😅😅🤣 haa Gaya apa ambuya vakatarisira mombe yavo or honda fit plus bhutsu apa baba tonde mbiya vaiona zvinenge zvadakwa izvi vatonyura ngaiuye 9 takamirira
Very good acting guys just make sure you dont make any mistakes pakutqura.we heard Tonde ariku boarding now mainin vakuti baba vanoperekedza mwana kuchikoro kusen kwega kwega.
Ndini ndega hr ndri kuona kt vanhu ava they deliver mamovies ane maspice ❤️❤️🌹
They so good
So Noone is talking about Ozemwa's wife she's a vibe😍❤️🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Haaa guys muri kupusha maworks,wangu mukadzi anokufarirai guys especially pamaepisodes eHasha,keep moving
You are taking the acting to another level,well done guys
WOW- Inga Vovo can act very well
Aitsikirirwa kuNaiza boom
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 Famba sister vovo hoooyooo love you all guys welldone ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ nice work
Vhovho wakurovaa zvekuti hatifungi Dhafu apaaaaa😂😂😂😂
I love Vovo’s acting😍😍😍😍😍
Me too she is doing it with dignity 🤣🤣
Honestly 🤣🤣🤣 I see her improvement all the time
Ummmm she can be a mom kudai aingoacter achiyema, good job
ndotoda vovo wacho ❤
Dzokerai kuna NB... Hapana chandirikuda kudzidza apa
Mbuya vatonde zvavo zvakaita kkkkkkkkkkkkkk vovo apa ndopako apa u played this role ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Vovo ayitsikirirwa chipo chake che acting ne Naiza boom
Well done guys🎉
Road to 100k; now on 65k..4 Seasons mukupisa👏👏👏
Guys makanyanyisa VhoVho is on point akugonesa❤️
You nailed it Mitchell wakanyanya even though vovo akutonga zvake
Jealous down Season four haaaa excellent work you're very talented wesi Ozemwa and your family ❤️❤️
Whoever is producing this well done. Keep up the standard.
Pure talent.. keep it up guys 💪
Mainini vaNetsai vanogona avo🔥🔥🔥
Guyz team iri handina kumboziva rinogona zve level iri❤💯💯 Dhafu hokoyo na Vhovho mugotsi mako chaimo level
Vovo she improve 💯 chirikubvira
She is good lm proud of her bty don't compare her with dhafu😂
@@nyashajmagora3084 coz zvadhafu hazvisvike pave naVovo
Mitchell dindimwe rinonaka richadiiiiiii zviyaaaa hapanai nguva isingasviki😂😂😂😂😂😂
Murikugona guyz keep going 🔥🔥🔥🔥🔥❤❤❤
Vovo wakanyanya😂😂😂😂😂😂😂😂 team ndimi mukupisa mumastreets umu🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯💯✅
Vovo's fans gather here🎉 😂😂😂
Ummm well done guys chero ndazoona ndega nhac ndarohwa nenguva❤❤
I love mitchel voice
mi 2
Bhora mberi 🔥 keep it up guys ❤❤❤❤❤
Takuda full movie guys makaipa❤
🥰🥰🥰🥰🥰Ambuya atonde haaaaa makanyanya
Mashort iwawa tomada siyai pressure yema 1 hour😂😂😂😂
Say no to competition and pressure
😂😂😂😂 u are creative gyzzzz❤
Munomboziva kuti ndinonzi ani here ini, ndinonzi Keresenzia in Vovo’s voice 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndaseka nhasi
Four seasons gaining the momentum.Keep going guys
Another level 🎉
this is pure talent definitely this is something else
U doing a gud job guys❤
This acting is so natural wow 😊
Vhovho the bosslady amwene manyama 😂😂😂😂😂
kkkkkkkkkk hoyoooooo nyanyest apooo parikubvira moto good job gys
Well done four seasons
Vovo is dhafu part 2 😂😂😂😂
😅😅😅😅yaah taura hko ambuya vakubvunza mkwasha mombe yehumai 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣 kkkk plus varikuda kuiswa out nemukwasha haaa ambuya vacho plus honda fit kkkk
@@PhidzaDGwenzi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣iwe zvazonyanya ,,,manje mbiya yambuya yaonekwa haaaa ma1 atanga zvino regai tione kkk
😅😅🤣 haa Gaya apa ambuya vakatarisira mombe yavo or honda fit plus bhutsu apa baba tonde mbiya vaiona zvinenge zvadakwa izvi vatonyura ngaiuye 9 takamirira
😂😂😂 baba hasha izvezvi tavachinja zita vava baba Tanaka ❤❤❤❤❤
Vovo arikupisa yoo ❤
Hanzi mukusiya wig tete I died😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
4 seasons manyama🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉😂😂😂😂
Vovo apa wazo acter wangu more than ever weldone keep going dear
Kkkk ambuya tonde yu are too much, gud work gyz
Keep it up matemai ❤
4 seasons team your acting is on another level .....uyo mkadzi wa ozemwa sandoo
This is excellent 👌 👏 👍
❤❤❤❤shiri yakabvuta ndandi Jati ndiwe hre wausingatangiki😅😅😅😅😅 fire fire
Netsai kudai ndaizivaa kuti uchapandukira Ozemwa kudai mmmm kudai waigara uchirohwa hakooo😂😂😂😂😂
Well done four seasons ❤❤
Keep it up guys ❤❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 vovo sando nemwana wenyu kkkkkkk kee up good work four seasons ❤❤
Viva Four season media viva
Good work guys
Vovo to the fullest haa izvozvi wakugonesa ❤❤❤
Kahonda fit vovo akuda mota hehumai yaakanyimwa ku naize boom
Im in love with your song♥️ where can l find it
Ndakatombovhunzawo hanzi tichaposta, ndofunga vari kutaurirana nemuimbi kuda
Keep up the good works guys pane vamwe vakanzi four seasons media zvikumbo famba sei
Makurira kudarika naiza boom zvekt naiza wacho dai atouya mamuisawo pane imwe part coz mafans tese takungo nakirwa nemi apa muri kugona
Chokwad parikufaya pno🎉😂😂
Team rine chimuti zvimwe nde zvimwe vanogona
Ukanetsa munhu kutomupa makomborero. Aiwa these guys varikugona jealous down
Sua guys
Mishero.mishero
Pamuviriiii 😂 asi panouya neSadza 😂
🎉meaning vhovho was not given much time to act samai ku nb nd she z performing good ku4 season wow guys mkanyanya
Keep it up gys. You are doing so wonderful job
Murikurova masports, iro Roga riri pamwana anemimba vakuru. Well done 4 seasons
Vovo 💕💖💖💯
Well done four seasons media ❤❤
Vhovho anokuparadzai amainini😅😅😅🔥🔥🔥
Keep it up guyz
I like vhovho dressing ❤❤❤
Vhovho ukuseri wena 🎉🎉🎉 love you kuita kunge ndozvauri but it's an acting 🎉🎉 keep it up😊
Four seasons you are doing very well
Very good acting guys just make sure you dont make any mistakes pakutqura.we heard Tonde ariku boarding now mainin vakuti baba vanoperekedza mwana kuchikoro kusen kwega kwega.
True mafans tengetichitereera
u re so creative guys ❤
Hhahaha gyz mondiitira inn well done ❤❤❤
Mukusiya wig tete😂😂😂
Handichaide😂
Michy love you sazi❤❤
Welldone guys this is goood
Mkadzi waozemwa keep it up urikuuya nazvo
Welldone guys❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤ndikuona ndiri pa mozambique pano haaa apa mbuya wa Tonde panebasa apa ndafa nekuseka zvangu a a a a
Vane drama mbuya Tonde😂😂
Keep it up guys never dissapoint 😂
Vhovho akutobvunza mombe yehumai 😂😂😂💙
Ndarasik time akoman ndawan chava chimunya
Vovo Vovo Vovo 😂😂😂 akuda iri Honda fit
Yooo Ambuya varebesa muswe 😂
Ozemwa zvinomuka zvavekwauri never say never wangu😮😮😮
Yaaaa pamberi nebasa😂😂😂😂apa netsai navovo vakuita mudya ndigere😂😂😂 moramba makadaro guys we here
I love Netsai,s acting
Mweya mutsvene ukutungamira🎉🎉❤
Amen
Keep going guys
Hanzi izvozvi ndatomambo mumba munomu haa vhovho chimhamha😂😂😂🔥🔥🔥🔥
Kwasara kuti ambuya vati baba tonde ndigezesei🤣
Ma true colours a vhovho akubuda manje well done team
Vovo 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Honestly nekasong aka ndogona kutopinda mumweya😂, but haa jealous down, Hasha ma1
waiting patiently 😊😊😊
Kkkkkkkk netsai zvako zvaita ka
Hmm zvichapera mushe here apa amai tonde hokoyo mupfuhwira ukapera
Waiting 🔥🔥
Pamuviri? Kasi panouya nesadza? Haaaaa Mitchy ma1 kkkkkkkkk
Vhovho good job♥️🎉👏