Saviour Kasukuwere Says Mnangagwa's Rule Is About To End.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 июл 2024
  • Saviour Kasukuwere Says Mnangagwa's Rule Is About To End

Комментарии • 9

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g 6 дней назад +3

    Kana ivava vana Kasukuwere imbavha vakabira nyika vari vose naMnangagwa

  • @RobertMumvuri
    @RobertMumvuri 5 дней назад

    Zim haisi ye zau musangzno let's have 1 voice t9fdètgèe😊

  • @jeanjack8887
    @jeanjack8887 5 дней назад

    Munhu wese akazora mafuta eZpf ngavanyarare zvavo. Pavaiva mumaOffice tichivaudza kuti nyika takuenda kumawere vaisatinzwa saka ngavati ziiiii

  • @JoeTaku-wh5pg
    @JoeTaku-wh5pg 4 дня назад

    Savior wakapondesa vanhu 2008 manyengerana namunangagwa ivava birds of the same furthers fly together. Izvozvi ukapiwa chigaro unopanduka pasina kana 2min unenge watova against povho iwe. Hapana munhu akashanda nezanu angashandura zimbabwe kuti ivenyika inowonekera murima thugs satanist Terrorist. Vanhu vasina basa neruzhinji vanongozvifungira ivo nehama neshamwari. Zanu must go for good.

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 6 дней назад

    DON'T FORGET MUNANGAGWA I TSOTSI

  • @jeanneoliveabiola7198
    @jeanneoliveabiola7198 6 дней назад

    U heard that several time
    Now when is rule going to start????

  • @user-uh6ed2id5i
    @user-uh6ed2id5i 6 дней назад

    No sound.

  • @LUCIAMUPAMHANGA
    @LUCIAMUPAMHANGA 5 дней назад

    Kuda kungonzi kasukuwere ataura, another type of marketing him but no to zanu people. Tave bhooo

  • @jeanneoliveabiola7198
    @jeanneoliveabiola7198 6 дней назад

    I meant when his u your rule going to start as mnangagwa one going to end