UNOTOKONZEWAWO:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 39
HTML-код
- Опубликовано: 10 май 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 12 Episode 39 BINDURA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/channel/UCn2d-FKT...
At 33years of age you have 7kids eish first born 19years old eish kuvanherera is very painful#
haaa unherera une pahinogumira kushanda
Kana wakura haurambe iri nherera.
Kuve nherera is not a passport of not being responsible.
I understand that..but at the age of 13 ndopakamitiswa mwana uyu she was under age saka she was nherera after 18 aamkadzi mkuru
Nherera isina musoro chete
Church ndiyo problem guys dont forget kuti unenge usina option kuchengeta 5 ma1 uriwega
Whoever reading this comment right now , I pray that Almighty God gives you the strength you need to overcome every battle or situation you're facing , may dark thoughts , overthinking , all the doubts , so on & so forth exit your mind right now ... May the good Lord help you with peace & calmness through the Acts of Bota Family
Amen and Amen 🙏🏽
Amen. Thank you
Amen
Amen
Q¹qqqqqqqà1qq
Tinashe is it not humiliating to zoom in on the guy's mouth knowing that his teeth would do with dental care. I have noticed this tendency in your cameraman. Exposing weaknesses of these, already vulnerable people to more judgment is a bit under the belt. Please consider this opinion.
very true...
Aaaa
True
Azviregere cameraman.
Please can we put likes on the show we are more than 6K😢
❤
done
Views are more important than likes
Baba muchinyanya kuita gumbo mumba gumbo kunze.Muchisiya vakadzi venyu muchiita chifambi.Baba zvamaitsvaga mazviwana.
Mukadzi akanaka pameso uyu, entered marriage at 14 zvakaoma. Ipapa you find kuti anga ari pabarika at 14, married to a very old man futi. 7 kids at 33. Zvakaoma shuwa. Chitendero ichi vhimwe chinopusisa plus kushaya general education chaiko. Imagine munhu ane vana 5 working mutuckshop anotambira marii ingachengete vana 5. Zvakaoma ndanzwa tsitsi. Now this!
Nondokadzi unenge mwana mudiki or unotsvinya zvako what do you mean kuti Imagine munhu anevana 5 anoshanda mu shop kuti achengete vana like she's doing by her choice iwe uchitozviziva kuti Nyika yedu chaiyo Zimbabwe haushande basa raunoda 2 upenyu haufanane wangu we have got people vakakura nevabereki vavo vese kusvika vakura zvakanaka so if vakaona vamwe vana vasina vabereki vanotoshupika they think kuti varikuzviitisa kuti ungafirwe nevabereki uchiri mudiki but it's not our choice kuda kwa Mwari soo zvakuwira izvozvo unoisangana nezvakawandaaa muupenyu kudarika Mwana akura panevabereki vakee
Please varume regai statement yekuti (sevanhurume) hurema kuchiva vakadzi vesevese😮😮
Imagine
Vanobhohwa vanhu ava
Hausi hurema, it's natural. All mammals are socially polygamous. Kutozvibata ikoko uchimanikidzwa kuita munhu one is actually acting out of our biological traits. Hatitsigire ruchiva zvedu, asi it's scientific kuti a male will always feel attracted to any woman and the desired urge is to have sex. Ndokusikwa kwazvakaitwa
Sekutaurawo kwamoita kuti varume imbwa 😊😊😊😊😊😊
@@mbizi4573vakadxi wakangofanana mkoma uye vakadxiwo they feel attract too vanhu ngatingizvibatai maruva enyika haaperi
Ma results andirwadza aya ,,mainini mandinyadzisa with the softness and calmness u have 😢,,iiiii ndashaya hope asi tsvagayi basa muchengeta vana 6 Avo ,,izvezvy 5 vakutambura ,,at least one wekupedzirisa baba vakuchengeta momira kuzvara sekutu puriziiiiiiiiiii😢
That's why asina mutupo
Hupenyu chaihwo haazive mukadzi uyu. She is just a woman for men
Haisi mhosva yavo amainin ava vakavhiringwa at 14 yrs pavakapiwa murume
Kkkk sekutu here amana
Mainini I wasn't expecting this w yr calmness it seemed like mangamuchipumiwa , ummm nemiwo baba vanemudzimai wavo muchinyanya kusagutsikana Ezvino makuchengeteswa mwana asiri wangu zvonyadzisa probably mwana ndewe ex hubby or maybe vanoita zvezvikomba haaa zvonyadzisa what does she mean kuty kutambira zviripo cause vagara canoziva zviripo
the way she was brought up she went through a lot from an orphan and given a husband at 14 having 5 kids before 30 she went through a lot anotoda kubatsirwa
Kwa Marange ndozvozvo vanoroora ma Grade 6 ini ndakaona vakawanda
The day that we accept that marriage is not for everyone, this world will be a better pace.
I feel sorry for this woman, hunzenza akaita but she went through a lot. Most likely more children to come.
Apana trough a lot apa ayifanira kutaura chokwadi apana chinhu chinorwadza kurega kutaura.apa wawana munhu anotokuchengeta iwe urinherera manje vachadini 7 vana vose,zvimwe angatisadero
haiwawo inzwaiwo ava ... zvehunherera nekushudhisa beans zvapinda papi apa
Not hunzenza as such but remember zvi church zvaana Ishmael ndozvakatanga kukonzeresa at14 angaatovenemwana coz of mapositori
Inzenza iyo
Mwana ndewe 1st husband, ngaatangwe kutestwa iyeye
Mukadzi uyu soo instead yekukumbira forgiveness akutoganza
@@simbarasheruchaka5199 brain dzine kachihurehure hadzifunge zvekukumbira forgiveness
Akabva nemimba uyu, mwana ndewe murume wekutanga
@@simbarasheruchaka5199 apa azadza imba
😂😂😂pamusoro pacho akutochemera kuenzaniswa
This guy is a gentleman, arikutaura zvinonzwika wani. Musamhanye guys, mukadzi akatadza and dnt defende her in any way
Nhai
The look on this man's face after the dna result yandinzwisa tsitsi, mukadzi akatadza uyu
Taura zvako kunyepera kunyorova zvenhando
but ngaageze mazino please
Whatever the result, this woman has suffered a lot. She was a child bride. She has been in abusive relationships too. Hopefully, she can resume her education and rebuild her life.
Rebuilt from grade 6 zvatoo zvekuita bisiness
But apa why blaming this guy yet he stood by this lady from kupa gupuro kuEx hubby to paying for preparation and up to DNA paying
Hayiwa mukadzi anoratidza kuti haana care ne marriage yake she must be submissive to her husband and live in harmony this man looks likes he still love her
@@HaisonMuzungu No one is blaming him as such. However, this woman never had meaningful chances in life. She was orphaned at a young age, married off and now she is in a difficult polygamous union.
Aichigona here chikoro chacho? Kongodzokerwa here?
7 kids. Pakaipa . Wishing her and her kids well. Hupenyu hwakaoma veduwee
Age yamai ava nevana vavainavo hazvipindirane,pavakasiyana nababa vekutanga vaifanira kungozvigarira,yes murume anodikwa bt kune family planning
Paya panonzi mama mwana uyu akanzi haasi wababa ava munozvitambira sei mama voti kutongotambira zviripo ziva kuti zero percent. Asi vakati handizvitambiri 99%
hamurevi nhema
Kana usinakuhura sei uchit ndotambirazvabuda
Pane mumwe dwarf ayitoti baba ava ndivo vakandivhura 😂 ikati 0%
Ndi Tindo😂😂😂@@ParadzaiMatongo-uh1lv
😂😂😂Tindokaaa
Please allow us to download
Vamwe tinenge tine hourly bundle
Kungopinda nekulaika nekudownlodha
Zvakubhowa
Yaah,ichokwadi
Allow us to download please
Chokwadi seni ukangoona pane ka Wi-Fi oto down ozoona
[5/12, 18:09] Alicia's Daddy: Muri sei Mr DNA man
[5/12, 18:19] Tinashe Mugabe: Mushe mushe how are you
[5/12, 18:37] Alicia's Daddy: Ndiri bhoo
These days most videos haasi kudownloader paRUclips
[5/13, 07:03] Tinashe Mugabe: Ohh ok it's because of vanhu varikuba content
[5/13, 09:29] Alicia's Daddy: Okay I get it
But there is no way to avoid kubiwa kwema videos enyu vachima monetizer ?
For example kuti atora those videos achiisa papage rake oblokwa necertain organization
Be it RUclips, Facebook,Tiktok etc
Mainini vakageza kwazvo vachishanda she is beautiful vane nungo plus nhongwa vari kuda kuparadza imba yamaiguru
Vakatoparadza nekuti rudo rwaimbovapo kare from maiguru runotopera kuti gwaaa after waitwa betrayed...masecond wivws moyo yeutsinye neuroyi vanayo......vanouya kuzoparadza...
True kungoda kuita vana unoti mukore uno ungaite vana 7 nyangwe uri nherera chokwadi hre
Kusafunga chete nekusada kutsiurwa ndonyaya iripo pavanhu munhu ngatsiurike chete
Uyu ajaira barika hantie ndewe kwaMarange.
Munhukadzi ngaadzidze kuzvishandira kana kuita maricho zvitori nani.
Kuita kuzadza danga revana kudaro chiiko nhai vasikana musadaro imi
Mune basa guru Mr Mugabe 🙌🙌🙌
wotarisa munhu wacho arikuti "mainini vakageza..." hehedeeeeee....huri....
mapurisa hero basa iro akaroorwa ane 14 ndikunzwei muchiti ishamaeri futi
Kkkk
😂😂😂😂😂😂
Mwana haasitombori wemurume wekutanga because nguva yanga yareba vasiya pavakazoita mimba mwana vakawana kuhu shopkeeper pamagirosa pavaishanda
Yea true 😢
Pa7 kids apo hey people are strong out there
Magona vamugabe kumbotangawo nevakadzi kudzwa nyaya not varume always keep it up
Yoooo 7 kidz at 33 years anhuwoye ko kuzvirega zvevarume munhu ushandire vana vako ,shuwa munhu wo divorcer uine vana 5 tsvee kushandire ivavo takarasima newedzere vamwe vana🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Age iyo haiite kugara isina murume cz achirikutevera Saka mafeelings achinawo emurume
Plus hapana anoramba Nyoro
@@nomsanyika151 noo zvinoita chaizvo..kana waku hurirwa
Inyaya yechichurch chavo chekwamarange ichi shuwa kuroodza mwana ane14 yrs .
Vamwe wana amboronzwi anotoenda ega wanotisaya wabereki wachichema 😂😂
Iyo move on yacho makaikasika mainini kunopa munhu gupuro imi mune mimba yake zvenyu 😂😂
33yrs vana 7 ..paunenge waane 40 unenge waane 14 vana
😂😂😂😂
,😂😂😂😂😂nhaimi nhaimi musazodaro veduwe
Varume muchinyanya,ungasiye mukadzi anevana 2 Kwakunozvuzvurudza munhu ane vana 6🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂 taurawo hako kkkk
Kysvika mati eke mychadzidza nehurume hwenyu ihwohwo.unosiya mukadziasina chaakutadzira nekuda munhu ane vana5 ohh my God,Mwari vanhu venyu
Regai Shadaya ati learn or perish😢😢
Zibenzi rerume,kuzvikudza kt sevarume sekuti chinhu chakanaka,regedzai nyaya yekuti sevarume harisi statement rakafanira saimba iri.istatement reBoys
Murume wese zvinoto mubata chete angatozozvi dzora zvake or kusa taura but kapfungwa kekunyenga nyenga kagara karipo
Kana vakadziwo mapenzi tarisai dzimba dzirikuzadzwa nevana vasiri vemo.
I assumed the probability is 99,99 .Aaa ndasvodasei 😮
Shocker haaa mhmamha ndandichikutembai till u said mogamuchira zvese but i had hope kuti kubatikana hmmm
Ahh and kunyadzisakwacho manje zvakaoma. Good bless this man with his calmness.
Chishuwo changu ndechekuti dai vanhu vekwa Marange vose vatsvira mugehena
Zimbabwe gvt is letting them do this abuse. I hate mapositori with a passion. Especially the idiots who fall in the trap 😅😅😅
Manje ndechako chishuwo chacho apa hauna Denga ukuda kutopiswawo😅😅😅
@noahchahwenga2213 I know hey. Dai raive rangu haa, hapana aisara, kana nembwa dzavo dzaitsva. MABHINYA EMARANGE ndakaamaka
@@mbizi4573 Manje Dai haana zvaanorevaka
@@noahchahwenga2213muri MABHINYA iwe. Shame on you kusanyara
Haaa baba ava vanehutsinye kurambisa munhu nemrume wake apa wakuti ndakutya kuti pamwe murume wacho anodzoka saka baba ava vaida kushandisa mkadzi uyu saka purpose yekumuramba murimi makampa mari yekunoramba murume wake aaa baba ava havaite
DNA Tinashe Mugabe is the best ❤
Zviriko err kt chikomba chikupe gurupo uchiramba mumwe wavaive naye
Zvakatotika ipapa 😂😂
Kkkkk zvinhu zwacho so
Kana zvaipa vakutsvaga Tinashe Mugabe but uriwe vakapusha munhu kt ape murume vake gupuro, varume munoda zvinhu 56:01 😢😢 56:01 😢 56:01 😢 56:01 😂 56:01 😊 56:01 56:01 56:01 56:01
Church yemarange pasi nayo 14yrs kutorodzwa apa unenge uchingozvariswa vana
Church haina kushata wangu munhu ndiye anoshata mind ur words
Varume muchinyanya kuda mahure nebarika mxxxxm
Ma1 mukadzi akakurira munhamo uyu
Amen 🎉. Thanks i receive it. Receive it too. God answers 🙏 at His time.
imi 7 vana one dumbuuu ahr makashinga mhai
Waiting cerevita
Gona ana gona wake😂😂😂 well done mainini varume muchaita bhoo zvenyu
Mira violence Thelma iwe 😅
Welldone pachii when she is the one suffering the most
manje zvaachasara achichengeta ega mwana iyeye for life saka chagonekwa chii apa?
@@nyashabamu394 Nhai hako
Utikwanire iwewe unorakashwa nevarume.
Yoooh sevheni pa 33years
Yeah at 33 vana 7 pakaipa, mainini taurai chokwadi murume venyu ari kuda mugarisane asi mofanira kutaura muridzi wemwana mukumbire ruregerero.
Ko kuchenama nhai Imai ava
Haaa kugarisana kwacho kwakunetsa nyangwe akataura zvake zvane marevo mukati 😂
@@fudzijonga37 agh vakanyenama chaiko pane kuti vazvityore vakutoda kuita ivo muzivi nxaaaa vandibhowa
@@Ashley-up6xy taura hako zvanekakusa truster mukati
Even though it's 0% u deserve better murandakadzi sia murume uyu unoshandira mhuri
Mune plan here yekuti awane chokuita tisvitse shoko
Very true she deserves better than this rubbish, ngashandire vana vake chete life yoendeka
Kutouya pabarika ka ndoplan yaakanga awana ndosaka akauya nemimba
sisi ngavadzikame vasamhanye kutsavaga varume ava vanoita vana 15 vakaita zvekutamba
Kushanda akatotadza hanti akamitiswa achishanda mu tuckshop kt achengete vamwe 5 vaya vekutanga.
@@zanelebango2904
You are a man Muchinda, imi mai taurai muridzi vemwana muchengeyeke
Mainini vakufunga ndeefake maresults haa panopisa vanhu vanenge vakunyepedzera kudzungaira vachizia chokwadii
😂😂😂
murume uyu akaura chaizvo. Kana newechipiri i hope haasi wake futi..Goodone
Making her a single mom of 7 kids at 35yo? This is just working out all bad for her
Amen
Kuita kuzvarirwa nhamo nekuyibvumira....from 5 kids and an abusive relationship she should have learnt a lot
I think mr mugabe you have good chance to help vanotsvaga hama dzavo after your DNA show even a short video clip
Munozvinyanya ..kunotora munhu anecana 5 mukadzi ane 2..munonyanya kuvada vana..ava manje Manzwa butter muno I Girwa Magora..
Havagutsikane chero une vana anobuda chete ukashaya mwana anoti ndiri kutvaga mwana ukaita mukomana anoti ndikutsvaka musikana ukaita musikana anoti nditsvaga mukomana, varume mastement enyu aya muchanzwa nekuripira zvisiri zvenyu😂😂😂
Waiting patiently
Kanurume aka kanongoti mazino anetsvina kanehutsinye aka
😂😂😂😂😂😂😂
Mainini chishandisaiwo family planning
Ngatobvisa or kuvharisa chibereko permanently.
Hezvo, Inga ndanyara nhai veduwe
VaMugabe hamusi bhoo imi, munonypera kusaziva maResults asi muchiziva henyu kuti its 0% kkkkkk usadaro chinin'ina change T.Mugabe
Lancelot Mubage huya unone zvikuitwa nehama yako
Thumbs up Mr Mugabe, mukuita basa asi dzimba zhinji dzichaSheka sheka nebasa iri rakanaka zvakadai
😂😂😂
Nemapfaviro amanga makaita mainini ndanyara nyadzi dzinokunda rufu.
Waiting......
I hope mwana is going to be safe mmm zvakangooma baba I hope bongozozo richaita shoma.
.. mature affair from both sides but 2 kid must be tested........the lady not honest at all ,still available for bota issues to first husband yegupuro .....kuwimbika hapana.
Bota familiar ❤❤❤❤
Fear women! Vakadzi vanovhura hombe!
Varume muchinyanya kudya zvakafa zvoga,tsveee ma apple arimumba zare nemashu ku manje ndezvipi 😮
Wauu she looks good to be mother of 7
Waiting ❤
Ndanga ndakakuthembai mainini ndakunyarirai chose
mai ava havachemberi. seven vana but still lookable
First problem to be addressed my sister you went into marriage so fast. Of course I can't blame you. Whoever belongs to the Marange church here please please reform early marriages are not good at all. Look you always take these kids to mothers at a very tender age here are some of the consequences. No mhani ivai ne tsitsi. Baba of course you are a good man pakutaura but makatora advantage yemukadzi uyo atorio desperate zvekuti avakungobvuma itiswa zvese zvese. Mr Mugabe you are doing a great job.
Justice for Hannah please
Pese panodanana vanhu advantage inotofanirwa kuwanikwa
Waiting
baba vaiziva kuti havasi muridzi kungoti vainakirwa namadam but hama dzapindira now
Am getting addictive to the show now❤❤❤❤
Mash central women never disappoint
Mature Man. Salute
Justice4Hannah
DNA to first hubby please
Haaa vakadzi ngatidzidzei kuita munhu 1 at time. Zvinonyadzisa zvamunoita especially type yemukadzi uyu inoramba kutaura baba vemwana haa ndiSatan chaiye
Akagona manje mukadzi uyu varume vanoda kuzvita vakangwara ivo vakapusa anzwa butter 😂😂 hw cn u expect munhu kut ave faithful iwe usiri
Ndange ndine hope Kuna mainini
Haaah Mash Central mabarika nechihure maone chaiwo!!!
😂😂😂
Havana imwe hobby kunze kweChihure 😅😂
People they don't mind there own business ayiwa vanhu vese vakungouya vazhinji vakanzwa nerunyerekupe aaah 😂 Kuti ukuchengeta mwana Asiri wako 😂😂😂😂😂😂
They deserve each each hahahahha ndikoko.
May God give you peace❤
7 kids uuumm kokudzikama vochengeta 5 vese vachakurira munhamo in souljah love singing 🎶 😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Zvariro yacho nhaimi iwe usina chaunacho kudaro
Justice for Hannah
Please make us download
VaShadhaya vakataura vatumwa
Mai ava havana nyadzi kana ka1 apa vakuita rafu murume akutaura kuti taura baba vemwana tikwanise kuchengetana iwe woramba. Dunhunhu remukadzi ndachitofunga kuti muri munhu kwaye ini
33 yrs vana 7 kugara dumbu rakangofuta chete Haa kana chi drone chosara pasi
Kkkkk. Kugara dumbu rakangofuta here amana
Amai taurai muridzi wemwana hamunga kanganwi munhu akakudyai bota
Mwana ndewemurume wekutanga😢
Please we need to download
I did not see this coming
Handisati ndambonzwa mutupo unonzi Shava Mhofu Nematombo
Kana neniwo
Church yekwa Marange early marriages #14
Apaaaa haana kusvika Grade 7 zvayo
Nzewe dzemurume uyoo iiiih
Kliklikli
Aaa yaaaas 😂
Kkkkk veduwe
But kuita birth machine why vakadxi
Unongozorora sure mainini ayaya🙈
I had put my money on this one ndichiti mwana ndewababa ava eishy. Tinashe so ka!
Kkkk
Mamusina kugarisika mai Imi maidanana nemrume wemunhu,musati mapedzerana nemrume wenyu dzikamai imi nyika yaipa
Baba imi mcharwarisa vanhu nezvirwere dzikamai
Didn't expect the outcome, but the two vanoremekedzana ,am sorry for the lady. Asi vanenge vanodanana.