Jambwa Season 1 Episode 5 (Season 1 Final)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 ноя 2023
  • Directed By ‪@Benny_Tike‬
  • ПриколыПриколы

Комментарии • 596

  • @taah184
    @taah184 8 месяцев назад +81

    To us wanotanga kuisa like vasati vapedza kuona yese🔥🔥👌

  • @herbertshumba248
    @herbertshumba248 8 месяцев назад +31

    to those who like this episode to be continued let's gather here ❤❤❤

  • @norleenround1938
    @norleenround1938 8 месяцев назад +16

    Magona guys kutisiira panzira pamunouya ne season 2 tinouya nehuwandu hwedu ndozvinofanira kuitwa izvi 🔥🔥🔥🔥🙏🙏🙏🙏🙏
    Munhu wese anogara achitsvaga kuti season 2 how far nekuti matisiira panzira ❤❤❤❤❤❤

  • @Nakathabo
    @Nakathabo 8 месяцев назад +57

    1. Video quality zvazvinhu 👏👏👏
    2. Headline iyo ngaiitwe 'edit'. Hakuna FINAL EPISODE yakadai. Munogona chaizvo FSM zvekuti you can do better than this. Conclude nyaya yedu zvakanaka pliz. Ndapota. Give us one or two more episodes, and wrap the story up nicely

    • @credymudzudzu5643
      @credymudzudzu5643 8 месяцев назад +2

      True hakuna final yakadai

    • @yoyoberah
      @yoyoberah 8 месяцев назад +2

      Maybe vari kuda kutipa season 2

    • @BlessingGomera
      @BlessingGomera 8 месяцев назад +2

      Nhai ndochii ichochi

    • @drpatriciamushonga5411
      @drpatriciamushonga5411 8 месяцев назад +1

      Nhai zvenyu imi, ende manakidziro azvanga zvaakuita!

    • @bkasiwani
      @bkasiwani 8 месяцев назад +1

      Aaaah haindopereka netsai aine mwana wemunhu parudiwa 6 to 10 apa

  • @ShepherdMachingambi
    @ShepherdMachingambi 8 месяцев назад +31

    Four seasons media these guys never disappoint.......our team is building to another level

  • @queen7008
    @queen7008 8 месяцев назад +74

    Are we going to keep quiet about Ozemwa,s haircut 😂😂😂😂😂😂😂

  • @theelderlycollections
    @theelderlycollections 8 месяцев назад +17

    Open letter to Fo Sizins Midhiya
    Ini nevamwe vangu 63,2k subscribers tagara pasi tikawirirana kuti hakuna fina episode yakadai nokudaro tsvagai mamwe maitiro amungaite kuti mutipe 5 more episodes or else tichakunetsai saNetsai tokuvhovhonyorai neshona yakadzama saOzizi kusvika madohoona kuti hatizi jatwero

  • @jtam-skincare4907
    @jtam-skincare4907 8 месяцев назад +6

    Nyoka inogona kutofa neStress kutoita heartbreak🤣🤣🤣🤣🤣🤣
    Kuzongoti haise paStatus sezvamunoita imimi 😂😂

  • @user-ri8wj5nm8f
    @user-ri8wj5nm8f 8 месяцев назад +5

    Jati hanzi usandidhokonye ndiri munhu mukuru kkkkkk rambai muchienda mberi guyz tinemi

  • @user-mv3oe5em8f
    @user-mv3oe5em8f 8 месяцев назад +12

    Guys hunzai episode 6 it can't be final toda kuona kt Jati naVovo vakazodii, ko Netsai akazovadzorera hr mwana, ko Jonga naNetsai vakazodii ?? Guys ndiani Ari kudawo kuona mhedzisiro yacho

  • @pmupukuta1182
    @pmupukuta1182 8 месяцев назад +24

    Munogona guys nenguva yamanga mayita production yakadai that was brilliant. Well done picture quality is best. 😊❤

  • @Lilpacsparrow
    @Lilpacsparrow 8 месяцев назад +32

    kkkkk we can't wait to see four seasons Media zw because these guys are so talented 😂😂😂

  • @elegance0c4
    @elegance0c4 8 месяцев назад +26

    Are we not gonna say anything about this lovely song and Vovo's supportive parents ❤

  • @palmerVEVO445
    @palmerVEVO445 8 месяцев назад +11

    Hope there's season 2🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯this is extraordinary 🙏

  • @shamisomakosa6459
    @shamisomakosa6459 8 месяцев назад +5

    This whole drama was on fire from episode 1 till 5 👌👌👌

  • @sannie0710
    @sannie0710 8 месяцев назад +12

    So love how supporting Vovo’s parents are

  • @lawnyamukondiwa6551
    @lawnyamukondiwa6551 8 месяцев назад +4

    Baba va Vovo is giving Paraffin vibes 😂

  • @TinasheChinavadzimu-mm8cl
    @TinasheChinavadzimu-mm8cl 8 месяцев назад +3

    Guyz munogona but 1chinhu chatinokumbirawo sema fans buditsai season 2 haingaperi yakadai

  • @LauriateMateurah-ro9kv
    @LauriateMateurah-ro9kv 8 месяцев назад +18

    four seasons hamusi makasika hre nefinal gyz musadaro apa ndopaga chopisa😍

    • @taniachingandu2266
      @taniachingandu2266 8 месяцев назад +1

      Pakanzi season 1 which means there is 2 guys

  • @dkreposts
    @dkreposts 8 месяцев назад +2

    Ndodohokuda 😂ini netsai

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 8 месяцев назад +6

    Zim has got talent for sure weldone ❤❤❤🎉🎉🎉🎉

  • @evidencechigome4039
    @evidencechigome4039 8 месяцев назад +3

    HAIRCUT yaOzemwa ndiyo inonzi chiiko😂😂😂

  • @praisemlambo1503
    @praisemlambo1503 8 месяцев назад +7

    Heartbreak yenyoka hre vakomana😂😂😂😂

  • @charleschaambuka7004
    @charleschaambuka7004 8 месяцев назад +2

    SAKA IN SHORT TRIKUTI JATI AKATODYA BOTA HANTY😋😋😋😋😋😋😋

  • @doctorprimash6197
    @doctorprimash6197 8 месяцев назад +5

    Nhayi imi hamushure here?Final ipapa...musadaro😢😢😢

    • @gwerenaofficial
      @gwerenaofficial 8 месяцев назад

      Asi wamanikidzwa kuona hre

    • @doctorprimash6197
      @doctorprimash6197 8 месяцев назад +1

      @@gwerenaofficial undidzikamire dako iwee....I mean maEp acho aita mapfupi...wats wrong with u,unoactor here zundu iwee

    • @marymudzingwa1652
      @marymudzingwa1652 8 месяцев назад

      ​@@doctorprimash6197😅😅

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 8 месяцев назад +8

    You are Talented keep going guys we got your back❤️

  • @sandrasithole69
    @sandrasithole69 8 месяцев назад +4

    Netsai never disappoint ❤❤

  • @elisietiyanani
    @elisietiyanani 8 месяцев назад +6

    Can't wait to see season 2

  • @Simbomboggyui
    @Simbomboggyui 8 месяцев назад +1

    Mune fire

  • @nittaljofiro1142
    @nittaljofiro1142 8 месяцев назад +9

    We need season 2

  • @Kkc1111kckc
    @Kkc1111kckc 8 месяцев назад +4

    Ha ha I didn't expect this turn of events🤣🤣good one !

  • @tsitsijichichi398
    @tsitsijichichi398 8 месяцев назад +8

    Well-done guy's 🔥🔥🔥💯

  • @user-wx2rk9tr9x
    @user-wx2rk9tr9x 8 месяцев назад +1

    Ozemwa 😂😂 unoshooter mafilm iwe kkk

  • @timukudzegumbo
    @timukudzegumbo 8 месяцев назад +8

    Nyc team four seasons,,, ndada song tungamira tungamira yakaimbwa nani song iyi❤

  • @mollinemunanairi6313
    @mollinemunanairi6313 8 месяцев назад +8

    I was laughing throughout this whole episode ,u really nailed it guyz bt pa fare pedzai mushe guys

  • @JerryMariga-hj3ez
    @JerryMariga-hj3ez 8 месяцев назад +1

    Netsai akuramba nemwana kkkkkk ndiani asingade murume

  • @user-gd9rs2ss7z
    @user-gd9rs2ss7z 8 месяцев назад

    Kklkkkk nhaiwe ko nhaiwee Jati Matemai

  • @PaulKatsande-gj3eq
    @PaulKatsande-gj3eq 8 месяцев назад +4

    Ahhhhh yakasika kupera wena..Vhovho dai azotora mwana wake..ko Netsai na Kadhuura vakazoita cy..ko Jati na Vhovho vakazosiyana here 😂😂😂😂 chinoda season 2

  • @jack83369
    @jack83369 8 месяцев назад

    Kkkķk kadhura unosvika riiniko uchingonyara nhai

  • @sallyshiri6128
    @sallyshiri6128 8 месяцев назад

    Bhora mberi guys muri kugonesa rambai makadaro tiri kuvarairwa

  • @marcosnhachungue3456
    @marcosnhachungue3456 8 месяцев назад +6

    The fire is coming 😁

  • @user-gd9rs2ss7z
    @user-gd9rs2ss7z 8 месяцев назад

    Maiweeeee zvangu Netsai ka hanzi ndotodawo murume

  • @user-kp9vt1ll3s
    @user-kp9vt1ll3s 8 месяцев назад +7

    Patiently waiting 😅😅

  • @tonderaimandaza4215
    @tonderaimandaza4215 8 месяцев назад +1

    Haaa sinyoro ndibaba kumberi🔥♥️

  • @nyashaegoronga842
    @nyashaegoronga842 8 месяцев назад +2

    loving the background song

  • @yvonnenyamavak8812
    @yvonnenyamavak8812 8 месяцев назад

    Ini hangu kumwe kuya handichaendi talent yose iripano

  • @user-qo6iq5sv1g
    @user-qo6iq5sv1g 8 месяцев назад +3

    😂😂😂Take road and make it dust four seasons ndo the best, ishe wee mufambe navo varipo varipo vakava vhurira ziso hanzi hapana chinobuda mwari weee tungamira tungamira in love with the song keep up the good job guys love you ❤❤❤

  • @tracykofi4927
    @tracykofi4927 8 месяцев назад +1

    Nyoka dzinoita heartbreak asi hadzizoisa pastatus kunge isusu ahhh Sinyoro makavawana kupi nhai😂😂😂😂

  • @munashemudziwevhu7076
    @munashemudziwevhu7076 8 месяцев назад +7

    Well done guys ❤

  • @user-lc4ob4pi8d
    @user-lc4ob4pi8d 8 месяцев назад +4

    I can't wait to see the video the video is good❤❤ 14:18

  • @user-xr2gu5ps1u
    @user-xr2gu5ps1u 8 месяцев назад

    Raifanira kupera vovo awana mwana wake netsai aroorwa nakadhuura

  • @user-vi8fh6dl8m
    @user-vi8fh6dl8m 8 месяцев назад +1

    Eheka ndikutsvagawo murume asingade murume ndiani 😂😂😂 Netsai

  • @user-gi1je4bh6y
    @user-gi1je4bh6y 8 месяцев назад

    Haaa apa hapana kumira mushe,boyz negirls dzeFour szn harina kumira mushe paTalent

  • @user-cs1fe2qm4x
    @user-cs1fe2qm4x 8 месяцев назад +4

    We wanted vhovho taking her son from Netsai but keep it up guys

  • @nyashajmagora3084
    @nyashajmagora3084 8 месяцев назад +1

    Usatibvise pamberi pamwari Jehovah nyarara ganwa😂😂😂😂

  • @AroneMashava-dz5iu
    @AroneMashava-dz5iu 8 месяцев назад +1

    Hanzi usandi dhokonya ndiri munhu mukuru

  • @user-vf3ih1mf5q
    @user-vf3ih1mf5q 8 месяцев назад +1

    Yah ngaiwuya takamirira kare

  • @tapiwajosh1360
    @tapiwajosh1360 8 месяцев назад +5

    Guys u are sleeping on Sinyoro😂😂

  • @user-sd2rv8le2q
    @user-sd2rv8le2q 8 месяцев назад +4

    Guys tirikuda Jambwa finale kwete iyi Jambwa finale lite😢

  • @LauriateMateurah-ro9kv
    @LauriateMateurah-ro9kv 8 месяцев назад

    musandione kunonoka ndanga ndichiuya gyz

  • @PhilipStande-tf8rz
    @PhilipStande-tf8rz 8 месяцев назад

    Aiwa to be kondinyodhi matisira panzira amana

  • @ITe2930
    @ITe2930 8 месяцев назад

    Guys munogona keep up

  • @lovenessjacob262
    @lovenessjacob262 8 месяцев назад

    Haa makagona team excellent tirikunzwa kufara chaiko kurumidzai veduwe tamira nogumbo ribodz season 2 mbaiuye peno abiyangu

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 8 месяцев назад +5

    Haa makasikisaa kut final guys 😂😂😂😂

  • @li-x274-eveline
    @li-x274-eveline 8 месяцев назад +5

    U are so talented guys

  • @tinomuvongachakauya
    @tinomuvongachakauya 8 месяцев назад +4

    we need season 2 guyz

  • @user-jt5bz1dk4n
    @user-jt5bz1dk4n 8 месяцев назад +3

    We need season 2 😂😂🔥🔥

  • @user-pr7vf9kv4b
    @user-pr7vf9kv4b 8 месяцев назад

    Wow munotipasa manyemwe

  • @xavierchakacha2220
    @xavierchakacha2220 8 месяцев назад +1

    Kasikai kudzoka akomana imi ne season 2 kkk aaa netsai karova pasi nemwana wena

  • @Mace428
    @Mace428 8 месяцев назад

    Saka mwana atoenda naNetsai ka

  • @user-ul7mi7sg5u
    @user-ul7mi7sg5u 8 месяцев назад

    Well done gyz mukuchigona

  • @BletfordMaposa
    @BletfordMaposa 8 месяцев назад +1

    My first comment mumbotichinjirawo kamutangiro ke movie renyu 😂

  • @VimbaiChisora
    @VimbaiChisora 8 месяцев назад

    Ahhh Netsai muera Shava urimunikina wangu

  • @ChileleActress
    @ChileleActress 8 месяцев назад

    Tokumbirawo 6 vovo otora mwana wake netsayi ororwa nakadhuura plz it cant end like this

  • @tatendagkachasu4337
    @tatendagkachasu4337 8 месяцев назад

    haa kuenda kwanetsai nemwana haa ipaop ending yakaknganiswa

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 8 месяцев назад

    Hezvo Netsai otoshinga nemwana wekunhonga ma1

  • @norahmoyo1284
    @norahmoyo1284 8 месяцев назад +3

    Ozemwa is killing this role ❤❤❤❤❤

  • @tonderaimandaza4215
    @tonderaimandaza4215 8 месяцев назад +1

    Jati de uncle❤

  • @Simbomboggyui
    @Simbomboggyui 8 месяцев назад +1

    Gyz mune fore rambai makadaro

  • @tendaitom6014
    @tendaitom6014 8 месяцев назад

    Bt yaperera pa coma kaiyi

  • @ellenchams9085
    @ellenchams9085 8 месяцев назад

    Mwana akada kufanana na vovo

  • @deraw.academy
    @deraw.academy 8 месяцев назад

    Mune Chipo

  • @obeyngorima4588
    @obeyngorima4588 8 месяцев назад +1

    Nice acting keep on going

  • @freemanshereen5277
    @freemanshereen5277 8 месяцев назад +2

    Writer akanyanya. Pane akazodya here apo after maintro

  • @johnjohn-cb1rr
    @johnjohn-cb1rr 8 месяцев назад

    bhora munoisa mumanet guys well done

  • @Preciousgwande
    @Preciousgwande 8 месяцев назад

    Asi mukati vhovho haana kubatira mimba yaJati here kkk let's wait for season 2 tinzwe

  • @user-rm2zb2tk1x
    @user-rm2zb2tk1x 8 месяцев назад

    Netsai IPA munhu wemwana kkk

  • @MelissajemussNhamunda-qp7yb
    @MelissajemussNhamunda-qp7yb 8 месяцев назад

    Ko mwana akazodiii

  • @tomsonshava6992
    @tomsonshava6992 8 месяцев назад

    Kkkkkk Kadhuura smart chaiyo

  • @user-uy2sd9jp6p
    @user-uy2sd9jp6p 8 месяцев назад +2

    ,, I can't wait

  • @davidmakufa7695
    @davidmakufa7695 8 месяцев назад

    Netsai homie wangu kwachiendambuya

  • @travirrwafa1870
    @travirrwafa1870 8 месяцев назад

    Guyz apa makapedza masports. all actors they nailed it. Dambudziko iyi movie haina kupera haaaa matisira panzira pachiri kutapira.ichi changa chichida kuitwa chiri chimovie che1hr 30mins .chakaipa ichii ummmmm guyz u have improved a lot hyaaa apa makagona apa

  • @PhilipStande-tf8rz
    @PhilipStande-tf8rz 8 месяцев назад

    Nyoka aizoisa PA status chete asi inoita heartbreak

  • @user-ge5bh7rm6j
    @user-ge5bh7rm6j 8 месяцев назад

    Keep it up guys mogona zvenyu

  • @chipomunemo-sr4cj
    @chipomunemo-sr4cj 8 месяцев назад

    Thanks you guys aiwa makanyanya but maisa final pasiripo taida kuona kuti mwana akazodzoswa here kunamai vake na sisi Netsai and Mai nababa va Vhovho vakazonotendawo here mjaya Jati nekuvachengetera mwana wavo kwenguva yese iyi ko Ivo vovo na Jati vakazodii sevanhu vanenge vanga vave murudo .
    Please isai last episode 😊😊😊😊

  • @RevaiDzingisai
    @RevaiDzingisai 8 месяцев назад +3

    Take road and make it dust😂😂😂😂😂😂😂

  • @memorynherera6999
    @memorynherera6999 8 месяцев назад

    Maifanira kutanga matora mwana Kuna netsai moona jatiwero otora mukadzi yozopera hayo ozemwa aakuchema

  • @mercytinarwo818
    @mercytinarwo818 8 месяцев назад +2

    You are the best guys ❤🎉 you never disappoint pamberi nebasa

  • @gracepatisi9970
    @gracepatisi9970 8 месяцев назад

    Wow great job guy's ❤❤

  • @CharityMutsererwa
    @CharityMutsererwa 8 месяцев назад

    Kkkkkk hanzi nyoka inoita heartbreak