев назад +3

    Amen and amen sekuru Tasvu vanouya chete kumusha ikoko hokoyoi baba kumusha uko

  • @veem6547
    @veem6547 10 месяцев назад +16

    Ndafara sekuru Tasvu kuti mava kuva tevera vanhu vaida kuti Simba afe. Chokwadi vachanyara masvika🙏🙏🙏🙏

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 10 месяцев назад +3

    Zvimwe ndezvimwe sekuru vanobatsura haara kana vakaona munhu asina mari.weldone sekuru mabatsura chose mhuri iyi

  • @PreciousSaratiya
    @PreciousSaratiya 10 месяцев назад +7

    No 1 sekuru Tasvu plz itai go back to sender kunaCharles naJoyce vauye uroyi hupere kani sekuru l beg you

  • @nomsanyoni4191
    @nomsanyoni4191 10 месяцев назад +6

    Thank you so much sekuru vezimbabwe May the God almighty continue keep you for everyone

  • @joedzepasi6778
    @joedzepasi6778 10 месяцев назад +3

    Thanks for the update yaSimba, we want to see what will happen to the stubborn mudhara wekuti ivo Sekuru Tasvu ngavaende kwaari

  • @ThamiMats
    @ThamiMats 10 месяцев назад +26

    Tateguru ndinokutendai nebsa ramakabata pamukomana uyo Simba anga atambura veduwe

  • @ceciliamusegedi-jq1me
    @ceciliamusegedi-jq1me 10 месяцев назад +2

    👏👏👏👏Nyamasvisva mamka sei haaa bsa ngarifambe vakaramba zvavo avo haiwa varatidzei bsa renyu varoyi Havana simba ❤❤❤isu pwere dzenyu vana vanyamasvisva taisa 👏👏👏👏zvanza

  • @TadiwanasheKuhlengisa
    @TadiwanasheKuhlengisa 10 месяцев назад +6

    Makaita basa sekuru ..
    I like song yekt handina mwana anoita rombe 😂❤

  • @ElizabethMadzivire
    @ElizabethMadzivire 10 месяцев назад +2

    Cant wait sekuru kuwona Charles achitasvurwa ,anonyanya kuzvitundumadza

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 10 месяцев назад +1

    Sekuru Tasvu thank you for our Simba God bless you long live sekuru

  • @KutendaManjekeye
    @KutendaManjekeye 10 месяцев назад +3

    Woooow ndafara kuona baba vasimba vachifara pamwe na Simba

  • @nigelboka4038
    @nigelboka4038 10 месяцев назад +16

    Sekru Tasvu dai Mwari vawedzera simba pamsoro peramunaro makore ekrarama ngawedzerwe

  • @ndumisonyathi6048
    @ndumisonyathi6048 10 месяцев назад +30

    Sekuru Tasvu tasvukai muchienda kwaCharisi naJoyce naNever😂

  • @cathrinebare2213
    @cathrinebare2213 10 месяцев назад +1

    Tateguru Tasvu 👏👏👏👏vakauya kuzosunungura nyika.Makore ngaawedzerwe musunungure nyika.Pana Simba ndipo pandanyatsogutsikana kuti muri chamangura ngura simbi inodya dzimwe simbi.Simba akapotsa afa .dai asina kuona Tateguru Tasvu pamwe akafutsirwa kutaura kuno.

  • @moudymasaka4702
    @moudymasaka4702 10 месяцев назад

    Thank you sekuru Tasvu na mbuya Mwari akuitirei zvakanaka tichauyawo

  • @sekaikapanga8686
    @sekaikapanga8686 10 месяцев назад +4

    Thank sekuru tasvi for helping simbarashe anga atambura mwana uyo

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 10 месяцев назад

    Simba ngaapore; atambura nguva yareba mwana uyo zvokwadi. Kana muchigona kuzvikanda kuvaridzi vazvo kandayi henyu since vatoramba zvavo kuuya kumatare. Big-up Mr Tasvu! so far so good. Dai midzimu namwari vakugonesai kubatsira Simba zvinetse kuti pera kuti tsvaaii; zvinomunetsa.

  • @DorothyZawu-y6r
    @DorothyZawu-y6r 10 месяцев назад +1

    Sekuru tasvu tinotenda nebasa ramakabata Pana Simba Mwari vakuwedzerei makore akawanda nesimba guru murambe muchisunu Ngura mhuri ye Zimbabwe ❤❤❤❤❤

  • @NoliweTembo
    @NoliweTembo 10 месяцев назад +7

    Nyamasvisva taisa maoko 👏👏Tateguru vedu hoyooo 1 munhu asingatye muroyi ndimi murikupisa 🔥🔥 tisunungureiwo sekuru mota mugarage zhim zhim 😂😂😂❤❤❤❤

  • @WayneChirongo
    @WayneChirongo 10 месяцев назад +1

    Sekuru makagona shuwa maivasimba nababa vasimba nemhuri yezimbabwe matipukuta misodzi simba apora veduwee zvokudzwa sekuru simba nw yu ar looking well yooo thnk god

  • @MaDubeChishongo
    @MaDubeChishongo 10 месяцев назад +12

    Varoyi vaSimba vanojairira gadzirai vanhu tateguru Tasvu

  • @VioletMdlongwa
    @VioletMdlongwa 10 месяцев назад +4

    Fambai fambai sekuru toda kuona nharo dzaCharisi

  • @BonifaceChidamusiya
    @BonifaceChidamusiya 10 месяцев назад +4

    Sekuru is very powerfull,besides kugona kwavo ,i also like his character ,Tasvu 1 1 Tasvu ,rambai makadaro sekuru

  • @PerseveranceNdou
    @PerseveranceNdou 10 месяцев назад

    Toisa maoko Tateguru,mhondoro.Hey muroyi akati iye Tasvu ngaauye kuno hiiii havasi kuziva munhu wavari kudealer naye.Live long sekuru vangu Nyamasvisva nagogo,may God keep you for us!

  • @thatendampofu1041
    @thatendampofu1041 10 месяцев назад +5

    I love mbuya Tasvu so much always by sekuru side

  • @DouglasMafara
    @DouglasMafara 10 месяцев назад +2

    ❤ndinofara pamunogona kuti muroyi auye azvitaurire mabasa ake ega

  • @ShellyChingodza-ir2tq
    @ShellyChingodza-ir2tq 10 месяцев назад +1

    Mwana angaatambura uyu sekuru maita bsa shuwa zvirambe zvakadaro❤

  • @clotildatekere7572
    @clotildatekere7572 10 месяцев назад +2

    Sekuru nagogo Tasvu tinotenda kubata basa panaSimba namwari vakudzerei makomborero👏👏👏

  • @BlessingsChoto
    @BlessingsChoto 10 месяцев назад +2

    Tete nehazvanzi yavo ngavabatwe thanks tateguru makauyira idi kuvanhu

  • @waynechirava5752
    @waynechirava5752 10 месяцев назад +9

    I love gogo she is supportive

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 10 месяцев назад

    Thank you sekuru nambuya Tasvu rambai muchiitirwa Nyasha

  • @LocardiaMagwati
    @LocardiaMagwati 8 месяцев назад

    Ndokutendai sekuru tasvu nambuya tasvu vsnobikira,bsa ramakabata I guru

  • @OlineChiduku
    @OlineChiduku 9 месяцев назад

    Thank you so much Sekuru m really happy for Simba

  • @constancemabhonga1339
    @constancemabhonga1339 10 месяцев назад +5

    Muyendereyi charisi

  • @PamelaPagwiwa
    @PamelaPagwiwa 10 месяцев назад +8

    In love with the song

  • @jephiaschinganga7565
    @jephiaschinganga7565 9 месяцев назад +1

    Tateguru Tasvuu chibaba Mwari akupfuudzei mberi uuuuh nyaya yaSimba yaindirwadza but haa Mwari vakatinyaradza

  • @emerinamukaro
    @emerinamukaro 10 месяцев назад +2

    Musadhererwa nevaroyi avo sekuru.Sando dzenyu sekuru.Ngavauye

  • @barbaramupawaenda3076
    @barbaramupawaenda3076 10 месяцев назад +1

    Mwari akuitireizvakanaka sekuru tasvu, Simba apoora shuwa.

  • @JoramTapera
    @JoramTapera 10 месяцев назад +1

    Sekuru ngoma yamuri kuvhura nayo basa ratate guru ibvidzei haite ngatiise imwe

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 10 месяцев назад

    Charisi hokoyo nenhamo Tateguru wakuuyako. Fambai naro basa Sekuru❤

  • @JoyceMutore
    @JoyceMutore 10 месяцев назад +13

    Sekuru Tasvu makauya kuzotipukuta misodzi❤❤❤

    • @Violet-c9s
      @Violet-c9s 10 месяцев назад

      Sekuru Tasvu muri kubata basa itirwai zvakanakai naMwari

    • @TafadzwaZengeni
      @TafadzwaZengeni 10 месяцев назад

      Amen

  • @makandioneipasipanodya460
    @makandioneipasipanodya460 10 месяцев назад +2

    I'm so happy kuona Simba nevabereki vake vachifara. Mwana anga atambura uyu.

    • @Amarie077
      @Amarie077 10 месяцев назад

      Zvinotipa tariro kuti ma situations atiri are not permanent.

  • @Naomie-x4v
    @Naomie-x4v 10 месяцев назад

    Zvinofadza iZvi sekuru tasvu munesimba ndatenda hnku simba anga atambura as nokuda kwenyu mukomana arrama gud job sekuru

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288 10 месяцев назад +2

    Charles before agreed to go everywhere with Baba naMai-Simba and Simba to vhaporofiti or church people.., Why??? Because he knew that they were too weak for him, they wouldn’t over power him.
    But now he knows that they’ve arrived at the last bus stop at the Lion of the jungle and he’s Done! Tateguru Tasvu! Muri Mambo! Stay like that you’re rescuing the orphans and cleaning the nation!
    Charles and his father whether likes it or not! They’re arriving pamatare a Sekuru! It’s just a matter of time! Long live Tateguru Tasvu! 👊🏽👊🏽

  • @privymhlanga7553
    @privymhlanga7553 10 месяцев назад

    Moyo wamunawo sekuru ummm ndautya in rambai makadaro sekru pamberi nebsa

  • @dominiquemdawini9796
    @dominiquemdawini9796 10 месяцев назад +1

    Sekuru, Charles naTete ngavasaregererwa.kunyanya Tete Vacho vanodherera

  • @RumbidzaiShiri
    @RumbidzaiShiri 10 месяцев назад +1

    Sekuru Tasvu batayi Charisi,,, Joice nababa vacho vakashungurudza Mwana nguva refu vatorereyi huroyi ndozvataka tomirira

  • @Milcent-kt9wz
    @Milcent-kt9wz 10 месяцев назад

    Long life sekuru tasvu mwari akuitirei zvidhafu

  • @fortunategondo2872
    @fortunategondo2872 10 месяцев назад

    Sekuru Tasvu you are the best,ndinoshuwirawo kukuona nerimwe ramazuva

  • @CiceliaMatore
    @CiceliaMatore 10 месяцев назад +2

    Thank u sekuru Tasvu along side support yaGogo Tasvu❤️

  • @VioletMdlongwa
    @VioletMdlongwa 10 месяцев назад +1

    Mbuya tichengeterei sekuru ❤

  • @Tsitsi-v5t
    @Tsitsi-v5t 10 месяцев назад +1

    Sekuru fambai navo vana charisi varikuramba kuuya fambirai nyaya dzacho

  • @Keyzeekeyzee
    @Keyzeekeyzee 10 месяцев назад +2

    Haaaaa pana Simba Tasvu makabata basa Changamire ummmm ndatenda hangu

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 10 месяцев назад

    Sekuru imbogarai na Simba atsvukira nekusimba kani m so happy.tirikuyawoyo sekuru

  • @MemoriesMadoda-tl7uq
    @MemoriesMadoda-tl7uq 10 месяцев назад +1

    Sekuru Tasvu nekubatsira mhuri iyi❤❤

  • @tinashechigu9839
    @tinashechigu9839 10 месяцев назад +1

    Cant wait for Charles and Joice kuti va tasvurwe

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme1188 10 месяцев назад +1

    Aahh shame baba Simba Mwari vakusimbisei, 1 Tasvu is the best chengetwai sekuru 🙏

  • @RomeoKwari
    @RomeoKwari 10 месяцев назад

    Uuumm imari hayo yandisina ndatambura mudzimai mamiscarriage now kusununguka mwana oshaika aaah ndatambura

  • @SoneniGwenelo
    @SoneniGwenelo 10 месяцев назад +1

    Sekuru keep up the good work we wish u the best in everything

  • @PreciousMoyo-c5v
    @PreciousMoyo-c5v 10 месяцев назад

    Love you sekuru maporesa simba aitirwadzisa moyo

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym 10 месяцев назад +3

    Mawoko Tate guru rovai basa❤

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 10 месяцев назад

    Sekuru go to Charisi.thank you so much sekuru Matakanure.simba aindirwadza mhani❤

  • @MarveChingayangaya
    @MarveChingayangaya 10 месяцев назад +2

    Maitabasa sekuru Mwari vakuropafadzei

  • @TrustChirimerime-mt7cw
    @TrustChirimerime-mt7cw 10 месяцев назад

    I love the song thanks tate guru tasvu

  • @turiamtrko1999
    @turiamtrko1999 10 месяцев назад +1

    Takamirira dzikaiko buhera muuye nemuroyi mopfuura nemamutare majoyce

  • @BongieMpofuDube
    @BongieMpofuDube 10 месяцев назад

    We love you sekuruTasvu may god give you many more years

  • @prospernduma9043
    @prospernduma9043 10 месяцев назад

    Pamberi nemi tateguru vedu ..... long live tateguru

  • @andremtetwa9780
    @andremtetwa9780 10 месяцев назад

    Thank you Tateguru Tasvu

  • @siqalisilemoyo8379
    @siqalisilemoyo8379 10 месяцев назад +1

    Charisi Charisi hokoyo hokoyo

  • @nancytasarirenyi9233
    @nancytasarirenyi9233 10 месяцев назад +2

    Mukomana asimba . Ndafara chaizvo

  • @TrysonDhlamini
    @TrysonDhlamini 10 месяцев назад

    Tinokutendai teteguru tasvu makabatsira simbarashe

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t 10 месяцев назад +3

    Saka varoyi vakaramba kuuya kule tasvurai vanhu

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 10 месяцев назад +1

    I wish dai Vanessa akaenda kwaTateguru Tasvu dai tiinaye nhasi uno

  • @KnowledgeHove
    @KnowledgeHove 10 месяцев назад +1

    SEKURU TASVU MURICHIBABA TINOKUTENDAI CHANGAMIRE🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @LuciaMachimi
    @LuciaMachimi 10 месяцев назад +1

    Charisi hokoyo nasekuru

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 10 месяцев назад

    Tinotenda Mwari simba apora veduweee 😊

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 10 месяцев назад

    Vanhu ngatidzidzei kusvika Kuna sekuru tisabirwe mari.Dzichabatwa hadzo mbavha dzacho.

  • @JudithMaregana
    @JudithMaregana 10 месяцев назад

    Komborerwai mr Tasvu

  • @JoyceMhuru
    @JoyceMhuru 10 месяцев назад +4

    Tinokutendai tateguru vedu

  • @slauschannel
    @slauschannel 10 месяцев назад +4

    No disrespect Kuna Tasvu asi kune muporofita wekutanga ndiye akaita mwana atange kufamba 1st day ,and havana kuzodzokera havo otherwise airapwa akapora muchinda uyo

  • @queenmomakunike9639
    @queenmomakunike9639 10 месяцев назад +1

    Pasi nacharis joisi na nheva mkuru ngavano tasvurwe netsvimbo yatateguru

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 10 месяцев назад +2

    Sekuru Tasvu lisebenzile kakhulu. uSimba besehluphekile kakhulu Abathakathi abamloyayo yenzani I back to sender Mkhulu labo bagule shame

  • @NzwisisaiMuzenda
    @NzwisisaiMuzenda 10 месяцев назад +1

    Yaa vabingeiko sekuru indaiko varoyi vevanhu

  • @talietalie5412
    @talietalie5412 10 месяцев назад +1

    Ko Charles na Aunty Joyce vakaramba kuuya..Aaah chikwata chiye

  • @TafadzwaZengeni
    @TafadzwaZengeni 10 месяцев назад +3

    Sekuru Tasvu sure mwari aramba achikuitirai zvakawanda

  • @FelistasSibanda-g5t
    @FelistasSibanda-g5t 10 месяцев назад

    makabata basa sekuru tasvu Mwari akuitirei nyasha

  • @FranciscahMapuweyi
    @FranciscahMapuweyi 8 месяцев назад

    Sekuru wedzerwai makore akawanda mubatsire vanhu vazhinji kusanganisira neni ,I hope ndichasvkako nerimwe rezuva

  • @mellanyaningwe878
    @mellanyaningwe878 10 месяцев назад +2

    Charles na Joyce vanoda back to sender

  • @christinakamoto1498
    @christinakamoto1498 10 месяцев назад

    Thank you sekuru Tasvu simba nema parents ake vakufara.

  • @KudakwasheMashayamombe
    @KudakwasheMashayamombe 9 месяцев назад +1

    Sekuru Tasvurai Charisi, Joyce,na Never varoyi vevanhu

  • @VenenciaMikitayo-x1h
    @VenenciaMikitayo-x1h 10 месяцев назад

    Ndoda kutenda sekuru nagogo Tasvu nebasa ramakaita panaSimba.mwari vakuwedzerei makore mazhinji ekurarama .musaitire simba chete nemiwo vanematambudziko avanosanaga nawo.

  • @ChipoSigauke-g3b
    @ChipoSigauke-g3b 10 месяцев назад

    Tateguru thank you nebasa ramuri kuita

  • @PatienceMuchena
    @PatienceMuchena 10 месяцев назад +1

    I love both especially gogo ❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @Mish-w7h
    @Mish-w7h 10 месяцев назад +2

    My best sekuru tasvu

  • @nestomasharata
    @nestomasharata 10 месяцев назад +1

    DzaJoice na Charles nebaba vawo dzifamborei faster faster

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 10 месяцев назад +3

    Sekuru tasvu tateguru vedu .