CHIEF NYAMAROPA MUKADZI OBVUMA NDAIROHWA NY^RO NECHIKOMBA NDAKAS^IRWA KA 4

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024

Комментарии • 109

  • @Zimquiktv
    @Zimquiktv  16 дней назад

    Follow this link to join my WhatsApp group: chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS

  • @BrendaManganga
    @BrendaManganga 25 дней назад +13

    Chief Nyamaropa naChief Bushu imbo bikai doro mukunbire nyikadzimu chihure chiite chishoma mutsvimbo dzenyu aaàa 🙌🙌🙌🙌🙌

    • @AshyChidaz
      @AshyChidaz 10 дней назад

      😂😂😂😂😂😂

  • @ThulaniChingoda-o9u
    @ThulaniChingoda-o9u 26 дней назад +21

    Ukaona uchiri kuita zvechihure uchifunga kuti kungwara hausati wayaruka but uri fuza/benzi. Pachahapera mari dzako, utano kana hope dzeurombe dzinenge dzichikunyengedza ndipo pauchayeuka kuti uri benzi/fuza but unenge usisina kana chinhu. Vakadzi ava havaperi, uye hapana zviripo. Wako iyeye kana vako ivavo vari kumba vatori manumber one (1). Kana uchingoziva kuti ane number plate chero riri (waga), siyana naye.

  • @patriciabandura5412
    @patriciabandura5412 25 дней назад +6

    Kkkkk twii twii twiii yaenda🤸

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 5 дней назад

    I remember pandaishanda kwaTauya, some areas in Hurungwe vaiisa vakadzi vavo runyoka vachiita business navo, ndozvirikuiitika mudunhu raChief ava. Economy is tough have mercy towards your subjects, dzidzai kuyananisa vanhu without making them pay

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo 25 дней назад +2

    Chief Nyamaropa, chief Bushu Chief Mutasa na Headman Chigodora mnobata bsa varume well done🎉🎉🎉

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 26 дней назад +12

    Chikomba chinoda munhu aripamurume wake ndosaka mai ava vakazo4na vava kumba kwavo change chakuramba vakuda more supot

  • @panasheclaytonmakufa1105
    @panasheclaytonmakufa1105 25 дней назад +2

    yea chihure chine labour akomana🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 26 дней назад +5

    Siya ayende unofira mahara mudhara mahure anonetsa

  • @brytonmasaire5542
    @brytonmasaire5542 26 дней назад +7

    Mukadzi kana ahura one way ticket anoenda
    Imagine une mombe dzemukadzi akahura pamusha😅😅😅😅

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m 25 дней назад +3

    Haiwawo kokubvunza mazita munhu achiri kutsanangura nyaya Yake .

  • @Fchidawaya
    @Fchidawaya 26 дней назад +5

    Ko madii kubhadharisa mukadzi uyo inzenza

  • @AaronMheswe-tl2tb
    @AaronMheswe-tl2tb 4 дня назад

    Noise mudare umu hapana chinonzwika

  • @JeremiahTeteredzai
    @JeremiahTeteredzai 17 дней назад +1

    Chikomba chinokuda uri pamurume ukangobva chte zvavharana

  • @NyashadzasheMatafa
    @NyashadzasheMatafa 21 день назад +1

    Kkkkkk ini handchamba ne mukadzi vangu kuno😂😂😂

  • @kudakwashebshekede9947
    @kudakwashebshekede9947 14 дней назад +1

    Varume shingirirai dzimba dzinonetsa vakadzi ipwere….. Nonsense hurirwai stereki ndimi makatanga

  • @VongaiKomboni
    @VongaiKomboni 12 дней назад

    Nyaya dzekwabushu and nyamaropa chihure chega chiiko

  • @percymawere3793
    @percymawere3793 14 дней назад

    Kana vazogara, vana vachabvunza mai kuti hupfumi hwemombe makahuwana sei? Vachapindura vana vachiti chiiii?

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz 26 дней назад +3

    Twii twii twii twii twiiiii yaenda

  • @atwellgonds1882
    @atwellgonds1882 26 дней назад +3

    Nzvimbo ikaita Mari mahure anowanda

  • @jahtotomrmorefire9921
    @jahtotomrmorefire9921 26 дней назад +6

    Vakadzi chiiko asi mweya uyu wabvepiko nhai kutozvitora easy here kuti tairovana nyoro shame

    • @BlaSolo153
      @BlaSolo153 26 дней назад

      Haasi kunyepa ataura chokwadi

    • @Luciasithole-sy1xb
      @Luciasithole-sy1xb 26 дней назад +1

      😂😂😂😂 namatirai dzimba varume ndozvadziri mukadzi mwana mudiki 😂😂😂😂😂

    • @fungaizhou3914
      @fungaizhou3914 26 дней назад

      Kkkkkkkk​@@Luciasithole-sy1xb

    • @Luciasithole-sy1xb
      @Luciasithole-sy1xb 26 дней назад

      @@fungaizhou3914 🤣🤣🤣 ivo vanohura ungati vanoripa ngozi vakabvunzwa nani nguva yambuya nehanda yakadarika dzimba dzoda kunamatira

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 26 дней назад +1

      Ko achatyei ivo marights vaanawo zvavo!!?

  • @OphirZw
    @OphirZw 17 дней назад

    Kuroora muZimbabwe dzangove hadzo nharo

  • @Energymutodi-nn3ml7fw8y
    @Energymutodi-nn3ml7fw8y 6 дней назад

    𝑫𝒂𝒓𝒆 𝒊𝒓𝒊 𝒓𝒊𝒏𝒆 𝒏𝒐𝒊𝒔𝒆 𝒉𝒐𝒎𝒃𝒆..𝒎𝒂𝒑𝒖𝒓𝒊𝒔𝒂 𝒂𝒎𝒂𝒎𝒃𝒐 𝒏𝒚𝒂𝒓𝒂𝒅𝒛𝒂𝒊 𝒗𝒂𝒏𝒉𝒖...

  • @AdmireChakauya
    @AdmireChakauya 26 дней назад +1

    Vakadzi havadzidze shuwa , chikomba chinokuda uripa murume ukangorambwa chete zvavharana chikomba chinotya expense

  • @JeremiahTeteredzai
    @JeremiahTeteredzai 17 дней назад

    Mambo edzai kudedzeresa hatisi kukunzwai kana muchitaura nokuti mudare renyu mune karuzha

  • @innocencetchagwiza2096
    @innocencetchagwiza2096 25 дней назад

    Haa pakaipa. Mabhishu manyama

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 24 дня назад

    Chimwe chihure yatove business,iyewo mukadzi must also pay tipedze chihure muCommunity

  • @BrightonJasi-f3g
    @BrightonJasi-f3g 26 дней назад +2

    Mambo chimbobikai Doro dunhu rinake. Chihure chakanyanya

  • @promisemunkuli5102
    @promisemunkuli5102 21 день назад

    Nyamaropa anani, pamwe vakazomutsiura......he was too arrogant.

  • @tichawandamukavhi6014
    @tichawandamukavhi6014 20 дней назад

    Dare iri harina order hapana ano controller vatereri

  • @Richie-zu2bo
    @Richie-zu2bo 25 дней назад +1

    Kuroora mudunhu iri,the probability yokuroora hure is 99.99 (Tinashe Mugabe)

    • @TheAzory
      @TheAzory 25 дней назад

      kkkk you are very right, ndekupi ukulele tivhe takuziwawo???

    • @emmanuelwashaya3388
      @emmanuelwashaya3388 25 дней назад

      kkk yaa umu mune maone

  • @MutsaiChikuni
    @MutsaiChikuni 5 дней назад

    Uku kwangova kuzadzisa chiporofita nemazuva ekupedzisira dzimba zhinji dzichaputsika

  • @takundawilfred4966
    @takundawilfred4966 26 дней назад +2

    Mahure echikadzi acho ngaabhadhariswewo cz ivo vanenge vachiziva kuti vane murume sei vachiita chihure

    • @PrettyChirango
      @PrettyChirango 25 дней назад

      @@takundawilfred4966 mombe 2 nembudzi nehuku 1 mombe yamambo 1 yekukadzi abiyake waaitorera murume nembuzi nehuku chihure chinodzikira kwazvo vanhu vakati tswasu

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 26 дней назад +1

    Vakadzi ngavabhadhariswe avo mambo chihure chiderere zvanyanya izvii

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 24 дня назад

    But its not fair nyaya iyi vakadzi vazhinji vakuhura rupisaiwo vakadzi vacho nokuti iye haazvizive kuti mukadzi wemunhu

  • @FelixTshabalala
    @FelixTshabalala 25 дней назад

    Mahure evakadzi ngava chajiwewo

  • @TawandaMatonga
    @TawandaMatonga 22 дня назад

    Kwa Cheaf nyamaropa area ndeipi iyi haaa kunoitwa makuna kuna zvawo

  • @priscasibanda9340
    @priscasibanda9340 11 дней назад

    Saka mombe idzi will be labeled kuti mombe dzakaripwa pakabatwa mai venyu vachihura zvinhu zvacho sooka😂😂😂

  • @AnnaniasNyoni-u1h
    @AnnaniasNyoni-u1h 24 дня назад

    Chief hamusisina simba vanhu vanyanya kuita noise mudare

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 26 дней назад +2

    Ibenzi iro siya riende bcz harimboferakarega

  • @siphomuchero6182
    @siphomuchero6182 26 дней назад

    Noise irikuitiwa nevanhu yakawndisa. Hapana vanonyarare here

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 26 дней назад

    Yaaa Neah surrender kusho lamalanga isiwule sihamba phambili

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад

      Eish bayfeba abafazi it's because of economic situation and poverty, bakwelelwa imali yokuntenga inyama

    • @samkelisonkube2110
      @samkelisonkube2110 26 дней назад

      @muchmuleya9651 kuzima lokhu.

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 24 дня назад

    Mukadzi uyo haana nyadzi ane shave rechihure achauraisa murume nezvirwere zvebonde iwe Nyambudzi vhara zip pfuma kunze kwekuti iite yemhuri yako wakuripa nezvinhu zve5mns or less dzikama

  • @emiamushambi1050
    @emiamushambi1050 26 дней назад +1

    Zvinoreva hr kuti kusangutsikana nemurume wako munhu plz

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 26 дней назад +1

    My chief nyamaropa we love 😘😘😘 baba gud father

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 25 дней назад

    But chief Nyamaropa naChief Bushu javaz0mbonyanye zvavo kucharger kuti heee mudare muno heee mudare muno haaaa mambo vezvinyadzi varimberi ndati

  • @wondermaenza8075
    @wondermaenza8075 26 дней назад +2

    Siyana nehure iro mfana.

  • @promisemunkuli5102
    @promisemunkuli5102 21 день назад

    Twitwitwiii

  • @philiptore9967
    @philiptore9967 25 дней назад

    nyamaropa nabushu nyika dzenyu dzinoda kuchenurwa mahure akanyanya munzvimbo dzenyu

  • @alicezandonda3129
    @alicezandonda3129 26 дней назад

    Dare iri hauna dzimwe nyaya mashonaland central chihure chega apa vana vadiki marriage yangu hainakidze zvachse chief munebsa nemabhishu enyu vakadzi ngavabvisewo kuripa mhosva dzavo

  • @nyashanyerere6337
    @nyashanyerere6337 9 дней назад

    Vakadzi vari married chiii. Obviously nyoro coz hamunai kudyaira kupfekerwa na vondom

  • @pabloshoko3955
    @pabloshoko3955 25 дней назад

    Nyamaropa anotaura mashoko makukutu chaiwo

  • @sheltonselassie4767
    @sheltonselassie4767 26 дней назад

    Xaaaa ane dhimoni rehu bhishu anotoda deliverence

  • @MasimbaChiwa
    @MasimbaChiwa 25 дней назад

    Anyone aneNumber dzaChief Nyamaropa

  • @proudtendaikarumekaye5950
    @proudtendaikarumekaye5950 26 дней назад

    Endai muno testwa pliz 😢

  • @tinotendamacheka9908
    @tinotendamacheka9908 26 дней назад

    Ugoona ngaanake mukadzi uyo

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz 26 дней назад

    Boss lady skippa mabeaf pamjolo

  • @SamuelChapata-xd6nh
    @SamuelChapata-xd6nh 26 дней назад +1

    Vakadzi vechikorekore mahure vazhinji vacho, havakoshesi pamberi pavo, vanotova neshavi rekuda kusvirwa

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 26 дней назад

      No panofanirwa kunzi ahura anodzingwa munharaunda

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад

      No anofanirwa kurohwa nemadzimai rmnharaunda padare pazere vanhu

    • @PaulineChishandure
      @PaulineChishandure 26 дней назад

      Havasi vese vakadzi vechikorekore zvimbo ndemakorokosa saka yakanyanya chihure

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 26 дней назад

    Ukasashandisa Butiro pamukadzi we munhu itwa x2

  • @Charity-e5p
    @Charity-e5p 26 дней назад

    Kahule hule mainini 😂

  • @sheltonselassie4767
    @sheltonselassie4767 26 дней назад

    Kwakuty mvura inganaye😂😂

  • @ConstanceZinyama
    @ConstanceZinyama 26 дней назад

    Vakadzi veuko mahure chaiko ko kugutsikana nemurume wako

  • @CliffordMarimo
    @CliffordMarimo 26 дней назад

    Bushu kwakuda ku locker chete

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 26 дней назад

    Chikomba waputsa musha haakude

  • @ConstanceZinyama
    @ConstanceZinyama 26 дней назад

    Pamwe vana vacho havasi vemurume

  • @MiriamNgonisa
    @MiriamNgonisa 26 дней назад

    Vakadzi vakuita ma boyfriend kunge varume

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771 26 дней назад

    Varume namatirai dzimba dzenyu muchitsanyawo kwete kungomirira vakadzi kuti vatsanye

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 26 дней назад

    Rega arende havarege dze

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 26 дней назад

    Iko kuzopusa kani kana munhu azobatwaa!!! Kkkk

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o 26 дней назад

      Kkkkkk kana arikuchihure aneñge achizvita munhu akangwara

  • @squaretilers229
    @squaretilers229 26 дней назад +1

    Ma chief must introduce capital punishment kudare for those guilty of adultery..kuzvambaadza chaiko

    • @SoneniGwenelo
      @SoneniGwenelo 26 дней назад +1

      😂😂😂

    • @emmahmaringa9801
      @emmahmaringa9801 26 дней назад +1

      😂😂😂😂😂i second you vanhu vakunyanya

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад +1

      Hure rinofanirwa kurohwa namadzimai ese emurani ,

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад +1

      Hure rinofanirwa kurohwa nemadzimai emurayini padare kumuzvambaradza vakawanda

  • @lynglobal
    @lynglobal 26 дней назад +1

    Kana tazogara pa Zim varume vane zistress rukuti zuva ravo raane 48 hours. Seriously 1hr:30mins on the window uchiteerera kuti mumba umu murikuitwei.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад

      Zim ma one vanhu are stressed economical

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад

      Zim people are stressed economical no jobs ,

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 26 дней назад +1

    Kuri kurarwa munhu kuZim uku

  • @PrettyChirango
    @PrettyChirango 26 дней назад +1

    Mambo pazvikomba apo mombe ngadzikwire nekuti vanyanya

    • @tariromagwaza
      @tariromagwaza 26 дней назад

      Nevakadzi futi ngavabhadhariswe vazive kuramba

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 26 дней назад

      Dzinochengeteka here pamusha mombe idzodzo

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 26 дней назад

      Dzikakwira mahure anowanda kupfurikidza because of economic strategy now people have seen a big business in that area ,wahura zvako mombe mudanga dzopinda

    • @PrettyChirango
      @PrettyChirango 25 дней назад

      Navo vakadzi vacho ngavabhadhariswe mombe 2 nembudzi vanorega chihure

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 25 дней назад

      @@PrettyChirango mukadzi akahura ngaadzokere kumusha seems varume vacho vaakutodawo mombe nechipfambi chevakadzi. Shiri yakabvuta rekeni , ichi chikomba changu uyu murume wangu nxaaaaa