Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
GURUVE............MURUME WEMBWA PAMBERI PEDARE
HTML-код
- Опубликовано: 12 авг 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Nhai mambo, ko muridzi wembwa how far, that's not fair kwandiri, kuti ndini ndatadzirwa ndobva pasina changu, zvakaoma zvekuZimbabwe sure
Hudyire ndohuripo chete
Mambo uyu ane hudyire ko muridzi weimbwa yacho akawanei manje
Saka imbwa iyi yoitwaseiko aaah better kuiuraya
Muridzi wembwa anga achifanira kupiwawo kana mbudzi zvayo,haangafambire kuti madzitategiru apiwe mombe nhatu aaaa noooo
Taura hako haaa vatadza kuita fair zvedi
Shuwa iyoyo coz uyo atova mukwasha
Kkkkkkkkkk@@simonmapangela9272
@@simonmapangela9272😅
Dai vakatotairirana akabhadharwa hake iye apa imbwa yacho ndeyake haaa
ladies of Guruve looking very smart..vanogeza
My roots ❤
Song yandifungisa musami fire.😢😢 ❤❤❤ yakambonetsa zvayo
Ndabva ndafungawo chihera nasoko pamupururu....tongovatevera shumba kwese nemalike
@@itaimarega1615 ini ndinobva ndaita sendichadzoka kuma video acho ndimboona chihera na soko .kkkk
Ko muridzi wembwa anowanei apa ,ko iyo imbwa yacho ichaitwa cei
Haana kutozviuraya here murume uyu kusauya kudare
Thank you ne song iyi m ndandaisuva ❤
Mambo muridzi mupeyi wo mbudzi
aaah mambo hamudaro.saka muridzi wembwa haana chaanopiwa .mmmm mune hudyire imi, atleast you could have given him two cows imi nemadzitateguru enyu motora one sezvo muchidya zvevapfupi nekureba
Vatadza kutonga saka muridzi wembwa haana chaanowana here nhaimi
Ndafara hangu kuti ndaona Mambo Chipuriro ndokandinobva asi kutonga dhololo😂😂
nhai zvako mombe 3 kutonga nedemo chaiko hakuna zvakapusa kudaro ndaiende mberi nyaya iyi anongoita cimmunity service chete apa
Taura hako ndokwandobva asi matongero acho dhololo akura madhara aya
Zvemhan'ara zvakadhakwa izvi ,sei madzitateguru ariiwo akuripwa
Taking us to another level...
Mambo 😢😢...ngavasadaro hakuna kutonga kwakadai..ko muridzi wembwa ...
Ko mombe dzacho dzinoita dzani....hakusi kwava kudya zvevapfupi nekureba here????
Matateguru anodzipedza here 😂😂😂😂😂Hakuna zvakadai
Mambo musadaro mombe 3 mmmmy anowanepiko ne100 us munhu anozvisungirira
Zvimutongo zvamambo ava zvakadhakwa aaaaah akuna zvakadaro ko muridzi wembwa imi ka mambo avarevesi ava
Mambo akatadza kutonga mhosva zvaida Mambo Mutasa, Mambo Nyamaropa naMambo Mutsa ndomadzimambo vanogona
Mambo imhata chaiyo kutadza kupawo muridzi wembwa mombe
Ko muridzi wembwa haana chaanowana here here matonga zvisiri fair mambo imi
Mambo ngawachi zorora wati kurei.
Mambo vanokara avo muridzi wembwa anowanei mnje
Ko muridzi wembwa awanei
Munhu ayu achazvouraya chete coz uumm ma1 and katongwere aka its no fear
Chief vanotonga nyaya vachidya zvavo
Mhiri kwemakungwa kune ndururani kudarikazim pakuyenzera neibwa
Mambo vapakura zvisiri feya
Mambooo matadza apa uuu
Iyi ndiyo ZNPF mambo nemapurisa ake vakaora
munowanza intro veduwee
Mambo maita zvisiri fair muridzi wembwa hamuna chamamupa ,matadza chinozororai
Imi Itai mushe imi muridzi wembwa haana chaapiwa uuuuu Mmmm udyire
Haiwawo zveku mar mar izvo mombe kuita sei kwacho
Pfungwa dzake dzaka kwana her RICHARD WACHO
Umm haya kurikuda kupfuma here veduwee zvinonyadzisa izvi isu sevarume murume uyu atidzikisira zvakanyanya
Saka muridzi wembwa afirei hake kana pasna chaawana apa
ko muridzi wembwa haa ripwewo here.. not fair mambo kuti mudye mombe dzaa ahule doghi mega
Takutotya kt akazviwuraya sekumbotaura kwake
Ndiye muchinda vekunyenga imbwa
Ko murudzi wembwa, vadii vamupawo kana mbudzi zvayo.
Hakuna mutongo wakadai ino bvepiko 1000 us kumusha
Mambo avo vanehutsite kuita senge vakutokaurisa muridzi wemombe ummmm zvjmadhara zvisingakute hudyire ummm zvakaoma 100usa
Kkkk kana nyaya dzacho dzotongwa seizvi ma1
Aàaa mambo moroya ndimi muridzi wembwa ere
It's a fair judgement but I thought besides macosts ake murudzi wembwa was suppose to be compensated
Compensated why
Muridzi haasi akabatwa saka ndoona zviri fare
Always automatically taking us to another level Drewmas media
Muridzi waifanira kupihwa roora rako mukwasha wekurara nembwa
ko muridzi wembwa
Neshamba wagona nesong yedu iyo ndopanoti drewmas ipapo
Panepasara neshamba, ayifanirazve kubvisa mbudzi. Ye chibharo chakayita kumuridziweimbwa🎉
Matadza kutonga nyaya ko mridzi wembwa aniwaneyi, madzimambo ane hudyire dyire, dayi vachidzidza kana ku copper Headman Chigodora , kwete mahubwe aya
It's true ngavacoper Kuna headman Chigodora
Imbavha dzana mambo idzii
Muridzi wembwa anopiwawo chii
Muridzi wembwa anofanirwa kupihwa imbwa nyowani
Saka mambo ndimi munebenefit yembwa yomunhu muridzi kana kumbonzi tengerwa iwe hayo ichi chitororo
Ichi chimambo ichi chimbavha
saka muridzi wembwa hapana chaanowana,ongosara nembwa yake yakaitwa mukadzi
Vakura mhani mambo avo
Imbwa ichangopiwa mabhonzo zvopera izvo
Pakaipa
Mambo vatonga cy ,saka muridzi wembwa anowana chii , hapana kujeka zvachose
Murume webwa😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Saka muridzi wembwa hapana chaawana. So why wasting my time reporting kana pasina chandinowana. Munachenjera kuzoripa imi munhu azviuraya omuka kunyangwe ari wrong.
Taurq hako
Ko muridzi wembwa haana chakewo hr mmm mambo musadaro
Muridzi wembwa nemukadzi wepfambi iyi hwfar Mambo
Ana mambo murimbudzi chigodora namba 1
Mambo vatonga dondo chairo
Vanhu ava vanobva kupi haasiri mazimbo
Enrolment in progress yatiwonesa chitsvuku 😂
Chishava chaicho 😢
You can say that again 😂
Munhu wese kwa headman chigodora ndo mambo vane yese karanganda tv
Zvinoda Chigodora and team ,mambo vane undyire
Chief vachidya hawo masweets
Let's hope haafunge mweya wakaipa murume uyu 😊
Akatotaura wani kuti akufunga kuzviuraya pane first interview ma1
Drewmas should have taken that statement seriously vakanatsotaura naye zvakanaka kuti chii chikuitika paari and offered counseling. Zvino mkoma Andrew vanopinda nemoyo munyaya idzi. Vanenge vakutoroverera munhu. They are after content.
Nyaya iyi pane akanyatsoona achiitana nembwa yacho here kana kungofungidzira munhu.akaona red handed chaiyo
Varipo iye wacho akabvuma tarisa zvakabuda nezuro achibvuma mhosva yake
@@emilymushonga1017 hoo inga zvakaoma wena
More music than the story
Zvakaoma hama🎉
Chigodora mupei TV adzidzise vamwe kutonga uye ngaave mambo idzo chembere ngadzichisiyira basa vapewo vana venyu koimbwa tichaita sy nayo ko muridzi wembwa apanawo chaari kuripwa nacho
But imi vatongi imi hamusi feyabq dai ari chief mutasa vatopawo muridzi wembwa mombe imwe.
Pamusoroi wedare, mambo imii hamunyare muridzi wembwa how far
Muridzi wembwa oti kuvatirwa imbwa oti kushaya kana huku zvayo ...saka chikonzero chekuenda kudare chii kunoti vamwe vapiwe mombe nhatu paimbwa yake
Song iyi ndoyainyanya kundidaidza kudrewmas media n nhas ndaona drewmas❤❤❤❤❤❤😂😂
Taiisa ma likes
Chipuriro unoda mombe vakomana kkkk.
Haa mambo apa hapn zvamaita kupdzera vnhu nguva munudyire fty ndimimatobhenefita zvse sezvinonzi imbwa yenyu
Ava mambo vane udyire havagoni kutonga
Saka muridzi wembwa akareperwa imbwa hapna chawana
Saka imbwa ikazvara vanhu muchatii kumwene wembwa imi mamunyima kana nhiyo zvayo, apa matadza kutonga mambo chipuriro
Chidare ichi nxaaaaa kunge vane hope vese
Muridzi wembwa aida kupiwa chii kana iyo imbwa yakanyengwa isina chayakapiwa😅
Hudyire ndohuripo munyika
Another level ❤
Zimbabwe ma1 chaiwo mombe 3 dzakupiwa madzitateguru 100 us dollar yedare komuridzi wembwa hapana chawana ava mambo ndotsotsi chairo
Iro ngariende kujeri rekukwira imbwa madzimai hobho than varume! Imi bhadharai wekuvhiringirwa imbwa😊
Thanks Shumba and yr team ❤❤❤
Kana neve ungauye kutongwa nyaya yekunyenga imbwa
Aa vanhu ava havasi fair ko mnhu anem aa ykanyengwa haanaso chaanowa
Am already taken to another level
Mutongo waapiwa unokodzerana ne mhosva yake asi dai n,anga yazikanwa yapuwavo mutongo nekuti iri kurombesa vanhu ne nzira ibe huipi
Saka muridzi wembwa hapana chaanowana? Ndimambo vekupi vasina uchenjeri. Next time vanhu vanonyarara nyaya dzakadai. Nxaaaa
100us dai maita half half nemuridzi wembwa nhai Mambo
Mambo manyama vachidya chihwitsi
Saka anembwa yakakwira haana chake
Mambo haatsenge ma sweets mudare, mombe 1 ye damage should have been given kuna baba vembwa yakabatwa chibharo.