Sekuru ndokumbirawo kubvunza ko munhu ukaranga kuitirwa matare ako Nana sahwira watifambei fambei kubasa kwawaienda wobva wamiswa asi usati wamiswa wotorota zvichinzi basa rikupera asi uchatambudzika zvekushaya chekudza asi pachapera kutambura uku uchagarika shavi ramukutaura iri harisiro her rinenge rikauya kuburikidza nekugadzirirwa mudzimu kwawaitwa na sahwira nekut zvacho zvandakaudzwa ndisati ndasiya basa ndozvikuitika ndatone gore rese pasina kana kushanda
Tiiseiwo muwhastapp group
Interesting
Saka to pagadzirise sei
Ropedzwa sei sekuru shavi regwavarira?
Paul Matavire akaimbawo zvekare achiti Ngwavaira, tateguru wenhamo.
Haaa mazvita henyu ndadzidza keep on teaching
Tinotenda nechidzidzo
Tinotenda sekuru
Tinotenda zvikuru sekuru nedzidziso yamatipa
Sekuru vedu ndinotenda mutekaidzi wematare angu.ngazviende mberi sekuru
@TsitsiShoko vanowanikwa kupi nhai
Kuchiredzi
Munotigonera sekuru
@@linetymasara5109 tinotenda nesuwo nerutsigiro
PROBLEM mazuva ano vanhu havachabatani zvekudaro
Makadini sekuru👏👏👏👏
@@IvyMagaya Tiripo makadiniwo
Sekuru ndokumbirawo kubvunza ko munhu ukaranga kuitirwa matare ako Nana sahwira watifambei fambei kubasa kwawaienda wobva wamiswa asi usati wamiswa wotorota zvichinzi basa rikupera asi uchatambudzika zvekushaya chekudza asi pachapera kutambura uku uchagarika shavi ramukutaura iri harisiro her rinenge rikauya kuburikidza nekugadzirirwa mudzimu kwawaitwa na sahwira nekut zvacho zvandakaudzwa ndisati ndasiya basa ndozvikuitika ndatone gore rese pasina kana kushanda
@@GivemoreTauzeni ndofunga tapindurana kuWhatsapp
Amunawo here ma group e whatsapp ndodawo ku joiner