Breaking News: Imwe YeMbavha Inozviti Sekuru Tasvu Yabatwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 19 апр 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
    @SekuruTasvuOfficials @sekurukanengotv @SekuruChapolaTv

Комментарии • 639

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyi  Месяц назад +22

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb

  • @TerrencemadondoTerrence
    @TerrencemadondoTerrence Месяц назад +33

    Muregerereiwo sekuru tasvu mukomana uyo mudzidzisei kushanda

  • @user-qc7js9zr2i
    @user-qc7js9zr2i Месяц назад +23

    Ndanzwa hangu tsitsi,akaba hake ASI inzara,kushaya mabasa

    • @InocenteMatule
      @InocenteMatule Месяц назад

      Kkkkk inhamo yega yega akomaana tisaita kubira vanhu vamwe midzimimu yavo haibvume kubirwa

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Месяц назад +13

    Sekuru Tasvu hapana zvemungamuita here mozomuroyonora after zvimazuva.

  • @Veronica-xk3so
    @Veronica-xk3so Месяц назад +19

    Sekuru devedzai munhu iyeye ari ku South Africa ne mushonga auye ega ngashaye rugare ikoko

  • @fortunategondo2872
    @fortunategondo2872 Месяц назад +4

    Kubirwa kunorwadza chokwadi,asi muregerereiwo sekuru.mubatsireiwo

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Месяц назад +5

    Ndne hurombo nevanoti ngatirove avo ngozi dziriko varume munhu aresva anongoregererwawo

  • @SusanChauke-mn8ff
    @SusanChauke-mn8ff Месяц назад +3

    Uuúuu akaresva kwekutambira sekuru akusvibisai Zita renyu takutoshaya pekupinda nekunyara

  • @reasonkupenga4925
    @reasonkupenga4925 Месяц назад +3

    Nevasina kubirwa mongoreketawo sry henyu sekuru Tasvu muregereiwo kutadza kuri muvanhu

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym Месяц назад +5

    Mbavha nevaroi hokoyoyi na Tateguru Tasvu. Basa se basa Tateguru ❤❤🎉🎉🎉

  • @tapiwachimbangiza9379
    @tapiwachimbangiza9379 Месяц назад +8

    Sekuru vanototyawo kubirwa iwovachibatsirwa vabirwa

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza Месяц назад +1

      Hakusi kutya kubirwa but vari kunzwa tsitsi kune vanobirwa pachishandiswa zita ravo

  • @user-eh3xo6zn1d
    @user-eh3xo6zn1d Месяц назад +2

    awula mahloni fuseki ungcolisa ibizo lika sekuru Tasvu

  • @user-bf1hd6uk1d
    @user-bf1hd6uk1d Месяц назад +4

    Ndakatombotaurawo naye munhu uyu achiti ndiye Tateguru Tasvu ndakazoshaya zvangu mari yekunobatsirwa zvakaoma ende futi .

  • @sharaicarara8005
    @sharaicarara8005 Месяц назад +3

    Vakabira mkoma wangu ku Botswana futi vanhu ivava ngavasungwe imbavha

  • @cassandraker
    @cassandraker Месяц назад +6

    Anonyepa mukoma robbie kuno vanotoziikamwa uyo nevakawanda i hava a friend in SA akaitwa iyoyi

  • @ShellyMuridzo
    @ShellyMuridzo Месяц назад +1

    Hona sekuru Tasvu weee ndimambooo❤❤❤❤❤ am singing zvnku

  • @BlessedGoreraza-ez7wo
    @BlessedGoreraza-ez7wo Месяц назад +1

    Basa sebsa sekuru Tasvu ❤

  • @Qwinpin
    @Qwinpin Месяц назад +2

    Oh hanzi Sekru Shiri vanondifadza ne voice ravo😂❤... Hanzi iyindiyo inonzi theft by conversion. I

  • @joy-ur8ct
    @joy-ur8ct 8 дней назад

    Vakawandisa vanhu ava zvaindinetsa kuti sekuru sei vasiri kuvabata

  • @mattymazuru11
    @mattymazuru11 Месяц назад +5

    Kubirwa kunorwadza mbavha ngairangwe sekuru

  • @chenaimuzanenhamo8292
    @chenaimuzanenhamo8292 Месяц назад

    Akambondiisa message munhu , ndikamuti hausi sekuru, urimbavha iwe, ndika blocker

  • @nyarendaelizabeth
    @nyarendaelizabeth Месяц назад +3

    Haiwa newewo vakazungaira unobvisa pamari yekubatsirwa pafone usina kuona chiremba chacho Seiko haiwa birwai

    • @BigboyTope
      @BigboyTope 22 дня назад

      Desperate ndoyokonzeresa kudaro

  • @JorumSibanda
    @JorumSibanda Месяц назад +1

    Good job

  • @melodynzwanaishoko2421
    @melodynzwanaishoko2421 Месяц назад +5

    Vanhu dzidzai kushanda

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora Месяц назад +8

    Chokwadi ndo team ririkuuraya iri

  • @ChristyMilly-zp4op
    @ChristyMilly-zp4op Месяц назад

    Kkk Yaaa Ndiye akati ndimutumire Mari but ndakanyumwa andina kutumira

  • @LilianDzingai-tn2ut
    @LilianDzingai-tn2ut Месяц назад +2

    Ingosimai mhodzi yerudo mumoyo sekuru mumunzwire ngoni ,mudzidzisei kushanda

  • @GinnahTadiwa
    @GinnahTadiwa Месяц назад

    Arikureva nhema ngaarohwe

  • @shupidongo2867
    @shupidongo2867 12 дней назад

    Iyi ndiyo mbavha chaiyo

  • @MaiShosho
    @MaiShosho Месяц назад +8

    Asi zvivindi zvekubira n’anga anozviwanepi.

    • @gladysxaba5863
      @gladysxaba5863 Месяц назад +1

      😂😂😂😂😂😂 ndatya nazvoo😅😅😅

    • @evelynekamutasa-mq6em
      @evelynekamutasa-mq6em Месяц назад

      Vakatowanda endai kufb muone kuti kune mapage mangani akanzi Tasvu neakanzi Kanengo apa Sekuru Tasvu vakavhara page kudhara chaiko

  • @phylliskhumalo-lp8mk
    @phylliskhumalo-lp8mk Месяц назад +1

    Ngàvamupe size chaiyo....benzi mbavha yemunhu kusanyara ngavabate umwe wacho

  • @BlessedGoreraza-ez7wo
    @BlessedGoreraza-ez7wo Месяц назад +1

    Tanzwa nembavha idzo

  • @user-bi2ei1nf9y
    @user-bi2ei1nf9y Месяц назад +2

    Rovayi kusvika amama

  • @littlechefvickymommy6279
    @littlechefvickymommy6279 Месяц назад +2

    Aaaaah mwana uyu anoziva zvaarikuita here, humbavha hwamupa confidence dzemahara. Unotobvuma kupfeka jira reredzo risiri rako. Aaaaah shame. Humbavha siyai kubira vanhu varikuzvitamburira.

  • @ThandoNcube-xy2fo
    @ThandoNcube-xy2fo Месяц назад

    Dambudziko nderei muzukuru

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y Месяц назад +4

    Musa muvhiringe anotaura sei mese mawe sekuru Tasvu here nhai vadikani mose makadyirwa mari yenyu here nemurume uyu

    • @plaxedesgariyano3304
      @plaxedesgariyano3304 Месяц назад +2

      Mubvunzo 20 anodaira sei nhaimi nhaimi

    • @user-eq1yp5xx3y
      @user-eq1yp5xx3y Месяц назад +1

      Wese anotoda kubvunza nhai wari kumuvhiringa shuva mibvunzo 20

  • @user-bc1wx3vg7x
    @user-bc1wx3vg7x Месяц назад +2

    Ngaende kujere imbavha

  • @Dube100GStar
    @Dube100GStar Месяц назад +1

    Iyii imbavha ngaisungwe

  • @stevetailor7750
    @stevetailor7750 Месяц назад

    Gadzirai jakalasi iyi SEKURU

  • @martinmusira7990
    @martinmusira7990 Месяц назад +4

    Mpfana akutozama kuudza vanhu kti mukubirwa nevanhu vakawanda vachizviti Tasvu ivo vakti ndiwe chete wega, vachaona kti even iyeyu akaenda kujeri mucharamba muchibirwa Dai mashandisa information iyoyo yaari kupa kubata vamwe

    • @user-lm1mf1gz9c
      @user-lm1mf1gz9c Месяц назад +1

      Haaa pakazara vanhu vechipurazi purazi vakadhakwa

  • @Mamoyo-gu2ei
    @Mamoyo-gu2ei 18 дней назад

    Ini ndakatonzi Isa 1000rands ,ndikati andina Mari ,ndaipihwa pressure everday

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa Месяц назад +5

    Imbavha zvayo bt pakudaira indandiii😂😂😂😂

  • @kudakwakebonzo7517
    @kudakwakebonzo7517 Месяц назад +2

    Imbavha iyo tsasvurai munhu teteguru

  • @richmutsena9709
    @richmutsena9709 15 дней назад

    Vakawanda vakarohwa 🎉Mari neboyz

  • @skhanyiswemhlanga7445
    @skhanyiswemhlanga7445 Месяц назад

    Mushaya mabasa sekuru ini ndaka dlirwa mari matsotsi

  • @geesibanda1036
    @geesibanda1036 Месяц назад +2

    Mbavha idzi dzinonyepera kunzwisa tsitsi kana dzabatwa apa riri kunyepa kuti 2transactions vanobhowa vanhu ivava vanokupinza mugumbeze nebhutsu dai sekuru varisota rimborwadziwa

  • @BlessedGoreraza-ez7wo
    @BlessedGoreraza-ez7wo Месяц назад +3

    Akatotiza kuno uyo kuSA imbavha uyo😅

  • @user-ls6go9pw6n
    @user-ls6go9pw6n Месяц назад +1

    Never vasamuregerera ngavape vamwe vachada kuba message

  • @faraidamba9317
    @faraidamba9317 Месяц назад +2

    Amuregerereo Sekuru kurondedzera kwake anenge ari PA chokwadi

  • @SamsonRuvengo
    @SamsonRuvengo Месяц назад

    Ivo sekuru tasvu imbavha

  • @demepranselfcatering4093
    @demepranselfcatering4093 Месяц назад

    Munzwireii nyasha sekuru ndapota musikanzwa zvawo asii ingomunzwiraiwo tsitsii

  • @user-ls6go9pw6n
    @user-ls6go9pw6n Месяц назад +1

    Mbavha yakafanana nemuroyi musasiya munhu ari mupenyu mari yangu haiende mahara

  • @SimbahChiezah
    @SimbahChiezah Месяц назад +1

    Imbavha iyi

  • @joelmasomera506
    @joelmasomera506 17 дней назад

    Mapurisa aiva mangani coz public ndiyo iri kuita tsvagurudzo yenyaya. Zvese zvaitwa apa zvobatsira kuhadziriswa kwenyaya here or imarketing strategy.

  • @AndersonMhlaka
    @AndersonMhlaka Месяц назад +1

    Vanhu vakubira vanhu Mari handivanzwire tsitsi ...I was scamed Mari yangu yematemba shuwa kwauri Mwari akukomborere

  • @user-ph8le7ny2h
    @user-ph8le7ny2h Месяц назад

    Muregerereiwo sekuru mwana wenyu vakuru vanoti kubereka kwashamwari ndekwako

  • @evelynekamutasa-mq6em
    @evelynekamutasa-mq6em Месяц назад

    Saka sekuru kanengo vane moyo wakanaka vakamubatawo vakato mubatsira vakamuti ndibatire vamwe vanhu 3 vanozviti ana Tasvu

  • @user-ox5py6ph3n
    @user-ox5py6ph3n 21 день назад

    Muregererei sekuru, nyika yedu ndoyakuitisa vana vabe😢

  • @moffatarufiyati9570
    @moffatarufiyati9570 Месяц назад

    Imi vanhu imi poreswayi nedenga ramatenga pasina mari yamuri kuchema iyi ...Sei muchivhiringikaso. Vhareayi mari muchakavharika ndizvamunodaa

  • @LoiceMagudu
    @LoiceMagudu Месяц назад

    Wabakwaa

  • @pnasheclarah
    @pnasheclarah Месяц назад +2

    NdivanaTshabangu vekun'anga😢

  • @pridekoga
    @pridekoga Месяц назад

    Pamwe ndisekuruwo Tasvu, vanemazita akafanana uye irin'anga

  • @calistomunditi7960
    @calistomunditi7960 Месяц назад +23

    TASVU vs tasvu😂😂😂😂😂😂

  • @user-wl5dr8oz3n
    @user-wl5dr8oz3n Месяц назад

    Ada kubatsirwa ngaende kumba kuna sekuru tasvu izvi zvepamafoni izvi zvinenyaya bavha dzawanda

  • @GraceChando
    @GraceChando Месяц назад

    Mmmmmmm Mwana akangokurira Mushumiro zvakazofamba sei Wanyadzisa .........

  • @zvazvazva1270
    @zvazvazva1270 Месяц назад

    Ngaaregererwe. Munhu anotadza hama. Saka ari kutotamburawo sekuona kwangu.
    Vari muhurumende avo vanoba pachena sei pasina zvinoitika

  • @user-to5xm5lt4k
    @user-to5xm5lt4k Месяц назад +1

    Vakawanda vanhu ava sekuru

  • @fungaimanyenga1402
    @fungaimanyenga1402 Месяц назад +1

    Yes akatadza but mese mubvunza anopindura aniko..

  • @matthewchikaka3946
    @matthewchikaka3946 Месяц назад +2

    Mabasa eCALA vapfana varikuita ma prac

  • @PATIENCESYMON
    @PATIENCESYMON Месяц назад +1

    Imbavha zveshuwa

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Месяц назад +1

    Ngaende kujere

  • @wilsonchipanga7868
    @wilsonchipanga7868 27 дней назад

    sekuru tasvu chimuregerarayi mukomana uyo asi muudzeyi kuti asazviite futi ngaadzidze kuzvishandira

  • @cobradube3827
    @cobradube3827 Месяц назад

    Chimutasvu akagadzikwa pasi, now pabatwa umwe fake Tasvu, tasvu one , one tasvu ngapihwe Gud advice chete mface uyo adzidze kushanda nemaoko.

  • @gladysxaba5863
    @gladysxaba5863 Месяц назад

    Zvakaoma

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 Месяц назад +3

    Kunyanya kuda kushoperwa vanhu ve Zimbabwe. Let's pray.

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 Месяц назад +2

      Matambudziko anosiyana , scammers are all over. International banks and are losing billions to scammers even with the best security.

    • @SaselamaniMax-rm6nw
      @SaselamaniMax-rm6nw Месяц назад

      Mmm usataura uchidaro wangu kana kwenyu zvichikufambira, nyika iyi yaunoona yakasenga, rimwe ramazuva uchazvirangarira zvandiri kutaura izvi

    • @ltm454
      @ltm454 Месяц назад +1

      Chero kumaChurch kune vanhu vakubira vanhu mari vachiti maprophets

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 Месяц назад

      Nemaporofita ariko mascammers

    • @caswellshoko4617
      @caswellshoko4617 Месяц назад

      Namata wega unoda kunamata nani wawaona asinganamate.

  • @daglasmoyo1442
    @daglasmoyo1442 Месяц назад

    Mapurisa ese number 1 pakugona mbavha emu Zimbabwe chete mamwe handizivi hameno ikoko.

  • @clintmarairomba4108
    @clintmarairomba4108 Месяц назад

    Muregerereiwo sure sekuru kutadza kuri muvanhu

  • @Qwinpin
    @Qwinpin Месяц назад +1

    Vanhu vakadai ndivo type inoba ma bags akazara ana gondwa, nyoka nezvikwambo zvakafeka chuma then they start looking for ana Sekuru for help.

  • @user-rj3lf4tl8m
    @user-rj3lf4tl8m 12 дней назад

    Chokwadii page rasekuru Tasvu rinevanhu vakawanda varikutsotsa sekuru vamwe vanoita kunge ma assistance dzirimbavha

  • @ZororoOdiousChikwiro-gl6jm
    @ZororoOdiousChikwiro-gl6jm 28 дней назад

    Haaa team Tasvu makutipedzera data mahara

  • @user-il7tx8ml4o
    @user-il7tx8ml4o Месяц назад +1

    Rovai munhu mhani

  • @user-tv2zp8vx3w
    @user-tv2zp8vx3w Месяц назад

    Kumbira nezita remunhu akubatsira vanhu vakurapa vanhu sekuru muri mhondoro sekuru Tatsvu mbavha vakuda kuti musvibe varikuyeka ma face book yevanhu

  • @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl
    @TinosGivemoreChakuchichi-zk4hl Месяц назад

    Kkkkkk Ngatsige nyika mhani uyo munhu

  • @user-dd6ik3sy9v
    @user-dd6ik3sy9v 16 дней назад

    Haaaaa nhamo Ty akaipa zvayo vanhu kuita zvisingaite chokwadi kufira 30 here😭

  • @maviskaseni
    @maviskaseni Месяц назад

    Abatwa sey 😅Inga zvakaoma zvirimu zim

  • @BhemaValleyStudios
    @BhemaValleyStudios 25 дней назад

    Saka Sekuru vaone zvavaitirwa here

  • @Samuelsith
    @Samuelsith Месяц назад +2

    Zvakafanana Na iye Tasvu wacho ano dyira vanhu Mari pa hwindo anoda Mari ukando muona mukati anoda marizve iye Tasvu zvatinonzwa ka RUclips handizvo zvaari ulaendako kwa Tasvu unodyiwa Mari yakawanda

    • @Liberty.80
      @Liberty.80 Месяц назад +1

      E nhai anozviitirei tasvu wacho zvekut munhu senda Mari pafon asati asvika padare

  • @PATIENCESYMON
    @PATIENCESYMON Месяц назад +2

    Sekuru,pisai munhu.Vanhu dzidzai kushanda.

  • @normatterpfumbirayi-tj1pl
    @normatterpfumbirayi-tj1pl Месяц назад

    Plz munhu iyeye ari kuno kuSouth Africa sekuru Tasvu ndavaite adzoke kuzimbabwe , ari kubira vanhu mari

  • @ThandoNcube-xy2fo
    @ThandoNcube-xy2fo Месяц назад +1

    Mbavha ngadzibatwe kusvipisa zita rasekuru Tasvu vanhu varikutambura kutsvaga kuda kubatsirwa votorerwazve kamarikacho aaa utsinye chaiho

  • @user-qk6yf6yc2g
    @user-qk6yf6yc2g Месяц назад

    Vanhu dzidzai kuudza mwari nyaya dzenyu zven'anga izvi umwe achafa ,, Mwari haadi chemunhu

  • @PrinceKobeleka
    @PrinceKobeleka 12 дней назад

    Ndombavha dzakatibira 2700 yangu stvatu dai ukambobuda honye

  • @Mamoyo-gu2ei
    @Mamoyo-gu2ei 18 дней назад

    Kutsvaga marii

  • @rudzichief6207
    @rudzichief6207 17 дней назад

    Wwaita lucky waibira munhuo anotya mutemo , wairohwa nemheni

  • @ruvimbomachokoto7529
    @ruvimbomachokoto7529 Месяц назад

    Aaaaaa zvakaoma

  • @jackmashinge3697
    @jackmashinge3697 Месяц назад +2

    mutorei amana inhamo. Ngaapinde muband

  • @user-sj4ds7lv6l
    @user-sj4ds7lv6l Месяц назад

    Mbavha ngaisungwe

  • @user-no2yr9rr4q
    @user-no2yr9rr4q Месяц назад +1

    Kutori nerimwe gororo kulipopo rinozviti sekuru Tasvu hanzi kuparabhorwa

  • @EddyKadira-tf6om
    @EddyKadira-tf6om Месяц назад

    Ngaasungwe

  • @AliceGurure
    @AliceGurure Месяц назад +1

    Haana chainacho uyu aitodawo kudzidzira zvechin'anga izvi haatozive chinhu muregerereiwo ndakumbirisa zvangu sekuru tasvu