Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
I like this Sekuru talking about helping people in hospital
Mbavha idzitaneta nazvo isu tomhanya kwajesu
Sadare Mnisi is very humble man
Get away nehurombwa hwenyu mese ipapo. Futseke wako Sparks unoda vanhu vamhanyire kukasekuru kanorombesa?
Haa sekuru ava ndevepondo vanoshungurudza mukadzi imu munohura shit yemunhu
Ini chandinoziva ma days a Tapiwa mukomwana uyo aiva muno mu south Africa vanhu musatsvaka miri nezita evamwe
Sparks uuu bambo safe here
Kwaziwai sekuru inga makafanana na Tom Jones kkkkkkk
😂😂😂😂Asi chiii nhai
😂😂😂😂😂😂 vandinakidza
Kkkkkkk I think ma brothers 😂
Kkkkk neni ndatombofunga kuti ndiye😅
Shavi iri nepainternet kufananidza vanhu vese vese
Guys I just chatted with him on WA after I was in big trouble and he just said to me it is well and to my surprise the same pple who ganged against me vakabva vapandukirana itori mame mame izvezvi so vari kusurirana Vega ikoko
Hayas shona yako hainzwike
Iye tarisa Patrick kamkukukemba vanasekurubandq ndo nganga manje rich imbaseimbanot simbeidziwant wuickbucks😂😂
Murume uyu ndomuzivisa achiridza mumhanzi ari pa Limpopo
Very humble murume uyo kudarika vamwe vose vatinoona apa
Kkk hapana apa i know the guy anotobva kumaraini kwedu aimboita zvekuimba zvikaramba akati regai ndirombere zveu n'anga
😂😂😂,@@melodymanyise6120
Zveshuwa here Melody @@melodymanyise6120
Kkkk@@melodymanyise6120
Rwendo rwuno tichafa nguva isati yakwana vana vedu vane nungo dzekushanda waenda ikoko
Vaphana vamazuvaano varikuita munana😂
Yaaah neeeh
Kune akatokupa Mari akasungwa arimo mujeri mbavha
ZVIVANHU ZVEKUDA MARI YEVANHU...MUSAZVIISA PAMHEPO ZVIMBAVHA IZVI
Hapana vanonyeba
Mmmmmmm
Kutsvaka mari yevanhu kusada kushanda nxaaaa
Ummm kuromba hangu kwete
DjSparks makutyisa imi muchatomba
Akazodiiko Tadiwa
Muricy sekuru
Pakurombesa apa iiii ko seizve nhaiwe pax
Ok
Usanyepe iwe
😂😂😂❤
Sekuru zvimwe zvose zvinorapika, asi ko vaya vanenge varegedza kunwa mapiritsi va defaults munopagona here,?
You put your life in danger hazvikwanise izvozvo
uchi regedzerei 😂😂😂
@@BlessingMuronzi kkkkkk handiti vati huyai zvose ndinogona
@@EDWINNyamukunda kkkkkk handiti vati ndoda vaya vanenge voda kufa, vamwe hanoregedza kunwa vaona kuti mivir yagwinya, uye ndiko kudzidza kubva kunyanzvi dzana chiremba vana mazvikokota
Ndinoda Rukawu Sekuru
Makore haambonyadzisi anotodadisa vamwe vari kutadza kupasvika ipapo
Tom Jones
Odzokera kumunhu wake
Thank you kulee
Sekuru Ava should be stopped quickly