Mike Chimombe Otorerwa Mota Dzake Dzose Ne Company Yake , Haa ZANU PF Iya Yazomusvipa Manje

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 30

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 28 дней назад +4

    He didn't give his handlers their cut from his loot.Thats why they are getting back at him.
    He should take lessons from the more experienced Wicknel Chivayo

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo 28 дней назад +5

    Wadyajena akaitwasei achapihwa hake

  • @Potondiwe
    @Potondiwe 25 дней назад +2

    Pane vamwe now vanozviti zanu ndeyawo kkkkk ingangoita Yako sei Iwo vese vakaitanga hapana akazofa achiida 😂😂😂😂😂😂

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 28 дней назад +6

    Zanu chiororo kkkkk chero mugabe akatya nayo kkkk today you think chinhu chedu , mangwana unoseva ne soup🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 28 дней назад +1

      @@anonymous-xp saka mati Mugabe akaitwa let down neZanu? No...Mugabe was let down by the army... Zanu yakangoteedzera zvaidiwa nema general becoz inoziva kuti Zanu inotongwa nepfuti, not by voters

  • @luvlay1
    @luvlay1 26 дней назад

    Young sister is Panashe ( 2nd wife) older Sister is Michelle (1st wife)

  • @user-zz2zj3mh9g
    @user-zz2zj3mh9g 28 дней назад +4

    Mukadzi ñemwana ngazvitorwe 😅😅😅😅😅

  • @Sifelani-vc6uj
    @Sifelani-vc6uj 28 дней назад

    Zvichapera vanun'una,kuhwanda nemagemenzi. Hasha dzamwari haudzizive.zvose zvichabuda pachena ,ndimi muchayitizawo zimbabwe. Bvisayi nguwo chena mushonge dza Satani.nguva yaswedera

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 28 дней назад

    Imi mamai

  • @user-uj3pq9pw6r
    @user-uj3pq9pw6r 28 дней назад +4

    Regai zvikurirane ikoko kwaaa

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 28 дней назад +3

    Shuwa shuwa unga leake audio ino exposer nevakuru as well. Imboko iyi

    • @LainahUmali
      @LainahUmali 28 дней назад +1

      @@anonymous-xp ufunge

    • @billtev9846
      @billtev9846 27 дней назад +1

      Apo hanzi ndiLawyer, basopo nyayadziya dzekubinya kamwana kadiki Dzino dzoka.

  • @jujun6465
    @jujun6465 15 дней назад

    Mbuzi and mbudzi

  • @RyanMachache-kg8mk
    @RyanMachache-kg8mk 28 дней назад

    Chivhayo mupant bhoo hr hamunachinhu umo

  • @Prophetgeorgeelijahkministries
    @Prophetgeorgeelijahkministries 28 дней назад +2

    THATS TOO FAST

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604 28 дней назад +2

    What about tshabangu ,java,chigumba, mudenda,and chivayo

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 28 дней назад +2

    Waitangirei musindo in macheso’s voice

  • @setset3252
    @setset3252 28 дней назад

    Ngavatore mukadzi ne mwana he also obtained them through corrupt and fraud activities 😂

  • @user-zz2zj3mh9g
    @user-zz2zj3mh9g 28 дней назад +1

    Zimba riya ngaribata batwewo

  • @tkn140
    @tkn140 28 дней назад

    Mati madii

  • @LainahUmali
    @LainahUmali 28 дней назад +1

    Iye anezvivhindi mike chimombe apa murwere anomama

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 28 дней назад +2

    Achacheneswa nematare amai vake manje manje muchanzwa zvonzi haana mhosva

    • @user-zz2zj3mh9g
      @user-zz2zj3mh9g 28 дней назад +1

      Hapana hapana unonyura chete one day, zvatorwa izvozvo achazviteverera kunani.