Impregnation or fertilization occurs when a fertile sperm fertilizes the female egg, whether the female is awake or asleep. It's a process, Mr. Speaker. Sexual behavior is a subject that needs to be addressed carefully to ensure it is conducted wisely because when the seed is sown and nurtured, it will bring forth fruits.
Haasi wavo chete Mambo.Vanhu vari kumitiswa here kana vanozvimitisa.Its 2 to tango.Let the father pay.Is he going to pay for lost time after DNA.Its a society of dead morals from start to end.Vana mai vazhinji including VEVANHU vatuka can we vhunzai kuti makauya see mhamha.Nothing new hear.Kana abuse are wako wozodiiko
First time kunzwa this Chief talking sense, as long tisati tagona kudzidzisa vanasikana vedu kuzvibata we will surely go nowhere
That good question yabvunzwa naMambo bcz vazhinji vari kuchengetetswa vana vasiri vava
Zigo I need to go kuseri kwechuru, any idea how.
Impregnation or fertilization occurs when a fertile sperm fertilizes the female egg, whether the female is awake or asleep. It's a process, Mr. Speaker. Sexual behavior is a subject that needs to be addressed carefully to ensure it is conducted wisely because when the seed is sown and nurtured, it will bring forth fruits.
Very true. Chiwenga Zidofo. Ndaitoshaya kuti neyi vanhu vachimunyomba
Straight talk
Murume agare ndiye muridzi wezvese nhumbu nemwana saka murume is responsible pane yake
I like Chief Makoni😂
Munhu asiri virgin haavimbwe naye vaitopinda vakawanda ipapo
Haasi wavo chete Mambo.Vanhu vari kumitiswa here kana vanozvimitisa.Its 2 to tango.Let the father pay.Is he going to pay for lost time after DNA.Its a society of dead morals from start to end.Vana mai vazhinji including VEVANHU vatuka can we vhunzai kuti makauya see mhamha.Nothing new hear.Kana abuse are wako wozodiiko
Mambo Makoni 😂😂😂😂😂 surrender🙌🙌🙌
Even animals they refuse sex if there not ready ,teach your kids plz woo😮
Iyo mitemo ingonzi irikuchinja sei ichingochinja kwaMakoni kwega? Mambo uyu idofo.
Just a hint if you comment on your own videos please if you can put the link on the original video so that we watch the whole video thanks bye
Biblical❤
Saka kureva kuti vaifara zvee mukufara imomo achibva abatira pamuviri zvinonetsa kuti ndiyani anochengeta mwana pahuviri hwavo hapatwe pamuviri vasina kuwirirana vakawirirana vanhu avo asi kuti mukomana ava kutya if they is secret behind ngaataure zvee
chiwenga anopedza🔥
Chiwenga wako newe murimatofo. Is that the definition of impregnation we read in dictionaries? Stop making your own word meanings.
Let's say Chiwenga is wrong, why only blame the boy or a man incase of these situations?
Hanzi akamitisa mwana wangu. Ko wako mwana aiiteyi panguva yacho?
@@caswellshoko4617 Mwana Haase wemukadzi aside ndewemurume so murume is to be held accountable
Zigo une maAfrocom mangani ekukama vhudzi rako😂😂😂😂😂😂😂😂😂muvhunzonhando hawo semunhu anofarira zvekutaura
Mambo awa awagoni kutonga
Zidofo ramambo
Asi makararwao nemi musati maroorwa here why kutsamwira chokwadi
Vese naChiwenga idofo.
Sarudzai mashoko ekutaura hama, it is an insult to us as family members
Good kutonga