Baba ava vakabata hongu pamwe nevana vacho kutofamba kwavarikuita varikutowedzera hurombwa mumusha. Endai kumasvikiro asi kunodiwa mari . Kumaporofita murikurombeswa nekudyiwa mari
A lot of parents did this without fully understanding the consequences. Sekuru vari kutaura chokwadi. He didn’t know it will affect the entire generation. Some didn’t go knowing vari kutoromba.
Madhara ese aya akaromba from selfish stand points. They wanted to be rich and respected in families. They didn’t care who they were putting on the line as sacrifice, especially their children. And now zvaakunetsa vakuda kusimudza mhuri yese kuti ngatifambe.
Sekuru avo vanoda kuita semunhu akangwara ngwara ivo vachiziva havo chokwadi. Ini baba vangu vanoramba seizvozvi.but mai vangu vakatofa vachimwiwa vachishandiswa netunhu twamudhara life is spiritual 😢 pakafa mai vangu vaita 12 hours vanhu vasati vaziva kuti kwafiwa kurara nechitunha 🙌 ava vanhu ava inhubu
Tilder nyaya dzako dzaunoburitsa ndinoda chaizvo kudziteerera but une kakukata kata kaunoita munhu kanondisvota ini. Siya munhu atsanangure nyaya yake zvizere. Unomboitirei maprogrames acho kana usina nguva
@chipompofu1241 kunyanya number dzavo tarisa pakaranganda unodziwana or kubata bbataps vanokusvitsa pavari chaipo sekuru mkotsanhera bata bbataps vekaramganda tv
Hakuna kana one anozvigona izvi Kunze kwaJesu woga l tell you ndripano ndakambosangana nazvo Jesu chete ndooga maprofita nen'anga kungodzungaidzwa naSatan
Hakuna chinhu chinonzi mshonga weraki mhani? Raki rei first of all? Saka mshonga wacho ukakupa basa racho, mari yacho inenge iri yani pakati pako nemshonga?
Tete your interviewing skills need a revamp plus you are so biased & judgmental Allow the person to talk without you disturbing them & being dismissive about people’s problems
Chasara confess your sins to God muchirevesa ndopane nyaya huru motsvaga Mwari muchirevesa kuti ndakandotsvaga izvi neizvi please sick God nyaya idzi dzoperera kunaMwari to break the curse yamunayo maprofita naMwari havaonani munowana zvituko futi
So what’s the recourse with these stories? What happens to these people who confess to having killing people (please don’t tell me about the witchcraft act)
Eish ma stories anouya pa chanel yaTilda tinenge tine shungu dzekuterera but yooh Tilda wacho is very distructive and anenge achingodisturber zvinotonzwisa hasha. and she doesnt want to improve yoooh
@@jescanew4218 hatina kuti hatisikutenda but she shud allow people to narrate their story without too much distruction. I am her top fan i follow her channel and i have noticed this pakawandisa. I think for it to be perfect she shud improve.
Tete take notes from the DNA man, he lets pple narrate their story ozovhunza. Nyaya hainakidze kana munhu achikatwa katwa we understand kuti munoshandidzana nenguva but at least tell them to summarize mochiregawo kuvakata . Titende!
Yooh I get so frustrated when she does that.and she keeps on asking clarity seeking questions zvinhu zvabva kutaurwa.if she could let a person speak asingazobvunzi zvinhu zvataurwa.
Tilder can you allow the person tell his story mozobvunza
Ahh uyu atori ne problem uyu
Vari mustudio I think nguva inenge yakupera. Time yavo iri limited
@@rekayitsokodayi3438 true
can she also listen and follow what the person says
@@emillypesanai9855 excatly anoramba achibvunza zvinhu zvataurwa nemunhu a few seconds ago
Ukaona munhu anoda zvekuromba munhu ane hutsinye and anenge achitadza Lyfe he is afailer
It takes one fool to wipe out the entire lineage😢
Tete Tilder murisei zvenyu thanks nebsa ramunobata
Chinorwadza murombi haafe mhuri ndoinopera 😢😢 zvakaoma shuwa
😊0😊
😊
😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊
Sekuru ngavamamiswe ava
Baba musanyepere kuzungaira
😂😂😂😂😂
Baba ava vakabata hongu pamwe nevana vacho kutofamba kwavarikuita varikutowedzera hurombwa mumusha. Endai kumasvikiro asi kunodiwa mari . Kumaporofita murikurombeswa nekudyiwa mari
Ehe ishuwa
Vanhu ava vanotsvaga kubetserwa asi havadi kutaura chokwadi chaicho; vanonzvenga nzvenga
Ndipo pamunonatsera ma zimba muda vataure chokwadi chipi chinokunda chavarikutaura
@@MelissaJays varikutotaura chokwadi chavakaita zvee
Sekuru varikuhwanda-hwanda
@@mrtee4878chitaura zvizere sezvo waive Navo saright hand man wavo
@@GodfryChibaya😂😂😂wandipedza power Godhi😅
Kkkk sekuru havachadi kubvuma nyaya dzavo😅😅😅
A lot of parents did this without fully understanding the consequences. Sekuru vari kutaura chokwadi. He didn’t know it will affect the entire generation. Some didn’t go knowing vari kutoromba.
Am first .tete Tildah makadii
Sekuru vanemisikanzwa ngavasadhonza tambo iyo vanoidambura
😂😂😂 imagine
😂😂😂😂😂nhai zvako
😂😂😂😂
🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
Maporofita enyu aya - ukaona waakunzi huya nemazai nemukaka ziva wava kunobikwa🙀
This man is prevaricating.
Ndidzo mhedzisiro dzepfungwa shoma kungorarama normal life vanhu hamudi now hero basa mavakuparadza mhuri
Madhara ese aya akaromba from selfish stand points. They wanted to be rich and respected in families. They didn’t care who they were putting on the line as sacrifice, especially their children. And now zvaakunetsa vakuda kusimudza mhuri yese kuti ngatifambe.
Sekuru avo vanoda kuita semunhu akangwara ngwara ivo vachiziva havo chokwadi.
Ini baba vangu vanoramba seizvozvi.but mai vangu vakatofa vachimwiwa vachishandiswa netunhu twamudhara life is spiritual 😢 pakafa mai vangu vaita 12 hours vanhu vasati vaziva kuti kwafiwa kurara nechitunha 🙌 ava vanhu ava inhubu
Kuramba mhosva chinyararire sekuru
second here 🎉🎉
Iwe uchiona mazita achikangwa nemazai dzako iwewe 5 mumusoro dzaifungei? Uri duzvi remunhu iwe hona iwe uri kurarama but vamwe vari kufa
Ummmm ngatiremekedzei vakuru please 🙏
@MelissaJays iye akatadza nei kuremekedza vana vake vaidya iduzvi chinhu icho apo ari busy kuzvi defender
@@frankmoyo7267 kkkkkk haaa matsamwa but tongovaremekedzawo hedu
😂😂😂😂
Tilder nyaya dzako dzaunoburitsa ndinoda chaizvo kudziteerera but une kakukata kata kaunoita munhu kanondisvota ini. Siya munhu atsanangure nyaya yake zvizere. Unomboitirei maprogrames acho kana usina nguva
@Rue-sk5ux excatly zvako nhai.a good interviewer listens and takes notes wozobvunza
Mostly ndotorinda Kwa Robert Tapfumanayi uko kunotsanangurwa
😂😂😂asi Tete Tilda mandinakidza hanzi mazai aya aiitwa zvekuitasei aifryer here or aiitasei
Ma lucky aya, zvoparira n’anga hadzitaure ngozi iri pamberi, iko kuchengetesai hurombwa, kudeuka kweropa, hurombe , Mwari sanganai nemhuri iyi.
Yhoo no comment 😌😔tichabikirwa mazita pano💔
Kana n’anga ikafa ma1 anenge atanga - haaaa ndiwo ma1 iwawo🥹🥹
Sekuru deerai mibvunzo siyanai neku bata bata tambo dzemu studio
Kupererwa nekunyara uko
Kkkk
😂😂😂😂 cuz
Please vanobatsira batsirai,
Hello Tete Tilder❤
Apapanotodiwa sekuru mkotsanjera chiremba vezvikwambo
Vanowanikwa kupi sekuru Mukotsanjera
@chipompofu1241 kunyanya number dzavo tarisa pakaranganda unodziwana or kubata bbataps vanokusvitsa pavari chaipo sekuru mkotsanhera bata bbataps vekaramganda tv
Good evening to you Tete
Ummm zvopisa tsitsi dai sekuru nemhuri yavo vabatsirika😢
Mudhara uyu ndiye konzeri aoa kunzvenga nzvenga nhaimi
Hakuna kana one anozvigona izvi Kunze kwaJesu woga l tell you ndripano ndakambosangana nazvo Jesu chete ndooga maprofita nen'anga kungodzungaidzwa naSatan
Sekuru ava vakangwarisa
Hakuna chinhu chinonzi mshonga weraki mhani? Raki rei first of all? Saka mshonga wacho ukakupa basa racho, mari yacho inenge iri yani pakati pako nemshonga?
Tete Tilda chinonzi chikaranga. Sekuru vanoziva nyaya dzavo. Varikupedza nguva
Usatongesa munhu mhani iwe Tilder, siya ataure
My neighbor yho
Mibvunzo nhando yatilda soo ka , apo munhu achikatwakatwa. Zvinhu zvacho
Siyai tambo
😂😂😂
Baba ava mupinduriro wavo ndewekuti vaneziva chokwadi.
Tete your interviewing skills need a revamp plus you are so biased & judgmental
Allow the person to talk without you disturbing them & being dismissive about people’s problems
Nhai nhai kokunyarara voterera vozovhunza havo pedzezvo kumhanyira ma advert vachikangamwa zvatavinga pano
Aiwaka vanenge vachimhanyidzana nenguva tendaiwi basa ravanoita. Nekunyepa kwasekuru vapedza here kutsanangura nhema dzawo,Tilder for the nation abatsira wakawanda munhu uyu kushora itai kushoma😢
Saka kana mudhara uyu achiramba aingei haasi kutsvaga rubatsiro uyo...siya cable iyo, uchatidzimira mangomputer nemaoko ayo
😂
Sekuru taurai chokwadi kuti makaromba
Baba ava vadakunyepedzera kuzungaira mani maporofita anokuudza nyora mazita toda kudai zvavakwauri kutaura kuti unavo ere vana vacho nxaaaaa
Pakuramba vachizvi defender kusaziva apo tete uuum
baba ava varikunyebera kudzungaira zvirikuoneka pachena chaipo havaskutaura chokwadi
Ndipo paunoona kuti hausi tsotsi.Unodzokera kun'anga wonzwa kuti yakafa😂😂 ma1 anenge akakusona
Poor sound engineering, sound is very low.
Shame sad . Sekuru dei maenda kunoitwa deliverance kumachurch aMwari echokwadi kusiri kumapostori or kun’anga. Munhu ukanamata uchikumbira Mwari uchirevesa kuti ndiratidzei kwandichanowana rubatsiro vanokushanyira vokuratidza kana kuhope chaiko
Aah iwe isu takaponera kypostori ikoko . Saka ndoenda kunodyiswa uswa kuPetecostal? Kana kumethodist kwavanoparidza vakasunga belt renyoka or kuRoma kunitwa vana sodom negomora ndiko kwaunoda tiende? Usaudzire vanhu zvrkuita PLEASE!
Saka kwaMwari chaiko ndekupi manje
This programme is in wrong hands..Tilda hapana hake chaanoziva,inongori chance yaakawana ku Star FM 😂😂😂😂
Ummmm zvakaoma hazvo nyaya yekuda kubatsirwa iyi yakaoma zvesure, rava dambudziko apa mari yacho hauna zve.
tilda anobvunza mibvunzo inonzwisa hasha
Havasi vabereki va solo hre ava ayigara Rustenburg
Deno makavasunga mawoko sekuru nekuti havagadzikani vanobatabata
Maporofita aya haaa
Chasara confess your sins to God muchirevesa ndopane nyaya huru motsvaga Mwari muchirevesa kuti ndakandotsvaga izvi neizvi please sick God nyaya idzi dzoperera kunaMwari to break the curse yamunayo maprofita naMwari havaonani munowana zvituko futi
Regai vakaromba baba ava nharo nemusikanzwa zvakavafita
Maziso acho anotaura
Sekuru ava varikutondibhohwa kuzodzungudza dzoro vachirega kutaura chokwadi
Baba ava he knows kuti vakaromba but he's in denial.
Sekuru varikunzvenga but at least varikuoa vana clue kiti ndiyo nyaya iripo
MaJudge epaRUclips 🤦these stories are common and l believe anoreseva mudhara uyo
Every family have one or 2 of these people
Sekuru be serious imi
Neyi munhu wese akaromba achitaura zvemishinga dze lucky idzi?
Kasekuru ako kanenharo iko kakaromba kega
Sekuru avo havasikunyatso taura chokwadi ava
Feel sorry for sekuru
Munotsvaka rubatsirwo rwei imi mune tsvikiro renyu tete avo ngavaite basa mumhuri ndosaka muchizorombeswa
Mabhotoro akauya nmapostori ndivo varidzi wavo
Mudhara wapedza vana imi
Tilda dzungu
Mudhara uyu.akabata pakuru
Zvakaoma ihuku yakadya mazai Ayo
Mdara ko mazita evana akamawanep iye akaromba asat aroora
Vamwe maporofita aya in'anga
Mudhara uyu kunyepera kungwarangwanduka kuvhara tete vachitaura bhasteti hapana munhu asingazive kuti mushonga weluck unopanduka shit kupedzisa vana dhemeti
Zvakaoma
So what’s the recourse with these stories? What happens to these people who confess to having killing people (please don’t tell me about the witchcraft act)
MUDHARA IMHATA YEMUNHU UYO SHURE YAKE
😂
Mabasa ehusimbe kusada kushanda vana vapera
Huso hwavo ndavanzwira tsitsi hangu chinonetsa zvinhu izvi hazvina reverse veduwe plus pamwe pacho makovhanensi acho anoitwa unenge usingazivi kti zvichazodaro chero n'anga yacho kusara kwasatani
Yes, the devil is a liar. Vanotonyeberwa kuti hapana zvazvinoita.
Vati vachiti mujaya vasati😂 varoora,then vakati ndakanzi nyora mazita evana haa .Handichatoteerera nyaya iyi
😂😂
Tete komurume uya wekubuda mazamo akazodi
Imi sekuru $3000 kungopa vanhu muneshuwa imi😮😮😮
3000dollars kana ndiwe it's a lot of money
@MiriamNdongwe-my5pn imiwee asi kuti $300 kahi kkkkkk
Mamuk sei
Eish ma stories anouya pa chanel yaTilda tinenge tine shungu dzekuterera but yooh Tilda wacho is very distructive and anenge achingodisturber zvinotonzwisa hasha. and she doesnt want to improve yoooh
But remember vanenge vaine time limit so vanenge vachimhanyidzana nenguva,ngatizotendeiwo zvinoita nemwana wevanhu Tilder is blessed
@@jescanew4218 hatina kuti hatisikutenda but she shud allow people to narrate their story without too much distruction. I am her top fan i follow her channel and i have noticed this pakawandisa. I think for it to be perfect she shud improve.
mudhara ibenzi chairo ,iwe waenda kuN'anga uchida mushonga weLucky waakunzi tipe mazita evana ndopawaifanira kuvhura mazisoka ipapo 😡😡😡
Kana tozotaura kuti vanhu vanoromba tobva tanzi hamudi kuona vanhu vanoxvishandira mune godo , hezvoka vaakutaura vega
Exactly vanoto popota heeee hamudi kuona vanhu vachi mudirira
taurai nyaya dzenyu..iye munhu mukuru achitaura kkkk.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tasvikawo pano
Tete take notes from the DNA man, he lets pple narrate their story ozovhunza. Nyaya hainakidze kana munhu achikatwa katwa we understand kuti munoshandidzana nenguva but at least tell them to summarize mochiregawo kuvakata . Titende!
Ndokusaka tichizoona vamwe vachirasika njere vanenge vakakangwa mumwe munhu zvichifaya panguva idzodzo nxa mhani munhu dzidza kushandisa simba rako
Hevoi tete
Kkkk tsoro dzakafira pa10 dollars
😂😂😂😂😂 Apa dzasiya $12 kun'anga
Tete mamkasey
Sekuru vari kunzvenga novena uroi hwavo pachinhambo chekutenda vabatsirwe
Tete chimbomirai kuva interrupt vataure nyaya yavo
Yooh I get so frustrated when she does that.and she keeps on asking clarity seeking questions zvinhu zvabva kutaurwa.if she could let a person speak asingazobvunzi zvinhu zvataurwa.
Kana pasina nguva ngaasiire vanenguva yacho