Thank you once again Sekuru Makoni for the knowledge you share with us. Now I know the importance yekurova guva! Saka guva rikazorohwa mweya wemufi watorwa nen'anga inoshereketa zvinozoita sei? Mweya wemufi unozodzoswa sei?
Ko vanoisa rukahu kuchivanhu zviriko here sekuru or kwatova kushereketa ndisahwira ane asina kuchena, sahwira ane ayisa rukahu ane asina kuto uraya here ndimi munga batsira sekuru
Panda katanga zve machenuro, ndaka zorota zvichinzi, vadzimu vako vakugona kunzvenga kuti vasvike pauri.
kutenga mhepo kwakadhakwa iyaaa
Ndinotenda chaizvo sekuru nedzidziso tirikudzidza zvikuru
Sekuru maita basa ,apa ndadzidza zvakawanda
Thokoza mkhulu 👏👏👏
Rinotendwa sekuru tirikudzidza zvakawanda
Majekesa Sekuru, tinotenda nedzidziso mukuru wangu 👏
Thank you once again Sekuru Makoni for the knowledge you share with us. Now I know the importance yekurova guva! Saka guva rikazorohwa mweya wemufi watorwa nen'anga inoshereketa zvinozoita sei? Mweya wemufi unozodzoswa sei?
Totenda nedzidziso sekuru... Mhepo dzirikungotitevera shuwa
dai ndawana number dzababa ava varume ndimbobvunzawo
Gud ngavanetswe nemhepo dzavo dzavakatenga
Very informative! Ndanga ndidingazivi kuti tinofanirwa kugeza huzuruzuru nguva nenguva .
Gegegegegegege pakunoidzorera chiwororo
Rinotendwa sekuru
Tinotenda nedzidziso sekuru
Maita basa tinodzidza
Tinotenda sekuru
Thank you sekuru's
Thanks nedzidziso sekuru
thank you.
ndipeiwo song iyo
Song iyo ichaiswa pa RUclips manje manje
Ko vanoisa rukahu kuchivanhu zviriko here sekuru or kwatova kushereketa ndisahwira ane asina kuchena, sahwira ane ayisa rukahu ane asina kuto uraya here ndimi munga batsira sekuru
Zvakagara zviriko kuchivanhu asi kushereketa hako.
Tinotenda Sekuru nechididziso. Nziyo yamuno ridza kwekupedzisira kwe chirongwa inonziiko ndapota hangu? Ndonzwa ichitaura neni
Tinotenda nedzidziso Sekuru
Mazvita nedzidziso ndokumbirawo kuziva kuti ndinogona kutenga magwenzi echenura kuna Sahwira ndoshandisa asi Ndisina kuitwa chenura nasahwira here.
Ipapo panonetsa nekuti chenura yekutanga haisi nyaya yekunzi makwenzi aya unogeza
@@tsikadzevatema1381 mazvita Sekuru nemhinduro
Tinotenda sekuru nedzidziso