Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Vanhu vacho kushorana. Nekuzviti ndini chaiye 😂😂 ma1
My favourite song iwe Margie iwe mkaranga
Ndatambura nemoyo neacid vanowanikwepiko sekuru ava
Ivo sekuru veshavi regudo mkoma neshamba ndokubatai papi
Sharo usasiya baRuva pese pawaenda he is gaining confidence
Madzisekuru edu aya aive chidadiso vari teamwork yakabatana .now this ndanyara fani
Waiting guys, you never disappoint ❤❤❤❤😊
Mkoma Andrew ndaisa hangu maoko 👏👏👏👏👏
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤❤
Tadvikawo🙏🙏🙏
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
Mambo madziwa ava vanoerei nhai vaNeshamba pamwe ihama yanguwo
Mkoma Andrew hamuna kuzotiudza baba vaya vekuti ndakaurawa munguva yehondo kuFarm kwaMarimazhira muchesa, murume akasiya mkadzi wake aine pamuviri ikozvino mwana Wacho ratove Jaya guru.
Mhepo chaidzo hadzidi zvese izvi zvekushanda izvi chinokosha basa rabatwa
Saka ndizvo z vakaurayisa mukadzi here because hanzi Ana sekuru ikoko makatora vakadxi vevanhu takangozvinzwa tipei zvizere
He looks like jullian marley the only diff is skin complexion 😅
Ndanonoka ndichiuya ku drewmas
Vanhu ngadzose cent revaridzi
Ko vanhu vakadhirikirwa kuChegutu vakazodii nhai hama dzangu😢
Aaah our government is useless
Zvakatovharana
Muri mbavha baba makashandisa Mota dzangu mahara imi imbavha iyo
What happened?
You mean mbavha ndivo sekuru ava.
Bro neshamba koo tichivada kuno kusouth vanobvuma hre kuuya kuno zvese ndatumira mari yacho
Pamberi nasekuru mukanya
VaNeshamba vakurai Mukanya imba munhu akabata USD$19 achigara muimba yakadaro here? Musadero
Madzibaba Bond howfar
Mukaradzi ndiani?
Ehe madzibaba Bond vakazodii?yakazongonyararwaka nyaya yavo.
Izita renzvimbo
Ko ambuya vayevenjuzu how far....vakazoita sei navo