CHIEF KANDEYA: Ane Nyoka Yaakanotora KuRusinga Yapedza Hama

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 41

  • @tapiwasabawo5374
    @tapiwasabawo5374 7 месяцев назад +1

    iri dare ndorisna kana order, disaster chaiyo hapana chitsvinu apa, ma timmy na bonzo ega ega

  • @romeodzangare9905
    @romeodzangare9905 7 месяцев назад +4

    Ma assessors aya haana kana order. Why do they interject and interrupt each other when we expect them to know better

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 7 месяцев назад +4

    Slymedia macartoon pics anobhowa aya

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 7 месяцев назад

      Exactly Hameno kuti vakazviitirei

  • @JulianaChiwera
    @JulianaChiwera 7 месяцев назад +1

    Chief nemakurukota avo havagoni kutonga ngavati vanhu vaende kumwe zvionekwe kuti imhema here

  • @RyanMachache-kg8mk
    @RyanMachache-kg8mk 7 месяцев назад +1

    From the beginning mambo ndooma1

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 7 месяцев назад +1

    chief musavhundutsira muprophita.vhief idofo uyu

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 7 месяцев назад +1

    Koo uyo mweya usina order kwanziiko

  • @stanleymadanha5708
    @stanleymadanha5708 7 месяцев назад

    Mweya mutsvene haupesanise wanhu ndizvoo but hautaure kana kudzidzisa munhu semafungiroo enyu

  • @genemugariri4659
    @genemugariri4659 7 месяцев назад

    im the first to comment

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 7 месяцев назад +1

    Dare risina order rasabhuku ritori Nani not madhaka ayo

  • @joylinemasiyakurima3074
    @joylinemasiyakurima3074 7 месяцев назад +1

    Endai kwa Tasvu

  • @ssam1430
    @ssam1430 7 месяцев назад +1

    Hayiwawo bloody mbavha, mukaramba muchienda kumasowe muchamama navo varoyi ava 😢

  • @avechite514
    @avechite514 7 месяцев назад +2

    Vedare hapana zvamoziva pamweya mutsene

  • @KripperDuD
    @KripperDuD 7 месяцев назад +1

    Dare iri marabishi kupera ODER ORDER ODER MUDARE😂😂😂

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 7 месяцев назад

    Kkkkkk imi muporofita unoona moto

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 7 месяцев назад +1

    Madzibaba kutadza kutsanangudza here

  • @FanazDema
    @FanazDema 7 месяцев назад

    Dare renyu matakanana Aya hamuna order

  • @tariromuseki1825
    @tariromuseki1825 7 месяцев назад

    Apa hapanawo apa noise chete

  • @EmiliaMasoka
    @EmiliaMasoka 7 месяцев назад

    Kunyangwe kurikunyepa fambayi kumwe

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 7 месяцев назад

    Haa mese munovadza hurobwa imimi makarombawo nachief wenyu

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 7 месяцев назад

    Hapana ambopesaniswa apo imi ndimi murikuda kutovhiringa zvinhu

  • @FaraiChakadya
    @FaraiChakadya 7 месяцев назад

    Musatyise maporofita muchimudzwanyirira akutotya kutaura chokwadi chiripo,hurombwa huripo madii kusheidza kana n'anga mudare imomo avheneke futi,musatyise muporofita

  • @LovelyDarts-ic1fi
    @LovelyDarts-ic1fi 7 месяцев назад

    Dare iri harigone kutonga udzai vanhu awa vafambe futi bcz tikatonga tichidai kuendesa vanhu wemweya kudare hazvibude vakaenderei kumuporofita vaitsvagei

  • @EmiliaMasoka
    @EmiliaMasoka 7 месяцев назад

    Kana vakaudzwa nemuporofita ngavaende kumwe saka zvichinzi fambayi katatu musanetse muporofita endayi kumwe kana musina kunzwisisa fambayi kumwe

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 7 месяцев назад

    Vanhu wamambo musavhiringa munhu murikumbovareiko asikani munetwenyuwo kani murikutya kutobatwawo ne mweya .

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 7 месяцев назад

    Ndavaende kwaTasvu muone kt ichokwadi hr

  • @MafiosHlaluka
    @MafiosHlaluka 7 месяцев назад

    Haa muprofta waMwari varì kumutora sebenzi regai zvagadaro mhepo yacho ichapenga chaiko

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 7 месяцев назад

    Ko nhai iwe hama chiii chinonetsa batwa nemweya simple uratidze vanhu,now zvawe pachena kuti uri wenhema

  • @Madzibabacollen
    @Madzibabacollen 7 месяцев назад

    Vanhu vedare awo varikutadza kutonga nyaya varikubatirira munhu apo muporofita akataura zvakaona uye arikutaura dare arizivi zvemweya

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 7 месяцев назад

    Idzi inhema.Matare aya work on heresy.Nonsense kana usisiri mumweya you can't remember zvinenge zvaitika!

    • @shingiraikambarami1274
      @shingiraikambarami1274 7 месяцев назад

      Kazhinji hama anobatwa nemweya hapana chaasingaziwe even awe panyama,chete baba awo zvawo hawana mweya nokuti seizvozvo waifanirwa kuratidza chinanara chete wotoporofita na mambo wachhoo wese nemachinda ake

  • @chingombedaries
    @chingombedaries 7 месяцев назад

    Chiporofita chekunyeba batayi murove

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 7 месяцев назад +1

    Munomama madzibaba majaira fake mweya dzenyu idzo

    • @ssam1430
      @ssam1430 7 месяцев назад

      Imbavha idzi

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 7 месяцев назад

    Kkkkkkk madhaa anopisa ayo kkkkk hanzi madzibaba apa manga maita mhanza yakanaka kut mwari aratizdwe kumarudzi ose kkkk

  • @BvaruJoker-bg6zl
    @BvaruJoker-bg6zl 7 месяцев назад

    Ngaa prover kut nyoka yakarombwa zveshuwa ngaanoibata hanti akaiona ere

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 7 месяцев назад

    Sent me a pic of your choice?

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 7 месяцев назад

    Chuef uyu idofo.munhu nemunhu anechipo chake .endai kwasekuru tasvu vanoibata nyoka iyoyo.muprophitq siya usaramba uchitsangura ivo votanga kutaura.haagoniuyu hasviki panachief chigodora.