Domestic Issues: Murume arikuti Bhaibheri rinoti ukatongwa nemukadzi haupinde denga.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 95

  • @sandrataderera4487
    @sandrataderera4487 2 года назад +29

    God bless whoever is reading this message give them an understanding and wisdom to find good partners and have marriages. May they live long and see the goodness of the lord in the land of the living 🙌

  • @fadziachirongo4280
    @fadziachirongo4280 2 года назад +16

    Ha! mamwe ma problem haatombori ma problems matambudziko chaiwo, kugara nemunhu anoziikanwa nevana kuti baba vazviitira, No! nhani😞

  • @getrudenkiwane7121
    @getrudenkiwane7121 2 года назад +7

    Siyabonga infundiso yenu babakazi Tilder labanye bakho
    Kodwa abantu sebe khala nge nhlupheko kakhulu siyahlupheka sonke asizameni ngamandla ukuze siphile

  • @destiny6547
    @destiny6547 2 года назад +7

    Thank you Dr, tete and pastor full of wisdom. Vane nzeve dzekunzwa tiri kudzidza

  • @greenflower2919
    @greenflower2919 2 года назад +7

    Zvinonetsa izvi i feel that young man atori ne domestic issue iyoyo kuona mukadzi wake achichema everyday i problem coz
    1. He worried kuti what if mukadzu akamusiya nekuda kwesituation.
    2. Mukadzi haana kumbobvira adiwa . I wish dai apiwa nguva yekutsanangura.
    Simetimes empathy is needed.

  • @royalblue4064
    @royalblue4064 2 года назад +29

    People are now abusing this program kuti vatsvake rubatsiro. Kana taundi yaramba ko kumusha hakugariki here, munhu wese kuti hatina pedu pekugara, handei paruzevha zviite

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 2 года назад +14

    Dr Choga musadzore tsvimbo ne kuti Gudo rabata kumeso. Zimbabweans are loving people despite hutsinye hwana ED nehurumende yake. Ngatizvitaure zvifumuke

  • @emmanuelmagwaza4427
    @emmanuelmagwaza4427 2 года назад +1

    Good teachings from a great Pastor

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 2 года назад +8

    Thanks Doc for claping yr hands this is a sign of appreciation

    • @magdaline6383
      @magdaline6383 2 года назад +1

      Dai vaipuhwa time yekutaurawo.

    • @dephine8815
      @dephine8815 2 года назад

      Pandibatawo ipapo .ndokunonzi kuzvininipisa.Dr,pastor natete rambai makadzvanya

  • @dorcaszulu4870
    @dorcaszulu4870 2 года назад +1

    Pastor thank you very much for the wise words

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 2 года назад +2

    Thanks pastor

  • @nokuthularejoiceabraham9544
    @nokuthularejoiceabraham9544 2 года назад +3

    Amen to prayer thank you pastor

  • @jeanmooch7638
    @jeanmooch7638 2 года назад +9

    Nhasi pastor vapa advise inodhura for sure. Profound message palast couple apo.

  • @cathychibaya5562
    @cathychibaya5562 2 года назад +3

    Mamuka sey tete Tilda na Doc Choga.totenda nedzidziso yamotipa

  • @ericazhanje8583
    @ericazhanje8583 2 года назад +16

    Whoever is reading this massage may all children be blessed with husband and wives from God..

    • @linnetbhasvi8115
      @linnetbhasvi8115 2 года назад

      Amen amen ipapo

    • @ginmaposa4068
      @ginmaposa4068 2 года назад

      Amen

    • @charlesjairosse3759
      @charlesjairosse3759 Год назад

      Ini ndiri mozambique, ndoda cuziva cuty ndinoita sei cuty ndicubatei tete tilda netimu yenhu ndinedambudzico rendinoda cubatsirwa ndatambura cuemacore

  • @rosemaryjieman9302
    @rosemaryjieman9302 2 года назад +7

    Kugara nemurume anozviitira tsvina apa haadi kubatsirika ...haaa wakashinga

  • @melodythespeaker636
    @melodythespeaker636 2 года назад +2

    That point yekupa murume pocket money 💰 really worked for us in our marriage
    You should give him his pocket money 💰

  • @marthadzonga2745
    @marthadzonga2745 2 года назад +1

    Thank God for all those who are helping her may God bless u all

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад +2

    We love you 💝.Kutanga kutenda kutyora muromo.Kutuka nekutsiura zvakatosiyana!

  • @portiachideya2950
    @portiachideya2950 2 года назад

    Ma marriage aya ka vanhu vari kutsva mudzimba veduwee. Thank you tete, Dr Choga and Pastor shuwa muri kuedza kubatsira vanhu mudzimba umu .

  • @joyiesibz269
    @joyiesibz269 2 года назад +1

    Aiwa pastor mazoshanda basa amen

  • @ginmaposa4068
    @ginmaposa4068 2 года назад

    Thank you tete ndrii kudzidzawo kit murume anopiwa pocket money wooooo

  • @nakay5326
    @nakay5326 2 года назад +4

    Tete next time,,, don't entertain those who are suffering from laziness. We want marital issues,,, not financial problems.

    • @DeovolentVB
      @DeovolentVB 2 года назад

      Zvesure takuto a show ye vanhu vada kuchengetwa avo not domestic issues

  • @ltaimasunungure4836
    @ltaimasunungure4836 2 года назад +2

    Mukadzi wemacrutches is the one who really need help . Musaite rusarura tete. Vamwe vamunokumbirira help kuvanhu vatori pari nani than vemacrutches ava. Pls help

  • @ltsikis9161
    @ltsikis9161 2 года назад +1

    Tete Tilder 👌👌👌💗

  • @esnathhungwa9604
    @esnathhungwa9604 2 года назад +2

    Thank you so much

  • @ruvachazika9988
    @ruvachazika9988 2 года назад +1

    APA tête Tilder rough yacho yanga yakaoma kubva chirongwa chichitanga uuumm musaiuya pa show mune stress

  • @lizzyalidi4863
    @lizzyalidi4863 2 года назад +3

    Morning Aunty and Doctor Choga. Maitabasa ndange ndakamirira chirongwa ,Watching from Pietermaritzburg Kwazulu Natal

    • @brightcharlie361
      @brightcharlie361 2 года назад

      Chinomboita nguvai chirongwa ichi I mean live yacho

    • @junioralex2164
      @junioralex2164 2 года назад +1

      Inotwa kuseni kuma3 dear

    • @brightcharlie361
      @brightcharlie361 2 года назад

      @@junioralex2164 what about diaspora marriage complexes

    • @junioralex2164
      @junioralex2164 2 года назад +1

      Iyo handina kumboi follower hangu ndinga nyepe ndinoziva domestic issues ne secret confessions iyi every Saturdays kutanga na3 kuface book

    • @edithnyakutsikwa5497
      @edithnyakutsikwa5497 2 года назад +1

      @@brightcharlie361 chinoitwa Saturday kutanga naten

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 года назад +1

    Vanhuweeee tese tine nhamo imbomirai kuda kudonatirwa tukuda vane matambudziko mumba vanodaro Tete

  • @emmanuelmagwaza4427
    @emmanuelmagwaza4427 2 года назад

    Amen to the prayer

  • @estheresther1963
    @estheresther1963 2 года назад +2

    Kkklk haupinde denga ukatongwa nemukadzi kkkk yoh chandityora ichi

  • @nyashajay85
    @nyashajay85 2 года назад

    Ana gogo vakanzi vana sekuru ava🙌

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад +5

    Zimbabwe in 5 years is untouchable!

  • @patriciatshabalala800
    @patriciatshabalala800 2 года назад +1

    Amen

  • @tauraichipurura8465
    @tauraichipurura8465 2 года назад

    Tilder: Makadini mainini
    Caller: Aiwa ndi bamninini
    Tilder: oh Aaaahh sory bamnini

  • @greenflower2919
    @greenflower2919 2 года назад +1

    Nhau yekuti murume haatongwe nemukadzi zvinu zvinototaurwa kune mamwe ma church so munhu asinga verenge bible anotogona kufunga kuti zviripo 4 real no wonder baba vaye vataura ne confidence.

    • @vongaichiwenga8990
      @vongaichiwenga8990 2 года назад

      Very true kujohhane Marange ndozvavanotoparidza every Saturday

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 года назад

    Its not about love ngaachengete vese amai nemukadzi wake nambuya, benzi remwana. Unozochengeta wife after mum is settled

  • @thembakhumalo9026
    @thembakhumalo9026 2 года назад +1

    So in Zimbabwe there's only 2 languages im just Asking as a citizen

  • @opahmurozoki1506
    @opahmurozoki1506 2 года назад +2

    You are not friendky to this lady on crutches she really needs help.

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 года назад

    Ah wekuzvimamira uyo ah shame hanyari here kuzoramba kutaura kunyengererwa ne pwere ah APA haana kana voice chidhakwa chekumurmur

  • @mukoma_pablo
    @mukoma_pablo 2 года назад +1

    Thank you Tete

  • @carolinenyamadzawo9663
    @carolinenyamadzawo9663 2 года назад +2

    Vanhu musada kutora ma chances ekubetserwa nekuda kwekuti kune vakabetserwa kana town yanetsa endai kumusha vanhu monotangira ipapo

    • @Rumbie87
      @Rumbie87 2 года назад +1

      Taura hako vanhu vakuabuser platform pakangonzi munhu abatsirwa munhu wese akutouya kuzotaura nhamo dzavo.

    • @nokuthularejoiceabraham9544
      @nokuthularejoiceabraham9544 2 года назад +1

      Chokwadi veduwe nekuti kakutoita katsika kekusada kushanda vanhu vachingoda kubatsirwa

    • @kundaichitiga7052
      @kundaichitiga7052 2 года назад +1

      Yaa shuwa kumusha boe zvekuti mufunge no stress

    • @melodyzhou6271
      @melodyzhou6271 2 года назад

      Nhai tiri kumusha tiri kurima unofunga kut town kusaida here nhai

  • @clarakingston2255
    @clarakingston2255 2 года назад

    Ah Tete munoti zvingabvumike here kkkkkk

  • @patriciatshabalala800
    @patriciatshabalala800 2 года назад +2

    Amen God is faithful

  • @silindiwetshumasilindiwe7811
    @silindiwetshumasilindiwe7811 2 года назад

    Rega azviitire muma bhurugwe iwe wakagarirei ipapi

  • @pipiro3469
    @pipiro3469 2 года назад +4

    Hanzi murume anotongwa nemukadzi aapinde denga 😂😂

  • @royalblue4064
    @royalblue4064 2 года назад +1

    Airtime yakambochipa sei kuti vanhu vanenge vasina mari can call long periods? Vanenge vasina mari here kana kuti vari kutidawo bag zvavo.

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 года назад

    Kkkkkk kuita kazevezeve zviri mudzimba umu mashura chaiwo ahaaaa

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 2 года назад +1

    Protest yacho ye dhodhi neweti maiweeee

  • @mhofu02
    @mhofu02 2 года назад

    2nd caller is cute🤣😂

  • @maikorochiremba5638
    @maikorochiremba5638 2 года назад

    Ichokwadi ichocho . Mai vakanzi ngavayende pasi pababa

  • @hildarupondo3506
    @hildarupondo3506 2 года назад

    Mudzimbaa umuu ijambanja chete😪😪😪

  • @israelqiinah4683
    @israelqiinah4683 2 года назад +2

    Aunt ndipeiwo numbar dzemurume uyo ndimupe basa

  • @lookout1234
    @lookout1234 2 года назад

    Ichokwadi icho chataurwa nemurume uyo

  • @patriciatshabalala800
    @patriciatshabalala800 2 года назад

    Kkkk BP high

  • @melodyzhou6271
    @melodyzhou6271 2 года назад +1

    Baba vekutanga avo vari kutoramba mukadzi pachikuru anohwa usimbe hwekuchengeta mhuri yavo

  • @caiphusnomsa3273
    @caiphusnomsa3273 2 года назад

    Unokutambisirayi mari ye4n nenguva

  • @renevandecmerwe4484
    @renevandecmerwe4484 2 года назад

    .

  • @frankmoyo7001
    @frankmoyo7001 2 года назад +2

    Thanks pastor