Chief Mutasa, leading by example, Well-done Mambo, whilst some chiefs and headmen only think of kuripisa to fatten their wallets, you have done and showed it the other way round♥
Believe it or not,the true wisdom saviour leadership in Zim deserves someone from manicaland not the privileged catholic schooled guys ,who assassinated Chitepo and Tongogar
We are never going to rest, the thing is, we have a problem. Once we have grown up, us the zintandane we end up being divided by the relatives who are supposed to protect us. Once divided, the circle ⭕️ continues, despite some of us having attained University education. I have seen it all in the SADC Region. It’s not in Zimbabwe 🇿🇼 alone.
My chief smanyika the leadership saviour of Dzimbadzamabwe should be someone from manicaland , anyone who pretends to be the munhumu t is deceiving,the liberation war blood stains paints more of truism patriotism from ET and JT
People really like to waste time. Mubobobo simply does not exist and there is no point talking about it. Musatambisa nguva dzavanhu. Iwe wapa Oath yokutin uchataura chokwadi, iwe wovhura muromo wotaura 100% LIES. Koita futi munhu anotumidza mwana kuti NOBODY. Zvinenga zvaita sei?
Hapana chaanoraura nezve mubobo mdara nekuti anga asina stop abusing old people iye akabata mubobo akasiya vana vachipenga sei anogona kutaura zvekuti une mubobobo asi varwere vosara vachirwara
Thanks chief Mutasa ndabva ndabuda musodzi god help this family
This is so touching. Thank you Chief. Zvinotendwa. Wedzerwai huchenjeri nemakore ekurarama. Wedzerwai pamatapudza.
Mambo Marange munakopa hushe from Mambo Mutasa.Mambo Mutasa ndaombera zvangu ,Wedzerwai makore ekurarama Shumba 👏👏👏👏👏👏
Haaaa mambo Marange hapana hapana paya. Hudyire too much. Simba akapotsa afirako kudare kwake anditodi kuriona zidhara riya. Richingoshona zvenhando. Useless. Ndoremekedza mupurisa wechikadzi chete uya mmmm anoshanda haikona zvekutamba.
Chief Mutasa, leading by example, Well-done Mambo, whilst some chiefs and headmen only think of kuripisa to fatten their wallets, you have done and showed it the other way round♥
Mmmmm Mambo Mutasa rambai muine moyo iwoyo. Ndabatikana nenhoroondo nedambudziko rakatarisana nenherera idzi. Ndatenda nekubatsira kwamaita. Muwedzerwe pamatapudza🎉
Kkkkk Chief Chief Mutasa sya munondipedza pamberi nekufumura tudhara utu tomubobobo utu tutsotsi haa munebasa and munenjere dzokutonga Mwari varambe vachiwedzera wisdom kwamuri tutsotsi tupere uto
Well done mambo Mutasa ndokuti mambo uku ,vane vanhu vavo at heart musikana uyo ane hushingi chaiwho.
Mambo Mutasa mnogona chirerra nherera rambai makadaro,uye Mwari vakuwedzrrei.You deserves to be a President.
Well done Chief Mutasa with your assistance to this family
Mambo Mutasa Mwari vari kudenga vakuitirei zvakakora. Tinozvibonga maningi zvemuri kuitire chihara. Gusvu kwemuri 👏 👏 👏 👏
Ndarwadziwa nemwana musikana uyo ...
Chief Mutasa vanotonga zviri fair kukunda ma courts emu Zim
Yes vanotonga zvavo,asi nyaya 1 yaCardwell Chiteka ndoyavakuvadzikisira havana tongwa zvanaka pashanda huori
Ndopakati mambo muchetedzi wevanhu kwete vamwe vatinoona vanotorararama nezvinyu zvevanhu vanenge vachitotambudzika vovatorera zvishoma zvavanazvo.Ndino kutendai Mambo Mutasa❤
Chief Mutasa to the world ...long live your Highness
I love this chief ❤
Mazvita mambo Mutasa. Mubetseri wenherera.misodzi yangu yayerera.
Thanks Mambo Mutasa, tazopedza kuona tave kucheka ma onions manje
😢😢😢vanaSatande kugarika nemisodzi yevamwe. Kuturira nhamo dzese mumba menherera 😢😢
😢😢😢hunherera Mwari wangu izondichengetaiwo ndigosiyawo vayaruka vasadzungaira
Believe it or not,the true wisdom saviour leadership in Zim deserves someone from manicaland not the privileged catholic schooled guys ,who assassinated Chitepo and Tongogar
Well-done changamire haaaa munodadisa ndikunzwa kuda kupara MHOSVA kudunhu renyu ndimbotogwawo mudare renyu ndichimbopota ndichiita tunharo MHOSVA yacho ndichinzi ndakarara nemukadzi wemunhu kkkkkkkk tamboseka but mambo nyaya yamufundisi palodge haaaaaaaa itai plan pliz hatinakugutsikana😭😭😭
We are never going to rest, the thing is, we have a problem. Once we have grown up, us the zintandane we end up being divided by the relatives who are supposed to protect us. Once divided, the circle ⭕️ continues, despite some of us having attained University education. I have seen it all in the SADC Region. It’s not in Zimbabwe 🇿🇼 alone.
As the chairman of SADC I will look into that.
Mambo mutasa wanogara wachipa wanhu wanotambura mari nechikafu,may god bless this king,
Thank u Shumba mabatsira chose
Kababa ako kandisemesa, mishonga yekurasira nherera nxaaa mani
Thank you chief
Thank you mambo mutasa raramai nekusingaperi
Mwana uyo vakatoona kuti anjere ndarwadziwa kuchengeta vamwe vese vanopenga apa vakomana ucharwapwa mwanangu ugotsatoitawo imba yako ramba wakashinga nevana vamaivako
Thank you Mambo, maita basa stereki 😢
Mambo munogona chaizvo asi panyaya yaCadwell Chiteka anemukadzi akatorwa namufundisi makaizopedza sei
Mwari wedzerai chief vanechipo chikuyananisa
Ndabatikana nehupenyu hurikurarama vana avaa musodzi yangu yabudaaa
Hoo saka musikana unopenga hake zvirinani,uyu mumwe mukoma wazonyanya Kuita opposite neZesa.
Mambo makatumwa namwari mukagadzwa namwari rambai makadaro
Long live chief Mutasa
Shumba for the people
Kana uri nherera ma1 ive same situation 😢😢😢😢
This story makes you think like what is hama because ishhhh this is sad !
Pakabviswa kamba gumbo richirikurwadza here I wish mubvunzo uyu ubvunzwe ...and kana vakapora baba murimbwa
So touching.
Tinotenda nekubatsira kwamaita mhuri iyo mambo Mutasa.Ndabuda misodzi vana varikutambura Ava kunge vasina hama😂
👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿Mambo Mutasa munodadisa
Mambo wedzerwayi pamapangudza
Shumba mazvita 🙏🙏🙏🙏🙏🙏chirera nherera.
Uuuuuu mambo ndokutendai nekumirira nherera. Ndafara zvikuru nekuratidza simba reumambo . Musodzi yadonha kutauraidi .
Mambo ndinokunamatirai siku nesikati murarame kakawanda
Kamba yakaenda naChiremba zvikanzi yakazopiswa? Zvinechokwadi here kana Kuti yanga yagara iri yeN'anga. Sei isina kupiswa ipapo
Mati Dr Sadziwa vakaona ngozi pamwana?? Handina kunyatsopanzwa
Ndabatikana kuva nherera kwakawoma veduwe
Ndokuti leader
Mambo woyeeeee❤❤
Mambo maita basa zvikuru wedzerwaii makore ekurarama panyika
Mambo wedu ka uyu mamuona kuti haakusiyei nenzara
Mambo vakatumwa. Mwari ngavarambe chikupai uchenjeri nerudo
Zvakaoma sure kuita nherera soo unokandirwa zvese
Muverengi unogona kuverenga nhau
Nhai wedu, ndazwa kunzi sabhuku onini? Newungwe? akazosara achipisa icho chikamba chemubobobo ari ega, pasisina amweni, zvineumbowo here kuti zvedi chikamba chakapisiwa? Ako kababa kemubobobo kanofanirwa kuendwa nako kuseri kweumba kusina makamera kamboneriwa twumbama twushoma mbijana, nekuti kanopangidze kuti kachiine zvimweni zvakachiri kufuridzira kunherera idzo. Kanonyeba kuti kainge kasingazviziwi kuti kakasiirwa mubobobo! Inhema rudzii idzodzo?
Asi Mambo Mutasa, shuwa muriMambo wemene chaiwo! I was cutting onions when he gave those kids food and money to eat! Ndapa hangu kutenda.
My chief smanyika the leadership saviour of Dzimbadzamabwe should be someone from manicaland , anyone who pretends to be the munhumu t is deceiving,the liberation war blood stains paints more of truism patriotism from ET and JT
Shame zvorwadza zvediii
Kamba haina kundopisiwa iyoo..inoshandiswa kutsvaga mari
Tete nhoroondo yenyu haibatsiriba apa. Parikudiwa solution chopo chopo tete.
Shumba mazvita chirera nherera
Mambo munotendwa
Its a painful story 💔
Mambo hazviite here kuti muite mukuru wemapurisa muharare ,kadoma ne kwekwe
Madzimambo ose ndaadziidze kuna mambo Mutasa kupa vanotambudzika not kutorera
Shem ndarwadziwa chokwadi hama idzi vasadero veduwe
Mai avo varikuti chiiiko vanopenga Mai avo
Baba avo iduzvi ...and why imba one ndoinorwara chete nxaaa nonsense ...avo varikupenga ngavarove baba avo padare pacho zvitori nani nxaaaa
Vanhu tine hutsinye zvechokwadi
Ngavaende kwa Mukotsanjera
People really like to waste time. Mubobobo simply does not exist and there is no point talking about it. Musatambisa nguva dzavanhu. Iwe wapa Oath yokutin uchataura chokwadi, iwe wovhura muromo wotaura 100% LIES.
Koita futi munhu anotumidza mwana kuti NOBODY. Zvinenga zvaita sei?
Shame
😢😢😢😢😢😢😢so sad
Unherera hwakaoma
Why nherera tisinawo zororo
😭😭😭👏
vakaoma
Chief mutasa tokumbirawo muchibvisa mambo marange wakura hawana chawanoziwa
Hapana chaanoraura nezve mubobo mdara nekuti anga asina stop abusing old people iye akabata mubobo akasiya vana vachipenga sei anogona kutaura zvekuti une mubobobo asi varwere vosara vachirwara
So sad