GUTU Akaroora Gevha Rikatiza Nemari YeBurial

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 сен 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 42

  • @AssaNgara-hj7dh
    @AssaNgara-hj7dh 26 дней назад +2

    Kuroora munhu wanzwa nekurohwa nayo nevamwe varume.makikita ayo Chief Gutu

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n 26 дней назад +2

    Mukoma Robert rambai muchitambiravo kwaGutu please we need kuonavo madziShe ekwedu

  • @enitatrust6933
    @enitatrust6933 26 дней назад +2

    Ndafarira mambo wekumusha kwangu chitsa woyee

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 26 дней назад

    Mambo mune wisdom.

  • @user-uh3nl7fw1v
    @user-uh3nl7fw1v 26 дней назад +3

    Iyo nyaya haitongwe naMambo, it's criminal case

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n 26 дней назад

    Weldone Chief happy to see dare rekweduvo Kwa Gutu ❤

  • @brasswellmudyiwa2046
    @brasswellmudyiwa2046 26 дней назад +2

    Chief munogona

  • @SonicaMubwandarikwa
    @SonicaMubwandarikwa 21 день назад

    Munhu ngaatongwe nemhosva yake murume haana mhosva mukadzi iyeye ngasungwe nedare vashe akaba mukadzi uyo

  • @brasswellmudyiwa2046
    @brasswellmudyiwa2046 26 дней назад +2

    Akatorohwa zheti uyo 200 haichadzoki

  • @NokuChuma-ve2si
    @NokuChuma-ve2si 26 дней назад +1

    😢mambo itakwazvo mukadzi uyu ngadzose mari bcoz akashandisa zita rake,vanhu vemasvingo makapata

    • @user-md7xb5pe5v
      @user-md7xb5pe5v 26 дней назад

      Itai mambo makapata kwet kt vanhu vamasvingo

  • @TheWatcher11119
    @TheWatcher11119 23 дня назад

    That's a criminal case, Mambo has no say whatsoever

  • @BlessingChingapi
    @BlessingChingapi 26 дней назад +1

    Vnh we burial ngawaende kmapurisa sezvo zita riri mu book riri rake

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 23 дня назад

    ngavaende kwa godobori anodzoka nayo mari atumirwe Gudo

  • @ganyaz
    @ganyaz 22 дня назад

    Mambo akatadza kutonga nyaya iyi, saka mkadzi akaba mbudzi or mombe yemunhu murume ndiye anoenda kuJeri here ??
    mkadzi uyu anotofanira kusungwa nemapurisa uyo

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 26 дней назад

    Kwachitsa ah ndanyara

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf 26 дней назад

    🤣🤣🤣🤣🤣 haaa Zinyandu akashandiswa,hapana mwana futi kkk

  • @isaacmuchetu9057
    @isaacmuchetu9057 25 дней назад

    This is criminal don't pay mudhara enda unogara kumba kwako anyone confronted you go straight to police

  • @emmanuelchaza2952
    @emmanuelchaza2952 25 дней назад

    but nhai mambo madii kupa mkadzi uyo summon

  • @user-rp3tn4zh4s
    @user-rp3tn4zh4s 26 дней назад

    Mambo musakurudzire mbavha acharamba achingodaro mukadzi uyo ngasungiswe mambo varikurudzira mbavha sei varikuti mukadzi uyo mari hambodzoreri

  • @mikolekxion
    @mikolekxion 26 дней назад

    Vanhu varikusvora mambo uyu ,makakwana here nyaya iyi ayibata zvakanakisa

    • @lovemoremutenda6816
      @lovemoremutenda6816 25 дней назад

      Mambo uyu is very wise. Vanhu havana kunyatsa kuteerera. Very gud judgement plus advice

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 26 дней назад +1

    Akadya roora rake ungangogara uchidya stonyeni mahara here?

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 26 дней назад

    61.7k

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 26 дней назад

    Mambo makanganisa kutonga apa ,vanhu vakakweretwa mari ngavanosungise mukadzi iyeye not baba ava ,no no pakanganiswa kwete

  • @NommaMakaki
    @NommaMakaki 26 дней назад

    Munhu ngaasingwe nemhosva yake mambo makonewa

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 26 дней назад

    Chitsa chagona hacho. 1st time kuchiona hacho chi chief Chitsa but chatonga hacho Apa

  • @TariroMarufu-wg9xv
    @TariroMarufu-wg9xv 26 дней назад +1

    Haaaaaaaaaa 😂😂😂vhnu vekwachitsa huyayi pano

  • @ArnoldRichard-xl1xv
    @ArnoldRichard-xl1xv 26 дней назад +1

    mambo horo yenyu

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 26 дней назад

    Imi tongai nyaya akaba akaba dunhu nderenyu danai munhu keep dare aripe mhosva yake

    • @TheChekas
      @TheChekas 26 дней назад

      Kwamambo kunotongwa dzekuba here

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 26 дней назад

      Ehe kna muchida kuti munhu adzore chinhu mutaurirane seiyo handiti vavari mukadzi nemurume uyo murume aanetarisiro yokuti mukadzi adzore Mari ku Bheria muzvakanakq kna. Yadai yotoda police but kudzoka kwemari hapachina

    • @TheChekas
      @TheChekas 26 дней назад

      @@LindaMuzenda mamupnawo sei muroora, murume haana zera naye nhaika

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 26 дней назад

      @@TheChekas yaaa pakaipa ipapo kkkkkkkk

  • @user-ce6jf1ym3t
    @user-ce6jf1ym3t 26 дней назад

    Mambo makakwana here???

  • @BrianKandiero
    @BrianKandiero 26 дней назад +2

    Mambo asingagone ktonga nxaa masvingo