True fact. These were spiritual riches that go with colour WHITE, Njuzu Queen of the Coast riches. He bought his coffin already, so he knew! Sad that you enjoy the money with fake people around you. But they are many more like him, unfortunately. It's a sick world we live in. It was evil money that goes with promiscuity and excessiveness. A stolen soul, shame. The guy going griiiiii😅😅😅😅
ko waidei ikoko , kana uchiti akanga akaromba iwewe wakapinda sei mu circle revanhu vakaromba iwe usina ? whats the significance of this testimony Ginimbi akafa kare
Ko iye aigoita mafans Siva intertainer here kuvanemari kunoirisa ma fans ekudii iwe uchizviti You are a fan kumunhu arikurarama zvakanaka kupfuura iwe urikumutsigira uchimusimbisa zvichikupei anotamba bhora arinani nekuti ano intateina.Ndo saka vanhu tichi tambura kushayapfungwa .
Ndatoshamisika pekunzi mushonga wake waisada vakadzi ..handingarambi kana kuzvibvuma nokuti anoziva ndiye ...inin and my sister we went to see him I think 3 or 2 weeks asatiafa ..takatoona ane mukadzi wani pamba pake .zvekuti white guys tototya kufarira clean colour here nokuti zvozonzi ......Mwari ndiye anoziva chikwadi akanoromba naye kana asina kutaura zvimwe zvenyaya ngatizvidarisei,...ldo not judge for you not be judged..
Pazimex apo
Nemi vamwe varikuzviti boys repataundi mukufa makaromba
True fact. These were spiritual riches that go with colour WHITE, Njuzu Queen of the Coast riches. He bought his coffin already, so he knew! Sad that you enjoy the money with fake people around you. But they are many more like him, unfortunately. It's a sick world we live in. It was evil money that goes with promiscuity and excessiveness. A stolen soul, shame. The guy going griiiiii😅😅😅😅
ko waidei ikoko , kana uchiti akanga akaromba iwewe wakapinda sei mu circle revanhu vakaromba iwe usina ? whats the significance of this testimony Ginimbi akafa kare
Mdhara galitos kaaa 😂😂😂😂😂😂😂
Ko iye aigoita mafans Siva intertainer here kuvanemari kunoirisa ma fans ekudii iwe uchizviti You are a fan kumunhu arikurarama zvakanaka kupfuura iwe urikumutsigira uchimusimbisa zvichikupei anotamba bhora arinani nekuti ano intateina.Ndo saka vanhu tichi tambura kushayapfungwa .
Ginimbi aari gangster and ari mbavha chete😂😂. Zvekuromba izvi rato drama
Ko gangster harirombe here
Life is the most important thing not mari
Money is beautiful baba clean money is the best
Bag ndokuti mambo tsano
Ari mupenyu Tanga tisingakunzwii
Ndatoshamisika pekunzi mushonga wake waisada vakadzi ..handingarambi kana kuzvibvuma nokuti anoziva ndiye ...inin and my sister we went to see him I think 3 or 2 weeks asatiafa ..takatoona ane mukadzi wani pamba pake .zvekuti white guys tototya kufarira clean colour here nokuti zvozonzi ......Mwari ndiye anoziva chikwadi akanoromba naye kana asina kutaura zvimwe zvenyaya ngatizvidarisei,...ldo not judge for you not be judged..
Kkkkkkk guy's you are funny kupisa imba imagine endawo ka unoromba kana kuromba kune mari
Y do u protect ginimbi
We didn't say toda kuromba but tikuti ginimbi akaromba
Haaaa kuromba ihorror
Aaaaah iwe
veduwe ginimbi aizvishandira ne simba
Zivai zvamunotaura mukoma
Family states otherwise even wanting to burn his belongings. You are busy fooling yourself.
Ibvapo iwe asi urichidhoma chake
Endawo unoromba musatipedzera bhanduru
But why didn't you say this when he was alive guy's be serious 🤣🤣
Eh xaaaz 😂😂
U don't tell us wen to say it. You are being blinded by satan
It has been said before but people worship money and decide to ignore the truth
Phone number saved My Vodacom dzaitozvifonera😂😂😂😂😂
Kunyepa uku ginimbi aishanda baba
He was hard working
Nyarai vakomana
Aishandepi mukoma
Dzaishandepi .. tiudzeiwo tizive
Keep fooling yourself.
True
Ibvapa iwe