Tsika Dzevatema+
Tsika Dzevatema+
  • Видео 129
  • Просмотров 351 438
Ko Barika Raimboitirwei
Chii chaive chakakoshera barika
Просмотров: 407

Видео

Chinombonzi Chivanhu Chii?
Просмотров 75814 дней назад
Chivanhu hakusi kukumbirira nekubika doro revadzimu chete. Kutevedza Chivanhu kuri “broad”
Mudhara Vachauya Inziyo Yakandisimbisa
Просмотров 37321 день назад
2025 igore rekuti tirwise, tisimuke
Hope Dzemanjuzu
Просмотров 1,4 тыс.Месяц назад
Hope dzemanjuzu dzinotaura zvakasiyana
Mutambo weManjuzu- Kupembedza Njuzu
Просмотров 782Месяц назад
Kupembedza shavi renjuzu
Kupembedza VaShavi
Просмотров 1,4 тыс.Месяц назад
Mauyiro anoita mashavi nekumapembedza
Musumo Wekuvhura Matare - Kuchingamidza Vadzimu
Просмотров 1,1 тыс.2 месяца назад
Kuvhura matare kune zvikwata zvina 1. Kuchingamidza Vadzimu 2. Kusuma midziyo 3. Kurongedza dare 4. Kuteura doro
Tingakwanisa Kubudirira Here Tisingatevedzi Zvevadzimu
Просмотров 2,3 тыс.2 месяца назад
Munhu anogona kushandisa simba rake chete here kuti abudirire
Tinokumbirira/Kusuma Chinhu Rungani?
Просмотров 1,9 тыс.2 месяца назад
Tisatora chikristu kuchipinza muchivanhu
Fuko ReRetso Harifambi Riri Rega
Просмотров 1,5 тыс.2 месяца назад
Pane zvimwe zvombo zvinofambidzana nefuko reretso
Shavi Renhamo- Ngwavarira
Просмотров 1,3 тыс.2 месяца назад
Kune shavi renhamo rinodaidzwa kunzi ngwavarira. Rinogona kuwanikwa zvekare pamunhu ane mudzimu.
Haasi Ose Marudzi Anovhara Matare
Просмотров 1,1 тыс.2 месяца назад
Marudzi akasiyana siyana, ane zvaanotevedza zvinogona kusiyana. Nhau yechiyera chemwedzi wambudzi haiko kune mamwe marudzi
Munamato Wekuvhara Matare
Просмотров 1,3 тыс.3 месяца назад
Nheuro yekupendera matare
Kuvhara matare - mwedzi wambudzi unoyera
Просмотров 1,4 тыс.3 месяца назад
Chii chinoita kuti mwedzi wambudzi ukoshe mumatare edu.
Tinokwanisa Kudyidzana NemaKristu Here Tichiita ZveChivanhu
Просмотров 8403 месяца назад
Mzilikazi and Robert Moffat
Kusanganisa Chivanhu nechikristu
Просмотров 1,3 тыс.4 месяца назад
Kusanganisa Chivanhu nechikristu
Njuzu Dzematunhu
Просмотров 1,7 тыс.4 месяца назад
Njuzu Dzematunhu
Tsime Renjuzu KwaChivi- Nzvimbo Dzinoyera
Просмотров 2 тыс.4 месяца назад
Tsime Renjuzu KwaChivi- Nzvimbo Dzinoyera
Nyaradzo Haisi ChiKristu
Просмотров 7745 месяцев назад
Nyaradzo Haisi ChiKristu
Mhepo Dzinosimuka Nekusadzora Vafi
Просмотров 9545 месяцев назад
Mhepo Dzinosimuka Nekusadzora Vafi
Nemhaka Yei Tichidzora Vafi
Просмотров 7775 месяцев назад
Nemhaka Yei Tichidzora Vafi
Kubuda/Kuturuka KweMudzimu
Просмотров 2 тыс.5 месяцев назад
Kubuda/Kuturuka KweMudzimu
Vafi Vanotongwa
Просмотров 1,1 тыс.6 месяцев назад
Vafi Vanotongwa
Matare ekumatenga Anogarwa Sei
Просмотров 1,4 тыс.6 месяцев назад
Matare ekumatenga Anogarwa Sei
Chinonzi Chivanhu Chii
Просмотров 1,2 тыс.6 месяцев назад
Chinonzi Chivanhu Chii
Kuti “Mwari NeVadzimu”, kubatanidza ChiKristu NeChivanhu here?
Просмотров 1,6 тыс.7 месяцев назад
Kuti “Mwari NeVadzimu”, kubatanidza ChiKristu NeChivanhu here?
Mhepo Dzinobviswa Pachenura Dzinoendepi
Просмотров 2,1 тыс.7 месяцев назад
Mhepo Dzinobviswa Pachenura Dzinoendepi
Chenura - Kusanganisa Madzisahwira
Просмотров 1,7 тыс.7 месяцев назад
Chenura - Kusanganisa Madzisahwira
Mwari Nevadzimu - Kupira Mwari
Просмотров 2,3 тыс.8 месяцев назад
Mwari Nevadzimu - Kupira Mwari
Independence Message - Origin of the word Shona
Просмотров 8889 месяцев назад
Independence Message - Origin of the word Shona